Тёмный

Mwana Akafira Munda, Takuona Dzimudzangara, Nyoka DzeBlack Pamwe Nenyuchi Zvirikutandanisa Vanhu 

SlyMediaTv
Подписаться 303 тыс.
Просмотров 27 тыс.
50% 1

Exclusive News Coverage from Sly Media TV news department.
Have you got any NEWS for us? please feel free to contacts us via the email.and mobile contacts below
Email:slymediastreaming@gmail.com
+273714761287 News Line
+263773761800 Silvester
Follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions or Follow us on linkedin Sly Media Tv Online.
ABOUT
SlyMedia Tv is an online TV Channel that provides a one stop shop for various content producers that target the consumers from the Zimbabwean african community ,helping them keep in touch with one another, while geographically displaced.
This channel offers a variety of quality programs suitable for the
entire family. SlyMedia Tv is an Independent TV station designed to suit an ever expanding internet audience. We air original programmes on a video on demand channel (VOD) along with local and national client programming through individual agreements with agencies, independent distributors and programme producers.
Equipment:
We have state of the art broadcast streaming gear that operates like an OB VAN using four live mixing full HD Broadcast Cameras with character generator that allows us to decorates our TV Screen by inserting partners logos, banners and screen overlays, squeeze backs, titles and scrolls, scoreboards, stopwatches, Virtual Studios, real time clock and video adverts in real-time on the go to all chosen social media platform to suit different customer needs i.e. Facebook and You-Tube. TV productions services provided by experienced broadcasters, Camera Persons, Editors and Reporters
VISION
SlyMedia Tv aims to make the best use of noncommercial and commercial media and related services to enhance the quality of life in our african community by encouraging people to consider and discuss issues explore and share new ideas, and by inspiring a continued sense of worthiness and belonging.
MISSION
Our mission is a movement of positive educational entertainment through online television, comedy, film music of various clean genres and Church Ministering Material that is innovative, creative, informative, fun and entertaining geared for the generation of the day and generations to come, lifting up the spirit of the downhearted. Bringing a message of hope and empowerment, cultivating the spirit of love and to inspire a new Global way of thinking.
Join our Facebook group zimditvnews for Breaking News and Updates also subscribe to our youtube channel zimditvnews zimbabwe diaspora for our news videos archive, follow us on twitter @slymediaprotv. You can also follow us on Facebook as Sly Media Productions and or Follow on linked in Sly Media Tv Online.
email: slymediastreaming@gmail.com.

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 151   
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 5 месяцев назад
This man is really hurt, from the way he's explaining his story shows that he really loved his daughter with his whole heart, shuviro yangu ndinongoti dayi abatsirikana nekukasika. Kana ukasangana neSituation yakadayi in life, ndipo paunowona kuti "Go Back To Sender" is a fair deal.
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 5 месяцев назад
Kungofambira chakawuraya mwana voitirwa back to sender sly media itai chimbichimbi pliz hatidi kunzwa kuti Baba avo vazofa
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 5 месяцев назад
Best female presenter in Zim
@taffgongx
@taffgongx 5 месяцев назад
Haa lacks questioning skills akutangira pakati
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 5 месяцев назад
thank you so much keep watching
@sueeland5675
@sueeland5675 5 месяцев назад
​@@taffgongxl disagree . she's the best second from Stella
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 5 месяцев назад
She's improving. Anombobhayiza zvake zveapo-neapo, especially pakibvunza mibvunzo, but she'll be fine. Let's support one of our own, achayita zvakanaka. We learn from our mistakes.
@tafadzwamazivanhanga555
@tafadzwamazivanhanga555 5 месяцев назад
Arikugona asi kunaStella wekudestiny TV
@nataliechidakuza
@nataliechidakuza 5 месяцев назад
Let normalise praying 😢
@user-oi5ct8qr1p
@user-oi5ct8qr1p 5 месяцев назад
Please mwanangu help this man he's affected in mind Godbless ❤
@sinikiwemadara1246
@sinikiwemadara1246 5 месяцев назад
Mwana wakoakatofa kare enda kwa sekuru tasvu zvinopera vanofa ndivo usadtye iwe usaite ngwara vanozo kujairira
@user-gj8zn3gr2t
@user-gj8zn3gr2t 5 месяцев назад
Dont surrender your land.Go to sekuru Tasvu urgently
@nyaradzomudakureva7262
@nyaradzomudakureva7262 5 месяцев назад
One Tasvu Tasvu One❤
@p.ndlovu
@p.ndlovu 5 месяцев назад
thank you sis Elizabeth Vatsvagireiwo vanovabatsira nekukasika
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 5 месяцев назад
Nyaya yeminda irikunetsa mumhuri dzakawandisa. Mwari pindirai vanhu vanzwisise.😢😢😮😮😢.Very sad story 😢😢😮.
@patriciagunzo6647
@patriciagunzo6647 5 месяцев назад
Vanhu vakawanda vari kufira minda apa hairimwe minda yacho zvakaoma veduwee
@user-cl5hv1ep5v
@user-cl5hv1ep5v 5 месяцев назад
Endai kwasekuru Tasvu zvinopera
@JohanesShava-hs3dr
@JohanesShava-hs3dr 5 месяцев назад
Sly please help that guy veduwe hmmmmmmm he actually needs help
@user-oo3xx4xz7x
@user-oo3xx4xz7x 5 месяцев назад
Sekuru Tasvu nasekuru kanengo imboma pane anozviti muroyi hagoneki
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 5 месяцев назад
Imi baba imi sarendai Munda mukunyanyokohwei pamunda ipapo mukuda kufira Munda here
@user-xz7mz3vt7s
@user-xz7mz3vt7s 5 месяцев назад
Vaendesei kwasekuru tasvu pliz pliz
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 5 месяцев назад
Chimhamha chedu pa good reporting...Keep it up our best repoerter
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 5 месяцев назад
thank you so much
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 5 месяцев назад
Pliz tsvakirai mudhara uyu awake vabatsiri vechiwanhu nekukasika
@miriambanda1670
@miriambanda1670 5 месяцев назад
Elizabeth unogana ufunge go girl go ....bba avo ngavasiyane nemunda vanofira mahara nemhuri yavo ....mkoma sly Mirai Mirai mhuri iyi isati yapera
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 5 месяцев назад
tinotenda keep watching
@lorettachogugudza-kn1vb
@lorettachogugudza-kn1vb 5 месяцев назад
Imi mukati Zimbabwe ichiri nyika here zvakuitika izvi nyika yakuda kuguma chete
@user-cv8ys8mw9u
@user-cv8ys8mw9u 5 месяцев назад
Nyaya idzi dzikapinda machigodora ndotoziva kt mhuri yakubatsirika
@PaloSant
@PaloSant 5 месяцев назад
But havaende kwaChigodora because haasiriye ishe wavo. Inototongwa nashe wavo. Kana yatadza kupera inoperera kwaMambo vavo.
@MukundaweGokwe
@MukundaweGokwe 5 месяцев назад
You have such a beautiful voice but taura mushe….this eeeeh, after every phrase zvirikutokukanganisa
@maipraise
@maipraise 5 месяцев назад
Taura hako ini nyaya dzakawanda ndikanomunzwa ndotosiya
@dianaAkkisdavids1596.
@dianaAkkisdavids1596. Месяц назад
Ehe anenge achingoti eeeh eeeh
@LastMakuchete-eo9jk
@LastMakuchete-eo9jk 5 месяцев назад
No reverse no surrender makatoita loss kudhara itai plan
@OmegaZvakatiramba
@OmegaZvakatiramba 5 месяцев назад
Mmmmmm ngaibatsirwe nekukasika mhuri iyi awo vatezvara awo muroi akashinga chaiko
@VusiSilaula
@VusiSilaula 5 месяцев назад
Tokumbira mhuri iyi iyende kwasekuru tasvu iwane kubetsereka , nokt izvi zvakutongoda Tasvu himself zvinopera kuti hwaaa😢
@DRRZOE
@DRRZOE 5 месяцев назад
I like how you speak you remind me of mkoma Gray .My best female presenter Keep it up gal.
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 5 месяцев назад
thank you so much keep watching
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 5 месяцев назад
It's sad, ngavaende kwasekuru Tasvu As soon as possible.
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 5 месяцев назад
Shuga inogona kudero maziso baba asi so sorry nevaroyi ivava😢
@user-by5vo3mj3j
@user-by5vo3mj3j 5 месяцев назад
Aàaa Shame sorry Father
@lloydmushambaropa
@lloydmushambaropa 5 месяцев назад
Please presenter, ramba uripo vamwe avo, ngavaite havo background work,,,👏👏👏👏👏
@sueeland5675
@sueeland5675 5 месяцев назад
😂 true even mukoma Silvester background please 😂😂😂😂😂
@spiwezirare8167
@spiwezirare8167 5 месяцев назад
Very sorry my brother
@DelseM-22
@DelseM-22 5 месяцев назад
Tasvu,Tasvu,Tasvu,Tasvu pliz kwaTasvu
@sibombawa9678
@sibombawa9678 5 месяцев назад
Endai naye kwaTasvu
@NatalieMusekiwa
@NatalieMusekiwa 5 месяцев назад
Moyo wangu wasemuka kudemba kwabba vakuru so i hope vakabatsirisa muripiko bba tichipandukiraba vana vanya munhu ummmmmm
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb 5 месяцев назад
Mmmmm lyf yacho so Mhhhhh pakaipa misodzi kumatama
@RoselineMakora
@RoselineMakora 5 месяцев назад
Elizer uri kutaurira pasi nababa avo
@PreciousMubaiwa-k6u
@PreciousMubaiwa-k6u Месяц назад
Ngavaende kwasekuru mukotsanjera vadzosere ikoko kwazviri kubva
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 5 месяцев назад
Iwe unofira munda siya munda
@nomatternyonga2247
@nomatternyonga2247 5 месяцев назад
True it's not worth it ngaasiye
@RoselineMakora
@RoselineMakora 5 месяцев назад
Elizer vanhu vako ngavataure zvinozwika vadaidzise
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 5 месяцев назад
ngawauye ku inbox
@user-lw9fq6kv2j
@user-lw9fq6kv2j 5 месяцев назад
Ngavaende kwaPaul Miracle zvinogadzirika izvo.mungatyiswe sure nemuroyi kwangozara vabatsiri kunze uku
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 5 месяцев назад
Yangozi iyo
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 5 месяцев назад
Endai kwa sekuru Buzamukombe, Tasvu or Kanengo mondowana back to sender ikoko
@user-eb2jo1od2k
@user-eb2jo1od2k 5 месяцев назад
Vabatsireivo sure kune vaneruzivoo nevanobatsiraaa
@pamelamoyo6737
@pamelamoyo6737 5 месяцев назад
Mmmmm zvakaoma veduwe
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 5 месяцев назад
Uuummm zvine nharo ngawaite zvechiwanhu Kwa Tasvu yo ndookungato batsirwa Dzimwe nguva aisinyaya yemunda
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 5 месяцев назад
Iyi nyaya kuda kwaa Tasvu zvingabatika ĎzImwe nguva hausi munda kunotozobuuda zvinhu Zvine nharo baba
@nyaradzomudakureva7262
@nyaradzomudakureva7262 5 месяцев назад
Tasvu ndaatasvure varoyi avo
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym 5 месяцев назад
Kwasekuru Tasvu chete ndokunopedza zvese izvi
@user-xz7mz3vt7s
@user-xz7mz3vt7s 5 месяцев назад
Vanhu kwaTasvu tapota
@permanenttshuma7676
@permanenttshuma7676 5 месяцев назад
Vanhu vekumusha shuwa kuurayira munhu munda here vakomana
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 5 месяцев назад
Panoda kufambwa
@tichawandamukavhi6014
@tichawandamukavhi6014 5 месяцев назад
Baba avo ngavasaoma musoro vanopedzesa vana nekuda kwenharo ngazvibate iye zvisiye vana akutowedzera nekuromba nyuchi
@user-zu6ng2eg6q
@user-zu6ng2eg6q 5 месяцев назад
Munhuwashe tokumbirawo mubatsire mhuri iyi zvr kuitika pamusha apa zvinoda n'anga chaidzo zviita endai navo kwasekuru Tasvu or dzimwe dzamunoziva dzingabatsira please
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 5 месяцев назад
Ngavadzifambire nyaya dzacho pachine nguva vanhu vanozofamba vachinyepa,he needs help kune vanobatsira
@user-dq1bk2cz1t
@user-dq1bk2cz1t 5 месяцев назад
Veduwe itai fast batsiraiwo baba avo please
@user-by2cj7gd2w
@user-by2cj7gd2w 5 месяцев назад
Ngavaende Kwa Sekuru tasvu
@PaloSant
@PaloSant 5 месяцев назад
Kumusha kwedu zvakamboitika zvakakadai. Vanhu ve village iroro vakadeedza Tsikamutanda. Ndobva asvika pamba pavo and accused them of kuromba. Vakaramba cz vatove ma teacher vachitogara pamusha pavo. Vakapikisa Tsikamutanda wacho akavati muchazviona. Vakasara vaakuona mashiripiti pamusha wavo including nyoka dzaingouya. Vakazosvika pakutama musha wavo vakasiya. Ana Tsikamutanda hobho vacho varoyi vaye.
@willchimms1591
@willchimms1591 5 месяцев назад
Sekuru Marigazvuru can deal with this.
@user-ot9wk1fh7m
@user-ot9wk1fh7m 5 месяцев назад
Zvakaoma hazvo
@trymoreguni8214
@trymoreguni8214 5 месяцев назад
Shame wakarwadza vakawanda mwanasikana uyu. Taigara mu same street navo. 😢
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 месяцев назад
This is so sad 😢😢😢
@rufarotsenzere-3456
@rufarotsenzere-3456 5 месяцев назад
Kwatatsvu ndokwazvinoperera nasekuru kanengo musasiya Munda wenyu baba
@AffectionateRabbit-tq7kz
@AffectionateRabbit-tq7kz 5 месяцев назад
Murume arikurwadziwa uyu
@mekidhliwayo874
@mekidhliwayo874 5 месяцев назад
Nyuchi aaaaaah madziba edu aya
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 5 месяцев назад
Inlove with presenter❤
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 5 месяцев назад
thank you keep watching
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 5 месяцев назад
@@ElizabethNyaguyo obvious dear
@lindamakina1034
@lindamakina1034 5 месяцев назад
Minda inourayisa kumamisha uku
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 5 месяцев назад
Muminda macho muchine chinobuda here.makore ano mvura haichanayi siyanai nemunda uyo
@Mimiemimzi3254
@Mimiemimzi3254 5 месяцев назад
Dai ndirini baba ava ndaimbobuda mumusha kusvika ndagadzirisa chivanhu chese chiripo. Zveland izvi ngavambomira vofambira kuma sabhuku nekuma chief zvinehungwaru
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 5 месяцев назад
Apa ndopaunonzwa rimwe richiti hakuna varoi imikaa
@user-ug5ch6nj3j
@user-ug5ch6nj3j 5 месяцев назад
Ngavabvunze Simba kuti varoyi hakuna here
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 5 месяцев назад
Elizabeth he's naro basa❤❤❤
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 5 месяцев назад
tinotenda chose
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 месяцев назад
Mhamha kudenga kuna mwari....zvakanzi panoperera pfungwa dzenyu kufunga iye mwari achatangira ipapo.kufa munhu anofa nenguva yamwari fear not for m with u
@MarryChiwanza-ie8ij
@MarryChiwanza-ie8ij 5 месяцев назад
Plz Sly media team help baba ava
@EmilyMazhetese
@EmilyMazhetese 5 месяцев назад
Mmm kuita kunge ukuwerenga news..haugone
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 месяцев назад
True..matauriro ake haa ndqq tadza woo ini
@maviskaseni
@maviskaseni 5 месяцев назад
​@@maiyeukai9346😂😂😂😂😂😂😂😂
@maviskaseni
@maviskaseni 5 месяцев назад
Kkkkkkkkk
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 5 месяцев назад
Mmmm anogona uyu musadaro..akadzikamira pazvinhu zvake haana dzungu
@user-xd6ys2ut3o
@user-xd6ys2ut3o 5 месяцев назад
​@@Angylngumashupa-gt3yzyes true anogona
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 5 месяцев назад
Tavepo Zvakaoma veduwee Elizabeth vaendese kwasekuru aChapola
@urielchance8692
@urielchance8692 5 месяцев назад
Usazungaire presenter, Mambo in,anga here muunzirei mubatsiri sezvinoita drewmas kwete kungoda nyaya yake chete
@chingombedaries
@chingombedaries 5 месяцев назад
Zimbabweans siyani nenyaya wekungopinza n'anga and prophets mumusha you're creating future problems for your family vamwe varapi vanotorasira mhepo dzavo or zvinovanetsa kuvanhu now vakasirwa nyuchi munhu wacho havachamuona
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 5 месяцев назад
Kuona kwangu chero mukasiya munda mukuuraiwa nemuroi uyo,dai mangowanawo rubatsiro muwane munda wenyu futi mwana asafira mahara plus go back to sender munhu auraiwe nezvinhu zvake,dhemeti varoi
@sibongilensingo8699
@sibongilensingo8699 5 месяцев назад
Go to Sekuru Tasvu
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 5 месяцев назад
Sevanhu vatema takaremerwa,hama dzinopamba nherera dzosara pachena,kutambudzwa nehana yako kunorwadza
@priscillandawi
@priscillandawi 5 месяцев назад
Baba ava ngavasiyane nazvo zvemunda izvi munoufirandezvepasi pano zvinongosara hupenyu hunokosha
@maviskaseni
@maviskaseni 5 месяцев назад
Endai navo kwasekuru tasvu
@conistancemasanzu8561
@conistancemasanzu8561 5 месяцев назад
Siyai maprofita haana vs chinobuda
@Temimediatv
@Temimediatv 5 месяцев назад
I want to join member ship using telecom is not work
@favmazira7337
@favmazira7337 5 месяцев назад
Baba vakaremerwa ava
@mekong7529
@mekong7529 5 месяцев назад
Munda wacho une basa rei
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 5 месяцев назад
Ummm nhamo hadzifanani veduweee.kunze kune nhamo uku.tinodzisiira kwamuri tenzi .ukaona munhu murume ogomirwa zvenenge zvakuda imi tenzi
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb 5 месяцев назад
Aaaaa shemu
@user-oo3xx4xz7x
@user-oo3xx4xz7x 5 месяцев назад
Uchafa neBp 7ari kusvika uchingoti munda ndouda zibaba rakazungaira
@charitymlotshwa6094
@charitymlotshwa6094 5 месяцев назад
These man is not serious just let this land go , for the sake of your lufe please
@user-gj8zn3gr2t
@user-gj8zn3gr2t 5 месяцев назад
Send him to Tasvu
@user-xd6ys2ut3o
@user-xd6ys2ut3o 5 месяцев назад
Yes Tasvu is the answer
@user-th2xc5bd8w
@user-th2xc5bd8w 5 месяцев назад
Zvoda kwaTasvu izvi ndabatikana ini panoda go back to sender vakuru chaiyo ahhh zvorwadza vaebdesei kwasekuru Tasvu pluz
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 5 месяцев назад
Itai back to sender
@tawandatasarira5144
@tawandatasarira5144 5 месяцев назад
Unopedza bhora Elizabeth vagona basa mukoma Robert
@emmanuelchaza2952
@emmanuelchaza2952 5 месяцев назад
sly media since kuenda kwakaita robert tapfumanei your recruitment is bad especialy rasta havatozive chinonzi jounalism
@LadyPillarOfficialLadyPillarOf
@LadyPillarOfficialLadyPillarOf 5 месяцев назад
Zvakawoma
@tendaikoofa8497
@tendaikoofa8497 5 месяцев назад
Looks like akuvhiringika brain chaidzo. Needs help
@user-xd6ys2ut3o
@user-xd6ys2ut3o 5 месяцев назад
Yes true
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 месяцев назад
Iwe musikana taura mushe....unotaura uchiita kunge that Destiny women uchiita malong commas why? ...please change that coz you appear to be a good reporter
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo 5 месяцев назад
thank you tichagadzirisa
@maviskaseni
@maviskaseni 5 месяцев назад
😂😂😂
@evelynmahovo1201
@evelynmahovo1201 5 месяцев назад
​@@ElizabethNyaguyogood response from a brilliant person. Keep it up
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 5 месяцев назад
Stay blessed ​@@ElizabethNyaguyo
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 5 месяцев назад
Why they don't call that prophet first
@pamelamoyo6737
@pamelamoyo6737 5 месяцев назад
Sekuru Tasvi
@DRRZOE
@DRRZOE 5 месяцев назад
Uuuuuh
@obertmhute8430
@obertmhute8430 5 месяцев назад
Tasvu
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 5 месяцев назад
Udzai murume uyu anamate achakunda miedzo yeso izvozvi kana akagona kunamana mwari chete hapana chaachaona .Mark 18 vanotenda bachabata nyoka nemaoko avo uye kunyange vakanwa muchetura unouraya havangakuvadzwe nepaduku pese.Kana atadza kunamata ega ngaataure neni muroyi wake achasiya zvaari kuita acjaroya mwana wake.
Далее
BeastMasters Hawk just had enough #ti13
00:30
Просмотров 259 тыс.
Madzibaba Nyasha Vavhura Hombe Kwamutare kupenhalonga
30:57
Muroora Okonzeresa Moto Wemashiripiti Wapedza Musha
46:24
Ndakabaya Murume Wangu Nebanga Pahuro
20:36
Просмотров 44 тыс.
MT DARWIN......MHURI YOPERA KUFA NEMANGO
36:52
Просмотров 34 тыс.