Тёмный

Mwanakomana Otengesa Minda Nemastands Mai Vasingazive Achida Mari YeXmas 

pahashatv
Подписаться 34 тыс.
Просмотров 6 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

7 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 24   
@makonidanies7851
@makonidanies7851 8 месяцев назад
Sekuru wakutotsvaka basa nekuti pane mhepo hapa zvakafdaro anoda jeri
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 8 месяцев назад
Haa mwana ngaambovharirwa mutoriro wamukanganisa
@ssam1430
@ssam1430 8 месяцев назад
Hazviperi mushe izvi, neboys rakadai panofe muntu sankunku apa
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 5 месяцев назад
Suspence Suspence murudzii😂😂
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Месяц назад
Pamberi neZANU. Kuita mari neivhu.
@beekays436
@beekays436 8 месяцев назад
Makope take that Fake N'anga OUT of the Courts. You are okay on your own. Zvirikusvibisa Court.
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 8 месяцев назад
Hapana mweya waainawo madrugs ayo. Vana vatishungurudza munhu arikuunza madrugs munyika muurayi mukuru uye muparadzi wenyika, hondo yepfuti yezvombo irinani panhau yemadrugs. Lovemore indururani kuramba chikoro ari form one ndopakatanga humbwa hwese uhwu. Mambo take the issue of drug abuse to the next higher level as all traditional leaders ndimi mugere nevanhu mumatunhu.
@akmanyati2652
@akmanyati2652 8 месяцев назад
Improve sound quality shrr shrrr ndeyei iyo vana dako
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 8 месяцев назад
Vanhu vaka tenga mastands ngava torerwe
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 8 месяцев назад
Mambo Makope vanondinakidza pavanoti aiwa pfava
@it3788
@it3788 8 месяцев назад
😂😂john crook uyo manje carifonya paruzevha
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 8 месяцев назад
Kutouya kuCourt akadhakwa ari rude mhani uyo vana mai tine.nhamo nevana vatakabereka, Mwari vatibatsire
@user-xs1tl7bf2v
@user-xs1tl7bf2v 7 месяцев назад
Pahasha TV you have the poorest sound quality. Of all the media houses in the country. POOREST
@tripodxxx1
@tripodxxx1 8 месяцев назад
Ko mambo me muchinyorei ko ? Saka bass rema secretary nderei...wasting time muchinyora zvinhu zviri kunyorwa futi?
@user-ex6qw6cj5c
@user-ex6qw6cj5c 8 месяцев назад
Noise yakawanda ,fix machines ako
@akmanyati2652
@akmanyati2652 8 месяцев назад
Nhy before wapost first tanga wateerera iwe wega
@tmatz6467
@tmatz6467 8 месяцев назад
This guy sold stands that doesn’t belong to him, ma buyers akatobirwa mari havana stand dzavanowana. Mukomana anofanira kusungwa otongerwa few years in jail. Anodzoka aakuziva kuti pfuma ndeyevabereki.
@eliezvenyika3678
@eliezvenyika3678 8 месяцев назад
Too much shrr shrr gadzirai machines yenyu
@tripodxxx1
@tripodxxx1 8 месяцев назад
It's sixpence mhani 😂...normally of Malawian origin...vana sixpence ndovainzi ana susupenzi 😅
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 8 месяцев назад
N,anga inouya kuzotsvaga basa mudare ramambo shut up n,anga chii chamuri kutaura ipapa mambo buditsai n,anga mudare umo
@magmat3363
@magmat3363 8 месяцев назад
I want to differ nasekuru svikiro iro, he has actually said nothing, he is looking for a job so that he can lie to the family about things that are not even there. That young man needs to go to prison for his stupid behaviour, he is taking drugs and other illicit substances. Vakamuregerera, all he needs is tough love. Ngaaende anotsvaga basa kumapurazi ashande, he will learn to respect his mother.
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 8 месяцев назад
Chii chinotaurwa n,anga iyi hanti yanzwa nyaya yese iri kutaurwa chayakutsanangura nezvemhepo chii ?ngaibatsire vanhu kumatare kwayo kwte kuuya kuzoteerera nyaya mudare yoita kunge yaratidzwa ngainyarare apo
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 8 месяцев назад
😂😂😂 Makuparadza mabhizimisi strategies evamwe
@it3788
@it3788 8 месяцев назад
Manje ivhu rokosha mumhuri he .bad this fellow Batai.munhu
Далее
ПРИКОЛЫ НАД БРАТОМ #shorts
00:23
Просмотров 2,8 млн
Will A Guitar Boat Hold My Weight?
00:20
Просмотров 52 млн
Udzai Mwana Wenyu Abvise Hembe Ndoda Kukwira
29:39
Просмотров 63 тыс.
Chigudo Chihom Hom live in Prison
9:47
Просмотров 360
MT DARWIN......MHURI YOPERA KUFA NEMANGO
36:52
Просмотров 32 тыс.
Tea nemabhanzi
28:29
Просмотров 17 тыс.
Munhu akavigwa kasingaperi Dare raChief Mutasa
54:14
Просмотров 47 тыс.