Тёмный

MWEDZI WEMBUDZI(KUVHARA MATARE) 

Tsika Dzevatema+
Подписаться 3,6 тыс.
Просмотров 2,4 тыс.
50% 1

1)Mwedzi wambudzi zvinorevei- Mwedzi uyu wakanzi mwedzi wembudzi nekuti pane hochekoche pakati pembudzi nekupira vadzimu. Vanhu vakazorora kuita chivanhu mbudzi dzinobva dzazorora zvakanyanya kuurawa.
2)Mwedzi uyu wakakosherei- Mumwedzi uyu ndipo panosvitswa zvichemo zvevanhu nevadzimu kuna Mwari.
3)Mwedzi uyu unotangira papi uchiperera papi- Gore rechivanhu raive nemwedzi gumi nemitatu(13). Mwedzi wekutanga waive kukadzi. Mwedzi wambudzi uri wechi 11. Asi izvi zvakachinjwa nekuuya kwakaita varungu.

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии    
Далее
Zarura masango
3:23
Просмотров 263 тыс.
HOPE NEDUDZIRO
26:40
Просмотров 26 тыс.
I get on the horse's nerves 😁 #shorts
00:12
Просмотров 3 млн
Three NEW MAPS in Update 0.31.0 Nightmare | Standoff 2
01:48
KUVE NEMUDZIMU
21:50
Просмотров 11 тыс.
Kutaura KweVadzimu
17:20
Просмотров 5 тыс.
Mwari Nevadzimu - Kupira Mwari
21:11
Просмотров 1,9 тыс.
ZVINOVHARA KUKUMBIRIRA KWEDU
17:34
Просмотров 8 тыс.
Mwedzi waMbudzi wakakosherei?
18:21
Просмотров 1,4 тыс.
Kutsvaka Mafuko eVadzimu
12:53
Просмотров 3,6 тыс.
Kuvimba Nevadzimu
23:08
Просмотров 2,6 тыс.
KUGADZIRA MUDZIMU - CHENURA
31:27
Просмотров 10 тыс.