ruregerero ndazouya 4yrs later asi mhanzi isponono zvekuti , uyu haaperi chirambakusara . The fusion yema instruments unozedeyi this is pure home-brewed music , zvinhu zvese zviri on point. UNOGONESESA SISTER ndatenda hangu , ndanzwa kufamba kwemweya mutsvene, ndableswa asina hameno hake.
Ndiye Fungisai vatakaziva pakutanga atinoda uye anofarirwa neruzhinji kwete ve zimu dhanzooo , congratulations vadzoka pakare patinoda we support you now , go fungi go
I am happy the original beat that unmistakably defines Fungisai Zvakavapano is back. You were losing it, but u have retraced yr steps for the better. I am so fond of this undiluted beat. The lyrics are on point and the voice is crystaline! Keep it up