Brilliant advice mkoma. Ini ndinochengeta mombe. Instead of saving i take care of my animals and then sell them at the end if the year to make sure i have extra cash in Dec and January. So one may save through production instead of cash
Haa vamwe vakadzi are never satisfied but zvinokonzeresa muupenyu , Better hazvo ahaite chihure ,asi pakuzoti mukadzi afa apa vana vanorarama sei baba vakasungirwa upenyu
Watove muroyi wakato joniswa plus une chikwereti chephone . That's another problem manje one day it will expire chenjerayi kuzoti one day your man will kill you zvapanduka.
Saka urikuudza vanhu nyaya yako unoda kuti timutse Gogo kubva kumakuva hre ndiwe wakasvikanyira wega plus rudo harutengwi nemari kana mushonga urimuroyi iwe unodawo kuroyiwa or kuurawa
Very soon CC muchange mave kutomutswa coz zvamakaitiswa izvo ndo initiation into witchcraft..tsvakai rubatsiro very fast..unfortunately apa it looks like u are enjoying the so called POWER that u have over that men... Zvinhu zvacho sooo😢
Uuuuum manje hona wafanana ne single mother inoti ndoyo bba ndiyo mai kuriritira mhuri. Why vanhu tiine kahunhu kekumbunyikidzira rudo nhai? That your husband lm sure paanenge akati ziii anenge achidemba the day he met you ndava uri chituko in his life wakasikirwa to make his life miserable chete nothing else. I hate you for him . I have a son and pple like you vanoita ndigare ndakabatira hana mumaoko shuwa kupinza muroi mumhuri shuwa kuparadza life yemwana wemumwe munhu ari wako unonzwa sei imbonyatso taker a good and very long look at yourself pa morror l pay my son haafe akasangana netype inenge yako iyi. Mharadzi chaiyo.