Тёмный

Ndaka Rombeswa Ne Shamwari Yangu Yeku Chikoro Now Ndapedza Kuuraya Hama Dzangu Dzose. 

Zim Facebook Secrets And Confessions
Подписаться 35 тыс.
Просмотров 13 тыс.
50% 1

Zim Confessions latest
#zimconfessions

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 51   
@barendbs8471
@barendbs8471 Год назад
Sis vefone kuomera kwenyu kwakanyanya hamubatirwe chenyu mungati nyaudza nenyaya ye fone munhu akazofa wani mukawana nguva mukwane
@ulitamakechi5220
@ulitamakechi5220 Год назад
Tibvirepo apo iwe haunyare hre kuda kuuraira munhu murume wake
@victoriamarufu3953
@victoriamarufu3953 Год назад
Mukoma Nashie thanx kutiziwisa zviri kuitika pasi rino, tiri kudzidza
@lawrencenyika4812
@lawrencenyika4812 Год назад
Sei sei bro Nash? Haa, ndamboseka hondo yemapete iyo, sorry 1st con. Uyo marwei arikuda kuuraya muridzi wemurume manje tinogona kukunamatira iwe ufe. Nhasi chaiye tendeuka ugamuchire Jeso semuponesi. We satanism anodawo minamato, vanokwanisa. Asi nhasi resist nhema dza satan nekudaidza zita raJeso, vanokunzwa. Kutenda muna Jeso kunotidawo nharo futi (James 4:7), amen.
@colletamanyadze8214
@colletamanyadze8214 Год назад
Shinga zvako murume weku fudziswa mombe enda kuchurch ye mweya mama unogona ku awana
@nyashaluciagutu1156
@nyashaluciagutu1156 Год назад
Ini ndakambokumbirwa Mari naex akati kumusha kwaita nhamo 60us nanhasi ndongoti Simbarashe Karukuni mwari ave newe
@alexnkosi2865
@alexnkosi2865 Год назад
Jacket ne phone imarii, siyana nazvo izvo. The stress you are gaining from following up it's far more than the loss.
@nyandoro
@nyandoro Год назад
Yes Zvakango oma
@carolinechirima
@carolinechirima Год назад
Oops kuda kuurayira munhu murume wake haunyari.bata hana yako uti ndirimuroi
@RegisSigauke
@RegisSigauke 4 месяца назад
Iwe uri benzi unoda kuurayira munhu murume wake ? Manje ukuzotangirwa ukudhila ne gandagoria ask yourself alaziva sei kuti vakarara nemurume wake iye aisavepo?
@tinashemwashanja7032
@tinashemwashanja7032 Год назад
Mskana ari crazy uyo siyana nevarume vevanhu
@RegisSigauke
@RegisSigauke 4 месяца назад
Saka pawakamupa jacket rechikadzi racho waimupirei uye ukabatsira munhu mukudanana sei kuzoda kuzviteverera ? Nhema dzako you jss looking for something chekuda kuwana uchimuterera iwe .kana wakaita move on jss move
@tre642
@tre642 Год назад
Musikana kwana iwe, leave that married man alone . You will never win mai varoyi avo , she's seeing everything be warned.
@nyaraimlambo2160
@nyaraimlambo2160 Год назад
Endai kwasekuru Tasvu kana Kanengo mubvisirwe horombwa hwakasiiwa na Baba venyu endai ku yutube munogugula mutore number dzavo movafonera
@theresachikomba2665
@theresachikomba2665 Год назад
Yoo regai akadaro ndatimumirirei achadzoka zvekare part2 akutsvaka rubatsiro
@melodychitunhu4223
@melodychitunhu4223 Год назад
Ummm conf 2 ma 1 varume vanoparira haaaa ,saka muchaita seiii nhym vanhu 2 .
@ElizabethTewende
@ElizabethTewende Год назад
Endai kwasekuru Kanengo kana SekuruTasvi
@MatildaHutahwashe
@MatildaHutahwashe 3 месяца назад
Inga unotori neshavi renhamo nerichihure,ungatoda kuuraira munhu murume wake,nyara mhani.Joki remunhu.Dai akakugadzirisa mkadzi iyeye zvekuti hupenyu hwako hwese hauzoda futi wakada mboro.lwe ndiwe wakatanga nekudanana nemurume wemunhu.Uchakuvarira murume wemunhu iwe
@carolinechirima
@carolinechirima Год назад
Unogoita move on sei iwe uchingofunga fon yako nejacket.zvinhu izvo hazvina kana basa kanganwa nezvazvo cz zvotokupa stress ende haambokudzoreri
@RegisSigauke
@RegisSigauke 4 месяца назад
Mapete anoudziwa ne chikafu kana chalawandisa pamba
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Год назад
Uummm mainini are you serious kuda kuurayira munhu murume wake???.Dai Mwari vamuwanira nyasha.Repent
@fadzaigudza1618
@fadzaigudza1618 Год назад
Last confession ndarwadziwa but chimbovaonesa chokwadi shamari
@chipowezvo9928
@chipowezvo9928 Год назад
Man for life mmmmm tsvaga mwari nguva ichipo
@williamelia7889
@williamelia7889 Год назад
Sister jacket nephone hazvina bsa kanganwa nezvazvo move on mwari vanokupa zvimwe kudarika izvozvo just pray kt uzvikanwe
@taonacheke7343
@taonacheke7343 Год назад
ka Hezvo ako got me hhhhhh
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 Год назад
😂😂😂😂😂😂 me tooo
@fadzaigudza1618
@fadzaigudza1618 Год назад
Vanhu varikuramba vachiromba sei musiri kudzidzawo kuburikidza nechirongwa ichi wekuda kuuraya muridzi wemurume ndaakwane uyooo hausat watanga
@warrenusaihwevhu
@warrenusaihwevhu 3 месяца назад
Ndopaunoona kuti munhu anotozvarwa akaipa zvivindi zvacho soo ne age yacho
@malaik9
@malaik9 Год назад
😂😂😂19 hamusikuitika went at 19 ndaitiza varume😊
@williamelia7889
@williamelia7889 Год назад
Siyana nemurume uyu iwe vatotangirwa kare asi kan vazvipira kufa go ahead
@folitiavhovho621
@folitiavhovho621 Год назад
Foni haina Basa cc bvudza isu takadyyiwwa
@dadiraimukandi5556
@dadiraimukandi5556 Год назад
Shamwari idzi basa kufurira zvakaipa Chete ini ndotamba nebasa rangu
@noreenkureva1021
@noreenkureva1021 Год назад
Last confession in future usatumira mari direct. Just buy zvinodiwa and pay fees direct to protect yourself. Vanhu vanoshereketa bro, trust nobody suspect everybody. ....
@rumbisayimusiyiwa2976
@rumbisayimusiyiwa2976 Год назад
Hi bjihjh7
@rumbisayimusiyiwa2976
@rumbisayimusiyiwa2976 Год назад
Hi high h
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 Год назад
Nyika yaora chokwadi kuuraya hama yako nepamusana pehurombwa zvakaoma hazvo
@tinashezhou6157
@tinashezhou6157 Год назад
The oops part made me laugh 😂😂😂😂😂😂😂😂
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 Год назад
Kkkkkkk me too
@nyaraikaiyo5482
@nyaraikaiyo5482 Год назад
Hello bro Nashy
@charitymagavu6213
@charitymagavu6213 Год назад
Kkkkk KKK kunouraiwa vanhu nemushonga KKK kkk yah vakadzi tine nhamo hedu
@rayandria2722
@rayandria2722 Год назад
First confession endai kwaSekuru Tasvu ndokubasa kwavo
@faithmotsi4618
@faithmotsi4618 Год назад
Sisi vari kutsvaga kunouraisa maiguru avo...i have 2 words for you HURAI MUFE..ndomashoko angu ekupedzisira.
@choicendoro7937
@choicendoro7937 Год назад
Phone yakabaya, chizvisiya, hauiwani
@biggest5741
@biggest5741 Год назад
IWe urikuda kuuraya munhu nekuda Penis here iwe. Ukaitirwa back to sender unonyura. Ukamuuraya unoita ngozi yekutadza kuzoroorwa . You suffer ngozi for the rest of your life but can suffer heartbreak for just 2 years or less and you move on. SO which one is a better devil.... ngozi or heartbreak. uri benzi
@rayandria2722
@rayandria2722 Год назад
Lady ikumhanya nemarried man ngaapfire mate pasi. Murume wemunhu haabatwe . Munhu nemunhu ane ane authority echinhu chake
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 Год назад
Endayi kwasekuru Tasvu
@janetambamafz7728
@janetambamafz7728 Год назад
Sister mukomana habetserwe zvachoshe chose muhupenyu usafa wakazviita futi
@warrenusaihwevhu
@warrenusaihwevhu 3 месяца назад
Unenge usati wamuda
@janetambamafz7728
@janetambamafz7728 3 месяца назад
@@warrenusaihwevhu hazvishande zviya betsera murume wawakugara naye kwte izvo
Далее
11. Byzantium - Last of the Romans
3:27:31
Просмотров 4,8 млн
Women’s Free Kicks + Men’s 😳🚀
00:20
Просмотров 4,8 млн
Ei köyhyyttä (Agenda 2030, tavoite 1)
13:42
Просмотров 1,5 тыс.
Huya Munzwe Hure Reku Ma Avenues Rinoshandisa Mishonga
18:25
kuromba kwandakaita KuMozambique : Episode 1
10:47
Просмотров 4,5 тыс.