My sister l feel your pain. I sympathise with. It's a pity that your mum does not have motherly love,she doesn't care. My sister pray everyday with all your heart, pray hard only God in heaven can set you free from your problems.
First confession ungadai usina ku vaudza uye usava udze futi dzokera kwa sekuru TASVU unoita go back to center ndokuti ambuya vako na Mai vako vabvume kurasa hurombwa huri kuku tambudza vana vako tora dear ugare navo pakukutu hapa uraye
Chokwadi why is it everyone had kusiyana nemuroyi wake. After what your children are going through, you left them with her. Apa you are going back June muroyi uchimuudza maproblems so. Mai ndiamai kana vachikuda. Saka wofira kuti ndiamai. Shook raMwari rinoti kana mubereki akakurasa ini ndichakuchengeta.
Nhai iwe munhu anotambira 10 000rands ichishungurudzwa naamai vako iwe tora vana vako usiyane naamai vako ivavo ende uri kutiziva kuti ndivo vari kukuroya uchaitirwa zvichazokunetsa pavana vauri kuvasiya navo vana vachapihwa huroyi zvikazokunetsa inga mari unayo tora vana vako ugare navo amai avo siyana navo itombova ramwa muroyi musuduruke kuzvarwa haisi mhosva
Take your kids waorarama life yako wogara pamunamato take them like they are coming for holiday then woti washaya Mari yekuti wadzoke please fight for kids
Sisi avo I think vanofanira kuzama kutenga stand chero kumusha vovaka even 2 rooms dzekuti vazogara kuti vasiyane nekunetsana namai vavo chero mutown munokwanisa kutenga stand nemari yamotmbira yakawandisa sisi musazvidzikisira kudaro zamai kubatanidza marii muite something musiyane nekunetsana namai venyu gadzirisai life yenyu
Shaa tora vana vako ugare navo kuno kana vapedza Matrix unovayendesa kuZim kuma University Eko time iyoyo vana vako vanenge vatokura Pakurara isa garlic yakatsvan'ywa ne salt kuzazi uchigeza nayo Asi tanga wamwa Bute rehondo Unotonokora ivhu retsoka dzako wotora 3 tablespoon ye Bute rehondo nemvura 375ml dziyisa mvura yacho wosanganisa Bute riya nevhu woman asi ita izvi kuseni seni usati wadya anything but before kuseni ikoko geza nevhu retsoka nemvuri wako then wochimwa mixture But unotombodhakwa kuchaya nekurutsa izvi unenge uchibisa tsvina yakasiyiwa nezvikwambo Wochizotanga hako kugeza ne garlic n salt manheru wakurara usakanganwe kupfeka kuzasi
Your mother never loved u from day one. Urikushanda wani, just take yr kids and forget about that woman. Just be a mother to yr kids those are yr real family. Zvako zvekungoti amai amai ndozviri kukuparira siyana navo. Stop telling her yr problems kuti vasarambe vachi wedzera kukuroya