Тёмный

Ndakamubata Nechikomba Bota richitodyiva Musango 

TICHKACH MTV
Подписаться 70 тыс.
Просмотров 5 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 45   
@JephiasTshuma
@JephiasTshuma 5 месяцев назад
Chief Makoni I used to have faith in you but now uuuum munenge makuzvinyanya same same naChief Seke. Iko kwamunogaroti kuseri kwechuru asi mune ma shares here ikoko. Mambo Mutasa and Nyamaropa are way better than your court
@markmax3112
@markmax3112 5 месяцев назад
Mai avo vakadyiwa bota now nyadzi dzirikuvakurira.she cant believe think she is regreting.
@karrencharamba6121
@karrencharamba6121 5 месяцев назад
Hanzi mukadzi munyepi mukuru amanaka😂 😂😂😂
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 5 месяцев назад
Vanhu ava vanenge vari kungomanikidzwa
@OdoguEjike
@OdoguEjike 5 месяцев назад
Mai jery jery😂😂
@ElesiMagwidi
@ElesiMagwidi 5 месяцев назад
Mai avo vanombunyikidzwa mumarriage uye munhu ari soft kutaura kinotomunetsa mukadzi uyu
@molleenshumba8088
@molleenshumba8088 5 месяцев назад
This lady is emotionally and physically abused. Apana bota rakadyiwa apa thts the honest truth.
@wilsonsantu2830
@wilsonsantu2830 5 месяцев назад
😂😂 serious verbal abuse
@Tamichakas
@Tamichakas 5 месяцев назад
These Chiefs need to be stopped
@PreciousMutungwazi
@PreciousMutungwazi 5 месяцев назад
Munhu wepa next door pangu ndezve sure zvinhu izvi mukadz I hure ende anodherera murume vake
@deangb8651
@deangb8651 5 месяцев назад
Anotoonekq uyu
@KiethyWande-c7d
@KiethyWande-c7d 5 месяцев назад
Ava chief hapana chinozikanwa ngavasiye
@it3788
@it3788 5 месяцев назад
Visa mari yedare 😂😂🎉😢😮😅😅
@edmafiie
@edmafiie 5 месяцев назад
mambo gavasataura ndimi isingaiti...zvinyadzi. muri munhu mukuru mambo
@kapesakapesa-ii2qz
@kapesakapesa-ii2qz 5 месяцев назад
Mambo neteam renyu udyire mukunyanya pasina umbowo futi
@lloydndoro289
@lloydndoro289 5 месяцев назад
Mukadzi ihure chairro
@sydenchizura2340
@sydenchizura2340 5 месяцев назад
Ummmm nhai chief ko kutaurawo Shona yakadzikama nhai
@markmax3112
@markmax3112 5 месяцев назад
Zvekuchinja language havachinje ava vakatojaira zvinyadzi. It's not necessary at all to talk such vulgar language
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 5 месяцев назад
Irubbish ya Chief iyi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 месяцев назад
Idare kairi ndiwawo mawords acho
@KiethyWande-c7d
@KiethyWande-c7d 5 месяцев назад
Wangu mambo Havana muganhu pakutaura zvichienderana nenyaya irimudare .
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 5 месяцев назад
Toda umbowo chete Madzimambo imi kana pasina umbowo musamanikidza mai avo
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 месяцев назад
Vakadyiwa bota avo kungoti zvinonyadzisa kubatwa chihure wachembera
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 5 месяцев назад
Chief vakatanga kutonga vakapa judgement vasina umbowo ndivo vakakanganisa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 месяцев назад
Chihure chechembere chakaoma vanohura pachinyakare kusina mafon vaingoonana avo,zera iro ringakundwe kutaura nyaya dzaro mudare nevana vadiki vanongoti ga ga ga ga nyaya yapera zvino zera iro zvonyadziswa kurambirwa chihure vanotukisa nekushoresa vana mudunhu dhemeti
@Shirimanhenga
@Shirimanhenga 5 месяцев назад
Hapana humbowo apo kumira nemunhu kuhura here
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 5 месяцев назад
Dai uriwe waida umbowo hwakadini kana kuchinzi pavakaonekwa vakatiza, vaitizei?
@JaneMuswere-iu2jb
@JaneMuswere-iu2jb 5 месяцев назад
umbowo tiri kuhuda
@IsraelMangena-qm7vu
@IsraelMangena-qm7vu 5 месяцев назад
Kusvi... bogus chief. Nonsense chief ava vanodzidzisei apa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 месяцев назад
Kana ukaenda kucourt yechirungu ndiwo mawords mamwechete anongotaura mudare hamuna nyadzi wangu
@mari0rusere981
@mari0rusere981 5 месяцев назад
Chief and your team your are shallow minded
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 месяцев назад
Ndikunzwei muchiti ama2k zvino chembere iyo kubatwa chihure zvakuda dna kuvana ndipo paunoona kuti chihure hachina generation. Or baba avo shanje dzakawandisa saka vakaona mukadzi wavo achitaura or kupesana munzira nemunhurume wakutonzi munodanana saka nyaya iyi iripa2 pakuda prophet miracle paul or t Freddy otherwise marriage inoputsikira mahara nekuda kweshanje chete.
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 5 месяцев назад
Mambo Makoni murimbavha imi nxaa chamunongoda kutora mombe dzevanhu chete
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 месяцев назад
Mombe dzinoenda kachief dziya hadzisi dzavo ndidzo mombe dzinozobatsira community e.g pakanzi community irikudiwa 300 mombe inotengeswa
@markmax3112
@markmax3112 5 месяцев назад
Bhadharusai vakadzi avo variku cheater varume vavo. Our nation we never be thesame if we have such loose married women. They are equaly guilty on the of adultery
@tinshemakem4140
@tinshemakem4140 5 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chief veku sv***ra
@ssam1430
@ssam1430 5 месяцев назад
Stay clearance vakadzi vekwaMudzimuwenzira, dishonest and very unfaithful
@OwenGriffith-so2jr
@OwenGriffith-so2jr 5 месяцев назад
First
@IsraelMangena-qm7vu
@IsraelMangena-qm7vu 5 месяцев назад
Chief ava ngavambobatwa nemutemo panyaya ye vulgar
@nathanmakuni1750
@nathanmakuni1750 5 месяцев назад
Vulgar is alliwed in court
@abelhance9772
@abelhance9772 5 месяцев назад
It's verbal abuse
@RonaldKudakwasheRisinamwana
@RonaldKudakwasheRisinamwana 5 месяцев назад
Kucourt ndokwainototenderwa kutaura
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 5 месяцев назад
Havagone kutonga ava nxaa
@MildretMutenga
@MildretMutenga 5 месяцев назад
Chihure chakanyanya uko
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 месяцев назад
Kurinani pane mashonaland central
Далее
200 us Yanetsa Mudare Batsiraiwo Kutonga
58:28
Просмотров 1,3 тыс.
Madzimai Miriam  Pamatare
35:53
Просмотров 1 тыс.
Исповедь / Мася
2:47:10
Просмотров 135 тыс.
Chief Mutasa Vanobata Basa Kana Mazogara Tichkach Mtv
49:57
Hondo Mumusha Nemhuri Machira Emusha Makaisepi
1:52:41
Просмотров 3,6 тыс.
Baba Wopedza Mhuriyawo kuuraya Nehurobwa
15:04
Ndakabviswa Humhandara Na Mukoma VaDady Chief Mutasa
34:13
Dare ra Chief Mutasa Tichkach mtv
20:44
Просмотров 10 тыс.
Corruption in GHANA Army
9:29
Просмотров 607
Исповедь / Мася
2:47:10
Просмотров 135 тыс.