Тёмный

Ndakamuvakira Chitoro Achitii Achindirora 

TICHKACH MTV
Подписаться 66 тыс.
Просмотров 3,3 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 28   
@enitatrust6933
@enitatrust6933 3 месяца назад
Umm nako kuda munhu kusvika pakuvakira munhu rume 😂😂😂 vakadzi ngwarai mhani
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 3 месяца назад
Kurikuda kuroorwa chete 😮asikaa
@JacobNdhlovu-v2g
@JacobNdhlovu-v2g 2 месяца назад
Vanhu tongozvitsvakira ngozi chokwadi, unopedzesa dzinza
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 3 месяца назад
Oldman varipedo na chief Makoni vanoroverera munhu . Vamwe vanhu kana vapererwa vanotsvaka vanhu vaanoita Fund raising kuti awane kusimuka , after that votojamuka.
@EddiDube
@EddiDube 3 месяца назад
Mudhara uyo haana kana sign yepfungwa
@Tachiesreen5717
@Tachiesreen5717 2 месяца назад
Mkadzi uyu anonyepa saka mombe mbiri ndodzingaripa 1400usd here plus tym itsotsi mkadzi uyu
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 месяца назад
He is a very dangerous 😳 man indeed 😮😮😮😮ane munhu waaitodanana naye kare
@mercykanomanyanga576
@mercykanomanyanga576 2 месяца назад
Akaura haazvipamhi futi zvekushandisa vanhu achinyepera kungwara
@tmatz6467
@tmatz6467 2 месяца назад
Mdhara ariku ruboshwe kwa mambo ndiyani ?
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 месяца назад
Mikadzi idofo iro. Unovaka nemunhu asati aroora kut zvidudzire kutii?
@JacobDembedza
@JacobDembedza 3 месяца назад
Rudo runobata veduwe
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 месяца назад
Varume vemazuvano matsotsi aya....
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 3 месяца назад
Asi vana sikana ngavasa wanza chidofo chekuda kufosa kurorwa (kutsvaka wanano) through financial muscle; hazvishandi. Mari ngainyanye kushanda paSexual pleasure (chihure). Yes, vakadzi vakasununguka kukecha varume; asi ngazviperere pakukecha ipapo. Kwete zvekuzoti ndavakisa Shop /imba or what ndaporomisiwa marriage - what nonsense is that. Daii murume uyo anga asi gentleman zvake & yatongwa muDare rakati mbiii; uyo mukadzi uyo aidai asina kuwana zvaawana izvo. Chero kuvarume, kana uka Investor kuGirl-friend, kuvakara Shops/Dzimba or what - we always know kuti we are not yet married & both still searching; isnt it?
@it3788
@it3788 3 месяца назад
Sekuru ndima fira to say vamboudzaumwe kuti ndaikuwacha nempama naive muporisa ❤😂😂😂
@mercykanomanyanga576
@mercykanomanyanga576 2 месяца назад
😂😂😂😂
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 3 месяца назад
Tsotsi,kuda kushandirwa navana vevamwe,imbwa chaiyo
@EddiDube
@EddiDube 3 месяца назад
There was no contract here. 2nd this lady akatora zvinhu zvake and was paid. Mukadzi angori bitter chete. Haisi mhosva kupfibwa kokana murume akati wange waziva vamwe varume ndoda kubhadharwake. The guy must just appeal chete and anohwina case yake
@KudzaiKapfumvuti
@KudzaiKapfumvuti 3 месяца назад
Uri dangerous man😂😂😂😂 😂😂
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 3 месяца назад
Kutonga kwamambo ava haaa matare avo handitambise data rangu
@EddiDube
@EddiDube 3 месяца назад
Ndosaka kuchinzi munhu anofanira kuenda kuchikoro kuti uite judge. Madofo aya. Vachawana anova challenger kuto handidi oenda ku magistrate court.
@mariabanda2415
@mariabanda2415 3 месяца назад
Ngatingwarei vakadzi ,varume vari dangerous
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 месяца назад
Vakadzi worse!!
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 3 месяца назад
Ummmmm murume uyobari rough semubhedha we mapuranga.Vamwe varume if not careful unoshandiswa.ugoshandira mumwe mukadzi kuti asvikodya hake dimva remunwe mukadzi. Zvakaoma?😢😢😢😮😮😮😢😢😮
@TredaPomo
@TredaPomo 3 месяца назад
Blazy itsotsi iro
@ZibusisophiriMapopoyaseen
@ZibusisophiriMapopoyaseen 3 месяца назад
Mukadzi wemunhu iwewe
@ZibusisophiriMapopoyaseen
@ZibusisophiriMapopoyaseen 3 месяца назад
Mese apana chamunoziva
@EddiDube
@EddiDube 3 месяца назад
Matare aye anotongwa nemadofo ekupwdzisira. There is issue here and haisi mhosva kurambana nemunhu musina kuroorana. Kadaro ako kana mambo very useless. Madofo ekupwdzisira aya. Kudanana kwevanhu haisi nyaya kana
@ZibusisophiriMapopoyaseen
@ZibusisophiriMapopoyaseen 3 месяца назад
Mukadzi wemunhu iwewe
Далее
Chimbomirai husabhuku #Karanganda TV
27:33
Просмотров 20 тыс.
PERFECT PITCH FILTER.. (CR7 EDITION) 🙈😅
00:21
Просмотров 3,9 млн
HA-HA-HA-HA 👫 #countryhumans
00:15
Просмотров 4,6 млн
Sekuru Mukotsanjera Wobatanaidza Mhuri Yekwakupemba
54:19
Ndinorapa Nemanjuzu Madzimai Miriam
21:44
Просмотров 4,4 тыс.
PERFECT PITCH FILTER.. (CR7 EDITION) 🙈😅
00:21
Просмотров 3,9 млн