Тёмный
No video :(

Ndakarohwa naMai mufundisi na mufundisi vakandikumura panty zvino ndakuenda Ku mwedzi non stop. 

Tilder LIVE ZIM
Подписаться 197 тыс.
Просмотров 43 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

16 авг 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 156   
@joonykids
@joonykids 2 года назад
Whether you believe in witchcraft or not, Zimbabwe yakazara vanhu vane hutsinye!
@luciamakaya5948
@luciamakaya5948 2 года назад
pastor & wife must be sued and close the church too.. hakuna church yakadaro
@brendagandawa211
@brendagandawa211 2 года назад
Churches must be regulated in Zimbabwe, it is getting out of hand.... Hazviiti izvi
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 2 года назад
You can say that again 🙏🙏🙏💯
@user-zb7pc5hc7e
@user-zb7pc5hc7e 2 года назад
Abuse of power at its worst
@esterdube8894
@esterdube8894 2 года назад
Zvema church muchaxvirega thats why i pray in my own space these days. Theres a lot of crap happening with many churches
@hildamusiwa5431
@hildamusiwa5431 2 года назад
Baba mutumwa vekudiii vanhu munonyanya kungoda minana muchingotevera zvima church zvenhema hakuna vafundisi vakadaro.
@tatendachibira9372
@tatendachibira9372 2 года назад
Taura hako ndomatsotsi masatanist
@beatricendhlovu4119
@beatricendhlovu4119 2 года назад
Don't call her Amai ,she is a witch
@tatendasarucheratatendasar2619
@tatendasarucheratatendasar2619 2 года назад
Anoda kufumurwa munhu uyu hakuna munhu wemwari akadaro taurai zita rake
@memorygoche2574
@memorygoche2574 2 года назад
Chero dai ari hure hapana ane ryt yekuponda munhu kudaro, especially ivo vanozviti vanoziva Mwari
@beatricendhlovu4119
@beatricendhlovu4119 2 года назад
Exactly
@brendaziyenge9182
@brendaziyenge9182 2 года назад
Munoziva kti vana Mufundisi ava vanhuwo vakangoita sesu here
@priscachamunorwa7401
@priscachamunorwa7401 2 года назад
Nhayi zvenu vanopenga Mai mufundisi ivavo
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 2 года назад
Does she even deserve to be called mai Mufundisi
@user-zb7pc5hc7e
@user-zb7pc5hc7e 2 года назад
Muroyi mai mufundisi
@frankmoyo7001
@frankmoyo7001 2 года назад
Immmmmm varoyi varikuhwanda ne church
@memorygoche2574
@memorygoche2574 2 года назад
Haisi chech kwayo iyo,yakazara vanhu vanoita basa akaora
@jescamabhena5190
@jescamabhena5190 2 года назад
Even the name of the church says a lot.
@brendaziyenge9182
@brendaziyenge9182 2 года назад
Ini ndikuda kunzwa nyaya from both sides chikwereti chete ndicho chingaitisa hondo yese iyi,handisi kuti zvakaitwa namai mufundisi zvakanaka but nyaya iyi ine maburi
@simontumbare9240
@simontumbare9240 2 года назад
vakadzi hamudzidzi makaitasei 🤷🤷 mutumwa akatumwa kubva kupi 😂😂😂 musangoti teere zvese zvese , mfundisi nemai mufundisi vese maSatanic aya
@samuelnyikahadzoi5701
@samuelnyikahadzoi5701 2 года назад
Sisi avo ndivo vakaresva, she wasn't supposed to force her young sister to go to church
@listenmuguyo7146
@listenmuguyo7146 2 года назад
Musaende church dziri kungonyuka idzi endai kuma church agara ariko
@vimbiso6361
@vimbiso6361 2 года назад
Zvinhu zvinosvika pakudai vanhu muchishingirirei chaizvo kuramba muchienda kumachurch akadai nhai? Musatsvage vanobatsira vanoramba vachikudzungaidzai.
@venusnyarambi8960
@venusnyarambi8960 2 года назад
I blame your sister panezvese izvi why she forced you iwe wakanga usingadii
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 2 года назад
This is like a joke! I can't believe this is what is happening muchurch. Shame on us.
@varaidzomarygracechatikobo213
@varaidzomarygracechatikobo213 2 года назад
imagine apa calling yourself people of God
@EnifaOnlineAndMigration
@EnifaOnlineAndMigration 2 года назад
Tikadeedza mai mufundisi you will here a different story together
@chipomudzinganyamamagoto971
@chipomudzinganyamamagoto971 2 года назад
mai ava mufundisi havadi kubhadhara mari dzevana vesangano plus sisi havanirwi kumanikidza mwana kuchurch
@m.highlyfavoured4299
@m.highlyfavoured4299 2 года назад
call her tinzwee ruzivo ravo but ruzivo tatanga kunzwa pamhepooka apa mu hu haangauyi kuita nyaya dzekuruka pamhepo. so far tanzwa side one tamirira mai mufundisi ooops
@elizabethmatanha2551
@elizabethmatanha2551 2 года назад
Angels of darkness .nyika yedu yazara huyipi chaiwo
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 2 года назад
Hezvo church ndaiziva mufanha wangu aiti akarega kuenda aimanikidzwa kuti dzoka.saka mune varoyi
@chipomudzinganyamamagoto971
@chipomudzinganyamamagoto971 2 года назад
ma church aya maone
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 2 года назад
@@chipomudzinganyamamagoto971 chokwadi vanhu vakuhwanda nechurch
@ruthbwanauzi2542
@ruthbwanauzi2542 2 года назад
makereke akungonyuka aya zvakaoma,haizi church iyi they are practicing witchcraft mai avo is not even fit to be amai mufundisi this is a joke
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 2 года назад
Tete Tilder dambudziko nderekuti hatinzwisizwe kunonzi kunamata uyewo svondo dzawandisa.Zhinji dzinehurombwa saka hazvizi zvaMwari izvi!
@conniejam5575
@conniejam5575 2 года назад
Hongu vakagona kutiza mfundisi uyo denga vacharitiza here kuna Mwari kudenga uku machurch azara nehuyipi hapachina kunamata Mwari huroyi ndoohwavanogona
@muchanetamariyo4417
@muchanetamariyo4417 2 года назад
Iwewe vairambirei uchienda ku church ikoko.
@goldenceemwanawamaijoze2592
@goldenceemwanawamaijoze2592 2 года назад
Nxaaa andibhowa wanzwa.
@goldenceemwanawamaijoze2592
@goldenceemwanawamaijoze2592 2 года назад
Disgusting! How on earth would you persist to go to that cult. Pawakatonzi hure you would have learned your lessons ko waibvumirei kunonamata pabato revanhu vanokushaudha kudaro to start with
@My-Music0017
@My-Music0017 2 года назад
Most people are abused in these churches. I don't understand why people run away from traditional churches. Some are abused financially but they never wake up.
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 2 года назад
Bhurugwa ngaridzoke kkkk
@sandrataderera4487
@sandrataderera4487 2 года назад
Maguru nemasusu zvemukati ngazvidzoke. Kkkkkkk torida bhurugwa😂
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Месяц назад
The light angels Apostolic Church. Vanhu musaende ku church uko
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 2 года назад
Madokero anongoreva kunovirira zuva uye kudoka kwezuva zvinoreva kusviba kwekunze,kufa kupera kwechiedz,zuva,upenyu.Huroyi uhwu.Tilder I can refer them to someone in Binga.Zvinopera nyore izvi.Musangopinda Tu church utwu.Zimbabwe dzikamai panoti maporofita aya!The Devil 😈 has power to convince you!
@constancemarifiye7331
@constancemarifiye7331 2 года назад
Tete munamato wekumadokero huroi nekt vanonga vakukumbira zvakaipa kuna Satan vanonga vasisatendi kuna mwri
@cicky9835
@cicky9835 2 года назад
Angels of darkness. Hakuna church yaJesu ine vanhu vakadaro
@belindagwata6883
@belindagwata6883 2 года назад
Tete direct this lady kunaPastor vekumbare vekunamatira mwana wekurohwa nematombo. And people we must be careful machurch akuvhurwa nevanoti Mwari nemuromo chete.
@priscachakwenya1315
@priscachakwenya1315 2 года назад
Sisi ava handisi kuvachenesa ndovakakonzeresa kuti munin’ina wavo apindane nezvese izvi
@chipomudzinganyamamagoto971
@chipomudzinganyamamagoto971 2 года назад
shuwa why vkamanikidza mwana kuenda kuchurch
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Месяц назад
Mai Mufundisi muri muroyi. Mainini vako vanoroya navo
@constancematsika4758
@constancematsika4758 2 года назад
Zimwe zvinhu zvakaoma
@itayizinzombe947
@itayizinzombe947 2 года назад
And these places are still called "churches"? SMH
@choco-mp7oz
@choco-mp7oz 2 года назад
There are better ways of dealing with problems than resorting to witchcraft that is not the way of Christ. Hopefully someone helps that poor lady.
@rojamillerover
@rojamillerover 2 года назад
Imi mai mufundisi ava vari right right mentally? Ichurch rudzi yekuti unobuda muimba yaMwari, kunoita tsvina mu bucket kuti uteme munhu?
@MaureenNdlovu
@MaureenNdlovu Год назад
Kuma porisa Ane Mari Hana mhosva murombo asina Mari hateererwi kuzimbabwe hakucha shandi mutemo koshanda Mari
@ashleighkwari1079
@ashleighkwari1079 11 месяцев назад
Mai mufundisi she is evi😢
@idahmoyoidos1401
@idahmoyoidos1401 2 года назад
Morning Auntie Tilder
@dianamasvosva9388
@dianamasvosva9388 2 года назад
Mai Mfundisi ava vatori neMental illness
@judithchakata7418
@judithchakata7418 2 года назад
Iwe tilder unongobvunza vanhu zvekuna doctor zvoda doctor here izvozvo
@paulinemandiwanza3043
@paulinemandiwanza3043 2 года назад
Imi zvakaoma tuma church utwu ma 1,unozvitorera ma problems chokwadi
@spiwenyamz1699
@spiwenyamz1699 2 года назад
Dai mai mfundisi vauyawo ne divi ravo nekuti nyaya ine pasiri kubatana. Iyewo zvakaona kuti mai mfundisi vane beef naye why did she continue going there.
@fadziachirongo4280
@fadziachirongo4280 2 года назад
Ha ya! regai mukona aimbe hake kuti manuwere dare guru. Dare riripo hombe, vanhu vekereke vanoita hunhu hwakadai😯😬.
@sharonkhumalo5014
@sharonkhumalo5014 2 года назад
Kunyadzisa chaiko ndokwakuita machurch mazhinji...mainin venyu knows something vanogobatana namai mufundisi vanoita zvinonyadzisa kudaro sei
@llions5633
@llions5633 2 года назад
Mnnnn ndamai mufundisi here ivavo ? Aaah imi itai mushe mhani. Ichurch yerudzii iyoyo. Vanhu vechurch vanaGeneral secretary wekudii. Masatanists aya ! Nxaaaa! Kutoti baba Mutumwa itai mushe vatete nyaya yenyu iyi inenge drama. Sounds like the dark Angels of apostolic church that light angels .
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 2 года назад
Inga zvakaoma chokwadi, kuitira svina kuda kudira munhu Mai Mufundisi werudzi?church rudzi iyi? Why sisi vako vaiku manikidza kuenda ku cross over sei uye wairohwa neku abuser why vasina kukubatsira kusvika pakibviswa bhurugwa vainge vari payi?ngaivharwe church iyoyo, how many people are being abused mu church umo?.ko mainini ava ?.
@gratitude8107
@gratitude8107 2 года назад
Shuwa, am shocked kuti sei sisi ava vaimumanikidza kuenda kunhu June rimavrakadai. Apa vosara pachurch paya iye oenda ega kupolice
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 2 года назад
Please don’t call these people pastors.
@judithnyakunuhwa2460
@judithnyakunuhwa2460 2 года назад
Morning tete murisei henyu
@sinikiwemtombeni3464
@sinikiwemtombeni3464 2 года назад
imiwo makadanana here namfundisi
@frankmoyo7001
@frankmoyo7001 2 года назад
Nyango vakadanana but sevana vanwari vaifanirwa kutsvaka a better way yeku solver this issue than huroyi hwavakashandisa panty vanoridii
@newonen9397
@newonen9397 2 года назад
Huroyi ,nekuromba zvakazara kuma church , munhu wese akugona kutevedzera ndimi akutovhura church , ndosaka tirikurasika , Methodist,AFM, ZAOGA , Salvation Army ,Roma ndoma church chaiwo ainamatwa kare ,kwete zvema 2000 izvi kutsvaga mari nokubira varombo ,dai zvavharwa zvose
@defencehunter8262
@defencehunter8262 2 года назад
This are are man made churches i can't even find them in the Bible
@alicechuma5338
@alicechuma5338 2 года назад
Pamachurch amadoma akati ndiwo machurch ndiani.colonization yatakaitwa nevarungu.mazditate guru vedu vainamata kumakomo so dont count churches. Johane masowe ichurch which is following African spirituality.
@newonen9397
@newonen9397 2 года назад
@@alicechuma5338 okay
@Dhadzawesimbi
@Dhadzawesimbi 2 года назад
Zviri kwese mutenderi wajesu
@ireendzuda8443
@ireendzuda8443 2 года назад
Gud morning tete Tilda
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 Год назад
Sisi vanoziva nyaya yose vanonyepera kusaziva, shame on you sister maisara sei pa church mwana wamai arohwa nevanhu vechechi yenyu. v
@sarudzaivurande9009
@sarudzaivurande9009 2 года назад
Morning Aunt
@jamesewanas6314
@jamesewanas6314 2 года назад
Munamato wekuroya chaiko
@talentmoyo1403
@talentmoyo1403 2 года назад
Iyi church yaisi church i idol ba mutumwa wasatani namatai
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 2 года назад
Machurch Aya akaoma shuwa.
@beatricendhlovu4119
@beatricendhlovu4119 2 года назад
Mmmm ama church lawa ,she is a witch vese nemurume wacho
@mrwoods9410
@mrwoods9410 2 года назад
Munamato mkuru,unozviitira wega,kuda zveminana,munonyura
@chiheramaialexis2510
@chiheramaialexis2510 2 года назад
Inga hava nyare Mai mufundisi ava
@annacolletamanzunzu9510
@annacolletamanzunzu9510 2 года назад
Haa zvakaoma hazvo
@brendakapara5028
@brendakapara5028 2 года назад
Good morning tete
@dkkole69
@dkkole69 2 года назад
Vietnam I mean we seen those signs like nothing nibbled on or chewed on or food or nothing no poop no nothing we've seen absolutely nothing and we had those nice well we probably scared the poor mouse to death did you scream it I did then because I didn't see it again that was that morning it was starting around they were pulling stuff out I'm up in the chair with me
@fortunatemadzimbamuto5614
@fortunatemadzimbamuto5614 2 года назад
Tete toda mai mufundisi vambouyawo pamhepo tinzwe bothsides
@gracenyamadzawo5950
@gracenyamadzawo5950 2 года назад
Vanoda kumamiswa ngavauye kwandiri
@tatendakaserer670
@tatendakaserer670 2 года назад
Morning ,tete ,murii Seiko
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 2 года назад
Morning tete
@chichimariza3240
@chichimariza3240 2 года назад
tuchurch utwu hatuna Mwari at all
@charitymagavu6213
@charitymagavu6213 2 года назад
Pant pant ngaribude muchurch pliz
@noelzwane2913
@noelzwane2913 2 года назад
Muchinyanya kutevera zvi church zvenhema
@gladysmdengu6299
@gladysmdengu6299 2 года назад
Nhai tete vakazobatsirwa here amai ava .vanhu avo ngavasungwe
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 2 года назад
Zvakaoma
@loloLoraine5050
@loloLoraine5050 2 года назад
Nyaya iyi makamboitaura wani nhai tete kana kt ndakainzwa kumwewo kkkk
@ruvachazika9988
@ruvachazika9988 2 года назад
Vakaiita vachifona apa ari mu studio
@cathrenencube632
@cathrenencube632 2 года назад
True but it was a phone call the lady didn't come to studio
@nyanga991
@nyanga991 2 года назад
Iguvo tsvuku here
@reasonmutika1345
@reasonmutika1345 Год назад
Eish!!! Pant🙈
@tellyfabulous
@tellyfabulous 2 года назад
Masatanist ayo haikona kutoti mufundisi,church iyoyi ngaivharwe
@josephined8931
@josephined8931 2 года назад
Hapana zve Church apo varoyi avo makambozvionepi mai mufundisi vanoita svina vobuda nayo kuti vadire munhu
@conniejam5575
@conniejam5575 2 года назад
Sisi avo endayi kuchiredzi kwagogo shumba vakajaidzwa/ kana kwaSekuru Kafera
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Месяц назад
Mai Mufundisi you are wicked. Tiri vana mai mfundisi nesuwo but hatidaro vanhu. Mufundisi you are very weak. Hamukodzeri kutungamirira vanhu
@ritahpaketi1146
@ritahpaketi1146 2 года назад
Mufundisi nemukadzi vake vanoroya
@tellmoremuchakwa6800
@tellmoremuchakwa6800 2 года назад
Kuma church uku varoyi hobho
@tellyfabulous
@tellyfabulous 2 года назад
Mainini avo ndongavasungwe vachataura kunana mfundisi vacho
@gtrspeed1784
@gtrspeed1784 2 года назад
Munamato wekumadokero ndewe hutsinye weuroyi chaiwo kuuraya kushungurudza nekurwarisa kana kut kuita kut uvengwe nevanhu usina chawatadza
@visionmaputa2929
@visionmaputa2929 2 года назад
Tsvagai munhu anobatsira zvopera anopa munhu upenyu ndimwari
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 2 года назад
Vanonzi. Aniii mutumwa. Wenyu. Wamaipinda. Naye. Tipei Zita zvizere. Kana pic. Rake tomutsvaka. Toona Kuti. Wekumaodzanyemba. Wakadiii muteuro
@mrwoods9410
@mrwoods9410 2 года назад
Sound quality is very poor Auntie
@happiasmoyo3720
@happiasmoyo3720 2 года назад
Mmmu iChurch rudziyi iyi, imimi maendawo kunonamata chii, asi nyaya yenyu murikunzi muri hure why, pane nyaya apa
@marthamaphosa8302
@marthamaphosa8302 2 года назад
Mamfundisi habanamati
@deemutamba3944
@deemutamba3944 2 года назад
Munamato wekumadokero aaaah
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 2 года назад
Paita nyaya
@hardleymazhindu5262
@hardleymazhindu5262 2 года назад
Masowe ayo haisi church yaJeso
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 2 года назад
Sei mainzi hure pajekesei ipapo mhai
@gratitude8107
@gratitude8107 2 года назад
Haaa hama idzi, godo godo!
@talentmoyo1403
@talentmoyo1403 2 года назад
Imi imi at first zvinoita sezvaita devil atrack repent muchaneta kutaura
@taitoszvirikure6543
@taitoszvirikure6543 2 года назад
Mainini ngavataure chokwadi Mwari agovaitira zvakanaka Mai mufundisi vangaita mupengo here wekungotuka munhu hatirambi Kuti ndimai mufundisi asi musakoshiwa Kuti Mai mufundisi munhuwo pachake anorwadziwa Moyo vakazokanisa pakutonga nokuti kana shoko rinotaura Kuti musatonga Kuti murege kutongwa
@brendaziyenge9182
@brendaziyenge9182 2 года назад
Chokwadi ini ndazvionawo kuti havana kutaura chokwadi nekuti nyaya yechikwereti haingaitise hondo yese iyi pane nyaya chete
@p.ndlovu
@p.ndlovu 2 года назад
Pane nyaya zvaida mai mfundisi varipowo tichinzwa ma sides ese
@davidrioga3295
@davidrioga3295 2 года назад
Haasi kunyatsotaura nyaya yake.Chii chakaita azotanga kunzi ihure ?
@frankmoyo7001
@frankmoyo7001 2 года назад
Pamwe hausi mushona coz zvirikutaurwa apa zviri loud and clear.
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 2 года назад
And again this story was once published before
@nyanga991
@nyanga991 2 года назад
Murikufoma machurch kwete formai makambani
@chipomudzinganyamamagoto971
@chipomudzinganyamamagoto971 2 года назад
church dzavama company hama
@beatricendhlovu4119
@beatricendhlovu4119 2 года назад
Amainini ava muroyi futhi
Далее
@HeadmanChigodora Ngatisambunyikidze
18:37
Просмотров 12 тыс.
Running With Bigger And Bigger Feastables
00:17
Просмотров 43 млн
❌Разве такое возможно? #story
01:00