Тёмный

Ndakaroora Mukadzi Nemari Yehurombwa After 2 Months Akabva Afa 

Zim Facebook Secrets And Confessions
Подписаться 36 тыс.
Просмотров 7 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 15   
@chiedzamatumba9130
@chiedzamatumba9130 3 месяца назад
Wakadii kuchekeresa akakubira mota pane kuuraya an innocent victim?
@mercykatsande485
@mercykatsande485 3 месяца назад
Ayaaaa varume muchatipedza shuwa .Nekuti uraya nenhau yekuda mari.Asi hamutye here vanhu kuuraya mumwe munhu.
@TafadzwaDzinoreva-sb6xi
@TafadzwaDzinoreva-sb6xi 3 месяца назад
Mkoma nashe ne dare redu muriseiwo
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 месяца назад
Maswera sei
@melsniks
@melsniks 3 месяца назад
Eish kunzimaa
@abigirlmarezva120
@abigirlmarezva120 Месяц назад
Mwari ari fair but iwe ndiwe wakamhanya. Patience pays my brother now tarisa uhusisisna peace and wakaisa ngozi mumusha
@christinaganyau5394
@christinaganyau5394 3 месяца назад
Vanhu ngatisiyanei nekuda mari so
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv 3 месяца назад
Ummmmzcakaoma veduwe 😢😢😢 mari inechitema veduwee
@fadzaimacharaga98
@fadzaimacharaga98 3 месяца назад
Haaa matsvagiro atirikuita rugare ka
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv 3 месяца назад
Itya Mwari.usiyane nekumhura zita rake
@SharonKufakomwe
@SharonKufakomwe 3 месяца назад
Siyana na mwari hausi patient chete
@AbigailKufandada
@AbigailKufandada 3 месяца назад
Mari na mwari hazvifambidzane
@kudakwashenyamande-kk3os
@kudakwashenyamande-kk3os 3 месяца назад
😢😢😢
@christinaganyau5394
@christinaganyau5394 3 месяца назад
Maswera sei mukoma Nashy?
@chidzombapearl6641
@chidzombapearl6641 3 месяца назад
Une ropa mumaoko ako uchakohwa hako nguwa inosvika
Далее
Special ANC NEC
Просмотров 119
На самом деле, все не просто 😂
00:45
Китайка и Пчелке Холодно😂😆
00:21
МЭЙБИ БЭЙБИ - Hit Em Up (DISS)
02:48
Просмотров 304 тыс.
Gogo MaMoyo & Mai Sasha Update Nyaya Yakwira Makata
54:39
На самом деле, все не просто 😂
00:45