1st one munozohurirwa henyu that child is very young for u.Roorai wezera renyu.2nd ingoudzai murume wenyu kuti i miss my family ndokumbira kuenda kumusha.Hama dzenyu ngadzipihwe muteuro kana mushonga wekuti murume wenyu abvume kuti muuye
2nd confession im proud of you dear. I was a step mom of 2 children and I treated them as mine though takazosiyana na daddy vacho ne vana we still call each other all the times. It's not easy but keep going girl , you have chosen the right path ❤❤❤❤❤❤
1st one tanha dzaunosvikira akazoda mujolo 18 yrs uyo ndaona maita BP uye kana mune vana chii chanoziva kutsiura vana venyu mwanawo anotodq ur guidance goodlucky pane zvichabuda musarudzo
Last confession thank you so much mwana wa Mwari makurumbidza kuona kuti mayoita hutsinye vana vasati vafa vakumbirei ruregerero ngirozi dzevacheche dzinokunzwai
Totenda Mwari mainini nekunzwa izwi ravo,kungosiya chakaipa mega ill-treatment yamaioa Vana nemurume.You are a star Mwari akuyitirei zvakanaka chokwadi mwana anozivei. Nebakowo vayizongopindawo ma1 iwayo 1day kana vazukuru vako. Dai tese tangodzidza kunzwa nekuita
Last confession kumbira hako ruregero kumwana iyeye even ari mudiki anozvi understand rimwe gore anozifunga havakanganwe ini ndinoziva huduku hangu hose ndinotoudza munhu kyt pandaive kucrech my teachers pandakqkuvara vandirova but am 51
stepmother thank you so for the turn around , l think sit down with your step kids ask forgiveness then promised them that you are a changed person there is no need for the to fear you
Last confession well done dear l was step mother of 1 daughter kubva aine 5yrs now she is 26 but we have good bond from the first day l married her father and for l got 2boy with her father which means the brothers to my step daughter unfortunately my husband passed away 2010 but the bond still continues until now l m proud to be mother of 3 vanowirirana zvinofadxa
18 years 🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️ It will last for a year or 2 chete. Ari kutsvaga start. Muchamudemba ane 47 uyu because she is stable. 18 achiri kustvaga zvake panomuitira. 47 she knows exactly what she wants and looking to settle.
Last confession ndafara hangu veduwee thank you so much nesarudzo yamakaita shuwa ,Kuti vasavhunduka l think potai muchigara navo Pasi and then movaudza Kuti vanangu sorry kukurovai kwandaiita kuya ndaingovawo nehasha ASI now handichazviita zvakare try by all means kuvaswededza pedo Nemi kutoendawo navo out paweekend kuvatengera matoys wat wat suprise them nezvinhu zvingavafadze endai navo for shopping let them choose zvavanoda ,l think munogona kuvaswededza Pedo please try
First confession hanzvadzi I think you have to think urself. Kana Uchida kuroorera nyika go for a 18 year old. Zvinongonakidza mafirst days in a long time of ur marriage you never experience peace.
First confession 18 years ne 50 age difference yacho yanyanya,izvo zvinoitwa nana King Mswati chete😂😂 Anyway jokes aside, Keeping up nemunhu ane 18 years zvinogona kunetsa,achiri mwanana ,achiri kukura achiri kuda kutamba hake zvino munozozvigona here .Ndipo panobva zvekuchengera ipapo nekushusha pamunenge mogara mese.Pafungei. We 47 years munogona kuvaka musha nekutoita zvine musoro kana ari wife material uye kana ari munhu akadzikama . Kana musingawirirane better kutsvaga mumwe . Hamuna kunyatsotaura kuti we 18 years anokuitirai pakudii ,hapana kujeka . Pane varikuti achakuhurirai ,handibvumirane nazvo nekuti haasi wese munhu anohura kana achipiwa rudo ,attention nekubatwa zvakanaka pazvese mu bedroom ,nepanze pe bedroom😊. Good luck bro pane zvamuchaita.Mwari vakujekeserei mukanamata nezvazvo
Yowe kutora mwana ane 18yr imi murikuona kunge zvinoitawo here . Mauya kwatiri nekuti maona kuti hazviite regai mwana akure awane zera rake musazofa ne bp kumberi ukondaona mazodzoka pano mune ka bottle ke wemakonzo muchiti ndonwa here. You are going to be a prisoner hanzvadzi go for your age