Лучшее на RU-vid
Кино
Авто/Мото
Видеоклипы
Животные
Спорт
Игры
Приколы
Развлечения
Хобби
Наука
Авторизоваться
Зарегистрироваться
Stepmother vaida kuisira mwana wemurume mushonga muchikafu asi zvakaenda nepamwe 😢
10:13
Akaramba basa nekuti boss vaida kutanga vadiwa naye 🤔...Mai Bee Mukadzi akatendeka 👏👏👏
11:16
Угадай МОБА 1 🥵 | WICSUR #shorts
01:00
Старый Дим Димыч вернулся😱
00:16
Вот как продлить жизнь Крузаку 200му🔥 @Garri_Vanui
00:58
Олимпиада провалилась, даже не начавшись! Зачем парижане массово саботируют игры?
01:57
Ndiani Akakonzera kuparara kweMarriage ? Amwene kana kuti Muroora?
Rondedzero Dzeupenyu (Uplifting Stories)
Подписаться 39 тыс.
Просмотров 30 тыс.
50%
1
Видео
Поделиться
Скачать
Добавить в
Опубликовано:
16 апр 2024
Поделиться:
Ссылка:
Скачать:
Готовим ссылку...
Добавить в:
Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии :
206
@rumbidzaimapundu9226
3 месяца назад
Powerful lesson indeed Akazvirambisa ega.dhimoni rekunyima rinonetsa.
@user-nb3db9di2t
2 месяца назад
Munhu uyu akazvirambisa ega Amen ndatenda murambe muchitipa dzidziso❤❤
@user-iu1ss3uu6x
Месяц назад
Akazvirambisa ega uyo tadzidza powerful lesson
@mrbeans5669
3 месяца назад
We are waiting for mai prim part3 😂😂😂😂😂
@NELSONMUSHSOHO
3 месяца назад
Totenda gud lesson musanonoke kutipa amai
@user-by2dt3qv4s
3 месяца назад
Ndokumbirawo title removie
@barnabasmakururu8049
3 месяца назад
Thankful auntie for the stories
@AnywayGogo-vx3qx
3 месяца назад
Thanks good lesson
@rosinapamhirwa2182
3 месяца назад
Umm mkadzi uyu ndamukonewa ahhh 👐👐👐
@user-oy7vs3fn8c
3 месяца назад
Gud lesson mazvokuda mavanga enyora
@user-wu8oh5uc5r
3 месяца назад
thank good lesson
@user-fx6bd4vc2t
3 месяца назад
Powerful mrsg muroora akazvirambisa
@user-re7di6ft8w
3 месяца назад
Thank power full lesson
@Chihoro1999
3 месяца назад
mudzimai uyu akazvirambisa ega. thank you auntie nekutipa nyaya inodzidzisa kudai
@ireenmachaya5059
3 месяца назад
Thanks sisi .💐💐💐
@CarmenCarlos-js2bm
3 месяца назад
I m Mozambiquen i like soo much
@FungaiMasvivi-wt8qv
3 месяца назад
Akazvirambisa ega thanks auntie it's a lesson to us.
@user-lw7vz4pb6o
3 месяца назад
Tete this is number one yaaa , vana tete itai basa renyu kuvanasikana dzimba dzavo dzisafe
@AdmiringCakeSlice-jr1bf
3 месяца назад
Thank u ...Thandeka akazvirwambisa ega
@witnessjumbe1238
3 месяца назад
Good lesson akazvirambisa ega uyo chikafu chinonyimwa munhu hre ungarwadziwe nekubik😊
@user-zq8fq2zo4k
3 месяца назад
Mudzimai akazvidzinga hama dzomurume ndidzo dzaakavinga munhu haanyimwi chokudya
@agneschipofya3470
3 месяца назад
Thandeka 🙌🙌🙌🖌️
@user-wy2gz7ef1m
3 месяца назад
Ega
@user-sm2it1vc5j
3 месяца назад
Akazvirambisa ega nemabsa ake asina kururama thnx tete
@RovaiNyamhunga
3 месяца назад
Amen
@connie438
3 месяца назад
Thank you inonzii movie iyi
@user-ff8jh4wc2v
3 месяца назад
Thank you sister nyaya dzenyu dxovaka ndatenda zvangu
@EsnateMadzore-qz3zo
3 месяца назад
Mudzimai ndiye akaramba kuchengeteka ega asape vamwene mhosva
@passmoremakonese3294
12 дней назад
Thanks Tete🎉❤🎉
@MemoryMukunguma-ez2ki
3 месяца назад
Ummm murora akazvirambisa ega waisada musha
@NetsaiManongwa-ro2us
3 месяца назад
No iye ndiye akazvirambisa ega ,kwasara part 2 yacho
@user-oz6qr8yt7k
3 месяца назад
Apo moroora akazvirambisa ega
@tafadzwatrymoremayangamato9680
3 месяца назад
Name of the movie
@BlessedTsaurai-xp6tn
2 месяца назад
Power full massage,muroora akazviparadzira imba yake ega
@user-ss6qh3bx6s
3 месяца назад
Good aunty nedzidziso
@SurprisedDrill-kj2iz
3 месяца назад
Akazvirambisa ega uye tirikudzidza
@gracematsika7304
3 месяца назад
You always made my day chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
@mercyjaravani3769
3 месяца назад
Ummm ndanyarira muroora uyo ,akazvirambisa ega uye idofo chairo kugara kwese kwaita kna kuziva kuti imba ndeyani
@user-oy7vs3fn8c
3 месяца назад
Nhai zvenyu askana
@peembano253
3 месяца назад
Haa zviri pa chena kuti mainn avo ndivo vaka paradza musha wavo nekuda kweku farisa , kugutisa neku zvitutumadza
@manyarashylet1486
3 месяца назад
Akazvirambisa ega benzi saskam chairo ungagwadzirwa muridzi wemba nemwana zvese aaaaah
@barnabasmakururu8049
3 месяца назад
The in-laws habit ummm what's the name of this movie I want to download it
@Ashley-up6xy
3 месяца назад
😂😂
@petronellachakukura4874
2 месяца назад
Its called room hate , nigerian
@TrastKhumbula
Месяц назад
Yaaa
@Tshumapanashe540
3 месяца назад
Muroora ndiye nyakukonzeresa apa spirit yekunyima uye asina respect namai vemurume
@tatendanyabanga5206
3 месяца назад
Akazvirambisa ega thanks my sister kutidzidzisa
@rondedzerodzeupenyu
3 месяца назад
Thanks
@TinasheKaimbanemoyo
3 месяца назад
Akazvirambisa ega uyooo
@user-nn7cc9qj5t
3 месяца назад
Ah uyu ngaarambwe zvake uye kuti akazvirambisa ega Vakuru vanoti mweni haapedze dura
@DavidMakhanda
3 месяца назад
Aaaa ngangwe neni unorongedza hako haiwa
@KingViperlazieking
3 месяца назад
Akazvirambisa kana neni handinga gare nemkadzi hasingadi hama dzangu no hasi mkadzi
@brainmahese8904
3 месяца назад
Wakazvirambisa ega uyu... Ngaende
@catherinejames878
3 месяца назад
Ichokwadii akazvirambisa enga
@AKINOJITSORO
3 месяца назад
Akazvirambisa ega nekusaziva zvekutaura❤😂
@user-og7vs2js6o
3 месяца назад
Akazvirambisa nekuda kwehunhu hwake kwakaipa
@Rhambo485
3 месяца назад
Akazvikanyira ega apo ,ko vamwene ndivo vadii havo
@malini7950
3 месяца назад
Yaaaa uku ndokuzvirambisa munhu asingagoni kuvara muromo shuwa
@Dirsadondo
3 месяца назад
Akazvirambisa ega uyoo
@EvelynTsitsiSatumba
3 месяца назад
Akazvirambisa ega huyai neparty 2 yacho
@stelladeredzai7792
3 месяца назад
Thandeka akazvirambisa ega haana wekuchemera
@user-qn2pc7xg1o
3 месяца назад
Akazvirambisa ega uyo
@user-rm2zb2tk1x
3 месяца назад
Amwene hawana mhosva iye ndiye wakazviputsira imba yake ega uye nekunyima
@gracematsika7304
3 месяца назад
Anopenga mukadziuyu kuroora ere uko❤❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
@rue-hz2qk
3 месяца назад
Haa akazviputsira ega benzi remukadzi
@beaulartambwanaye8312
3 месяца назад
🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
@Malcomwendys
25 дней назад
Mdzi asingadi amai ngaaende vamwene was good 👍ini Vamwene hapana chakaipa chavakaita
@nandoszaba843
3 месяца назад
Akazvirambisa ega benzi remuroora demet
@patriciadengenyera8507
3 месяца назад
Akazvidziga ega
@user-yl9dv9ml8y
3 месяца назад
Akazvirambisa ega benzu remuroora
@memoryjichichi5916
3 месяца назад
Thandeka akazvirambisa ega
@user-yp5il7br1c
3 месяца назад
Thanks sister mai two it's true kuti varoora vanozviita zvinhu zvakadai asi ndofunga kuti chidzidzo kune isu vechidiki
@rondedzerodzeupenyu
3 месяца назад
Thanks bro ... I appreciate it very much
@exneviachingwaro5792
3 месяца назад
Tipeiwo link
@user-nk3rr9qb1z
3 месяца назад
Kuzvirambisa ega uyo mazvokuda
@FungaiMasvivi-wt8qv
3 месяца назад
Toda part 2
@gracematsika7304
3 месяца назад
Akazvirambisa nekunyima kusada vaenzi mumba chete❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@exneviachingwaro5792
3 месяца назад
Rinonzii movie iri😊
@user-rd7mq7qd4p
3 месяца назад
Hunu wake ndowakamurambisa
@user-wz9mo1xt8e
3 месяца назад
Ayewa ngaaende uyu
@user-ru4tp8cs4x
3 месяца назад
Variko vakadZi vasingadi hama dzemurume chokwadi anongoda dzekwake nemashamwari ake Chete
@PATIENCESYMON
3 месяца назад
Yaaaaaaa,vamwe varoora itsvina chokwad, surrender
@TapiwaMaidza
3 месяца назад
Aaaaah mavanga enyora ayo
@marianluwizhi8555
3 месяца назад
Tiri kudzidza shuwa
@BridgetPemhenai-eg6qp
3 месяца назад
Akazvirambisa ega hake
@TsitsiChaodzera-hu4wr
3 месяца назад
Ichokwadi variko vakadzi vanodaro mudzimba umu kusatoda hama dzemurume chaiko ende veduweka tisadaro
@user-um4vx8zu9z
3 месяца назад
Akazvirambisa ega uyu ibenzi remukadzi. Full movie inonzii
@aaronzimunya6846
3 месяца назад
Mai Dube unonakodza vanhu
@bosssimblo2413
3 месяца назад
Haaa muroora ndiye akazvirambisaa nemabasa ake asiri ryt Vakadzii dzidzai kuda hama dze murume sekuda kwamunoita dzenyu
@Malcomwendys
25 дней назад
Zvinotidzidzisa kuti tide hama dzese dzemkadz nedzemurume tisakoshesha mashamwarii
@NyaradzoMaturure
3 месяца назад
Varoora ngatidzidzei kubata hama dzemurume zvakanaka shuwa kunyange vakashata but ngatiite sevanhu vanobva kuvanhu 😢😢😢😢😢
@rondedzerodzeupenyu
3 месяца назад
Thanks
@spiwezirare8167
3 месяца назад
❤
@user-oy7vs3fn8c
3 месяца назад
Akazvirambisa ega mskana
@user-nn7cc9qj5t
Месяц назад
Akazvirambisa ega ibenzi remukadzi iri😊
@patriciadengenyera8507
3 месяца назад
Muroora uyu haite akazvidzinga ega
@user-lt2wt7by7f
3 месяца назад
Akazvirambisa hake
@user-qf5ym3dp2w
3 месяца назад
Kunyi chikafu zvakaoma
@rumbidzaigwaze2613
3 месяца назад
Akazvirambisa ega
@andymaseemeat7851
3 месяца назад
😂😂😂😂Unonzwa seunotsva
@spiwezirare8167
3 месяца назад
Akadonhedza plate inenyama tandeka😂😂
@user-dc7gj2zj4t
3 месяца назад
Akazviramba ega
@Diannamatereke
3 месяца назад
Mazvekuda mawanga enyoka
@doubleBTK
3 месяца назад
Mkadzi benzi anoputsa imba nemaoko ake
@agnesmusodza7102
3 месяца назад
Akazvirambisa ega uyu
@LEEBOYZw975
Месяц назад
Inguruve yakazvikanga nemafuta ayo iyo akazvirambisa ega
@priscillandoro4014
3 месяца назад
Kudzayi Ndoro 👂👂👂
Далее
10:13
Stepmother vaida kuisira mwana wemurume mushonga muchikafu asi zvakaenda nepamwe 😢
Просмотров 30 тыс.
11:16
Akaramba basa nekuti boss vaida kutanga vadiwa naye 🤔...Mai Bee Mukadzi akatendeka 👏👏👏
Просмотров 32 тыс.
01:00
Угадай МОБА 1 🥵 | WICSUR #shorts
Просмотров 1,3 млн
00:16
Старый Дим Димыч вернулся😱
Просмотров 410 тыс.
00:58
Вот как продлить жизнь Крузаку 200му🔥 @Garri_Vanui
Просмотров 1,6 млн
01:57
Олимпиада провалилась, даже не начавшись! Зачем парижане массово саботируют игры?
Просмотров 817 тыс.
13:28
ALINA.. akatiza murume nemwana .
Просмотров 44 тыс.
11:34
Mai vaida kuti mwanasikana wavo aroorwe neMbinga asi ......
Просмотров 30 тыс.
1:01
Madzibaba bond vachiita shura varipasowe
Просмотров 27 тыс.
8:38
SARUDZAI .. Vaimuseka vachiti chirema asi Nyasha dzakazowanzwa ...
Просмотров 23 тыс.
15:52
Mukadzi wemunhu haabatwe(short story)
Просмотров 53 тыс.
15:02
Akafurirwa kuramba murume.... Honai zvakazoitika😢
Просмотров 85 тыс.
13:25
Big House vs Small house
Просмотров 52 тыс.
13:52
Zvakatangira pakushaya present yeVale😔
Просмотров 40 тыс.
13:49
Soro naMutsai nyaya yavo haina kupera mushe
Просмотров 35 тыс.
15:11
Hama dzaaibatsira dzakamurasa paakatanga kurwara 💔
Просмотров 43 тыс.
01:00
Угадай МОБА 1 🥵 | WICSUR #shorts
Просмотров 1,3 млн