Тёмный

NDIITEWO MAKOROKOTO 

Comic Pastor
Подписаться 192 тыс.
Просмотров 68 тыс.
50% 1

JARZIN YANDIGONERA

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 369   
@gmuusha1
@gmuusha1 5 лет назад
Nigel kuda motor anenge akakweshwa nhova ne Peturu.
@macyarie
@macyarie 5 лет назад
🤣🤣🤣 what a statement
@mollinemadhananga5767
@mollinemadhananga5767 5 лет назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@florencekamurai9967
@florencekamurai9967 5 лет назад
Ndachifarira chi statement ichi
@essychimombe1006
@essychimombe1006 5 лет назад
Amana 😂😂😂😂
@cynthiamutyoramwendo9615
@cynthiamutyoramwendo9615 5 лет назад
Kkkk hahahahhada I love this comment wandiuraya
@nomzyshumba8889
@nomzyshumba8889 5 лет назад
Comic & nigel mondiitira .......... Kna pane anotenderana neni isa like
@andazchikunda
@andazchikunda 5 лет назад
Mazuvaano pasina Nigel handichatoona. Akapenga mupfana uyu 😂😂😂😂
@zimsunguramusic3658
@zimsunguramusic3658 5 лет назад
Haaa Nigel ma1
@tarirocoffee5026
@tarirocoffee5026 5 лет назад
Nigel uyo anoziva zveku actor uyo kkkkkkk chibaba
@chris_topher007
@chris_topher007 5 лет назад
Uyo anonzi Baba Kevie haashande😂😂😂🔥
@LifestylewithShyra
@LifestylewithShyra 5 лет назад
Nigel anogara achingodya.chidya mafuta chisingakore 🤣🤣🤣
@anesupriviledgemuchono8511
@anesupriviledgemuchono8511 5 лет назад
kkkk eh ndatodawo kudaro apo anongodya maputi
@tafaliciuosmazy9260
@tafaliciuosmazy9260 5 лет назад
Kkkkk shuwa
@netsaikanodzirasa947
@netsaikanodzirasa947 5 лет назад
Maputi nemajigis hazvikorese
@nyashamambohwa
@nyashamambohwa 5 лет назад
😂😂😂 ndaiti ndini ndega
@samanthasasha8330
@samanthasasha8330 5 лет назад
😂 😂 😂 😂 Comments killing me
@patriciamunemo1641
@patriciamunemo1641 5 лет назад
Veduwe Nigel anondiuraya nebayo anongondiginera zviri so natural and I can go for a week ndichingodzokorora his vids zviri normal here😢
@veetan9597
@veetan9597 5 лет назад
Nigel hanzi mupei mari tiende apa wabva wasarawo😂😂😂😂
@simbarasheganda3533
@simbarasheganda3533 4 года назад
Comi and Nigel good combination pazvese keep on gyz pamedia ndimi moita tispakwe#
@takudzwageorgemasanzu9965
@takudzwageorgemasanzu9965 5 лет назад
0:34 🤣🤣🤣 hanzi "mudhara tiudzei kuti ndimi!!!"
@Amancube01
@Amancube01 4 года назад
Anonzi baba kevy haashande😂😂comic the best
@tondetanditonny802
@tondetanditonny802 5 лет назад
Hahaha ava ndiBaKev havashande...but Nigel kuseri 😂😂😂🤣 dude can act woow haa akanyanya
@chidochashekunyenya9456
@chidochashekunyenya9456 5 лет назад
Mdhara tiudzeyi kuti ndimi 🤣🤣🤣...Slick can act shaaaaame!
@dakrutman6898
@dakrutman6898 3 года назад
Success inoita kakunhuwirira so esp uchipinda paGhetto huh ts skit so relatable in life
@guidet.mmakanda1010
@guidet.mmakanda1010 5 лет назад
First one.....😎 Pfuurai muchisiya ma likes.....
@kingsolopro
@kingsolopro 5 лет назад
These guys remind me of Gringo naJohn Banda
@panashecarlostengende3374
@panashecarlostengende3374 5 лет назад
Number 4 to like and number 1 to watch!!! Munovada Pastor
@edgarnechitima7540
@edgarnechitima7540 3 года назад
Hanzi na Comic parisei pazuva , mukuswera makangoyanika kkkkkkkkk isa like kana wanakirwa napo
@maitaishesvotwa
@maitaishesvotwa 5 лет назад
Woooww Congratulations..haaa but Nigel anga atogara wani mumota, bhoo here?? Apa nhasi akachenao haana kabudura rake riya😂😂😂
@takundakadziya2227
@takundakadziya2227 5 лет назад
Maitaishe Svotwa nhai dai angomusiyawo 😂😂😂😂🤣
@maitaishesvotwa
@maitaishesvotwa 5 лет назад
@@takundakadziya2227 😂😂he was ready hanzi mupei mari tibaye shame😂
@takundakadziya2227
@takundakadziya2227 5 лет назад
Zvaaita hazvina kunaka 😂😂😂😂😂🤣 Hanz ndodzoka
@gmuusha1
@gmuusha1 5 лет назад
@@takundakadziya2227, Lol 😂😂 avharwa.
@tedjamu4964
@tedjamu4964 5 лет назад
@Maitaishe Svotwa neku RU-vid kwacho uriko ?
@cynthiamutyoramwendo9615
@cynthiamutyoramwendo9615 5 лет назад
Nhai Nigel kokufarira mota kwacho manje hey kkkkk kungotenderera tenderera
@alwynchikono2321
@alwynchikono2321 4 года назад
baKevie representing Team MSU, tikukuonai mdara, mapinda good circles manje, keep going bro
@urbanpinguinspuno9714
@urbanpinguinspuno9714 5 лет назад
iiiiiiiiiiiiiiiiiweeeee pakaipa boys....icho pompi
@sarahtizora4115
@sarahtizora4115 5 лет назад
Hahahahha hanzi mudhara tiudzei kt ndimi chimdhara kalaughter kako Nigel nekaround kawaita ako wandifadza kkkk
@IrisKianaOnlineSchool
@IrisKianaOnlineSchool 5 лет назад
Hats off to you guys.. You always strike the balance between advertisement and comedy... Continue shining people
@jarzininternational4097
@jarzininternational4097 5 лет назад
Thanks Comic pastor. We at jarzin deliver the best service in all SA exported cars. Mandigonera
@evangelistgabrielchishamba7663
Hi. Richard how do I contact the Jarzin guys
@jarzininternational4097
@jarzininternational4097 5 лет назад
@@evangelistgabrielchishamba7663 you can email anodiwar@gmail.com or app me on +27748525232
@naumechitokwane6475
@naumechitokwane6475 5 лет назад
Kana uine team rako paghetto rinenge richiku bigger rough
@millybadze2117
@millybadze2117 5 лет назад
Madyiro arikuita Nigel maputi unobvawaada lol..I love this team manatural vasangana vese naComic Pastor💯💯
@conciousmukunga7589
@conciousmukunga7589 4 года назад
Hanzi uyo anonzi BA KEVIE haashande kkkkk
@lenos9741
@lenos9741 5 лет назад
bigop jarzin ,,,,,,,,usarove rove mota nigel kkkkkkk
@Lisa-Ta
@Lisa-Ta 5 лет назад
Ukaona mu ghetto youth asira munhu ma Jiggies ake kunyanya maJumbo ayo anenge achida kuenda. Nigel atoona b8r asire BaKevy ma jiggie
@hillarykinghk_zw7022
@hillarykinghk_zw7022 5 лет назад
Monalisa Tariro Msonza unonyanyoziva hunhu hwedu ma ghetto yutts sure😂😂😂
@Lisa-Ta
@Lisa-Ta 5 лет назад
@@hillarykinghk_zw7022 coz tiri same whatsapp group 😜
@hillarykinghk_zw7022
@hillarykinghk_zw7022 5 лет назад
Ko kuzosimbisa manje😂😂hanzi munoziva muri role model yangu
@try2relax
@try2relax 5 лет назад
Hahaha always on point, the introduction reminded me of my besty tiri ku var, hanzy meet shannon anga ane 4 units pa grade 7 ,like really 😂🤣😂🤣😂🤣😂
@macteeantonymnhuweyih4791
@macteeantonymnhuweyih4791 4 года назад
kkkkkkkk ukuiteyi pano Marz kkkkkk
@PaulTaka123
@PaulTaka123 5 лет назад
Looool nigel anondi kwadza looool, pese pandomuona anenge achidya looool nigel wakapenga looool
@funnyngoniewekwagambe6350
@funnyngoniewekwagambe6350 5 лет назад
kkkk hanzi mukuru akuvakirwaa museum kkkkk kana wapanzwa isa like
@tapiwakanduka3312
@tapiwakanduka3312 5 лет назад
Hahahahahaha hanzi munongondidropa 😂😂 papi pacho paunodropwa Nigel 😂😂😂
@vickynyakudya8598
@vickynyakudya8598 5 лет назад
Nigel anondigonera zvangu kkkkk
@tchitz2129
@tchitz2129 5 лет назад
Mdara ndiudzeyi kuti ndimi kkkkkkk Nigel kuseri
@Glo263
@Glo263 5 лет назад
Nigel ndizvo amana! super talented
@anesumharapara7535
@anesumharapara7535 5 лет назад
Nigel wakanyanya, hanzi mdar ndiudzei kuti ndimi
@cosymhukahuru2955
@cosymhukahuru2955 4 года назад
Parisei pazuva mongoswera makayanika😂😂😂😂aaah
@tinashegwatidzo7286
@tinashegwatidzo7286 5 лет назад
Nigel u're gud
@viqellah1259
@viqellah1259 4 года назад
Hahaha hanzi mupei tibaye 😄😄😄
@nomudube3296
@nomudube3296 5 лет назад
Comic ka mungadaro munhu ange atopinda here
@marlvintakudzwanashephiri7882
@marlvintakudzwanashephiri7882 5 лет назад
Uyu anonzi baba kevy iproduct yeMSU
@matungwana
@matungwana 5 лет назад
Nigel naComic ziheavy combination keep it up guys
@winnetnyamana9834
@winnetnyamana9834 3 года назад
Mudhara tiudzei kuti ndimi haaa Nijo
@tonymabrizabeedube7183
@tonymabrizabeedube7183 5 лет назад
Nigel u can do it bro ramba wakadaro
@oscarwhacha6429
@oscarwhacha6429 5 лет назад
Comic Pastor never disappoints even iri advert ndinoona and I enjoy, uyu mfana wenyu Nigel musamusiye and I hope haakurewo musoro. But next time mupeiwo ma roles aka hitter jackpot kuti zvibalanse. You guys are good.
@doubtnyabinde408
@doubtnyabinde408 5 лет назад
Slick wakaipa
@vibekings514
@vibekings514 3 года назад
Hanzi mupei tibaye 😂😂😂😂
@sherry4535
@sherry4535 5 лет назад
❤️❤️comic....congrats
@priscamungwari6099
@priscamungwari6099 4 года назад
Mdara magara muri role model
@chadah24
@chadah24 5 лет назад
Nigel naComic bhoo
@stellamundevere9349
@stellamundevere9349 5 лет назад
Kkkkk comic musazodaro anzi kuswera makangoyanika
@leonehloko5406
@leonehloko5406 5 лет назад
Nigel you are the best young man 😂😂😂😂
@patronellamadzima2706
@patronellamadzima2706 5 лет назад
Nigel anenge akangomirira mota nhasi trousers rake mariona sei mupeiaLikes akachena
@jozeffyndie6171
@jozeffyndie6171 5 лет назад
baba Kevhi havana JOB,,, hanzi baba Kevhi havashande ,,, lol,😹😹😹
@happiemudungwe876
@happiemudungwe876 5 лет назад
😂😂😂 usarove benz kudaro,uyu anonzi baKevy haashande
@mnchikanya
@mnchikanya 4 года назад
Hahaha hanzi mupei mari tiende😂😂😂😂
@tinashemakosa
@tinashemakosa 2 года назад
Great and amazing acting 🎭
@kineranganai2698
@kineranganai2698 5 лет назад
Nigel idhara anobvumirana neni kanda like
@mutsawashengwenya5911
@mutsawashengwenya5911 3 года назад
Mupei tibaye😂😂😂😂
@saymoregonzo
@saymoregonzo 3 года назад
Akabvuma kusara Nijo apo ndo donator Ma comic awards
@innpower428
@innpower428 5 лет назад
Mkkk usarove mota nigel
@ishmaelgonhera5413
@ishmaelgonhera5413 5 лет назад
hnz naNigel ndilingisei kwakuzot bt handina mari manje kkkkk kk
@mitchellemarylynmaiziveyi3913
@mitchellemarylynmaiziveyi3913 5 лет назад
Usarove benzi kudaro haisi ....😂😂😂😂
@ashnatechisano7986
@ashnatechisano7986 5 лет назад
BabaKev yeee
@ellenmashaya711
@ellenmashaya711 5 лет назад
Hahahah bakevy.... hanzi comic vanodriver kamarch, awesome job my dear, keep going. Good work guyz keep it up
@vimbaimadenyika1313
@vimbaimadenyika1313 5 лет назад
Mudhara magara muri role model in Nigel's voice😂😂😂ko kugara ichingotsenga boo here Nigel
@blackcherry9344
@blackcherry9344 5 лет назад
Mondiitira bho Nigel you are a Natural mmmm munobata apa kamudyiro kacho majigis you kill me🤣🤣🤣
@Tintat4
@Tintat4 5 лет назад
Uyu anonzi baba Kevvy haashande 😂😂😂😂
@andazchikunda
@andazchikunda 5 лет назад
Nigel muface reaction yako ka 😂😂😂😂😂
@fortunezunde7482
@fortunezunde7482 5 лет назад
pana Gulez tanyeperwa
@mkomatee6350
@mkomatee6350 5 лет назад
Amana introduction yacho hanzi anonzi ba kevy haashande iih
@patiencechimondi7485
@patiencechimondi7485 5 лет назад
Nigel...wakanyanya!!
@jesuschristtv4595
@jesuschristtv4595 5 лет назад
Slick pastor @Nigel unopedza basaaaaaaaaa
@mutsawashengwenya5911
@mutsawashengwenya5911 3 года назад
Step yaNigel paachiuya kumota😂😂😂
@richmondmuponda907
@richmondmuponda907 5 лет назад
lol BaKevy my MSU classmate. haaa ndafara
@geraldbeta1656
@geraldbeta1656 5 лет назад
Hhaha Hanzi Na Baba Kevie Comic Pastor vanofamba ne march
@tapiwamutizwa9930
@tapiwamutizwa9930 5 лет назад
Kana mazogara ahhh Nigel aakumberi
@tendaimandizvidza6782
@tendaimandizvidza6782 5 лет назад
Anosimudza marombe kubva muhuruva 💃💃
@chikkiechikaz739
@chikkiechikaz739 5 лет назад
ichiri one view one here....hatidi zvekuzokuigirai sadza mamukati🤣🤣I liked tt one.. issa first
@iafrica1443
@iafrica1443 5 лет назад
Hanzi uyu anonzi ba Kev haashande😂😂🤣
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 5 лет назад
Nigel ka kkkkkkkk unogonesesa hako kana pasina Nigel hapanakidze Nigel kumberi guys
@tjgunguwo
@tjgunguwo 5 лет назад
Nigel mabatiro akaita door pakaipa
@forwardpaunganwa4135
@forwardpaunganwa4135 5 лет назад
Uyu anonzi baba Kevy, haashande Hahahahahahahahahahahahahahahaha!!!!
@Tlou-y3e
@Tlou-y3e 5 лет назад
😂😂😂😂😂Nigel tshibaba
@joinahmukanangana8334
@joinahmukanangana8334 3 года назад
Nigel ,kudya chete. Kungd Paraffin. Kikiki
@limbikaniseanpendami9121
@limbikaniseanpendami9121 5 лет назад
Kkkkkkk hanzi mupei mari asare
@fidelitytapiwachingorivo3900
@fidelitytapiwachingorivo3900 5 лет назад
kkk iih huh Nigel akaoma hake aaah boys atleast apa haana that Trousers
@lee-gp3pu
@lee-gp3pu 5 лет назад
Uyu anonz cav hashande
@goldteethtv71
@goldteethtv71 5 лет назад
Big up guys kkkkkk ndipinzeiwo muBenz kkkkkk comic ndibatei pa inbox
@chidomunzararikwa1082
@chidomunzararikwa1082 4 года назад
Uyo uyo asingashandi😂 @BaKevy
@bakevythecomicmc1058
@bakevythecomicmc1058 4 года назад
Ko kurara
@chidomunzararikwa1082
@chidomunzararikwa1082 4 года назад
@@bakevythecomicmc1058 kkkkkk well, you guys are good, well done!
@tafadzwateeffah
@tafadzwateeffah 4 года назад
Mupei tibaye🤣🤣🤣🤣
@dumisanimusindo9984
@dumisanimusindo9984 5 лет назад
Nigel Boe hre mabatirwo edoor achoo kaa 😀😀😀😀hsi Kuda ksyna nepane peturo
@talentsamwa7989
@talentsamwa7989 5 лет назад
@simba kkkkk aaaa ndazoseka hangu
@talentsamwa7989
@talentsamwa7989 5 лет назад
"ava vanonzi ba kevy havashande"bhooo here😂😂😂
@Trevourg
@Trevourg 5 лет назад
Hahahaha uyu anonzi ba Kevy haashande bho here kkkkkk
@rangaben8397
@rangaben8397 5 лет назад
Mukuswera makangoyanika pazuva kkkkkk
@chidochashekunyenya9456
@chidochashekunyenya9456 5 лет назад
Ndazvinzwawo...aaah comic ava 🤣
@rangaben8397
@rangaben8397 5 лет назад
@@chidochashekunyenya9456 kkkkk
@hillarykinghk_zw7022
@hillarykinghk_zw7022 5 лет назад
Comic anopenga😂😂😂
@kudzainyagato3180
@kudzainyagato3180 5 лет назад
nigel adakusiwa pa turnoff kkkk wakanyanya
@rangariraichikariso9601
@rangariraichikariso9601 5 лет назад
Nigel kanondispaka Kkkk, kuita kunamira pamota
@samcbivharo3408
@samcbivharo3408 5 лет назад
Coming vanopedza basa...Nigel anoziva zvinhu zvake
Далее
KUSHAYA CHITUPA
6:01
Просмотров 69 тыс.
Ko Waigona Wani
4:59
Просмотров 124 тыс.
The Most Elite Chefs Ever!
00:35
Просмотров 8 млн
COMIC PASTOR COLLAPSED
5:05
Просмотров 128 тыс.
Ngirozi Yenzira EP03 - Jah Prayzah X SHASHL
27:41
Просмотров 266 тыс.
Tangai magerwa
5:55
Просмотров 86 тыс.
MUNOTITUMA MUSIKANZWA
4:27
Просмотров 14 тыс.
Mavhiri mudenga
4:47
Просмотров 77 тыс.
WATCH YAPROPHET IRIPI
5:50
Просмотров 115 тыс.
The Most Elite Chefs Ever!
00:35
Просмотров 8 млн