Тёмный

Ndinopa mupfuhwira 

Kwayedza Zimpapers
Подписаться 23 тыс.
Просмотров 5 тыс.
50% 1

Nyaya dzemupfuhwira dzagara dzinonetsa. Zvinoshanda here? Hakusi kuroya here? Hanzi nevamwe mupfuhwira rudo . . . Zvino ambuya vemuHarare ava vanoti mupfuhwira wakanaka uye kudyisa vanhu mupfuhwira - varume kana vakadzi - ndiro basa ravo. Kana kusunga "vanosota". Imbonzwai vachitaura . . .

Опубликовано:

 

27 май 2022

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 19   
@emmanuelmurenjekwa6785
@emmanuelmurenjekwa6785 2 года назад
Zita rekutoti mupfuhwira rakatoshata
@cobradube3827
@cobradube3827 2 года назад
Ipai murume wenyu wese mudanane zvemhando, siyai kupa vamwe vanhu zvisina basa imi amai
@stellamukoki6663
@stellamukoki6663 2 года назад
Yaaaa kugadzirirana size chaiko mupfuhwira kuseri mnje
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 2 года назад
Zvinenge zvava zvenharo izvo musabatanidza zvinhu Rudo nemupfuwhira zvakasiyana
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 2 года назад
Hapana mupfuhwira wakanaka zvachose,uye hapana anoti ndoroya zvishoma kkkkk to hell
@Wendy-rn4by
@Wendy-rn4by Год назад
Tokumbira # yaambuya
@yeukaimbundire5514
@yeukaimbundire5514 Год назад
Tipei number Saka zvinobatsirei kuitoudza
@villagetv1010
@villagetv1010 2 года назад
Ndedze mbira yooh
@ndodanandlovu1064
@ndodanandlovu1064 2 года назад
Gogo details pliz
@nomatterkaswaurere7712
@nomatterkaswaurere7712 2 года назад
Varume kuhura ndozvavanoda chaizvo kupfuhwirwa
@gatesgurugenius5126
@gatesgurugenius5126 10 месяцев назад
Vakadzi vemazuva ano vakuhura pamberi nemupfuhwira
@leahnadolo2435
@leahnadolo2435 2 года назад
Ko contact yagogo
@user-ul4dj2mb7g
@user-ul4dj2mb7g 9 месяцев назад
Number dzagogo plz share
@ConstanceTofa
@ConstanceTofa Год назад
Number dzagogo
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 года назад
Imimi vanhu vekwaedza munobhowera chinhu one hamutiudze panobatika nanga dzenyu why munoda kubhadharwa here sezvinoita Drewmas pliz tipeiwo panobatika nanga or imimi wacho kuti tibatsirekezve you donty just come here nenyaya motisiya tiri hanged
@brendakanodyanashe9851
@brendakanodyanashe9851 2 года назад
Number dza Gogo ndipeiwoo
@chiedzamuringi819
@chiedzamuringi819 2 года назад
Does she have a husband
@chengetai5272
@chengetai5272 2 года назад
Number dzagogo plz
Далее
Mupfuhwira chii?
15:09
Просмотров 2,1 тыс.
❌Ему повезло больше всех #story
00:41
Мелл хочешь сына от Дилары
00:50
Ko ndaizivei? Ndaiti ndawana murume anondiroora . . .
19:37
‘Ndinoda vamwe vakadzi’
5:14
Просмотров 501
Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
1:06:48
Dr Bitumba arohwa nematsotsi
3:45
Просмотров 152
Musadzinge vana kuzvikoro
3:14
Просмотров 89
Vorwisa zvinodhakwa nemitambo
2:42
Просмотров 52