Тёмный

NDINOROMBESA UYE NDINOBATA MBAVHA 

Drewmas Media
Подписаться 231 тыс.
Просмотров 10 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 70   
@emiliahbingu9610
@emiliahbingu9610 Год назад
Sekuru udzai vazukuru vezimbabwe kuti kuromba kwakaipa unopedza dzinza mari inotoshandiwa
@iressemerson7468
@iressemerson7468 Год назад
Saka apa mukutiraridza kune vanorombesa ka?zvino hurombwa huchapera here 🙌🏽
@samcbivharo3408
@samcbivharo3408 Год назад
Drewmas ini ndofunga kuti dai marega kushambadza vanorombesa,cz vazhinji vedu tirikutambudzwa nehurombwa hwakasiiwa nemadzitateguru,,,vanhu vanorombesa havataure chokwadi sekuru ivava vari kunyepa hurombwa hunoda ropa remunhu..vanhu ngavadzidze kushanda kwete kunotora mushonga wemari sekuru ivava kana vachiziva mushonga wemari ngavasiye zvehugodobori vangotora havo mari since vane mushonga wacho
@paulinematambo
@paulinematambo Год назад
Itai mega zvekuromba izvi😮😮
@blessingmashandureblessing9650
Asi sekuru Tasvu, Achapola, Nyangatayani vanouraya havadzosere zvikwambo
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Год назад
Uuuuum musafambira vanorombesa mkoma Adrew uuuuum nezvimwe zvamunotiradza zviya uuuum
@thefire3465
@thefire3465 Год назад
I LOVE THIE SEKURU HIS HONEST AND REAL, even tho I’m not a big fan of his work
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Год назад
Nhai DREWMAS, tinoziva kuti you take us to another level (Isina kumbosvikwa nevamwe). Mapedza N'anga dzese muZimbabwe, ko N'nga dzeMozambique 9Lucrative market) dzaita mukurumbira kudai muchakusvika rinhi? Kana kuti makamirira mamwe maMedia kutiakutorei to that level, vakutungamirirei...kkkkk.
@RosemaryZariro-g1q
@RosemaryZariro-g1q 6 месяцев назад
Zvekuromba itai mega
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 Год назад
Ava sekuru havasi Murapi ,Murombesi
@naisonchari3633
@naisonchari3633 Год назад
Inga ndimi munombofamba wani muchitsvaga vanobatsira kn mavakudai mavakurasika isu tichiti pasi nekuromba imi movatsvaga saka zvobatsirei tsvagai zvimwe
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 Год назад
Mhh izvi zvinotyisa ,zvinoda vakashinga moyo
@lilianpmapiyo
@lilianpmapiyo 4 месяца назад
usisi lowu okhuluma isi Ndebele muhle suwayenda yini twaa😁😁😁
@RosemaryZariro-g1q
@RosemaryZariro-g1q 6 месяцев назад
Makadii veDrewmas pakuisa vanasekuru vanorombesa avo munenge makurasika ipapo uyezve nyaya dzenyu dai muchidziti part 1 kusvika painoperera matanga nyaya tinoda kuziva kwainoperera kuitira tizozivawo kuti matambudziko edu anopera kuDrewmas please please
@naisonchari3633
@naisonchari3633 Год назад
Xuwa vabereki vakatiisira nhamo imi bsy kutsvaga vakadai mavakurasika
@agrippangwenya3078
@agrippangwenya3078 Год назад
Ko mwana uye wekushaikwa zvakazodii,uye njuzu dziye dzakazorii,munosiya nyaya isina kupera imimi
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Год назад
Njuzu dzenge dzakadzokera mumvura nokuti dzaiva dzisingade kuvhota😂😂
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 Год назад
​@@bennymapfumo2986😂😂😂😂😂😂
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 Год назад
Sure nyaya yaKing yakangozonzi zii
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq Год назад
​@@madamdelicious3183ehe kana kuziva kuti zvakazodii atina
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 Год назад
Dai musingatibudisiri vanorombesa avo vanopedza dzinza nekuda marii
@ThubelihleChilulwe
@ThubelihleChilulwe 7 месяцев назад
Yikuthwala Dade
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 Год назад
Kurimbesewa😂😂
@maxwellkamoto5061
@maxwellkamoto5061 Год назад
Nhari vangu mhai
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Год назад
Hapana zvino ziwi kanwa apo kurasa mari pachena kunyepera vanhu
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 Год назад
Morombesa aaàaaaaa
@TatendaTachiona-o4t
@TatendaTachiona-o4t 12 дней назад
ndirikudawo number dzakule ndingafare mukandipawo pamwe ndinga batsirwa zvikaita
@Ellen-z8e
@Ellen-z8e 10 месяцев назад
😮
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 11 месяцев назад
Kuromba kuromba hapana kwakachena
@cathlynejongwe2602
@cathlynejongwe2602 Год назад
Pakurombesa apo modzinga ma cstomer
@LoreenManduna
@LoreenManduna 9 месяцев назад
One munhu ataura chokwadi....
@aaronnhumbe2218
@aaronnhumbe2218 Год назад
Mandlovu ganda rakuchinja ka
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 Год назад
Mhhh
@witnessndlovu5939
@witnessndlovu5939 Год назад
Mboko iyo
@Dubelucia313
@Dubelucia313 Год назад
Mari yakutsvakwa zveshuwa 😢
@i_love_beer
@i_love_beer Год назад
Ko urayai varoi vandinetsa vana mai chipo negroup ravo
@thefire3465
@thefire3465 Год назад
At least his Honest not lying
@eazy-kayafrica8739
@eazy-kayafrica8739 Год назад
Not ukuroombesa .. umuti " correct term is ukutwalisa
@tendai-hq3cs
@tendai-hq3cs Год назад
vanonooromba endai munoromba n'anga iyo
@faithfaithmashavira5387
@faithfaithmashavira5387 Год назад
😂😂😂
@walternyika4555
@walternyika4555 Год назад
Pakurombesa apa
@lillycee5054
@lillycee5054 Год назад
At least his honest vanotaura chokwadi chavo!
@takundanashejangano
@takundanashejangano Год назад
Kkkkkkk sekuru ma1
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Год назад
Uuuuu vanhubavaka zvakaoma
@NzwisisaiMuzenda
@NzwisisaiMuzenda Год назад
Indai mobata munangarwa uko akaba maElection
@tindotings7892
@tindotings7892 Год назад
Hanzi naSekuru Gusvi, enda unonokora ivhu rakatsikwa naPresident apo vaikubira ma elections unobatsirika😂😂😂😂
@angellamunyanga6442
@angellamunyanga6442 Год назад
😂😂😂😂
@ThabisoNdlovu-yc7md
@ThabisoNdlovu-yc7md Год назад
Nhai mandlovu lo Shumba lifuna abantu bathwale ngempela???? Hayi Mina lento yokuthwala mmmmh ngikholelwa ekusebenzeni nzima
@josephnyagona7946
@josephnyagona7946 Год назад
Inga zvanenge mabla ten
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc Год назад
Ummm maaukurudzira vanhu kuromba here imi Drewmas???
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Год назад
chiremba wani ityai mwari imi
@chiherachashe4332
@chiherachashe4332 Год назад
Kkkkkkk kungopfeka minhenga yehuku mumusoro watova n'anga zvose zviri kukonzerwa naED mabasa munyika hamuna
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Год назад
Saka iwe unoziva kuti chiremba arikupi? (Iwe unotya Mwari kudai)
@ashlynkomo5274
@ashlynkomo5274 Год назад
Iro zin'anga racho kutyisa
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 Год назад
Yuùu kuromba Maya diko😂😂😂😂😂
@TeranceChishamba
@TeranceChishamba 5 месяцев назад
Translation of " kurombesa" it's ukuthwalisa. Uhambe wayo thwala means akaenda akanoromba.
@gracegrace4164
@gracegrace4164 Год назад
N'anga dzinofanirwa kubannwa kurombesa. Many people are dying vachiurawa nevanhu vanoda kuromba ava for body parts. Why kusangobatsira vanhu musiyane nezvekurombesa izvi ....ndosvotwa zvekuti
@trymoremutandwa8317
@trymoremutandwa8317 Год назад
Mudhara uyo haana chaari kuti haagone
@mitchellmagaya7320
@mitchellmagaya7320 Год назад
😂😂😂😂
@sandrataderera3546
@sandrataderera3546 Год назад
is gona a good thing or a bad thing😢
@kwarummond77
@kwarummond77 Год назад
It's bad
@NetsaiMwashita
@NetsaiMwashita Год назад
Goodbye my frenzyyyy
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Год назад
Huya ndikudzidzise maSpellings Netsai.
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Год назад
😂😂😂😂
@NetsaiMwashita
@NetsaiMwashita Год назад
@@makanakamaenzanise3602 🤣🤣🤣
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 6 месяцев назад
Very wrong kushambadza vanorombesa pliz
@sirteezhakata
@sirteezhakata Год назад
Please Mr Drumas seek kingdom of God than advertising devil 👿
@wadzanairuthmashonganyika3473
Vaya vakabirwa na Olinda Chapel pa UK apo havo sekuru vauya chako i tube ne pombi
@sandrataderera3546
@sandrataderera3546 Год назад
😢kuzoti vekwa mai tt
Далее
Akatuka Mambo part 1
16:35
Просмотров 51 тыс.
MUTOKO......SEKURU MUKOTSANJERA PFACHA PAMASAWA
44:13
Просмотров 2,5 тыс.
Abel mauchi on another level full interview 2024
42:37
NYANGA.......MANDI PFACHA PAMBA PASEKURU MUKOTSANJERA
35:53
HARARE SNAKE PARK..........NYOKA INE VHUDZI YAKAFA
19:29
Kuromba kwangu ~Kupinda muguva
18:57
Просмотров 12 тыс.
Kapfupi - Dindingwe Rinonaka Richikweva Rimwe
1:21:56
Просмотров 610 тыс.