I think she would have taken better measure if only she knew. I think the courts were too harsh on her at least community service was an ideal approach towards her sentence
This lady is innocent 😢 please help abude mujeri weduwee kuno kusango kwakaoma I was in the same situation ndakasiwa nevana vaviri murume kuenda zvachose tairarama nemvura 😢zvakaoma weduwee.
Pella love you sazita wangu basa unorova zvako sokolaita ini ndinonzi Pella and ndiri sokositina keep going Pella and mukoma Tapfumanei Sly TV well good work 👏 maruva enyu 🎉
Very sad indeed please mkona Sly help Pau abude mujail abatsirwe kuchebgeta mwana am pained dai zvaivhoterwa taivhotera kuti Pau aregererwe weduwee give her another chance
Ini ndoona sekuti mai ava ngavanzwirwe tsitsi nekuti chinangwa chavo ndechekuti mwana ave ne hupenyu huri ani ndosaka ari kudzokera achibvunza kuti mwana arisei
Ndipo paunoona kuti dzimwe nguva mutemo haumiriri kodzero dzevanhu. Mukadzi uyu did her best under the circumstances. Kupa mumwe munhu mwana kuti amuchengete ndinoona sekuti haisi mhosva. Mukadzi uyu travelled all the way back to Zimbabwe nekuti aida mwana wake, kwete zvakazoitwa venemutemo
Muzimbabwe dai tarega kufamba kuenda ku n'anga kuroyana kuroyerana varume tadii taenda ku n'anga kunoroya vanhu vatitambudza munyika medu ana Dambudzo ne hama dzavo
Mwana waPauline ngaandeswe kwaTinashe Mugabe naBaba vake vaitwe maDNA test vaswengwe he is the cause of dambudziko rese iri dai vaivepo vachibatsirana dai zvisina kusvika apa
God will see you through Pau ,for being honest and handover yourself ,the truth will always set you ,we pray that you get justice,cause dai waida kuuraya or kuitira hutsinye asi waida the Best of the life's child cause ayigona kuzvara wouraya or kurasa
Ndizvozvo asi ngatiziveyi kuti vanhu vanoshanda zvakasiya saka we cant compare macharges eN'anga zvinosiyana ,plus maparents aChenai were being greed like Chenai's brother testified on Tik Tok vakadzi vasina musadherere vakadzi vevarume vanenge muchidanana navo,hope we learning the hard way,Chenai was abandoned neBaba Sacha zvawoma
Veduwe Musikana uyu andioni kutadza kwake wakakurisa ini nekuti pane kuuraya mwana iye akasarudza hke kuti ape munhu amuchengeterewo kwete nekt anga asisadi mwana wake asi nekuda kwekutoshaya chaiko, justice for this poor lady guys
10 yrs guys kune vanhu that are getting away with murder.Isusukumusha kwedu kune mai varikufamba freely asi vaisa mwana we step sister yavo mutoilet thank mupenyu but mai ivavo she is free but its attempted murder for the mother and child
Zvinorwadza izvi yes she made a mistake to sell the baby because of poverty as she narrates her story . Can free lawyers help her on this case Hana kuwuraya mwana, as she is saying adoption was her idea though she was taken advantage of because of lack of knowledge and desperation. If she had gotten proper help and used the right channels dze adoption things wouldn't be the way they are. She deserves a second chance. Poverty led her to such Hana kuwuraya mwana she wanted a better life for the baby.
Dai Pau aida kuuraya abvisa nhumbu paayimbihwa R300 na Janet but ayitsvaga chifunga kuti azvare mwana wake ,Mwari ngavapindire mufunge and varume musadaro mufunge nekuti zvaunoita mwana wemunhu zvichaitwa kumwanasikana wako,you put a case upon your lives and your children
How did she know the intentions of the lady she sold the child to.Munhu waakangoona paFacebook. It was not her first time in South Africa. Dai akangoenda kune mamwe maZimba dai akabatsirwa.
Kuti apihwe 10 years there are many factors considered and there is also a sentencing guidance. MaZimba muri kuona kunge pasina mhosva asi akaita mhosva hombe whether kuziva or kusaziva. You must be knowledgeable nemutemo because ignorance is not a defence. Be familiar with laws of human trafficking.
Haa musikana uyo akararama upenyu unorwadza please dai vemutemo vateerera nyaya yake haasi munhu anouraya akaratidza mwoyo wekubereka vamwe vakadzi vakutouraya chaiko haa ngaaburitswe uyo woti ku suffer ñemimba uri wega wotambura uri mujeri iye mwana ari mupenyu here