Тёмный

NYAMBO SE BASA NA COMIC ELDER PA MAI CHISAMBA SHOW 

MAI CHISAMBA SHOW
Подписаться 19 тыс.
Просмотров 39 тыс.
50% 1

FACEBOOK
/ maichisambashow
INSTAGRAM
/ maichisambashow
TIKTOK
/ mai_chisamba
SPONSOR A SHOW
CONTACT
077 235 4215

Опубликовано:

 

3 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 127   
@Comicelder
@Comicelder 3 месяца назад
👏👏👏
@Elevate_Clips
@Elevate_Clips 3 месяца назад
😂😂😂😂takano dzosera vanhu kumashure paye
@welly8735
@welly8735 2 месяца назад
Ukaona wadeedzwa na Mai Chisamba urikuita zvine hunhu. Nekuti havadi nonsense
@munyasons80
@munyasons80 2 месяца назад
This woman i love her mhani,dai vamboitwa minister culture.Even kuva President weZim nyika yedu maybe tingadzoke pahunhu hwedu senyika.
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 2 месяца назад
Chokwadi
@BossRoy-o1o
@BossRoy-o1o 2 месяца назад
We love you mama may God bless you
@lloydtozvireva2600
@lloydtozvireva2600 2 месяца назад
Uno riska zvekudaniwa na Dr Mai Chisamba wakapenga mufana 🥰🥰
@chrisjuniormalgas6083
@chrisjuniormalgas6083 2 месяца назад
Kkkkkkk akagona kurisker
@blessingmariro6844
@blessingmariro6844 3 месяца назад
Nhasi comic elder vatambudzika pamutauro APA,ndivo ama2k kaaya,ndanzwa vakuti imwe Iya Iya pachikuva chamai Chisamba hahahaha,you did very well my brother❣️
@CapableKatsidzira-k7d
@CapableKatsidzira-k7d 3 месяца назад
Chokwadi atambudzika pamutauro apo amai chisamba ndiamai vemutauro vemandorokwati zvino ama 2000 haa chokwadi tazvionera zvisinei chironzo chake tachinzwa zvedu kkkkj azonzi chirega nditaure nevatereri mutauro varamba kubuda
@oniekurira6588
@oniekurira6588 3 месяца назад
I like and respect mai Chisamba zvekudaro, thank you ❤, but I feel like she was a little too hard on Leeroy in some places on this interview unlike amwe, but thank you mukomana tomufarira.
@rubymush7785
@rubymush7785 2 месяца назад
That's true! she was too hard or should I say rigid.
@SmartAfrica22
@SmartAfrica22 3 месяца назад
Dr R.Chisamba you're doing great job all the time God bless you
@elizabethnhira2395
@elizabethnhira2395 3 месяца назад
Tinokutendai Dr Amai Chisamba you have always been an inspiration this platform yatibatsira kuziva vanhu sezvavari nekuti vazhinji varikurara in judgment yezvavasiri uye murikuitawo kuti mabasa avo akasiyana siyana asimudzirwe pachikuva chino . Tinokudai amai mwari ngavakuchengetei
@talentmhaka445
@talentmhaka445 2 месяца назад
Maturity in depth. Ndafarira mashoko nemukomana uyu. Anodzidzisa zvikuru. Uye pakuita content yekuti tinokwanisa kuona pavanyarikani iyi ndapafarira.
@NdauTribe13
@NdauTribe13 2 месяца назад
Munotikonera Mai Chisamba. Comic Ramba wakadaro uri humble. You are fuuny without even trying hard🙌🏿
@BrianSibanda-qh6et
@BrianSibanda-qh6et 2 месяца назад
Thank you mai chisamba with what u doing ndinotenda nekutiunzira mukomana comic elder ❤
@alfredchigova6797
@alfredchigova6797 2 месяца назад
Thank you Mai Chisamba for inviting our boy Leroy
@chenairejoicehunzvi8722
@chenairejoicehunzvi8722 3 месяца назад
Wonderful interview, well structured too Mai Chisamba. Thank you so much, you have a nurturing heart even through the questions you are asking they are mind opening. God bless you
@TrishSanangurai
@TrishSanangurai 2 месяца назад
Maita basa mhamha nekushedza Lee my favorite
@goshvines
@goshvines 3 месяца назад
Ayehwa zvee zvinodadisa izviii❤
@bossmunah5479
@bossmunah5479 2 месяца назад
Mai Chisamba murikubata basa kubva kare tichiri vana. Well done Comic Elder, keep pushing young man👏👏👏👏🔥🔥💯. I'm a huge fan of your skits
@shyletmatura4793
@shyletmatura4793 3 месяца назад
Keep it up Leroy Tadiwa.
@TaffyOfficialMusic
@TaffyOfficialMusic 3 месяца назад
Comic Elder...always looking funny
@27Baby328
@27Baby328 2 месяца назад
😂😂😂i know
@lovemoremusvazvi4112
@lovemoremusvazvi4112 3 месяца назад
Keep it up
@patricianyandoro1910
@patricianyandoro1910 3 месяца назад
Wakariska zvikatofamba. Well done Leroy.🌹🙏
@blessinggwarovamatemera4998
@blessinggwarovamatemera4998 2 месяца назад
Mai Chisamba exudes poise and confidence (she's so composed and marture). Her presentation and hosting skills are truly impressive! I realised that during the program, when the guest, Lee, struggled to comprehend, understand, and respond to certain questions (probably because of age, and exposure), Mai Chisamba was skillfully intervening, providing cues to help him respond more objectively. Her ability to facilitate a productive conversation is commendable. We appreciate your exceptional work, Mama Chisamba. @Lee, welldone, young man, thank you for keeping us entertained. You are doing well in your space.
@sandrabeulah
@sandrabeulah 2 месяца назад
She's very professional and she knows how to balance that with being motherly.
@ruvaparr7823
@ruvaparr7823 3 месяца назад
Good to see you Comic 😀
@tinashenyangari282
@tinashenyangari282 3 месяца назад
The future is bright , ngavasapinde mupolitics chete chete , Comic did well paakapinda mupolitics zvakatanga kuita low
@dionmarecha1713
@dionmarecha1713 3 месяца назад
Thank you Mai Chisamba your questions were on point loved this segment ❤❤❤
@austenmaguduru1677
@austenmaguduru1677 2 месяца назад
Thank you Mai Chisamba basa se basa ndakakura ndichikuonai pa tv nhanhasi chimuti muchingori nacho ❤
@ProgressAhlikiye
@ProgressAhlikiye 3 месяца назад
That's my bro❤
@tonderaipkunaka4788
@tonderaipkunaka4788 3 месяца назад
Comic Elder,my Favorite
@sithembilechacha2338
@sithembilechacha2338 3 месяца назад
Thank you very much Mhamha
@MukudzeiJamesBrian
@MukudzeiJamesBrian 3 месяца назад
Chokwadi vabereki zvinovanetsa kunzwisisa ndakatorambidzwawo music ndichiri kuschool
@rudokaramba1127
@rudokaramba1127 3 месяца назад
Thank you Lee🎉
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. 2 месяца назад
Keep pushing boy like your confidence plus ka smartezh🎉🎉🎉🎉🎉
@raphaelkuzma4796
@raphaelkuzma4796 2 месяца назад
Mai charamba havachembere
@VincentGota-l7b
@VincentGota-l7b 2 месяца назад
Issue is the money from social media doesn’t allow you to match up with people’s expectations on you. Just shows why most social media girls end up selling themselves to get vacations, clothes and food
@admirenhimura1336
@admirenhimura1336 2 месяца назад
😊
@admirenhimura1336
@admirenhimura1336 2 месяца назад
😊
@ThandiweMacheka-c8h
@ThandiweMacheka-c8h 3 месяца назад
Ndotenda mai chisamba mese na leeroy zvikuru Vabereki tikurudzire vana vedu kuita zvavanokwanisa muzvipo zvavo ad supporting them tooo
@shuvaimazhandu-um5od
@shuvaimazhandu-um5od 2 месяца назад
That's great tozokumbirawo mugounzawo frets
@sitokodzilechewura5567
@sitokodzilechewura5567 3 месяца назад
Comic Elder, hoyoooo...thanks mhamha 🎉
@Trinity597
@Trinity597 3 месяца назад
Mai Chisamba❤
@saiditomu5201
@saiditomu5201 2 месяца назад
Thank you mai Chisamba for inviting Leeroy
@wha-ajr92
@wha-ajr92 3 месяца назад
Chirongwa chakanaka ichocho mai Chisamba kusumudzira ma talent evana nekuti vamwe vabereki vanongofunga kuti chikoro chete ndiwo hupenyu vana vanoda support kuburitsa zvipo zvavo
@chaumbambondo3961
@chaumbambondo3961 2 месяца назад
Watching from Zambia😊
@clarakingston2255
@clarakingston2255 2 месяца назад
Haaaaa mai chisamba still looking fresh n younger ❤
@CapableKatsidzira-k7d
@CapableKatsidzira-k7d 3 месяца назад
Mai chisamba mashoko enyu makukutu kkkk ipfungwa dzawo
@innocentmupedzisi9009
@innocentmupedzisi9009 3 месяца назад
Chirongwa chakaisvonaka ichi. Maita basa Mai Chisamba ....Lee unogonesesa zvako
@VioletTirivangasi
@VioletTirivangasi 2 месяца назад
Keep up the good work Lee
@tiffanybenesi1980
@tiffanybenesi1980 2 месяца назад
Keep it up Lee , unopisa
@SmartAfrica22
@SmartAfrica22 3 месяца назад
Comic elders is the best
@simbachigome
@simbachigome 3 месяца назад
mfana anogona uyu
@joerestmusic
@joerestmusic 3 месяца назад
Mai chisamba vakupisa mwana,anoti nyarei Lee 😂😂😂😂😂😂
@LearnmoreHamadzewawa-ws5mx
@LearnmoreHamadzewawa-ws5mx Месяц назад
Comic Pastor vanoda kupihwa maruva avo vachiri kurarama,maproducts acho huchi❤dambudziko nderekuti takungoriska pese pese😂
@Prisciedadandara96
@Prisciedadandara96 3 месяца назад
Ndinotenda amai nemashoko ane makukutu .....Amai Chisamba munogona chose tirikudzidza chose
@greathlatwayo5084
@greathlatwayo5084 2 месяца назад
thank you mama chisamba
@theresahmatundu9212
@theresahmatundu9212 2 месяца назад
My favorite
@KennyMapirwe
@KennyMapirwe 2 месяца назад
Urikumberi wangu
@JoeDomeke
@JoeDomeke 3 месяца назад
Moms magonesa chose kuuyisa Mkomana pa show. Keep going Elder
@charmainmedzaiMedzai
@charmainmedzaiMedzai 3 месяца назад
Comic elder 😂 anogona home boy wangu pamrehwa
@estachinhamo5767
@estachinhamo5767 3 месяца назад
Comic Elder vanogona zvavo😊😊🎉
@CalvinMtisi-d5q
@CalvinMtisi-d5q 3 месяца назад
Comic Elder
@wadzanaikadyevu9055
@wadzanaikadyevu9055 2 месяца назад
Next invite Freets Donzvo
@CrownGovera
@CrownGovera 3 месяца назад
❤❤❤
@simbarashemuchato1367
@simbarashemuchato1367 2 месяца назад
Inga Amai Patai havachembere. Hanty ndivoo veku Actor Fidelis vari Siyoyo aiwa havachembere chokwadiii. Vakazoroorwa here ????😅😊😅😅
@topgospelchannel834
@topgospelchannel834 3 месяца назад
Tinotenda Mhamha nekusimudzira vadiki....tokumbirawo mushevedzewo winky D
@joerestmusic
@joerestmusic 3 месяца назад
Shuwa too much pressure ,be real live your gennuine life
@eunicechigama
@eunicechigama 3 месяца назад
❤❤❤❤❤
@TanakaMundanga
@TanakaMundanga 3 месяца назад
❤❤❤❤
@brendaamungofa2471
@brendaamungofa2471 2 месяца назад
Comic elder to the world
@raykaruru1144
@raykaruru1144 3 месяца назад
Risk
@decentmahachi
@decentmahachi 2 месяца назад
How are you mother Africa
@lindandanda1867
@lindandanda1867 2 месяца назад
Leeroy ishasha
@JaisonSiwela-g5m
@JaisonSiwela-g5m 24 дня назад
Makaipa
@josephinezimbudzi3974
@josephinezimbudzi3974 2 месяца назад
"Imwe iya iya" Mai Chisamba vabvunza kuti ipi🤣
@NigelpanasheNyamura
@NigelpanasheNyamura 3 месяца назад
Hooo ndiwo Mai Chisamba vandainzwa pa R k sounds [question mark] Haa zveshuwa munogona kupatsanura nyaya.
@kelvinkanyemba1960
@kelvinkanyemba1960 2 месяца назад
❤lee
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 2 месяца назад
Lee is likable
@RoseGurure
@RoseGurure 2 месяца назад
Kkkk chokwadi Mai chisamba social media yakapinza vanhu muzvikweret pressure yakawandisa
@TinotendaMvemve
@TinotendaMvemve 2 месяца назад
Uyu muhombe comic to the world
@EstherMuskwe
@EstherMuskwe 3 месяца назад
❤❤❤❤
@maimushore6011
@maimushore6011 3 месяца назад
❤❤❤❤
@KennyMapirwe
@KennyMapirwe 2 месяца назад
@matthewhenryherbert9752
@matthewhenryherbert9752 2 месяца назад
@maimushore6011
@maimushore6011 3 месяца назад
❤❤❤❤❤❤❤
@lindandanda1867
@lindandanda1867 2 месяца назад
❤❤❤❤❤❤❤❤
@FelistasDzapasi-oe5to
@FelistasDzapasi-oe5to 3 месяца назад
❤❤❤❤❤
@elisharovha6115
@elisharovha6115 2 месяца назад
Lee for president 2030
@mablegwiza6452
@mablegwiza6452 3 месяца назад
❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
@letwintandi6619
@letwintandi6619 3 месяца назад
I like you Leroy
@PeterChirau-pv3lm
@PeterChirau-pv3lm 2 месяца назад
Moms todawo kuti Frets agovawo pano
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 3 месяца назад
❤❤
@TafadzwaMbira
@TafadzwaMbira 2 месяца назад
Kkkk 4us yeku Risker leee ka kkkkkkk
@tinosmaridza
@tinosmaridza 2 месяца назад
Leee munhu mkuru uyooo famba wangu usaneta
@PatricNyaku
@PatricNyaku 3 месяца назад
Leeee hapana kusiri kufa 😂😂
@NigelpanasheNyamura
@NigelpanasheNyamura 3 месяца назад
Eredha
@RumbidzaiNgorima
@RumbidzaiNgorima 2 месяца назад
❤❤❤❤
@raphaelkuzma4796
@raphaelkuzma4796 2 месяца назад
Hanzi Tiri pareal ungazoshaikwa hre musinganzwa 😅😅😅😅
@brendaamungofa2471
@brendaamungofa2471 2 месяца назад
Imwe iya iya kkkkkkk
@EvidenceSamuel-e4b
@EvidenceSamuel-e4b 2 месяца назад
Mukoma Superior makanyanya 😂😂😂😂
@batheo-sg2jp
@batheo-sg2jp 2 месяца назад
Mwana mwana
@ngurukitv4584
@ngurukitv4584 2 месяца назад
Looking good follow back done God bless you 🇰🇪 ❤❤❤❤❤
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM 3 месяца назад
Ari kupisa uyu
@RonaldZanamwe
@RonaldZanamwe 2 месяца назад
@rumbidzaibete8095
@rumbidzaibete8095 2 месяца назад
Nyanzvi hoyo
@MonalisaKutadzaushe
@MonalisaKutadzaushe 3 месяца назад
Tokudai mukoma Lee
Далее
KUTANDADZANA NA MBUYA VA PIYASONI PA MAI CHISAMBA SHOW
32:51
MUKADARO NDOENDA
7:25
Просмотров 56 тыс.
#kikakim
00:10
Просмотров 14 млн
SEPTEMBER 2024 COMIC AWARDS
50:33
Просмотров 73 тыс.
Ko kusataura @Nyariee @Comicelder
5:54
Просмотров 61 тыс.
Baba Harare on repentance Live on Capitalk FM
25:15
Просмотров 4,6 тыс.
ndikuda book
3:55
Просмотров 52 тыс.
ELDER MUKONDE
3:48
Просмотров 29 тыс.
PARUFU @Comicelder  @Nyariee @maitata
6:50
Просмотров 40 тыс.