Тёмный

NYAYA YANETSA 

Comic Elder
Подписаться 67 тыс.
Просмотров 126 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

2 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 407   
@GEORGEKARANI-d5p
@GEORGEKARANI-d5p 8 месяцев назад
Guys,the comedians we have today are so good and what makes them so special is that they collaborate/ work together. Unomboona MaiVhayi naMbuya Piyasoni,Mbuya Banda,Gamue, B Wezhira,Nijo,Nyarie and all the other guys producing unique skits. Hapana ane godo nemumwe. Keep up the good work. Kushanda mose kwamunoita ndokunoita kuti isu mafans enyu tikuteverei
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 8 месяцев назад
The guy ari kushanda naLee uyo anogonesa
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 8 месяцев назад
Hanzi ndoshaya weekend yandinoita free chete apa iye atori free
@RoyTagara-e6z
@RoyTagara-e6z 8 месяцев назад
Kkkkkkkkkk wonesai munhu baba musazodzoke neimwe nyaya naadzimai Kkkkkkkkkk
@Takudzwa-qg5vj
@Takudzwa-qg5vj 8 месяцев назад
Finally the combination i was waiting for...Frets nd Lee.... nawanadem😅😅😅
@funnyjunny
@funnyjunny 8 месяцев назад
This guy is better than any comedian right now in zim! Prove me wrong (lee)
@nesbertmajecha9989
@nesbertmajecha9989 8 месяцев назад
Fact
@funnyjunny
@funnyjunny 8 месяцев назад
definitely@@sir_kay
@TinasheChari-bw8zb
@TinasheChari-bw8zb 8 месяцев назад
Point
@ronaldchiduri6385
@ronaldchiduri6385 8 месяцев назад
Ahhhhh😂
@rudorwashe7807
@rudorwashe7807 8 месяцев назад
True
@panache59
@panache59 8 месяцев назад
hanzi kuita kunge ndoboilisa maphone pano🤣🤣comic muhombe kudarika Chief Ben
@davidmzenda5861
@davidmzenda5861 6 месяцев назад
I swear to you this combination is the next best thing ever ah 😂😂😂😂😂😂😂😂makaipa guys
@Payaah45
@Payaah45 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Baaaaadest Combination Uyo anovhura ziso kunge akadhakwa zvema Sua 😆😆😆😆😆😆 👊🏾👊🏾
@Anorld_Mavhezha
@Anorld_Mavhezha 8 месяцев назад
"..pavanouya panapa vadzimai vangu vachichera mvura maybe munotovashandisa......ndane curiosity manje because phone yangu munoshandisa"🤣🤣🤣 zviriko here izvi?😂😂😂
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂asi izvo zvivindi zvekutora selfie nefoni yemunhu zvobvepi
@gunshineofficialmusic
@gunshineofficialmusic 8 месяцев назад
I wish the collaborations and the combination done with these guys could be done also in musoc industries. Comedian guys you're doing wonders the way you're raising upcomings and supporting others. Dan. Nyarie, etc You're best 👌
@BernadoMush
@BernadoMush 8 месяцев назад
😂😂😂 kutodzidzira ma burnouts muphone manc 😅😅 you the best guys
@OliverTanya-kf5ho
@OliverTanya-kf5ho 6 месяцев назад
Iyi combination iyi haiko😂😂
@ChillswithMaestro
@ChillswithMaestro 8 месяцев назад
Guys that guy Ana Lee anonzani have been watching for quite some time now he is very good ..Timupe malikes nema following,,,Mukoma lee igaroziva always on point 🎉🎉🎉🎉🎉
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 8 месяцев назад
Anonzi Frets
@alenyandiya5589
@alenyandiya5589 7 месяцев назад
anonzi fretz tsvaga yakanzi dhudhu
@bernardvirimayi9491
@bernardvirimayi9491 6 месяцев назад
Anonzi frets manyama 😅
@zachariahcharamba9838
@zachariahcharamba9838 5 месяцев назад
Frets
@tavongagoto
@tavongagoto 4 месяца назад
Temple run confession yabuda so smoothly😂😂😂😂
@graymotive
@graymotive 8 месяцев назад
Crazy thing is you can't even tell its an Ad😂😂
@mutumwa_263
@mutumwa_263 8 месяцев назад
Its great when you guys come together and bring out the best of yourselves. Keep up the good work. I like how the comedy sector is uniting and working together, I hope music industry is taking notes.
@tapiwamukonowenzou9762
@tapiwamukonowenzou9762 7 месяцев назад
Usaite kuti ndiuye naAdzimai vangu ndichikubvunza nyaya iyoyi😂
@sarudzaizvoma7569
@sarudzaizvoma7569 8 месяцев назад
😂😂😂😂chibaba mukaita kunge munorasika njere ka 😂😂😂😂😂😂 combination iyi kwava kumberi
@mathewtunha4706
@mathewtunha4706 8 месяцев назад
the new guys is so serious . both of them can actually make a nuclear bombshell🤣🤣🤣🤣🤣
@philliphlopekazi6011
@philliphlopekazi6011 8 месяцев назад
Need for speed 😢😂😂😂😂😂😂
@africaunite2488
@africaunite2488 8 месяцев назад
This advert you nailed it. To me this one is the best art in your career.
@trill_the_kid704
@trill_the_kid704 8 месяцев назад
Iro raka feature ripei nguva rozvigonera😅😅😅😅😅😅😅
@VioletNyakabau-et6xq
@VioletNyakabau-et6xq 8 месяцев назад
Dzikuita kunge inin 🤣🤣🤣
@bigbrother7321
@bigbrother7321 8 месяцев назад
Who is this guy in a white vest?? Aiwa chibaba 🔥🔥
@corlingtonmakushu4620
@corlingtonmakushu4620 8 месяцев назад
Fretts Dee anopisa iyeye
@nishablessed7581
@nishablessed7581 8 месяцев назад
Anonzi Frets ishasha iyo
@NyashaMushata-r4w
@NyashaMushata-r4w 8 месяцев назад
Frets anogona uyu zvasangana
@bigbrother7321
@bigbrother7321 8 месяцев назад
@@nishablessed7581 chibaba 🦾
@KudzanaiMachamacha
@KudzanaiMachamacha 4 месяца назад
Frets anonakidza that guy
@ChrisMukweza
@ChrisMukweza 8 месяцев назад
Good combination ❤❤❤ airtime yadyiwa, pano panevanhu wanonamata😅😅
@kingkasirori6188
@kingkasirori6188 8 месяцев назад
"Yeah dzikuita kunge ininii"😂😂😂
@Kudzai_Kizito_Madangwa
@Kudzai_Kizito_Madangwa 8 месяцев назад
Pane pamakambonzwa ndichiti tap yangu yakupisa here😂😂😂😂 madam vangu Hohooo saka zvese zvatounza kuno munoshandisa😂😂😂😂
@phillipmatanha5107
@phillipmatanha5107 8 месяцев назад
Angosara ndiNijo chete kkk this is the Zim best 😂😂🤗
@tatendazimuto7318
@tatendazimuto7318 8 месяцев назад
The guy in white vest 🦺 ma2 😅😅😅😅
@mihaneashley4394
@mihaneashley4394 8 месяцев назад
😂lee manje vane ka rough Kari soft kkkk..never expected this combination...u the best guys keep it up
@ChillswithMaestro
@ChillswithMaestro 8 месяцев назад
i am watching this for 10 th time ...ummmmmm well done guys keep it up
@lindakaringa735
@lindakaringa735 8 месяцев назад
The combination is excellent 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@KuzivakwasheMkunu-ku1ki
@KuzivakwasheMkunu-ku1ki 4 месяца назад
hanz ndonyanyoda temple run😂 aaaaah comic kaa hamheno
@simbarashetsithole8203
@simbarashetsithole8203 8 месяцев назад
Kudzidzira ma burnouts muphone mangu 😂😂
@ArnoDigoxin
@ArnoDigoxin 8 месяцев назад
😂😂
@tonemashy1249
@tonemashy1249 8 месяцев назад
Gaya😂
@takudzwakudzichikore1878
@takudzwakudzichikore1878 8 месяцев назад
Kutodzodzira maburnouts muphone mangu😂😂
@alphaskaitano7163
@alphaskaitano7163 8 месяцев назад
Chandipedza
@malconmtekeshe
@malconmtekeshe 3 месяца назад
What's up with that gate rakaiswa chi stub icho? It perplexes me big time kuti whats going on there
@LetiasMasiyambiri-ex6bp
@LetiasMasiyambiri-ex6bp 8 месяцев назад
Continue working together gyz gd combination
@OliverTanya-kf5ho
@OliverTanya-kf5ho 6 месяцев назад
Chibaba makaita kunge munorasika njere 😂😂😂😂
@8kfilmstv
@8kfilmstv 8 месяцев назад
this combination is madd
@walterjaure
@walterjaure 8 месяцев назад
CHIBABA MUKAITA KUNGE MORASIKA NJERE
@elliotmasamba-nb9ul
@elliotmasamba-nb9ul 8 месяцев назад
Mamuchitamba need for speed kaa,,,makatenga mota kkkkkkkkkkk haaa boyzz kaa vnh vanogon avoo
@Samaita_Mukono_Media
@Samaita_Mukono_Media 8 месяцев назад
Lee ndipo link yechannel or page yababa Dorothy, that guy is more fire😂😂😂
@BwanyaDesmond
@BwanyaDesmond 8 месяцев назад
This combination inodarika dzese
@rubenmatema3453
@rubenmatema3453 6 месяцев назад
leee and frank mukudiwa ku hearing coz mukukwadza vanhu mbabvu
@alenyandiya5589
@alenyandiya5589 7 месяцев назад
its very wrong 😂😂😂........ this one, dhudhu and im in the goverment i rank them on top list
@michaelmadochi2345
@michaelmadochi2345 8 месяцев назад
Baba Dorothy vana jamuka ava ....more skirts navo kkk
@NAXOFILMS
@NAXOFILMS 8 месяцев назад
malegends asangana
@theonlyboogie3354
@theonlyboogie3354 8 месяцев назад
Ikutoda tauro😂
@KT-pv2ki
@KT-pv2ki 8 месяцев назад
The consistency 🎉
@valentinemadaka3677
@valentinemadaka3677 8 месяцев назад
frets typo comedy yekuva drunkard is way better than solo's and uyo anonzi Lee ndibaba uyo
@alphaskaitano7163
@alphaskaitano7163 8 месяцев назад
One statement ... makitodzidzira ma burnouts muphon mangu😂
@ronapande4300
@ronapande4300 8 месяцев назад
Ane ka rough kari real soo
@lewismukumba
@lewismukumba 7 месяцев назад
Nafrets tomira nemi.panozongonzi CHIBABA😅😅😂😂
@piousrungstone4179
@piousrungstone4179 8 месяцев назад
I like these 2 sa far makapenga guys
@modernruwende8732
@modernruwende8732 8 месяцев назад
Guys this combination killed me,you made my day,love you guys keep up on good works.asi lee usazodaro kusiya fon ichipisa kudaro kunge vakatenga mota,need for speed killed me😂😂😂😂😂😂
@kelvinmashizha1257
@kelvinmashizha1257 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂brilliant
@LorraineMahara
@LorraineMahara 3 месяца назад
😂😂😂😂wadzimai pamwe munotovashandisa 😅
@ebstudioszim2202
@ebstudioszim2202 8 месяцев назад
Lee fans lets gather here
@tinashemuyambo7549
@tinashemuyambo7549 8 месяцев назад
Hanzii matenga mota😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@gincalvinmapedze1382
@gincalvinmapedze1382 8 месяцев назад
Haah aya madhara ru-vid.com/video/%D0%B2%D0%B8%D0%B4%D0%B5%D0%BE-tG43U034c4w.htmlsi=Ypl5mmFeSL7DBILz
@vamcgregor
@vamcgregor 8 месяцев назад
Kwanzi ndobhoilisa mafon pano apa here 😂
@leahmalunga6958
@leahmalunga6958 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 😂😂 handi boiler maphone pano
@shamisochipumha2070
@shamisochipumha2070 8 месяцев назад
Frets and lee good combination😂😂
@RrRr-xx9lr
@RrRr-xx9lr 8 месяцев назад
Hanzi makatenka kaa motaa😂😂😂😂
@I_a_m_e_l_t_o_n_123
@I_a_m_e_l_t_o_n_123 8 месяцев назад
😂😂😂😂
@TateanVimbie
@TateanVimbie 8 месяцев назад
Yh dzinenge inini 😂😂😂😂
@AnesuManson
@AnesuManson 8 месяцев назад
Baddest combination, we want more
@tapuwanemutenzi9006
@tapuwanemutenzi9006 8 месяцев назад
Mai Dorothy vakaitwa inoitwa mafone here kkkkkk
@alexchiky6034
@alexchiky6034 8 месяцев назад
team iri rinondigonera pa fair pure talent
@troyg.173
@troyg.173 5 месяцев назад
"Manga muchitamba Need for Speed handiti? Makatenga mota?"🤣🤣🤣🤣
@alenyandiya5589
@alenyandiya5589 7 месяцев назад
wakutamba need for speed wakatenga mota kaa😂😂😂😂😂
@tapiwabilliard4212
@tapiwabilliard4212 8 месяцев назад
Kkkkkkkk lee akudzidzira maburn outs mufoni memunhu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤
@JevasPfuwe
@JevasPfuwe 8 месяцев назад
Combination iyi ichatonetsa manje
@fortunatetadzimirwa7697
@fortunatetadzimirwa7697 8 месяцев назад
Kudzidzira maburnouts muphone here 😅😅😅😅😅
@chengetaikatandika6718
@chengetaikatandika6718 8 месяцев назад
Nhaiyimi Gate iri bho here? Saka mota inopinda sei? kkkk Kuisa Wide gate wovakirira , gud comedy tho
@winnetnhau251
@winnetnhau251 8 месяцев назад
That other guy is giving Achimwene
@HarmonyNdirowei-x2e
@HarmonyNdirowei-x2e 6 месяцев назад
When I need medicine comic n crew u heal me haa muri vahombe😅😅😅😅😅mmmm kusatenda huroyi💔kwanzi mascreenshot mazuvano ndoakunetsa…kutodzidzira ma burn outs muphone mangu haaa ndazofa manje😂😂
@NyashaSabiti
@NyashaSabiti 8 месяцев назад
My favorites 🎉 thanks gys you made my day
@PropheticChannel-cl9jc
@PropheticChannel-cl9jc 8 месяцев назад
Lee baba Dhoro vane curiosity kuti panouya mai Dhoro vachichera mvura hausikuda shandisa here🤣🤣🤣🤣
@BarnabasZangira
@BarnabasZangira 8 месяцев назад
Ummmmmmm guys zim irikurem pam comedian ndabvuma zvangu zvangu lee achatip stroke 1 day chte kkkkkkkkk
@Suewally
@Suewally 8 месяцев назад
😂😂😂😂😂 hakuna vanhu vakadaro ndonyanyofarira tample run
@chipo6031
@chipo6031 8 месяцев назад
Gate iri, gate iro, gate iro, chii chakadaro😂😂😂. Havana plan yekuzotenga mota any time soon
@skwakyog1
@skwakyog1 8 месяцев назад
Mukomana aneVest uyo twabam😂😂
@nyashanyajeka9963
@nyashanyajeka9963 8 месяцев назад
Akudzidzira maburnouts pafone😂😂😂😂🔥zi bar iro haamuke uyu lol
@Tawas649
@Tawas649 3 месяца назад
Frets 😂 Hanzi kudzdzra maBurnOuts mufoni mangu😅🙌
@memoryd5233
@memoryd5233 8 месяцев назад
You are too good ❤
@StephenChipin-k5l
@StephenChipin-k5l 8 месяцев назад
Ndoboilisa mafon panapa er in😂😂😂😂
@Nyakondalawrence778
@Nyakondalawrence778 20 дней назад
who is still watching up to now isa like
@bribentv6425
@bribentv6425 8 месяцев назад
Ko Sosora achiri ku holiday here
@TheDaveVlogs
@TheDaveVlogs 8 месяцев назад
Baba Dorothy is Good
@SenatorKnori2308
@SenatorKnori2308 8 месяцев назад
Mmm boiz gore rino tinokwara nemacollabo ayo😅
@nyashamujuru8245
@nyashamujuru8245 8 месяцев назад
Haaa Frets (ba Dorothy) chibaba
@mupengoroby
@mupengoroby 8 месяцев назад
Haaya😂😂
@Tanaka.Chokera.-ql8cj
@Tanaka.Chokera.-ql8cj 8 месяцев назад
Kkkkkkkk this combination is too much
@levybatanaikurewa4117
@levybatanaikurewa4117 8 месяцев назад
Munenge muchiitei kushaya time yekupinda muTown
@Unoo-b5v
@Unoo-b5v 7 месяцев назад
Lee he is too much guys so interested love it
@NigelpanasheNyamura
@NigelpanasheNyamura 8 месяцев назад
Tap inopisa hre guys iyo irikubuda mvura.Hanzi tank stand rakupisa
@rhemaislife
@rhemaislife 7 месяцев назад
How much is it kuita advert?
@lourencofrango1405
@lourencofrango1405 6 месяцев назад
Ndane Curiosity Maybe madzimai angu munotoashandisa😂😂
@spatymare4772
@spatymare4772 8 месяцев назад
Kkkk dziri kuita kunge inini
@donemoremodza5852
@donemoremodza5852 3 месяца назад
Kkkkk hanz borehole rangu ramunoswera muchiumburudza
@michaelmadochi2345
@michaelmadochi2345 8 месяцев назад
Ndoboiliser mafone here panapa 🤣🤣
Далее
Kuroja Episode 2
17:48
Просмотров 128 тыс.
VANOGARA PANO
7:54
Просмотров 148 тыс.
ХОККЕЙНАЯ КЛЮШКА ИЗ БУДУЩЕГО?
00:29
OYUNCAK DİREKSİYON İLE ARABAYI SÜRDÜ 😱
00:16
Просмотров 4,4 млн
Living life on the edge 😳 #wrc
00:17
Просмотров 1,6 млн
When Goalkeepers Get Bored 🤯 #3
00:27
Просмотров 1,5 млн
Ku Studio NaaBanda😂🙌
9:23
Просмотров 54 тыс.
VAKUWASHA VEKU UK
8:57
Просмотров 117 тыс.
ndikuda book
3:55
Просмотров 52 тыс.
Todii na Frets🙌 @matsangacomedy-teampaghett736
10:36
MUKADARO NDOENDA
7:25
Просмотров 56 тыс.
SEPTEMBER 2024 COMIC AWARDS
50:33
Просмотров 59 тыс.
Status Yanetsa 📱 😂
4:58
Просмотров 84 тыс.
PARUFU @Comicelder  @Nyariee @maitata
6:50
Просмотров 40 тыс.
FRIDAY PARTY WE PARTY
12:10
Просмотров 29 тыс.
ХОККЕЙНАЯ КЛЮШКА ИЗ БУДУЩЕГО?
00:29