Тёмный

Nyaya yeguva remurume wekuMoza yazokora muto zvino-Details in the video 

Manass chibanda
Подписаться 64 тыс.
Просмотров 1 тыс.
50% 1

Nyaya yeguva remurume wekuMoza yazokora muto zvino-Details in the video

Опубликовано:

 

27 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 30   
@ConstanceKachitsa
@ConstanceKachitsa 8 часов назад
Imi mai kwanai imi musanetsa mwana weumwe mukadzi .Imi hamuna mwana naKamba chamuchada chii kamba akafa .Mwana uyu atori nerespect nemi.Ko madii mandogara nevana venyu vamakasiya
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 9 часов назад
I so wish kuti varambe vachiwirirane like before ,vakamuchengeta from 2yrs.
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 9 часов назад
Continue kuchengeta Mai vako.Kuvapa mari kwauri kuita every month.
@TateguruBusayi
@TateguruBusayi 9 часов назад
😂😂ma expenses edombo ramakati rashata here mai imi
@TateguruBusayi
@TateguruBusayi 9 часов назад
Ah vane nhongwa dzisina basa mai ava
@nomsanyika151
@nomsanyika151 45 минут назад
Zvinhu hazvidiwo kuitwa behind amai's back zvinonetsa
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu 9 часов назад
Mai awa dzakakwana here,iwo vanogarepi
@TateguruBusayi
@TateguruBusayi 9 часов назад
Haaa havana ava
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 5 минут назад
Amai avo vakafanana nemukadzi mutukudzi ndavaona
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 10 часов назад
This is an emotional court session
@nomsanyika151
@nomsanyika151 48 минут назад
Hanzi hakuna nherera yabva zera but mhai ngavaite kwazvo avo ngavatende Mwari kuti varikuchengetwa
@christieultd
@christieultd 5 часов назад
Mai Kamba musadaro. Tendai Mwari mutorinemwana akadai. Ruizh be encouraged. Usaneta kuita zvakanaka Mwari vanokukomborera
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa 29 минут назад
Mai awo ayiva ngavasaomesa musoro kuripwei ipapa
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 13 минут назад
Kutaura hapana chakaipa chiro pasina mwana
@Userchiri
@Userchiri 5 часов назад
Ummm.. Saka vange vachida kuripisa vodzima ukama here or ishanje chete
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 3 часа назад
Dare iri must learn from chief mutasa ,mutasa haatongere kunyara or hudyire dyire .Mambo wacho akati kuda kudya .Kuhwarara for chii .tongai zvakanaka nekkuudza vanhu chokwadi uye muchivakiridza misha ye vanhu ne chokwadi. Step mother vane hudyire uye must learn to appriciate mwana uyu mheni nxaaa ndabatikana ini.
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 9 часов назад
Eish competition yekuisa message padombo.
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 3 часа назад
Kutengesa property kuti vana ve mufi vashaye nechekubata chokwadi here ,aiwa endai kuseri kwe churu mbuya iyi inononangwa huroyi chete aaaa imi
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 3 часа назад
Finally maipedza zvenyu zvakanaka
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 9 часов назад
Asi iyo tsika yekungoti matadza kunzwanana mumhuri mobva maenda kwamambo. Zvinomboitirwei. Mai vakadii kungobvunzana nemwana kwete kuunzana kudare. Vamboti handina hama yandaiziva asi vaakutizve ndine shoma dzandaiziva.
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 9 часов назад
Ayaaaas uno aisa message uno aşıya yeumwe Asi paienda mwana kuMoza ainzi aendepi Haaa zvehama zvinenge zvaizivikanwa hazvo
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 9 часов назад
Tsika yekungoti dai angohwarara zvake haina kunaka. Mai vakatafza ava Mubvunzo uyo wanga uchibvunzwa nemudare uyo ane magirazi wekuti zvamaiona mwana achienda kuMoza achindogarako maiiti aripi. Zvekuti mwana abate mairi izvi kwete
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu 9 часов назад
Tongai nyaya iyo zvakanaka,akaisa sei dombo isiri hama yake,anotara guva here hama dziripo
@PedzieShoniwa-mu5cb
@PedzieShoniwa-mu5cb Час назад
Uuuuuu kwanai amai imi
@OlindaDziike-ck6xx
@OlindaDziike-ck6xx 8 часов назад
Aaaa ava mai ava vanoda drama ava
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 8 часов назад
Mai vane nhongwa ava.
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu 9 часов назад
Hauna hukama nawo
@TapiwaChiutsu
@TapiwaChiutsu 9 часов назад
Kuripirwa chiiko mambo imi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 40 минут назад
Zvinonakirawo mwanakomana uyo
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 9 часов назад
Eish ndarwadziwa achida kuchema ,on the other side I think Mai vaida kuvingwa kumba kwete pafoni motaurirana nyaya yekugadzirisa dombo.
Далее
Mukadzi Wangu Arikurara Nehanzvadzi Yake
44:02
Просмотров 13 тыс.
Новый вид животных Supertype
00:59
Просмотров 138 тыс.
БЕЛКА СЬЕЛА КОТЕНКА?#cat
00:13
Просмотров 2,1 млн
War or less? Lebanon on the brink
27:38
Просмотров 3,5 тыс.
BABA CHISAMBA SHOW
13:03
Просмотров 166 тыс.
Ndakarova Munhu
19:13
Просмотров 3,8 тыс.
Новый вид животных Supertype
00:59
Просмотров 138 тыс.