Тёмный
No video :(

P12 Duri Family Vanoda kupisirwa mumba nemukwasha  

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Подписаться 190 тыс.
Просмотров 41 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

14 май 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 302   
@Karanganda
@Karanganda 3 месяца назад
Right ,tawekuda kuchichiona zvinogara zvakadaro nyaya yawekuda kutora a Sudden Twist kwakutangidzisa Musindo.7pm be here or I will come there kuti Chuuuuu
@takemurawu465
@takemurawu465 3 месяца назад
BaTaps ndokumbirwo # dzenyu
@stellahmvurume3273
@stellahmvurume3273 3 месяца назад
Takatogarirapo.mutipe dzakati vandei tione kutandara zvedu
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 3 месяца назад
Thank you bab Taps I will be connected kuti chuuuu ndiripo
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 месяца назад
​@@takemurawu465 ndidzo dziri pascreen apo
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 3 месяца назад
​@@takemurawu465ndidzo dzakanyorwa pa screen 😂😂😂
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 месяца назад
One chiremba akachena sekuru Mukotsanjera
@PhilJenyura
@PhilJenyura 3 месяца назад
Dai nyika yese yaiwanikwa vana chiremba vakadayi kwaisara kwachena chete .thump's up sekuru
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 3 месяца назад
Sekuru mafambiro amunoita ne dare .....dai ndine mari ndakwira bus nhasi chaiye
@reginamatiza823
@reginamatiza823 3 месяца назад
We are blessed to have this man in Manicaland titende mwari makakosha chokwadi Simboti
@LizzieMwanaka
@LizzieMwanaka 3 месяца назад
Idiko kaniwe
@Tatenda684
@Tatenda684 3 месяца назад
VaGoni zvenyu matobatana kuripa Ngozi
@monnietaah9583
@monnietaah9583 3 месяца назад
I love how Sekuru Mukotsanjera respects amd incorporates Mambo Mutasa and how he knows his boundaries.
@VictoryNyikadzino
@VictoryNyikadzino Месяц назад
Sekuru Mukonzanjera Mwari vakuchengetei murambe muchibatsira vanhu chokwadi chibude pachena
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 месяца назад
Makakomborerwa muchiri makawanda mudzinza renyu muchigadziriswa nachiremba muchibatsirwa kurasa zv8kwambo nekuripa NGOZI muri pamwe. Isu vamwe dzinza rapera kwasara vana vana vacho vavakutyanana imwee pakaipa
@Gogovamelusi
@Gogovamelusi 3 месяца назад
Taura hako wena, vamwe ve same mother, same father havatombogari mudining chaimo vese.
@JuniorEmmanuel20
@JuniorEmmanuel20 3 месяца назад
Cherokwedu iri kutambika dzinza rakakura iroro asi rakaita umwashu umwashu,mhandapanda dotorechapungu pakaipa ndodemba kuti daindawana chauviri Sukuru Mukotsanjera vambotsikao kumusha kwedu
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 3 месяца назад
Dear pinda ikoko kwamkotsa imi vasara muvirirane
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 2 месяца назад
Kkkkkk Mapostori anozvarana shame mawandiro avo dai Ngozi iyi iri kumwe rudzi rwakapera asi mmmmm rufu rwakakundwa nekuzvara kkkkk afa vo replacer ne 3
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd 3 месяца назад
He was about to commit Arson ma1 kupfura murder.. Mr Mukosanjere u the King muchibasa ichiii❤
@LameckGwenzi
@LameckGwenzi 3 месяца назад
❤ gamba rinobva gorongoza watching from Mozambique espungabera , muito s obrigado
@monnietaah9583
@monnietaah9583 3 месяца назад
20 mumba 1 🙌🏾🙌🏾 nhai Tenzi wangu. Mwoyo wangu wazuzuma
@jmawods-jz6lt
@jmawods-jz6lt 3 месяца назад
Thanks baTaps nekuramba muchitipa zvirongwa zvakadai kuManicaland. We are learning a lot about our culture
@TENDAIMANGOMBE
@TENDAIMANGOMBE 3 месяца назад
Bhora mberi sekuru haaa makapenga muri simbi inogaya dzimwe simbi ❤❤❤
@PhilJenyura
@PhilJenyura 3 месяца назад
Rudo rwachiremba ava never seen or heard it before
@Guvakuva
@Guvakuva 3 месяца назад
I wish dai ndawanawo mukana wekuona sekuru mukotsanjera ndabatsirwawo baba vangu vakauraiwa kuchurch 😢
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 3 месяца назад
Tora number dzawo paepisode 5or 6 yekwaChirinda
@BibianGaza
@BibianGaza 3 месяца назад
Torai number mutaure navo vanouya kana matenderana pamari yavanoda
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 3 месяца назад
Tinashe mugabe uripo ne ma DNA test
@MissNatie
@MissNatie 3 месяца назад
Conorio ndiwe here wakunzwisa tsitsi kudai
@mc_martie
@mc_martie 3 месяца назад
😂😂😂😂​@@MissNatie
@EulitaMagaisah-gt9wv
@EulitaMagaisah-gt9wv 3 месяца назад
Mkoma Peter Koroniriyo muriko hereee ndaiapo shasha dzenharo magurwa tsinga dzese dheshee
@JoelDeanRumhizha
@JoelDeanRumhizha 3 месяца назад
Kkkk dheshe hre😅
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 2 месяца назад
Sekuru basa muno bata🙌🙌🙌
@thobelikhayandlobvu765
@thobelikhayandlobvu765 3 месяца назад
Sekuru Mukotsanjera solider rengozi.... keep it up sskuru
@tendailaurachikanga3428
@tendailaurachikanga3428 3 месяца назад
Big up bataps tirikudzidzawo watching these episodes daily konoriyo inhubu chaiyo
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 месяца назад
Dr Mukotsanjera to the world the doctor anorova basa nyangwe pai anopinda kusiya musha wanaka
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 месяца назад
Konoriyo hubhuru hwese hwapedzwa
@talentgwatidzo
@talentgwatidzo 3 месяца назад
l have been watching Dr Mukotsanjera for the past 3 weeks and l just realized izvezvi kuti Baba Taps vakabvisa intro yenyika
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 3 месяца назад
Mukotsanjera haaaaaaaa ndoda kukuimbira hossana unokodzera kupinda Denga iweeeeeee hama will visit u one day kuti timbonwa ma madrinks
@evangelistmakoni
@evangelistmakoni 3 месяца назад
Ndoda kuliker ka2
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 3 месяца назад
SaMukotsa wanozvirerutsa hawo kt wakwane mumunhu,wokufamba kwadi kwadi , Uyu mukunda Duri atoriwo neproblem, mixed emotions hangu pamwe unoseka pamwe wochema ,dai mhuri yabatsirika
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 месяца назад
Mkadzi uyo aida kuedza kushinga achiramba achiita kunge haadi kubatsirwa. munhu kungotaura chokwadi ubatsirike
@innocentbanda1117
@innocentbanda1117 3 месяца назад
Karanganda ❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥❤️‍🔥
@SandraJessyMatsika
@SandraJessyMatsika 3 месяца назад
Thanks so much sekuru ne rudo rwenyu
@user-mz4og1zd7x
@user-mz4og1zd7x 2 месяца назад
Very smart chiremba anogeza uye anogona basa rake thumbs up
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 месяца назад
Mukuwasha wacho ndeupiko aida kuzviuraya
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 3 месяца назад
Haapo tatomrira kuzomuona pa dare ramambo Mutasa
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 3 месяца назад
Ari mumba yematare munogara sekuru nevanhu vavo
@5957Glenelg-lc9rr
@5957Glenelg-lc9rr 2 месяца назад
Chiremba munondipasa manyemwe I can't believe kumudzimu but now nekuda kwenyu ndatendeuka pamberi nemidzimu
@EginaZisengwe
@EginaZisengwe 18 дней назад
Munogona basa chiremba mwari wakuchengetei murambe muchibatsira
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 месяца назад
Shuwa wobaitwa muroyi ngekuda kwemurume, ukaona wakuendera murume kun'anga wamuroyi. Kana zvaramba siyana nazvo
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 Месяц назад
Mukotsanjera Zimbabwe yabatsirika
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 3 месяца назад
Mai ava vakachenawo ere😂.plus mainyanya kuzvara imi hmmmm vana 5 uchiona kuti urimuchoto
@user-lh3zh4bq4w
@user-lh3zh4bq4w 3 месяца назад
Pakaipa yaah mukwasha uyo ngasungwe veduwee aaaaah
@leedeeleedee5007
@leedeeleedee5007 3 месяца назад
Sekuru Mukotsa the best ❤ Karanganda to the pple❤
@shakundrazhantel
@shakundrazhantel 3 месяца назад
Mukotsanjera is a humble man
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 3 месяца назад
Big up chiremba Mukotsanjera
@madzimaigetz6623
@madzimaigetz6623 3 месяца назад
Dr Mukotsanjera Simboti simbi inogaya dzimwe simbi
@priviledgeshoko6784
@priviledgeshoko6784 3 месяца назад
Mukotsanjera best chiremba ❤
@malvinchinhema5007
@malvinchinhema5007 3 месяца назад
kkkk haaa Conorad abatwa apoo amanaaaa
@user-pj7ge9iv2w
@user-pj7ge9iv2w 3 месяца назад
Andina kuwona notification 🔔 y
@veronicamanda5070
@veronicamanda5070 3 месяца назад
Me too,ndatononoka kusvika nazvo izvozvo
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 3 месяца назад
😂😂😂😂😂 sekuru mukotsa ndikuvadawo kumba kwedu
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 3 месяца назад
Kana ini dai vauyawo kwedu chokwadi ...redu dzinza mazvake mazvake munhu nevana vake chete haaa zvakaoma hazvo
@lettymasibae6771
@lettymasibae6771 3 месяца назад
Conobae adzikama manje kkkk Peter naConobae ndiwo varikukakata chitima😅😅
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 3 месяца назад
Mai handis kuvachenesa ava
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 месяца назад
Kana kozonzi musateme muchakata musazoti zvinobvepi. Nhasi mapindurwa.
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 3 месяца назад
Haa sekuru mune chipo shuwa you are the best❤
@shanteldineo
@shanteldineo 3 месяца назад
Mukotsanjera chibaba chengozi ❤
@MiriamKanjanda
@MiriamKanjanda 3 месяца назад
Konorio wachema nhasi shame. Maita henyu sekuru
@malvinchinhema5007
@malvinchinhema5007 3 месяца назад
kkkk... goood. Musajambe pliiiz
@madzimaigetz6623
@madzimaigetz6623 3 месяца назад
Haaaaaa kana mazogara Mukotsanjera hana kumira mushe mmmm anofukunura hake kana ada.
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 3 месяца назад
Ndapakutenda sekuru mkotsanjera
@user-qp8wg5wc9l
@user-qp8wg5wc9l 2 месяца назад
Tinashe Mugabe otodiwa pana mai avo
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd 3 месяца назад
Aaaa dare rakarema iri sekuru mune rudo ngazviende mberi
@evangelistmakoni
@evangelistmakoni 3 месяца назад
Mukotsanjera to the world
@LloydMapfumo
@LloydMapfumo 3 месяца назад
🙏🏾🙏🏾🙏🏾
@memorynyakauru8263
@memorynyakauru8263 3 месяца назад
Ndiko kuti matare sekuru Kanengo, ukaona urimutekaidzi usinga rondwe woziva kuti pane Nyaya ,anebhora ndiye anomakwa
@user-np7zn8el5l
@user-np7zn8el5l 3 месяца назад
🙋🙋 tavapo kuti chuuu
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 месяца назад
Karanganda woye thanx for coverage
@haudhimanuwere
@haudhimanuwere 3 месяца назад
One mukotsanjera
@NetsaiMatarauka-gc4ty
@NetsaiMatarauka-gc4ty 3 месяца назад
Mukotsanjera to the 🌎
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 месяца назад
Simboti munotigonera mamisa misha yakawanda yanaka ngozi, zvikwambo, mabhinya anotonhodza
@user-lw9fq6kv2j
@user-lw9fq6kv2j 3 месяца назад
Famba nayo Zion bvondoooo
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 3 месяца назад
Mmmmm mainin munofira magara yoooo ngaasungwe mrume uyu mhondi
@daisychibvuri4291
@daisychibvuri4291 2 месяца назад
Ndi konorio hre vakuchema ava ,,zvinonzwisa tsitsi shuwa
@prospernduma9043
@prospernduma9043 3 месяца назад
Sekuru mukotsa ......❤❤❤❤❤
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 2 месяца назад
Gegegege Konerio waporofitwa zvema Bearing ukabvuma asi zvekuziva kuti Homba makombe akafa wairamba gegegege
@MissNatie
@MissNatie 3 месяца назад
😢😢Hupenyu mutoro mmmm uyo wemurume wake asikana ka zvinorwadza
@juliadzingayi358
@juliadzingayi358 3 месяца назад
😢 ndabuda misodzi
@medina3002
@medina3002 3 месяца назад
Nyaya iyi haisi kuda kunonoka kuenda kumapurisa
@juliusshambare
@juliusshambare 3 месяца назад
Taura hako ibhinya iro rinogona dzoka
@anniekurewa878
@anniekurewa878 3 месяца назад
Im happy mabatanidza wanaDuri
@providekhoza
@providekhoza 3 месяца назад
Kugadzira nyika
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 3 месяца назад
Maturi anovura hombe zvekudaro 😂😂
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 3 месяца назад
Thank you mr Mukotsanjera ❤
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 3 месяца назад
Nice view kumakomoyo
@cornellianyatito8275
@cornellianyatito8275 3 месяца назад
Tsoka makanyanya ndimi mega munechipo chakadai dai nyika yasunungurwa .Itai basa Simboti
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 3 месяца назад
Evherini gerofurendi uripo here kkkkkk hope mupenyu
@EvidenceMugari-vk9yx
@EvidenceMugari-vk9yx 3 месяца назад
Pakuda va mugabe😅😅😅😅😅😅😅😅
@natashatapomwa3187
@natashatapomwa3187 3 месяца назад
Konoriyo na Peter ndivo musoro wechitima😂😂
@lpmahlaba7577
@lpmahlaba7577 3 месяца назад
Sekuru mukotsanjera murichiremba chamaniti munogona basa rambai makadaro
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 3 месяца назад
Our sekuru in Manicaland❤️❤️
@SandraJessyMatsika
@SandraJessyMatsika 3 месяца назад
😂😂😂😂😂i yiii ndinofarira chikweeeee chasekuru gadzirisai nyika sekuru DNA
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 3 месяца назад
Cornillio adzikama manje 😂😂😂
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 3 месяца назад
Akabatwa uyo
@chitsvamureri5614
@chitsvamureri5614 3 месяца назад
kutirokoroko Konoriyo kuramba hake
@masbaekatanda6987
@masbaekatanda6987 3 месяца назад
Chibaba chezvipoko pfeeee!!!!haa apa chapedzera
@Eunice-pz1vt
@Eunice-pz1vt 3 месяца назад
Ngatitende tirikudzidza
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 месяца назад
Eish sekuru mukotsanjera muri patient henyu, mhuri iyi ine zvikukutu haaa it's sad story.
@user-pj7ge9iv2w
@user-pj7ge9iv2w 3 месяца назад
Dna test .Mr Mugabe hero basa
@Olcool
@Olcool 3 месяца назад
True DNA test
@anywaychikwanda4315
@anywaychikwanda4315 3 месяца назад
Thumbs up to you sekuru
@terminagematinyarare8699
@terminagematinyarare8699 3 месяца назад
Kule Mukotsa ishamhu iyooo vanoona
@simbathomu6496
@simbathomu6496 2 месяца назад
Ndrikutsvaka 1 yacho sekuru ndrikuishaya kani
@reginamatiza823
@reginamatiza823 3 месяца назад
Shame Konoriyo wati kurira bambo ndasiririswa fani mazvita Nhewa Simboti Tangwena Musena
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 месяца назад
Me too, I shed some tears 😢
@EvidenceMugari-vk9yx
@EvidenceMugari-vk9yx 3 месяца назад
😂😂😂😂😂😂zvaendwa
@EliasMachokoto
@EliasMachokoto 3 месяца назад
Zvine umboo hr kuti anga achidakupisirira vanhu Mumba kokana atengwa nekuti aonakuti vana Duri munemari saka vanoda kukutorerai Mari ngwarai vana Duri kana chiri chokwadi Toda kuona kuti Mambo anoti chii but Toda Mambo Mutasa the clever one
@user-ii5bt8lh7c
@user-ii5bt8lh7c 2 месяца назад
Chiremba mune moyo unerudo nevanhu vese chero vakaipa munovabata nerudo dare ranyu rinodadisa kuriteerera huye munobatsira
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 3 месяца назад
Sekuru mukotsanjera long life
@LovenessMugadza-vq1fl
@LovenessMugadza-vq1fl 2 месяца назад
Bhechuuu
@user-pj7ge9iv2w
@user-pj7ge9iv2w 3 месяца назад
Ndanzwa tsitsi yemurume konoliyo
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 3 месяца назад
❤chiremba mune basa
@user-qs1bu3jd5x
@user-qs1bu3jd5x 3 месяца назад
Tinotenda sekuru.basa renyu rationesa nekutidzidzisa kuti kuzvipedza kuripa ngozi. Kwedu uko havatodi busy kusairirana mhepo yacho.asi zvichitogadzirika hazvo.ndadzidza zvirokwazvo. Ngozi inonetsa kwedu dai yanetsa mumba mababa vasara varivo vakuru vagadzirise zvinhu vachipo.hatidi kuramba tichingonzwa nezvemunhu akauraiwa long ago
@bosslady933
@bosslady933 3 месяца назад
Uuu maita Sekuru Mukosajera
@TendaiMwapfaa
@TendaiMwapfaa 3 месяца назад
Sukuru munobatika papi ndiuyeko
Далее
P13 Duri Family Sekuru Mukotsanjera #Karanganda TV
50:10
Hwindi kuita bonde nemukadzi wemunhu Ku back seat?
26:43
PART 2 Headman Mutsago Marangwanda egandanga
36:00
Просмотров 8 тыс.
@HeadmanChigodora Ngatisambunyikidze
18:37
Просмотров 12 тыс.
Ukuita zvekupusa unoroora kaviri mukadzi mumwe
19:59
KUFA KWEMAPOSTORI PART 1
48:02
Просмотров 79 тыс.