Thanks Sekuru nebasa guru ramabata pana Ruuu ,and thanks Dj nekupfukira Rumbi kuti famba uchitaura kuti ndini ndakakuuraya otherwise Rumbi was going to continue killing us na Admire wake soo thanks tmch kuna Mwari vatisvitsa pastage iyi
Difficulty is surely the way of the transgressor,and hard is the yoke of a sinful life, but Jesus Christ says my yoke is easy and l believe it is so, Mwari dzikinurayi mwana wenu Rumbie, attambudzika
On last episode sekuru Kanengo said "do not mention the names on media but tell us out of media before we go to Marondera." 😳😳😳 so sekuru knows the names before hand hence mentioning Diamond
Hu satanist hune malevels. Spiritually munhu wese either une nature yamwari or yasatan. Anenge asina kugamuchira Jesu sa lshe nemuponesi wake, nature inenge iri maari inonzi Adamic nature which is the sin nature. This Adamic nature he got from the day he ate the forbidden fruit n the garden of Eden. That Adamic nature is the nature he inherited from the devil that moment he ate the fruit. So that Adamic nature is the nature of the devil. So kana usati wagamuchira Jesu(born again) uri mu satanist. Usatsamwe ukanzi satan ndi mudhara wako
Nhau ya admire haina kunyatsotijekera isu right now arikufamba achiti hapana zvandoziva ndakabvuma kt zvingopfuura cht bcz ndaiva pakumanikidzwa so hapana maitire amwe hr angaitwa kt zvinyatsofumuka or even mumhuri yana admire yacho i don't think kt ruvengo rwakatooera vakunzwana