😮Guys ndarwadziwa l know this family mai vavo vaikwidza nekudzika kushandira Itai nemaSimba nevamwe two murume aenda kunogara kumusha achinzi harare mumba pamusana wemushonga
No wonder marriage dzirikuramba nekuda kwemazibaba akadai, mark this day am going to expose my own father soon havangamdiite mukadzi wematizvi ake anoda kurohwa mazibaba akadai nxaaa
@@paulinenjaikira8860 Vangu baba havana kundichengeta ndakazovaziva ndakura, vanoroorerwa vachitora mari asi munhu wacho handigare naye kwese kwandoenda zvinonzi baba vako vanotokuti bank redu it's evil at its worst so bad. Am not happy at ndasvika pakugumbuka manje life yese vakasunga zvorwadza
i dont understand one thing. Sei vanhu vacho vachiuya ne hembe dzese iye achiziva pane chinhu chake. I noticed vese vanouya ne bedroom rese chinhu choita kutsvagwa
Zvinhu izvi zvinogara muhembe saka vachingotakura ma bag ehembe achitakurike chega chinotiza kudzokera kumba kwavabva saka vanongotakura ne hembe dzacho
N'anga ndodzinozvigadzira saka dzinongagadzira zvakada kufanana asi ma design ndoanosiya like mapostory anongoshandisa matombo asi ma colours ndoanzongosiyana asi uchiona kuti iri idombo
Why n'anga dzine same type of mucheka uyo ???vanomawanepi masimba aya ... haaaa 😂😂 people need to pray to God .. we are leaving in end times ...# Ko danda 😂😂sekuru vakatorohwa nadzo