Тёмный

Part 2: Mupostori WekwaMwazha Apedza Mhuri 

SlyMediaTv
Подписаться 309 тыс.
Просмотров 31 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

22 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 84   
@Amarie077
@Amarie077 Год назад
I like sekuru he doesnt shame people. He is speaking in a respectful person.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Kudos kuna sekuru ava. Soft and respectful as well
@TapiwaMuungani
@TapiwaMuungani Год назад
Haa zvemasowe itai mega mapostori arura nehuroyi
@swiss_made5487
@swiss_made5487 Год назад
Postiri zvamanje manje kudhara ndati!!!! kuma sowe I surrender 🙌🏾
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Год назад
Kwave hutiziro hwevatadzi
@shingimavingire620
@shingimavingire620 Год назад
Vanhu vanoenda kumapostori kutsvaga kubatsirwa kumhepo dzekuroya idzodzi kungoti zvemishonga zvinopedzwa nemushonga ndizvo zvandaakuona nekuona channel yasly iyi
@robsonartscenterr.a.c1737
@robsonartscenterr.a.c1737 Год назад
Becareful kwamuri imi munoda n,anga ne ma porofita hapana chitsvene pa zviviri izvi
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Год назад
Ndiko kuti sekuru uku not zva Kanengo zvekutionesa mufushwa kutipedzera data redu
@nomah380
@nomah380 Год назад
😂😂😂😂😂
@urielchance8692
@urielchance8692 Год назад
Shuwa ini Kanengo haandigonere anoita zvekubvunza munhu Ava Sekuru vanokuudza zvese
@nomah380
@nomah380 Год назад
@@urielchance8692 ini anditoone mavideo ake🤣🤣🤣🤣
@mrbmrb6982
@mrbmrb6982 Год назад
you killed me😂😂😂😂😂😂😂
@munyaradzivenganayi9299
@munyaradzivenganayi9299 Год назад
I am worried nenyora nekukwizwa mishonga nesame hand/figures but umwe ati anomwa maARV
@robsonartscenterr.a.c1737
@robsonartscenterr.a.c1737 Год назад
Haisi same razor here
@patriciachinembiri9434
@patriciachinembiri9434 Год назад
Mkoma Sly takuvati Ibu from today ndaseka
@kumbulanimudubi4956
@kumbulanimudubi4956 Год назад
Robert usasiye nyanga idzo dzichicheka vanhu ne Reza imwe chete plz
@marysvoto2283
@marysvoto2283 Год назад
Mumwe ne mumwe anotenga reza dzake
@FrpKing-tx5ph
@FrpKing-tx5ph Год назад
Inikubva pandakaenda kumasowe ndichiudzwa tsananguro dzisina kundiso nanasi ndozvinamatira kunamwari wangu mapositori🖐🖐🖐🖐
@tblo9107
@tblo9107 Год назад
Ukaona pawanda tsananguro ziva kuti hapana solution😂😂😂😂😂
@robsonartscenterr.a.c1737
@robsonartscenterr.a.c1737 Год назад
Apa vachekwa ne razor blades 1 umwe anonwa ma piritsi musadaro imi vanhu hutsinye chaiwo
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Год назад
Second question is that Why varoi vanhasi Vose vanosunga twumadhuku twuchena Mmmmm ndadzidzawo twakawanda
@elizabethaaron1120
@elizabethaaron1120 Год назад
Tumadhuku twanetsa utwo varikuhwanda vakatusunga
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Год назад
Vanenge vaenda knďobatsirwa asi vovarega vakadaro saka votongonamata nehuroyi hwavo
@SiphoNdlovu-of3fb
@SiphoNdlovu-of3fb Год назад
Bvundzai yenyu mkoma Robert. Hero my hero
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 Год назад
😂😂😂 nickname ibhu ndaseka zvangu..sly une mabasa mwanangu ndakutenda zvangu
@kelvinchiwazeni7346
@kelvinchiwazeni7346 Год назад
😂😂😂😂😂Ndapanzwawo
@SheltaKupemba
@SheltaKupemba Год назад
Varoyiiii here kana kuti idementia inambuya ava
@greenpeace7380
@greenpeace7380 Год назад
why do witches go to church kanti? Can i make deductions from this observation?
@Simblex-sh3hw
@Simblex-sh3hw Год назад
Ngatiendei kuchurch asi titange tapira verudzi kuti tichamboendawo kumapfugamo. Tinovhikirirwa hondo nevanemboni refu #Slymedia building bridges
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Год назад
Ndikunzwa kunyara kani.. Vakadzi avaah.. Vekwa Mwazha kaa
@EphraimManyanga
@EphraimManyanga Год назад
Aiwa imi siyanai nechurch kune church isina varoyi here...handiti munhu akaenda anehuroyi hwake here ...iva munhu anonzwisisa
@eliaschuma5897
@eliaschuma5897 Год назад
Bvunzawo zvako ipapa vamwe varikutotaura vanotonroyawo ipapa church dzose dzine vanotoroya asi kuti kana wabatwa ma1
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 Год назад
mhmmm madzimai ekupostori,mwari ngaapindire,ko kuchurch hVarasiswi uroi
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Год назад
Mapostori for ED
@Shakainah964
@Shakainah964 Год назад
Thank you mukoma sly
@rebeccamapungwana250
@rebeccamapungwana250 Год назад
Sekuru Ava vanongona dai mwari vati Batista Tawana Mari tanovaonawo
@makomborerotanhara
@makomborerotanhara Год назад
Nhai Mbuya Anna zvinobatsirei kuwana zvese zvenyika Mweya uchitambura. Reurura upone mabasa achene wonamata hako usina kanzota
@i_love_beer
@i_love_beer Год назад
Mpostora weBOT yaTawanda Mwazha naMudyawabika varoyi😂😂😂😂 Vega Vega masatanisiti vadyi venyama yevanhu
@munetsikayze1668
@munetsikayze1668 8 месяцев назад
Mwari akuitire tsitsi
@liviemusampa640
@liviemusampa640 Год назад
Potsori endai mega henyu.
@lizziegwirimira7376
@lizziegwirimira7376 Год назад
Mai vekuudzwa uroyi kuchurch kuchurch kwacho vakadii kuhupedza ?Church yatadza here n'anga ndodzakugona kupedza ?
@MarthaChikwamure-hg3zd
@MarthaChikwamure-hg3zd Год назад
Zvesure hapana kwatiri kuenda denga kukwira reimba chete 😏😏
@LenahManjengwa-i7b
@LenahManjengwa-i7b Год назад
I know them all😮🙄
@ropchipondamoyolity
@ropchipondamoyolity Год назад
Yohwee pakaipa munobva kumaraini mamwe chete here😂
@Carol263Zim
@Carol263Zim Год назад
Zvakaoma kani varoyi ava vatishungurudza
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 Год назад
really?
@thanksmugariri7981
@thanksmugariri7981 Год назад
Zxakawoma misha iyi
@nicholasibeta6596
@nicholasibeta6596 Год назад
16:50 ma rough awoo
@EphraimManyanga
@EphraimManyanga Год назад
Church yakatonakazve ,,,handiti church yakatovaudza here,,,church haina jere...vanhu vanotizira kuchurch
@PrideMauti
@PrideMauti Год назад
Sekuru ava vanoziva basa ravo sekuru kanengo havamire kuti onesa delayed match
@tawandamuzinda8427
@tawandamuzinda8427 Год назад
Nickname IBHUU 😂😂😂😂 chandiuraya nekuseka
@storyushe9716
@storyushe9716 Год назад
Sly media building bridges
@simbrodsmediaproduction2278
Vaipi vose vanotowanikwa mu church nkuti vakauya kuzonatswa ,uye panyika hapana church yevatsvene, Vatsvene vanowanikwa kudenga bedzi
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Год назад
Isaac wacho ma1 mufunge eishhhh
@rejoycebvembe6217
@rejoycebvembe6217 Год назад
Mukoma Robert ka kkkkk 😂😂😂
@orbertjnr8513
@orbertjnr8513 Год назад
Kutongonamata mumba bho
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 Год назад
Church yapinda papi ipapa kana munhu atadza church inopinda papi.vese vanopinda ipapa hatisati tambonzwa machurch avo .kkkkk ayas
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Год назад
Church irikutadza sei kuona uroyi hwapedza hama
@linomsadube
@linomsadube Год назад
Aiwa mapostori anyanya this time not even Vana papa
@estinahmichael2250
@estinahmichael2250 Год назад
Ibu akatyora hake kwete zvaKanengo kanozvokudza fani futi kanenge kamhombwe kane ruchiva kaye
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 Год назад
Zvakaoma hazvo 😮😮ahh
@paige007
@paige007 Год назад
Zviripachena kuti varoi vese vakuenda kupositori kunohwanda kuvharidzira huroyi hwavo. Maporofita mazhinji anehupombwe nekubhadharisa saka mweya hapasisina... kwakungosvibisawo chitendero chavo
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Год назад
Ukateerera mushe unonzwa sekuru ava vachitaura kuti maporofita ekuchurch kwako hobho akakuudza kuti uri kuita uroyi? Or you have selective hearing??? Kuchurch kunoenda vatadzo kuti vanake neiro vhangeri rinoparidwza. It doesnt mean mapostori varoyi....
@paige007
@paige007 Год назад
@@maiyeukai9346 iwe read to understand not kuti ungomhanyira kupindura using kunzwa kuti zvanzii... iwe ndiwe unotori neselective hearing cause ini ndati varoi vakutizira kumapostori nekuti mweya hakusisina kwazara hupombwe nekubhadharisa ... saka vakukundikana kuwona vakasviba... endai kumasowe kwenyu munonamata kwete kuda kuuya pano kuzotinyangadza totadza kutaura zvatirikuwona nekunzwa pamusaka pekuti uchabatikana ... dzikamai madzimai kana marwadziwa nemashoko angu hukurirai Kure cause everyone has got freedom of speech ...
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 Год назад
saka nyaya yerusere inotove chokwadi
@margaretmunyanyiwa1269
@margaretmunyanyiwa1269 Год назад
Same razor yacheka vanhu vangani yooo KO HIV
@liviemusampa640
@liviemusampa640 Год назад
Sekuru murisei henyu
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Год назад
Ukateerera mushe unonzwa sekuru ava vachitaura kuti maporofita ekuchurch kwako hobho akakuudza kuti uri kuita uroyi? Or you have selective hearing??? Kuchurch kunoenda vatadzo kuti vanake neiro vhangeri rinoparidwza. It doesnt mean mapostori varoyi......
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 Год назад
Asi mapositori chiiko nhai?
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Год назад
Mapostori vanhuwo hama kkkkkkkkkkk 😅
@isaacmhuriyengwe5756
@isaacmhuriyengwe5756 Год назад
Ibhuu arikurova basa
@FadzaiChakavarika-wt8dj
@FadzaiChakavarika-wt8dj Год назад
Vanhu vakaenda muchipostori vachitiza anatsikamutanda kuti vanobatwa
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 Год назад
Pananatete pane one ati she is HIV + konei arikushanndisa same rwuoko rwumwechete kuzorera mishonga yake
@AgentMazvanya291
@AgentMazvanya291 Год назад
Nemishonga yavo HIV haibate
@quacharzf
@quacharzf Год назад
Nickname ibhuu😂😂😂😂😂😂
@EileenMaugara
@EileenMaugara Год назад
Chaicho vanoroya
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 Год назад
Budai nemwana panze kani
@Mamawama2K
@Mamawama2K Год назад
Takamboiona wani iyi
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Год назад
Izvi zvenyora bodo
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Год назад
Mapostori bodo😂😂
@marysvoto2283
@marysvoto2283 Год назад
Ukazovanzwa vachiimba unoti zvino paita vatsvene kandi yowee mafamba husiku
Далее
Burial Society Yekuroya
46:35
Просмотров 36 тыс.
DIY Pump Solutions
00:18
Просмотров 1,5 млн
How to get skins for FREE? #standoff #skins #coins
00:34
Ndakatadza Kumirira 9yrs Munhu Aenda Kujeri Mambo
9:53