Guys acting chaiyo iyo mufunge vanhu being paid avo kuitira kuuya South Africa acting acting chaiyo sekuru Banda did the same panyaya yegudo rakanotora mukadzii tikamhanya but nothing come out mufunge not jealous. Kuzotsvaga marii chete uku nothing special
Zvese haubeliever zvese kwauri madrama hausati waona zvichiitika kune munhu ari close or kwauri. So vese varikubuda apa madrama usadaro mufunge. Ko ukasacommentor unobvei umboshandisa data rako kuona madrama for yourself.
If u kno any1 from Gweru ask them if they kno Mr FG Mhishi a businessman kut aipfeka chii Just to gv u a hint. He had , I don't kno how many Dyna Clipper buses operating from Mkoba to CBD. Asi aiti kana opinda mu town from Mkoba achienda Kuma meetings with other business men aifamba netsoka
Heheheheheh hure iri randiudza pano kubva ku DNA show. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣Tete maimisa besvu kwa Tinashe Mugabe uko kunge uri munhu kwaye nyambisirwa uri Zibhishu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I think vanhu ava vakabhadharwa kuecta I'm not judging but karume ako ndokangaburitse 500dollars🙄, ane Mota plus kuona PA you tube ummmm something is off. Chero hembe dzacho ungati akatonhongwawo kumadomasi kana kukomboni
Matare hatipe udzamu hwatinotarisira zvikaita kunge news zvinotaridza more of commercialised than help. Iri ibasa rasekuru raitwa overtake ne publicity. Imi itai zve Camera sekuru vaite basa ravo. Mavekuita kunge company.
Kkkkkk aikazve, ko munodiiko kuenda kunoswera pa surgery dze n'anga kuitira kuti munyatsoona maitirwo ematare chete chete. Aya anoiswa on social media kuitira kuti veruzhinji vadzidze, Robert haapindire asi kuti anoita basa rake uye purpose yekuti ashandise resources dze company yavo haisi yekungokuratidzai matare chete. Dare chete rinongoitwa 5 minutes zvatopera, asi nekuda kwebasa re Sky Media tinoona not less than 30 minutes.
Who was going to interview the victims and perpetrators if Sly media wasn't there? Do you think N'angas were able to ask the critical questions that Robert ask?