Тёмный

Passion Java Powerful Sermon On Wicknel Chivhayo, Chamisa, Prophet Makandiwa, Mazimari 

Zigo
Подписаться 114 тыс.
Просмотров 24 тыс.
50% 1

Развлечения

Опубликовано:

 

4 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 156   
@alletadeka8723
@alletadeka8723 3 месяца назад
Paridzai zve kudenga,mari neMota dzinosara pasi pano,taurai zveupfumi hwwNyasha and zvose will be blessed 🙏🙏🙏🙏🙏
@robertlazarus6398
@robertlazarus6398 2 месяца назад
I don't blame this man but the pple supporting him
@VenusCris
@VenusCris 3 месяца назад
Preaching here kana chiiko nhaaaaai
@alletadeka8723
@alletadeka8723 3 месяца назад
Kukuudzai nyaya dzake,Muparidzi here uyu kutaura chokwadi
@TheresaGwata
@TheresaGwata 3 месяца назад
Prophert l love you so much....
@tinashemudzinge
@tinashemudzinge 3 месяца назад
Zigo ..Wicknell na Mwari zvapindirana papi ne church, uyu anorwara hazvina chekuita nedenga izvi Mari chete kikkkkkk
@TinotendaNjodzi-c6y
@TinotendaNjodzi-c6y 3 месяца назад
Uuuum asika Mwari Achapisa vanhu kudenga
@ShadreckRambanapasi
@ShadreckRambanapasi 2 месяца назад
He is preaching what should happen in real life ukazvibata zvaari kuyedza kutauri chiedza chinouya mauri.
@MichaelMudenda-lj4pt
@MichaelMudenda-lj4pt 3 месяца назад
Ndadzidza zvimwe apa.thank you man of God
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 3 месяца назад
The great java prophet passion java udzai vanhu
@TeryzaMuzenda
@TeryzaMuzenda 3 месяца назад
Powerful prophet ...gogo ngavabvise gogo❤
@ThembelaniKhumalo
@ThembelaniKhumalo 3 месяца назад
Paridzai shoko ramwari kwete mari
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 3 месяца назад
Good Sermon today tadzidza beauty haiunze Mari let work to become billionaires or kugara zvekare nhasi ngirozi dzekudenga dzanga dzinaye pakuparadza
@nyashandebele218
@nyashandebele218 3 месяца назад
Hauna vhangeri java
@LisaBrighton-ek5xy
@LisaBrighton-ek5xy 3 месяца назад
Anaro but hausikumubata chete
@witnessmlambo6828
@witnessmlambo6828 3 месяца назад
Zigo newe panganai muri mhata
@CeaserZW
@CeaserZW 3 месяца назад
Asi hausi kuziva kuti zvirikusungisa vamwe zvekungotuka tuka vanhu nekuti kunge wakazvarirwa mutoilet yegomba
@ThembelaniKhumalo
@ThembelaniKhumalo 3 месяца назад
​@@CeaserZWapa hauna chawataura cz ukutotuka futi mumwe munhu mukumutsiura ikoko think before you talk bro
@CeaserZW
@CeaserZW 3 месяца назад
@@ThembelaniKhumalo oky
@Hungwe
@Hungwe 3 месяца назад
Mkosho ​@@CeaserZW
@CeaserZW
@CeaserZW 3 месяца назад
@@Hungwe 🤣🤣🤣aa zvakaoma
@natedengineeringlecturesup6956
@natedengineeringlecturesup6956 3 месяца назад
Zigo uri mhata.
@fundimpofu3813
@fundimpofu3813 3 месяца назад
For the 1st time kunzwa passion achitaura zvinemusoro😊😊
@leelexzw
@leelexzw 3 месяца назад
The Zimbabwe 🇿🇼 that I grew up in is now a chicken run run by fake prophets
@deraw.academy
@deraw.academy 3 месяца назад
Matoparidza here mukuru,,,???,,,,hayas😢
@miriamwillism8998
@miriamwillism8998 3 месяца назад
Powerful Prophet Java
@ShadreckRambanapasi
@ShadreckRambanapasi 2 месяца назад
Kana wakachenjera pane zvawabata pa mharidzo iyo.
@InitialRelic593
@InitialRelic593 2 месяца назад
Ha ZIGo zvako zvaita - 💼 💰
@Simbarashejani
@Simbarashejani 2 месяца назад
Java urimhata
@TinasheMugaviri-r2s
@TinasheMugaviri-r2s 3 месяца назад
Hauna shoko rinoponesa vanhu mweya yavo
@robertmudari5063
@robertmudari5063 3 месяца назад
Mune mweya wetsvina vanhu vese vadomwa na java
@Mukanyajnr055
@Mukanyajnr055 3 месяца назад
Ndosaka karikuparidxira vanhu 3
@R0b3rt_-
@R0b3rt_- 3 месяца назад
Zigo is a journalist 😂😂😂whatever Will give him a dollar 😂😂😂
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 3 месяца назад
Asi chandakazoona satan anehutsinye kana mazogara
@CeaserZW
@CeaserZW 3 месяца назад
We have The Zigos in the House hoyooooo❤❤
@robertmudari5063
@robertmudari5063 3 месяца назад
Mukadzi wakanga ane corona izere nema shoko akumhura mwari Java mwanakomana wasatani muchachema nekugeda-geda nemi vatori venhau
@tawandamurwisi
@tawandamurwisi 3 месяца назад
Motivational speaker haasi kuparidza uyu
@faraichibuswa4173
@faraichibuswa4173 3 месяца назад
chakaipa chii pakudzidzisa vatendi kuita mari.
@chingombedaries
@chingombedaries 3 месяца назад
Inyaya yekuti mabharanzi angobvisa mari
@royalhustler2975
@royalhustler2975 3 месяца назад
Nhai pane arikunzwisisawo kurikuenda shoko rebenzi iri
@TakudzwaZinyanduko
@TakudzwaZinyanduko 3 месяца назад
Zigo unopinda church here... Manje manje tokunzwa wakunzi Zigo igava. Nekuti kwese kwese uriko
@MelitaNkomo-zi8ut
@MelitaNkomo-zi8ut 3 месяца назад
Ndoo chii ichocho muChurch here kana kuti kunyadzisa vanhu
@Zimbabwe.
@Zimbabwe. 3 месяца назад
*NDOSAKA achinzi wapusa WAPUSA Church no for God he says it all*
@blessingtakaingofa5308
@blessingtakaingofa5308 3 месяца назад
Ko Jesu paya paya how far .inini inini paya paya
@faraimanyezu4609
@faraimanyezu4609 3 месяца назад
Musoro bhangu
@EvaZulu
@EvaZulu 3 месяца назад
God is not mocked .....muchakohwa
@blessedkatiyo9612
@blessedkatiyo9612 3 месяца назад
So Zigo are you the new Java TV?? Clearly you are captured.
@munashephiri2180
@munashephiri2180 3 месяца назад
True story
@hilarymutongwizo3062
@hilarymutongwizo3062 3 месяца назад
ZiSadza nekajesa kashiri. Heavy menu manji iyoyo 🇿🇼😂🇿🇼😂
@joechademana3737
@joechademana3737 3 месяца назад
Beche remai vako iwe
@VenusCris
@VenusCris 3 месяца назад
Akomanaka ma1Java ma1000
@artishiamundawarara8622
@artishiamundawarara8622 3 месяца назад
Kutamba nezita ra Mwari java or gava
@clearinemunaki1055
@clearinemunaki1055 3 месяца назад
Ma Adults ariumu anoti arimuchurch bhoo here i think uku ku comed
@tafadzwa.schitifa8486
@tafadzwa.schitifa8486 Месяц назад
Is it me only who realised that he didn’t read the bible ?
@enlightenedsage777
@enlightenedsage777 3 месяца назад
Java is right in a way. 95% of the Zimbabwean intelligentsia left Zimbabwe from 1999. There is a state and economic capture by the likes of Weakness Chivharo, Mike Goatmaster, Sakupwanya Goridhi, Ambassador Goldfather etc. Zimbabwe is being plundered of it's minerals and land by a handful of people. Really sad.
@lekotoanetsehlana2679
@lekotoanetsehlana2679 3 месяца назад
Can't you put it in English we would like to know what he is saying
@BabaAnishaMinistration
@BabaAnishaMinistration 3 месяца назад
Gospel of prosperity rakapera Kare kudhara ikoko vanhu vainge vakavharika
@alletadeka8723
@alletadeka8723 3 месяца назад
Havana nechavakabata till today vazhinji vakatonyanyisa kuchitambura 😢😢😢Hapana chakabiwa vakapfumisa mufundisi 😂😂😂
@bothwellratisai7253
@bothwellratisai7253 3 месяца назад
Tibvire kumhepo mhani munoba imimi mbavha
@Simbarashejani
@Simbarashejani 2 месяца назад
Zigo panyo
@King78-s70
@King78-s70 3 месяца назад
Vese variikoko murikunombora dhodhi nechigunwe
@faraichibuswa7813
@faraichibuswa7813 3 месяца назад
let ❤❤❤❤❤
@thecitizen492
@thecitizen492 3 месяца назад
Uyu mupengo uyu
@milanjameson4409
@milanjameson4409 3 месяца назад
Zvinwe tinotora zvimwe tosiya
@brianmsipa5446
@brianmsipa5446 3 месяца назад
Congratulations zigo ne 100k idzo 🎉
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd 3 месяца назад
Last part ndimi 😂😂😂No bdedede😂😂😂😂
@porhambamashumba6607
@porhambamashumba6607 3 месяца назад
Uyu anekamwe kakudzidzisa kekuti ukasaterera unomutuka zvoda kutereresa
@georgekachisi1387
@georgekachisi1387 3 месяца назад
100k tikuiona
@progresswasimba1207
@progresswasimba1207 3 месяца назад
Hakuna munhu waMwari wakadai
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 3 месяца назад
Saka wakapa vamakandiwa hembe zvadii pamharidzo yako
@promisejonasi855
@promisejonasi855 3 месяца назад
Uyu anorwara uyu pane kuti aparidze zvamwari akutaura zvemari
@Smoyo
@Smoyo 3 месяца назад
Cheers to us vanouya kuzoverenga comment section chete
@munashephiri2180
@munashephiri2180 3 месяца назад
True story takabva neko munhu
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM 3 месяца назад
Kkkkkk pakaipa
@PetrosNdlovuByo
@PetrosNdlovuByo 2 месяца назад
Zigo do you even know what constitutes a 'Powerful' Sermon
@blackslimer881
@blackslimer881 3 месяца назад
This sermon is not about Jesus. Everything is about me me. Nothing about God
@rodataderera5752
@rodataderera5752 3 месяца назад
But the words are true matauriro acho but the message is there
@portiakapesi3426
@portiakapesi3426 3 месяца назад
Maparidza munhu waMwari
@geraldmaranda-rs7js
@geraldmaranda-rs7js 3 месяца назад
zvinhu zvacho soo
@HamunetiKubvoruno
@HamunetiKubvoruno 3 месяца назад
A classical exhibition of pride @ play, & that trait precedes a massive downfall 😢
@mosesmandizha2392
@mosesmandizha2392 3 месяца назад
Promotion yehumbavha.
@PartimosChineka
@PartimosChineka 3 месяца назад
Uri mupengo iwe uri kutsvakwa mbavha iwe
@royshumba9537
@royshumba9537 3 месяца назад
But vanhu why vachivenga passion anotoparidza wani kkkkk koooopo
@givemorenyamunzororo2958
@givemorenyamunzororo2958 3 месяца назад
Kuparidza unokuziva here iwe benzi.Ngano dzechembere idzo haana chaanoparidza uyu
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 3 месяца назад
​@@givemorenyamunzororo2958ndarama nesirivheri hatina ASI chatinacho tinokupa simuka ufambe,ko zvinodibatsirei kuwanda nyika yose ndichizorqsikirwa nedenga,zvekudya ndezvedumbu nedumbu ndere zvokudya iwenedumbu rako mucharaswa,Gospel is the testimony of Jesus Christ only kana makufa kuita zvemari harisivhangeri ingodzidzisanai kutsvaga kwete kurombeswa
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 3 месяца назад
Uku hakusi kuparidza Ari pa serminer kwete vhangeri hapana chamwari apa
@VickyMukanda
@VickyMukanda 3 месяца назад
kkkkkkkk but wakanyanya ZIGO, wakachinja diss kuita intro track!!!!!!
@chingombedaries
@chingombedaries 3 месяца назад
I feel sorry this congregations this sermon is giving money to the pastors
@Kays-zt5ws
@Kays-zt5ws 3 месяца назад
What type of gospel is this vanhu so ka tipei ma serious
@TinasheShamiso-md4xl
@TinasheShamiso-md4xl 3 месяца назад
Hanzi ndakatanga life yekuba nekuba ndichiba😂
@CuthbertMachongoni
@CuthbertMachongoni 3 месяца назад
Ummm zvakaoma hazvoo
@WashingtonVhutuza
@WashingtonVhutuza 3 месяца назад
Mhata yako
@TafadzwaBwoni
@TafadzwaBwoni 3 месяца назад
Vamwe vanhu vachaenda pamongo wegehena
@King78-s70
@King78-s70 3 месяца назад
Uri hure unongoenda kune mari,
@KupakwasheKumbula-jb4dv
@KupakwasheKumbula-jb4dv 3 месяца назад
I just listen this sermon just for gags
@sirwhite62
@sirwhite62 3 месяца назад
This one is the most useless human being in Zimbabwe, he is feeding on human souls and blood. Which message is he giving to the poor children of God. 💔
@CalebKimbini
@CalebKimbini 3 месяца назад
Chainga chimbori kupi chimuroyi ichi chatanga futi
@ClemenceMujangu
@ClemenceMujangu 2 месяца назад
Zigo zigo wada zvemari Zvisinei na Mwari tiri kuku ona zigo ende Takazviona kare kuti waninokerwa but Kuva ne Mari hakupinze Denga ende uchajaro kuita munyama wasvika zvave kupera unogona kugopinzwa mu Jeri Usati wadya🎉😊😊
@M-atomb0.
@M-atomb0. 3 месяца назад
This guy is successful but his only problem is naivety ego, pompous arrogant and an over exaggerated sense of self importance. Anotsvinya pahudofo haana classy
@StannyTC3
@StannyTC3 3 месяца назад
Kupa makandiwa hembe 😂
@tomasparafino5607
@tomasparafino5607 2 месяца назад
Mwari ne mwanakomana Jesus havadi mari Jesus said ndipeyi mari akatarisa mari akabvunza kuti musoro neface iri apa ndeyani vanhu vakati ndeya Seza Jesus vakati ipai zvekwa Seza kuna Seza zvekuna Mwari kuna Mwari please dont mix mari na Mwari kudenga kune moto
@BezzleMoyo-ln1qe
@BezzleMoyo-ln1qe 3 месяца назад
Mhunhu uyu anonyepa boiz
@progresswasimba1207
@progresswasimba1207 3 месяца назад
Ummmm akasatsvaga Mwari chete hapana chinobuda,,,wakamirirwa nemoto chaiwo
@NgonieGotore-ls2zv
@NgonieGotore-ls2zv 3 месяца назад
Haaa shona inotomunetsa kuparidza nayo uyu,,,
@Mo.e._10
@Mo.e._10 3 месяца назад
😂😂 haa Zigo chii ko ichi munhu ane 100k 🙌🏽
@ndara-n2p
@ndara-n2p 3 месяца назад
Kkkkkk
@omackchirwa-jv8iq
@omackchirwa-jv8iq 3 месяца назад
Rombe rinotsamwa zve sure 🤣🤣🤣
@ignatiouschikurahove7239
@ignatiouschikurahove7239 3 месяца назад
This is heresy òf highest order
@mcdonaldk738
@mcdonaldk738 3 месяца назад
ZvaWicknell wataura nyobvo hako ,wicknell irombe ,mbavha zvayo. As for me i dont even want to be passion java shame .Thomas Mapfumo.murume shaa not vepamatoilet zvenyu izvi
@PrinceTNjatu
@PrinceTNjatu 3 месяца назад
i dnt blame Java, i blame those vakagara vachimuterera muri madunderheads what typ of teaching is that ,ofcourse its not a sermon damn it.
@sirwhite62
@sirwhite62 3 месяца назад
How can a Preacher swear with the name of God ??????? This is too extreme 🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️
@symlexbrn5396
@symlexbrn5396 3 месяца назад
There's nothing extreme there, it's nonsense
@GodknowsMoyo-e9x
@GodknowsMoyo-e9x 3 месяца назад
Kkkkkkk
@blackslimer881
@blackslimer881 3 месяца назад
Who told you that Ophra Winfey is not beautiful. What criteria of beauty do you use. Beauty is in the eyes of the beholder. Worst sermon
@isaacpikirai-mo3li
@isaacpikirai-mo3li 3 месяца назад
Nonsense
@elizabethlynemarydzimati2862
@elizabethlynemarydzimati2862 3 месяца назад
Is not make sure this one
Далее
ЭТО НАСТОЯЩАЯ МАГИЯ😬😬😬
00:19
Emmanuel Makandiwa - Mweya Wesango
1:23:26
Просмотров 68 тыс.
3 Months mukadzi achigara nechikomba
17:02
Просмотров 19 тыс.
Prophet T Madungwe Attacked By Bishop Nyamakanga
58:12