Тёмный

PRIME CONSULTANCY DONATION 

The Closure DNA Show
Подписаться 304 тыс.
Просмотров 16 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

24 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 252   
@tee6001
@tee6001 7 часов назад
Mai Kamukono is the definition of "I refuse to look like my problems." May God bless all these women❤
@3105-b3h
@3105-b3h 18 часов назад
This is so painful the lady is in pain all relatives are refusing her. Sevana tinotadza vabereki I know zvinorwadza regereraiii vana
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa 17 часов назад
Thanx Tinashe Mugabe Foundation nekubatsira madzimai ava❤❤❤❤many kids are suffering nekuda kwana baba vavo nehama dzavo,dai hurumende yambopindira zvakasimba coz ndaona ma streetkids awandisa munyika😢😢😢
@FAITHTAMAI-w1f
@FAITHTAMAI-w1f 15 часов назад
Pain yekuchengeta mwana wega baba varikoo hamusi kuiziva . vana baba please kana matadzirana nesu vana mai ko vana vana vatadzei ivai nerudo nevana venyu please.thank you Tinashe Mugabe foundation itirwai zvikuru namwari mukuratidza rudo rudo rwazvokwadi.
@Maphosa718
@Maphosa718 58 минут назад
Mwana akura ava nemari dzake ozouya achit mwana wangu uyu zvakaoma askna😢
@felicitymusekiwa241
@felicitymusekiwa241 16 часов назад
imarii ko huku dzacho vaMugabe ndipatei ndivatengere huku vatange uyu wecatering haana kutaura kuti capital yacho imarii vawane kubatsirika
@sharonchiringa8588
@sharonchiringa8588 16 часов назад
God bless you
@MemoryMhuraiThomas
@MemoryMhuraiThomas 15 часов назад
Thank you dear God bless you ❤
@beaulahgunde8469
@beaulahgunde8469 15 часов назад
God bless you😢
@CarolineRNyaguyo-kg5oj
@CarolineRNyaguyo-kg5oj 14 часов назад
God bless you
@christinemangwiro
@christinemangwiro 12 часов назад
Thank you so much God bless you
@trishkaz2277
@trishkaz2277 5 часов назад
Please help me connect with Mai Kamukono tione kuti todii ne project yehuku. And also my mum is in Marondera vanomboda help netumabasa pano neapo. She seems like a hard working woman I’d also like to buy food yemwana akanzi na doctor arumurwe. It is well my sis ❤
@lydiachaitezvi7772
@lydiachaitezvi7772 2 часа назад
God bless u❤
@PatriciaNyamvura
@PatriciaNyamvura 53 минуты назад
Be blessed
@MaGabazaWitness-vh2wx
@MaGabazaWitness-vh2wx 12 минут назад
God bless you 👏
@Shyza-i2t
@Shyza-i2t 18 часов назад
David Seth & Tinashe Mugabe foundation Mwari vakuitirei zvi dhafu
@EverMudungwe
@EverMudungwe 17 часов назад
Moyo warwadziwa ndichiona mwana anemwana mucheche achichema ko vabereki moyo takaisepiko ndiye azvitanga here kuomesera mwana ane mwana kudaro😢
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 17 часов назад
Uyu anenge ati vake chaiwo vakafa
@Amarie077
@Amarie077 12 часов назад
​@@tafirenyikashylet4707ehe akayi vakafa.
@christinemangwiro
@christinemangwiro 12 часов назад
😢
@Achifedza
@Achifedza 2 часа назад
Her real parents are dead, so sad😢
@EverMudungwe
@EverMudungwe 2 часа назад
@@Achifedza dai ndri padhuze ndamutora hangu ndagara baye for the sake of mwana mucheche wainaye 😢💔
@deangb8651
@deangb8651 2 часа назад
Wozonzwa Shadaya achit mvana imika ityai Mwari. I can imagine what these women are going through because of absent fathers
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 17 часов назад
💔💔munhukadzi haana zororo sure.haa Mwari pindirai this case is an emergency Lord show her mercy .send helpers .Amen🙏
@chirashitamuka7777
@chirashitamuka7777 16 часов назад
She wasn't faithful though to her husband. That triggered to separation
@YvonneCija-mm7jx
@YvonneCija-mm7jx 15 часов назад
Wakamuona sei kuti aisava faithful. Panorambana vanhu mashoko anobuda akawanda. Ko kana yaiva nzira yekuramba nayo.. anoziva chokwadi ndMwari tisapomera zvatisingazivi
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 14 часов назад
​@@YvonneCija-mm7jxsaka mwari wacho ngaadaire.
@darlingtontshuma9660
@darlingtontshuma9660 12 часов назад
Zimbabwe 🇿🇼 is a rich country so that no one would be suffering, government should introduce the benefit system to help out the poor
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 13 часов назад
Lovemore na amai vako ummmm makaoma, l hope u will find peace and happiness, praying for your health, keep taking your medication.
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 17 часов назад
It's painful for this lady to take care of a child whose father is so abusive and not even responsible 😢
@christinemangwiro
@christinemangwiro 12 часов назад
😢
@MediaHwata
@MediaHwata 7 часов назад
Lovemore ukawana nguva ufe hauna chiyamuro pasi pezuva ,hana yako hairovi sei pamwana wako ,shingirira girl mwari harisi benzi vachakuona
@cynthia2570
@cynthia2570 18 часов назад
Mai Kamukono vari kuglower wena . ❤
@aidook5791
@aidook5791 13 часов назад
😂😂😂😂😂
@christinemangwiro
@christinemangwiro 12 часов назад
She's glowing wena ndazvifarira
@Sibonglekanyama6602
@Sibonglekanyama6602 11 часов назад
Chokwadi anakA🎉
@tauyanashechikuku
@tauyanashechikuku 5 часов назад
kkkkk she is indeed glowing and still single
@Achifedza
@Achifedza 2 часа назад
She has always glowed,last time Tinashe was blushing around her lol 😊
@mitchelmako1461
@mitchelmako1461 15 часов назад
Lovemore Mwari ngavakutonge 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga 17 часов назад
Mr Mugabe and crew be blessed hats off
@christinemangwiro
@christinemangwiro 12 часов назад
💔💔💔💔💔💔💔💔💔dai ndayiwanawo mari pahupenyu hwangu ndayida kuitawo kaorganisation kekubatsira vakadzi vose vanotsvinyirwa nevarume pamwe nokusangana nematambudziko akarema kudayisoo uuuuuuum 🤔 hama dzangu Mwari ngavatibatsire hama dzangu 😢 it's so sad weduwe imi
@beatricebande8712
@beatricebande8712 17 часов назад
Zvakaoma Mwari help this lady nevana vake and heal her
@p.chiedza
@p.chiedza 16 часов назад
Amen ❤❤
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 14 часов назад
The lady waLovemore andinzwisa tsitsi ndarwadziwa veduweee.
@morganjewellmakichi4437
@morganjewellmakichi4437 14 часов назад
She is going through a lot 😢😢
@WinnerChats
@WinnerChats 11 часов назад
She is young and gone through a lot
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 2 часа назад
zvinhu hazvina akumumirira mushe mwana uyu even pavakaita DNA you could see kuti zvinhu zvaoma
@florencechifambi8301
@florencechifambi8301 16 часов назад
Tinashe Mugabe Foundation and David Seth Foundation blessings upon you 🙏
@ShyletMhumhi
@ShyletMhumhi 17 часов назад
So painful 💔. But ndakafarira tete hngu❤
@MoleenPaidamoyo-bt6yw
@MoleenPaidamoyo-bt6yw 14 часов назад
😂😂😂😂happy to see Mai kamukono she is glowing yoo❤❤❤❤
@mableKwangwa
@mableKwangwa 15 часов назад
Amai Tsambarafuta dzidzisa vana vade Baba ne hama dzavo. Kuitira makore anoteera. Vana vanokuchinjirai vakura. Munosiiwa nevana vakaenda vose Kuna Baba vavo
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 15 часов назад
Amai kamukono makapihwa zvinhu zvakawanda imi mbudzi mari itaiwo zvimwe kwete kuramba muchifunga kuti mucharamba muchipihwa
@chamukatenah3283
@chamukatenah3283 18 часов назад
Heartbreaking indeed!
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 17 часов назад
Rumura mwana asati abatwa nechirwere usazocheme mwana arwara
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 17 часов назад
Sure she will be trouble iye pachake
@judithngureta3941
@judithngureta3941 13 часов назад
It's so disappointing kt kune varume vanongogona kuzvarisa then neglect vana.Kuita baba vemubrugwa chete nxaaa it's a disgrace.Lazy and ruthless men should face Karma
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 14 часов назад
Mai Kamukono makadiniwo zvenyu ❤Ako kamukono ketsambarafuta kasiyei kakadaro.
@beekays436
@beekays436 Час назад
Thank you Tinashe and the DNA Team. EDiot Mnangagwa is the root cause. Vanhu vese vapfeka mweya wa EDiot Muroyi Mukuru we Zimbabwe. Tenzi rangarirayiwo our sisters and mothers going through difficult times.
@donaldmutede9089
@donaldmutede9089 18 часов назад
Some man are irresponsible that why we have chaos in the society
@misheckmahungu
@misheckmahungu 16 часов назад
Why are these women blaming men for everything? Respect the father of your your children so he takes part in his role.
@Suewally
@Suewally 13 часов назад
They're not blaming they're just giving the facts
@cricket694
@cricket694 2 часа назад
mxm
@tafadzwatafadzwa8845
@tafadzwatafadzwa8845 16 часов назад
Mai kamukono vari kubvira 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥murikugeza
@GeorgeFabulous-nh7nf
@GeorgeFabulous-nh7nf 8 часов назад
Ndivo here avo eeegh vachinja
@3105-b3h
@3105-b3h 17 часов назад
Tinashe Mugabe and crew Komborerwai nashe ndarwadziwa naamai varipa ART avooo aaaaaa 😭😭😭😭😭😭😭😭
@rutendosopa6550
@rutendosopa6550 17 часов назад
ART zvorevei nhy
@FlorenceMungwari
@FlorenceMungwari 17 часов назад
​@@rutendosopa6550pachirongwa
@cresenciakaseke
@cresenciakaseke 17 часов назад
​@@rutendosopa6550treatment of people infected with hiv (chirongwa kurarama uchinwa mapiritsi ekudzikisa hurwere hwe HIV
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 17 часов назад
@@rutendosopa6550 Vari pamapiritsi Hope mazvibata
@memoriegomana5850
@memoriegomana5850 17 часов назад
A​@@rutendosopa6550arv
@Tech-hc4lq
@Tech-hc4lq 56 минут назад
Thank you for helping this lady, can we just help people without letting them go on record exposing their health status and too much personal information
@ChipoJamba
@ChipoJamba 16 часов назад
Lovemore naMai vako mwari vachakurangai neshamhu.
@amandamasvora5653
@amandamasvora5653 16 часов назад
Thanx vatambanudza Mr David en Mr Bota
@FaraiChigutiro
@FaraiChigutiro 16 часов назад
Amai kamukono ketsambarafuta is now glowing
@maideimambwani9627
@maideimambwani9627 17 часов назад
😭😭shame l fill sorry this lady may God bless everyone achabatsira 🙏🏻
@marvellousmbigi9378
@marvellousmbigi9378 15 часов назад
Lovemore mwari haasi sabhuku wekumba kwenyu
@BelindaTMatinha
@BelindaTMatinha 17 часов назад
Shame ndarwadziwa nemusikana uyo lovemore chengeta mwana wako iwee
@rebeccabadza2079
@rebeccabadza2079 4 часа назад
Murikubata basa rakakura mr Mugabe Mwari varambe vachiwedzera makomborero nekubatsira kwamuri kuita ❤
@RejohNdlovu
@RejohNdlovu 15 часов назад
Lovemore Mwari ngaave naye ndiye ayirwara uya akakusiira chirwere n then mwana futi vedwe zvakaoma Mwari pindirai 😭
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 14 часов назад
Ko kana ariye akapa murume chirwere?
@gladysmoyo9704
@gladysmoyo9704 17 часов назад
May God bless you Tinashe Mugabe foundation and varikubatsira
@miriambanda1670
@miriambanda1670 18 часов назад
Thank you Tinashe Mugabe foundation and David Seth foundation
@ChristarbelChando
@ChristarbelChando 30 минут назад
😂😂😂😂 hanzi ndini mai kamukono kkkk haaaa mai kamunono she is strong and vari ku glower I'm happy to see u
@JudithMaregana
@JudithMaregana 21 час назад
DNA inovaraidza❤
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 17 часов назад
Thank you so much mafoundations ari 2 abatsira vana mai ava, rangarirwai nedenga nguva dzose. Matura arambe achifashukira.
@Ruue997
@Ruue997 13 часов назад
Mai kamukono zvamukutaura kuti vana vakuti baba ndivamugabe mukuziva here kuti kufb kune kavedio kakabatanidzwa kakaiswa song yekuti rudo rwangu newe hazvimbodi wechitatu muzvina guhwa😅😅😅😅😅😅
@cynthiamanyau365
@cynthiamanyau365 2 часа назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 I died nhasi 🤣🤣🤣
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 8 часов назад
But mai kamukono handiti Makati handina mwana achati baba kuimbwa iyi
@SheilaMbedzi
@SheilaMbedzi 3 часа назад
This girl wa Lovemore is beautiful she must pull herself together,the guy is beneath her league
@TamaryManyika
@TamaryManyika 15 часов назад
Mai vane mwana anoyamwa uyo veduweeeeka moyo wangu warwadza
@drmarymwashita7653
@drmarymwashita7653 14 часов назад
Neniwo zvisingaite. I pray she gets help😢😢
@beatricebande8712
@beatricebande8712 17 часов назад
Mai kamukono is glowing
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 3 часа назад
Mai Kamkono is beautiful and a strong woman 💞💞💞
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 14 часов назад
Cameraman ukati utizumire mazino emwana uyo ka17
@CecilTawandaMatema
@CecilTawandaMatema 16 часов назад
Hats off to you Tinashe and company
@noahntini4931
@noahntini4931 32 минуты назад
Thank you Tinashe Mugabe Mwari vakuwedzerei pamatapudza
@vongaimakanyiremubaiwa9527
@vongaimakanyiremubaiwa9527 16 часов назад
Beautiful lady ❤
@BabaIdahTV
@BabaIdahTV 2 часа назад
Vana mai plz kana vana vachikura tarisai mazino evana coz ndimwi munenge mune vana mwana plz akanaka zvake
@janefadzaimatira7063
@janefadzaimatira7063 13 часов назад
Kana love more ari mupurisa mai avo should claim maintenance and go kwa chaplin
@mableKwangwa
@mableKwangwa 15 часов назад
Mai Lovemore is a big problem apa. Mwana wavo ndiye wakapa mwana uyu chirwere. Mai Love ivai neMoyo WA Mwari.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 14 часов назад
Akakuudza kut ndiye akamupa chirwere ndiani? Ko kana ariye akapa lovemore wacho?
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 3 часа назад
Shame she's going through a lot this young girl😢
@ennieruka881
@ennieruka881 3 часа назад
May God bless the Tinashe Mugabe foundation.
@ruvimbomuneka-q9i
@ruvimbomuneka-q9i 4 минуты назад
Kurera mwana wega munhukadzi kunorema. Takabvawo neko, but chinozorwadza anababa vaye vanouya kumba kwacho kwaakunakidza nevana vaye
@RungisaiMhetu
@RungisaiMhetu 17 часов назад
Well done David seth
@cricket694
@cricket694 3 часа назад
lovemore may you get what you deserve nehutsinye hwako
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 4 часа назад
Mai kamukono ❤vanozvigezera
@dallasjericho7248
@dallasjericho7248 День назад
Ndikasirirei ndakamirirwa namwari ndatombobva kutaura naye manje manje akati mwanangu gamuchira zvauchapiwa
@jessicanyaman8295
@jessicanyaman8295 18 часов назад
Kkkk wapedzera
@patience-7267
@patience-7267 18 часов назад
😂😂😂😂😂
@Mabandanenzane-ji5zp
@Mabandanenzane-ji5zp 17 часов назад
Mai kamukono aaah vachinja marriage inosakadza
@lillianndawana8360
@lillianndawana8360 2 часа назад
Uummm l see the pain on her eyes (Lovemore baby mama).l wish if l could do something for her little ones. Hugs 🫂 to you my fellow women ,literally you're going through a lot .it's every women's wish to get married until death do you apart ,conversely circumstances changes our expectations. Let love lead,thank you Mr Mugabe and your team,putting a smile on someone's face it's a blessing 🙌.
@DadiraiNemasonzi
@DadiraiNemasonzi 14 часов назад
Mukadzi walovemore ngaende kwachifi vanopindira pamhuri iyi inoshungurudza muroora
@DadiraiNemasonzi
@DadiraiNemasonzi 14 часов назад
Chifi havaregi kumupa stand dzekumaruzeva
@monicarimbikani
@monicarimbikani 13 часов назад
Zvarwadza izvi asi vambereki ngatisadaro ngatiite mweya wekuregerera torasa vana chokwadi aaah
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni 17 часов назад
Mwana anokura uchitambura kudaro mwari anechinangwa ndabatikana 😢😢😢
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 15 часов назад
U can say that again
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 15 часов назад
Mai Kamukono is very beautiful and she is glowing Mai vevana 5 vane structure kwete yekutamba nayo.. Varume ndosaka vachizonzi imbwa 😅😅 hunhu rudziii ihwohwo
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 14 часов назад
Mukutobva kudzimba dzana baba venyu muchitevera imbwa idzodzo. Hakuna murume anoenda kunobatsirwa kumaporofita kana n'anga kut awane mukadzi. Ko vakadzi? Kkkk Vanenge vachida imbwa kkkk
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 6 часов назад
@@shingiraitrevormboto2105 kkkk mandipedzera
@MollieMapara
@MollieMapara 17 часов назад
😂😂😂😂😂ndafara kuona amai kamukonoketsambarapfuta 😢😢
@selomiacochrane8342
@selomiacochrane8342 15 часов назад
Tinotenda veduwe David Seth and Tinashe Mugabe foundation mwari vakuwedzerei pamatapudza
@JeriphanosHagina
@JeriphanosHagina 15 часов назад
Mwari achaita sekuda kwake zvinonaka
@Lizzy-wy9xj
@Lizzy-wy9xj Час назад
Ummm hama musadaro kurasa mwana nekuda kwa Lovemore this is painful mhani …. 😢😢😢😢
@chipoUsore-dg3cl
@chipoUsore-dg3cl 16 часов назад
Mai kamukono she's glowing indeed and my little sister avonda ummm😢
@EverMudungwe
@EverMudungwe 17 часов назад
Mai kamumono vari glower😍😍
@chiposhoko8563
@chiposhoko8563 6 часов назад
Iyezvino Better kuti musiksna kana mukadzi akaona kuti munhu aramba nhumbu Better kubvisa because kuchengetera vanhu mwana kunorwadza uye mwana iyeye akakura anenge ava kuti ndoda kuenda kumusha kwate saka better kubvisa haaa zvorwadza
@NondoKadzi
@NondoKadzi 16 часов назад
Ana baba ivava unotonzwa varivo number 1 kutukirira mvana asi ivo vaine vana vavasingachengete zvakaoma. Soldier on mothers, it shall be well with you
@RoseyMabhuka-gy8uh
@RoseyMabhuka-gy8uh 14 часов назад
Painful 💔💔you're strong girl
@FortunateSakala-s9o
@FortunateSakala-s9o 14 часов назад
mai kamukono haaa she is so pretty❤
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 16 часов назад
Maikamukono 😂😂😂 tafara nekukuonai
@eunicemajonga9296
@eunicemajonga9296 13 часов назад
Ehe vana vanotadza but ini ndomira nevana vangu hama dzemukadzi uyu nevabereki vake musadaro ko moyo makaisa kupi ndabatikana
@jkudamusi
@jkudamusi 25 минут назад
Please also help those who the alleged fathers have been excluded
@mercynyamuwera8375
@mercynyamuwera8375 День назад
Varipakati awo havasi mai vekamukno ketsambarafuta hre
@nyaradzogandawa6252
@nyaradzogandawa6252 18 часов назад
I think vakadzi ava they're doing ma projects....Life after DNA
@EdinahSitholw
@EdinahSitholw 17 часов назад
Dai aenda kunogara mai jnr hake mskana uyu vaidzokera kuchkoro vese
@TsitsiMugeyi
@TsitsiMugeyi 18 часов назад
Malikes ngaawande
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 14 часов назад
Mai Kamukono is glowing 🎉🎉
@bryanmakowa5447
@bryanmakowa5447 5 часов назад
Sad story vamwe varume atikodzere kunzi baba kana Iko kutorarama kwacho
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva 16 часов назад
These women should claim maintenance
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 14 часов назад
Sure. Coz pasina ruoko rwemurume upenyu hunoomera munhukadzi. Vari varume tochengeta vana tiri zii tega zvedu. Hatimboti vana mai vacho tibatsireiwo. We face life.
@limbermist2904
@limbermist2904 Час назад
Nyaya dzerudo dzinoda kuziva matangiro adzo
@patienceHonye
@patienceHonye 13 часов назад
Zvakaom veduwe man are wicked😢
@AppreciateKatsikadova
@AppreciateKatsikadova 55 минут назад
Asi nhai vana baba musingadi kuchengeta vana venyu munenge muchiti mukupfidzisa ani nhaimi...,..vana ava varikukura mufunge
@astark2852
@astark2852 2 часа назад
But Lovemore anenge anotodawo mental health support handimuone mushe mushe zvinenge zvisiri right paari
@lulumuza
@lulumuza 17 часов назад
Veduwe ka sad story
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 17 часов назад
Mrs Kamukono Makatozvitsvagira zita 😂😂😂😂
@philotanyaboyzdzetonaz5696
@philotanyaboyzdzetonaz5696 16 часов назад
Court get busy....maintananc maintenance get busy
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 16 часов назад
Amai vedoek vaimboti handidi help handidi kubatsirwa nfochengeta vana ngu ndega even counselling handidi
@mitchelmako1461
@mitchelmako1461 16 часов назад
😊vanotoda help dear ari mu denial
@FlorenceGwerengwe
@FlorenceGwerengwe 15 часов назад
Kwaiva kupererwa veduwee
@Ruue997
@Ruue997 13 часов назад
Vakati vakato mirirwa naMwari kudenga thot havasisiko kaini😅
Далее
RUSHINGA......MUDZIMAI AGURWA MUSORO NDOKUENDWA NAWO
34:53
Крутой фокус + секрет! #shorts
00:10
Sannere - Tau Ea Lesotho(Promo)
1:20
Просмотров 28 тыс.
Happy birthday to me-Prophet T Freddy
12:46
Просмотров 1,7 тыс.