Ndarwadziwa em heartbroken 😢😢😢💔💔💔kupesanisa mai nemwana here shuwa 😢😢😢baba vakajairira nekusvora mudzimai wavo, Ndarwadziwa ini zvaMwari chaizvo 💔💔🙆♀️🙆♀️
Iyi nyaya inorwadza shuwa pandakaiona nezuro ndakati chii chiri kuitika kumastepfather iadvantage here yekuti haasi mwana wake vachawirirana here mai nemwana zvichairasei pamberi apo vaizviitira kupi nguvai ndakarwadziwa shuwa
Ndarwadziwa ziso nenzeve dza Mwari dzimeni my sister vari kunzwa Mwari kuungudza kwauri kuita just give Time for your healing I really feel the brokenness of your heart surrendering all to God 😭😭
Eshhhhh this is so deep they should not make this situation sound weird but amplifying it music can heql and kill at the same time.From this panoda counselling and follow up yakasimba with love for both of them
Hapana tsitsi nemwanasikana, she is 20 and she knows whats bad and good. Kurara nababa vakakurera, mumwe anotofanira mubva ipapo. If it was me anosara zvake pamurume. That's sooo sad.
I used to tell pple that kana wafunga kuroorwa,enda wega.Vakadzi vanofarira kuti kana wandida nditore nevana vangu, that's a recipe for disaster.These things usually happen,but it's so bad.
Varume vachaita denga reku zoomer shuwa kurwadzisa Mai vako kudaro here mwana uyu . I feel this woman s pain apo vanevana nemurume wacho futi. Kuremerwa kuri beyond uku. Ronda racho haripore. Hazvigadzirisike izvi Murume wacho akonzeresa big time.
Zvorwadza chokwadi. The worse part kuzoti umm umm handingarambane navo. Kanoda shamhu kamwana ako. Thought it was was mistake aitobatwawo otya kuudza Mai zvikuitika. But. Kutodanana. Ummmm zvakaoma chokwadi vana ava.