Тёмный

Relationship Loyalty Test With KingRyanSkits…😱😱🥹 hanzi ndomuda mukomana asina mota 🫣🥹 

King Ryan Official
Подписаться 19 тыс.
Просмотров 5 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

14 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 92   
@dextermunthali8715
@dextermunthali8715 3 месяца назад
Kana wada kuroora, unofanirwa kuenda ku loyalty test. Its a must.
@TendaiMagodi
@TendaiMagodi 3 месяца назад
Baba. Please put subtitles. You’ll be surprised by how many more views you’ll get
@AnesuAnesu-sg4io
@AnesuAnesu-sg4io 3 месяца назад
Chibaba mari yekurora iyoyo tenga fit
@Leeruechik12345
@Leeruechik12345 3 месяца назад
I don't understand shona guys but l just want to say vanhu vari kuchitwa kjnze uko yowee
@propro9957
@propro9957 3 месяца назад
I feel your pain Vusah very sorry kakono 😅😅 Nicole mwari ave newe 😢
@innocentenomafunga2389
@innocentenomafunga2389 3 месяца назад
Don't worry, Mr Vusa, haisi nyaya yekuti usina motor hauna basa, but mahure ndiwo anoda zvinhu too much, Nicole is just a cheap girl, leave her, hapana future apa
@malvernmurapiro3934
@malvernmurapiro3934 3 месяца назад
Very accurate. Hopefully he's going to stand by his words pakachada kunyengerera coz definitely kachauya muDM ma Vusa as soon as Ryan achingo dissapear ipapa
@EvansHamunakwadi
@EvansHamunakwadi 3 месяца назад
Vusa leave that gold digger & move on with your life, life goes on . GOD will provide a good woman for you 🙏✨
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 3 месяца назад
I feel ur pain bro very sorry Mwari anokutambidza wako😢😢😢😢
@EmilyMbizi
@EmilyMbizi 3 месяца назад
Murume warwadziwa shem❤
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 3 месяца назад
Muface zvese zvri kuitwa zvkutomubhowa 😂😂😂😂 MOTA ichatiuraisa vnhu Kadzi nkty kumother sit kunodiwa veduwe danna nmnhu asina chaanacho mozotenga yenyu coz vne mota varume vevnhu 😂😂😂 iiiii mnhu Ari kuramba zvri pachena zvaataura 😂😂 hayaaa asi mmwe anogona kucheater ASI annge ane waanoda
@msdeechiyangwa809
@msdeechiyangwa809 3 месяца назад
From Capetown zvangu ndimboseka
@JestinaKhongono
@JestinaKhongono 3 месяца назад
Sorry bro, but 3 years pasina plan here😂
@simonmawoyo1416
@simonmawoyo1416 3 месяца назад
murikuzovapa counselling here vanhu ava because pakaipa
@Official_Eve397
@Official_Eve397 3 месяца назад
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭Ndarwadziwa ndipo number dza vusah Pliz ndri srs
@VenusButter23
@VenusButter23 3 месяца назад
zvino akuitawo revenge manje😂😂😂
@Myprinceof
@Myprinceof 3 месяца назад
Eish vasikana havazive zvavanoda how can you love someone because anemota🚗does that means achakupa Mota apa uchitosiya munhu anoda kutokuroora
@innocentenomafunga2389
@innocentenomafunga2389 3 месяца назад
Zvakaoma wena, vasikana havazive zvakakosha mulife, kukoshesa chihure than marriage, uuummm ma1
@Myprinceof
@Myprinceof 3 месяца назад
@@innocentenomafunga2389 kkkkkkk now musikana uyu she might lose both relationship because we Mota uya akaona this Vedio kkkkkk woramba wosara paZero kkkkkk hanzi Ku vhurirwa door remota Mota yacho uchaipiwa here
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 месяца назад
Ndovanotsvaka mbinga vaya
@ClementVhurumuku
@ClementVhurumuku 3 месяца назад
Mufesi ari cool unga cheater munhu akadaro xaar 😊😊😊
@numerouno7753
@numerouno7753 3 месяца назад
The Calmness Vusa has its out of this World
@TinasheBirri
@TinasheBirri 3 месяца назад
Uum😢😢 i feel for you Vusah
@nyikayaramba7460
@nyikayaramba7460 3 месяца назад
Baba imi .Bhebhi ano hura siya shaa
@teclarmusanzika
@teclarmusanzika 3 месяца назад
Shame sorry my brother .the 〽pain is real veduwee 😢😢😢
@malvernmurapiro3934
@malvernmurapiro3934 3 месяца назад
paangoti msikana anonzi Nicole ndabva ndatoziva outcome yacho. Hakasi kekutanga vanhu vachimhanyiswa bani nan Nicole panapa.
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 3 месяца назад
Bba imi mukwane😂 but alfredy arwadziwa kusvika pokupedzisra but anyway wangu zvinowanika move on
@SilenceMutunzi
@SilenceMutunzi 3 месяца назад
Hanzi marara i trush guys vasikana musatidaro manzwa aaah ,kuda kuzobvunza kuti uripi unani babe ratorwa yoo ,wangu siyana naye musikana uyo anoda mota haana rudo ane rudo rwemota
@lucymalenguka
@lucymalenguka 3 месяца назад
This lady didn't represent us well. Uda Mota, iwe unayo here. Be the standard you wanna attract first. Shame on her😢. Vusa move on!!!!! You'll heal bro
@msdeechiyangwa809
@msdeechiyangwa809 3 месяца назад
Can't spend day ndisina kuona this
@Suewally
@Suewally 3 месяца назад
Ndainge ndatoudza ana Tete kuti mbama yandakangwina hamuikete
@ThabaniKausiyo
@ThabaniKausiyo 3 месяца назад
muchati joiner kumbanjee
@mukuraarthur
@mukuraarthur 3 месяца назад
😢😢 i am very sorry Vusa i feel your pain 😭😞
@memorysayevida
@memorysayevida 3 месяца назад
Shame i feel your pain vusa I'm so sorry dea 1 day God will wipe your tears 😭 haaaaaaa zvakaoma
@Official_Eve397
@Official_Eve397 3 месяца назад
😢Ummm this is so sad
@sibongilemoyo963
@sibongilemoyo963 3 месяца назад
Romantic kuvhurirwa door 😂😂😂
@patiencekwirirai6320
@patiencekwirirai6320 3 месяца назад
Sorry broe , Musina uyu siyana naye move on with your life.Mwari vanokuvhurirai mkana wenyu chaiwo
@AnnabellaGobvu
@AnnabellaGobvu 3 месяца назад
Kkkkkkkkk kwanz imi baba imii😅😅😅😅
@charitymavunga1523
@charitymavunga1523 3 месяца назад
Yoo children of now are days uuuum ndatya kuda zvinhu
@SheltonGabriel-p4g
@SheltonGabriel-p4g 3 месяца назад
😂 Ryan..anzi amuna kna basa😂
@robynsonic4708
@robynsonic4708 3 месяца назад
Mdara munofanira kuzoita inonzi after Test yzia hahahahaha toda kunzwa vakazoita sei
@emiliamillymusa9264
@emiliamillymusa9264 3 месяца назад
relationship waputsa wega Nicky
@TawandaGondongwe
@TawandaGondongwe 3 месяца назад
Chibaba mariiii yakol yekuroora chitenga hakol mota wotsvaga umwe aaah
@CharityChiganze
@CharityChiganze 3 месяца назад
Kana wakangwara pamari yemadhiri aye chitenga vits kana kafit inenge yasara wombopa mhomz vako vaite kana kabusiness kana vasina zvekuita asi kana vari bhoo ita kaside hustle nemari iyoyo
@tapiwanashegono4545
@tapiwanashegono4545 3 месяца назад
That's super dope 😂
@MutsaMusembwa
@MutsaMusembwa 3 месяца назад
Super super dope😂😂😂😂
@Suewally
@Suewally 3 месяца назад
A lot of ladies they're loosing good guys nekuda kwemota dzisiri dzavo dzekuti vakarambwa vanosara vasina moto. Netumwe twumasinhi sinhi twusina basa. Now walooser munhu ane future plan uchida munhu ane plan yeweekend . How many girls varikuvhurirwa door iroro uchisiya munhu ane plan newe nxii vamwe vasikana soo
@NyaraiMashingaidze-j5i
@NyaraiMashingaidze-j5i 3 месяца назад
Musikana uyu iduzvii azviruza
@inocentecarimo3648
@inocentecarimo3648 3 месяца назад
Mozambique❤❤❤
@ConstanceNjobo
@ConstanceNjobo 3 месяца назад
Kkkkkkkkkk kwaaaa pakaipa anzi kunyanya kuvhura madoors yemota
@tinashekandororo7299
@tinashekandororo7299 3 месяца назад
Kuvhurirwa door remota 😂😂😂
@thomaschipinda6952
@thomaschipinda6952 3 месяца назад
These girls ka!
@bran_rx
@bran_rx 3 месяца назад
marara, trash... Mr Dembetembe vanorema
@TafadzawaMMoyo
@TafadzawaMMoyo 3 месяца назад
king Ryan mutupo waunyanya
@lewismukumba
@lewismukumba 3 месяца назад
😂😂😂kutaura mareasons asina brain 😂😂😂kuvhurrirwa door 😂😂😂haa this gender ka
@VenusButter23
@VenusButter23 3 месяца назад
hanzi hakuna achakuda semadiro andokuita😂😂😂😂😂chaps
@BoboMaxwell-c1i
@BoboMaxwell-c1i 3 месяца назад
ryan are you married ? or do you have a girlfriend ?
@Dmdeemd
@Dmdeemd 3 месяца назад
Move on vhusa watooneswa kuti munhu haaite usat wabvisa mari
@msdeechiyangwa809
@msdeechiyangwa809 3 месяца назад
Hapana kwatikuenda senyika
@bryannanyika6965
@bryannanyika6965 3 месяца назад
😂😂😂😂iwe huya undiroore hko iwe
@DesireChikide
@DesireChikide 3 месяца назад
Denga havaripinde vakadzi ava
@propro9957
@propro9957 3 месяца назад
Girls rinonzi vana Nicole dangerous mmmm tumahure 😢
@mosesmusapatika8001
@mosesmusapatika8001 3 месяца назад
vachirikowo here vaskana vari loyal aman zvorwadza izvi ndrikutotyawo nemashoko emahure aya nxaaa
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 месяца назад
Inini ndiri loyal ndakatojutwawo ska ndakabva ndatoora moyo zvachose
@AFROMUSIC223
@AFROMUSIC223 3 месяца назад
Dembetembe chi surname chekupi ichocho🎉😂
@vannickjsskitsegmail868
@vannickjsskitsegmail868 3 месяца назад
😢😢😢😢😢
@SenitaManhimbe
@SenitaManhimbe 3 месяца назад
Enda unotenga mota yako nemari yawanga uchida kunoroora wobva wapfura nepamba pavo uchikwaziza kut waita basa mari yandanga ndichida kutambisa ndaitaa zvisvinu
@titusmoffat9994
@titusmoffat9994 3 месяца назад
RYAN KUKUTIDZIRA KKKKK HANZI MURI MARARA
@msdeechiyangwa809
@msdeechiyangwa809 3 месяца назад
Ama 2k
@TakudzwaKatenaire
@TakudzwaKatenaire 3 месяца назад
Wakashinga wamai
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 3 месяца назад
😢😢😢 tuhure twemota utwu
@robynsonic4708
@robynsonic4708 3 месяца назад
Mawoman vanhu vari dangerous ava hmmmmm.. Everyday Ndoseta alarm ya 3am everyday just to fear woman ndodzokera hangu kuhope
@kudzaimusuka7881
@kudzaimusuka7881 3 месяца назад
Hahahahaha 😂😂😂😂
@fynbloemplantationrighthan5053
@fynbloemplantationrighthan5053 3 месяца назад
Shumba varamba
@danairedi2051
@danairedi2051 3 месяца назад
Haaa this one is a skit
@munashemawirirwa7689
@munashemawirirwa7689 3 месяца назад
Go there and test yo girlfriend and sleep with yo shoes 👞 👟, then u shall realise it's real 😅😅
@svondoemmanuel6301
@svondoemmanuel6301 3 месяца назад
Vaskana venyu ava
@gracelynnthatgurl
@gracelynnthatgurl 3 месяца назад
Nhai kaa 😂😂😂😂
@fylasmandaza1928
@fylasmandaza1928 3 месяца назад
😅😊😅😅😅 its imi baba imi for me
@blessingdalliah5295
@blessingdalliah5295 3 месяца назад
Eisjjj😢😮💔💔💔
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 3 месяца назад
Marara vusa 😂😂😂
@tendaibasera7421
@tendaibasera7421 3 месяца назад
Kuda zvemahara sehonye
@innocentenomafunga2389
@innocentenomafunga2389 3 месяца назад
Taura hako kkk
@onikachihandr6547
@onikachihandr6547 3 месяца назад
Vusah is very calm
@DesireChikide
@DesireChikide 3 месяца назад
Ma1
@nyariegannet1
@nyariegannet1 3 месяца назад
Saka wangoda kuvhurirwa door chete nemota yake nemaruva stupid yemusikana
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 месяца назад
Kuzungaira kuda zvinhu too much ungadire munhu kuvhurirwa door nekuunzirwa maruva anoswera asvava
@margiendlela8356
@margiendlela8356 3 месяца назад
😂😂😂😂
Далее
MaDeals PaTonaz Season 01 Episode 03_NFP
13:45
Просмотров 10 тыс.
MUKOMA VADZOKA
6:40
Просмотров 53 тыс.
Couple loyalty test Zimbabwe 🇿🇼(Ep1)
8:08
Stories Behind Bars S2 Ep2: 10 Years for armed robbery
22:33