Тёмный

Rey Gwisai x Apostle Chiwenga- kuenda kuChurch 

Rey Gwisai
Подписаться 5 тыс.
Просмотров 31 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

29 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 46   
@timbazchivakanenyama5380
@timbazchivakanenyama5380 3 года назад
Unogona Ray. But I Love Apostle CHIWENGA. Anotaura chokwadi. Ndiri pano pa Zimbabwe Gokwe NeMbudziya ❤🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍
@rosemushambahwedza765
@rosemushambahwedza765 2 года назад
Chiwengwa mupengo people should not take him seriously, he might as well stop his preaching political analysis because it does not help anyone
@eddiegweshe5821
@eddiegweshe5821 2 года назад
Chiwenga is not for small minds like you , he preaches the truth without sugarcoating it or diluting it ,ndiweee chete mupengo
@neitevezana9263
@neitevezana9263 Год назад
Gokwe yapindira
@tafadzwakasere402
@tafadzwakasere402 Месяц назад
Amen Amen makava ngaafumurwe
@kayz234
@kayz234 4 года назад
Haa unoziva Rey dai wataura why apostle vachiti vanhu ava vakarasika....wadii kumboterera vhangeri yavo then wotaura....iTora mari United ikuitwa nemaShrine ayo 😂....inyasha kuwana munhu akadai muZimbambwe.
@neitevezana9263
@neitevezana9263 Год назад
Hilarious, cleverly compiled.
@darlington8105
@darlington8105 2 года назад
good compilation. thanks. so entertaining.
@reygwisai
@reygwisai 2 года назад
Thank you too!
@takuramangwana4749
@takuramangwana4749 Год назад
Machurches anofarira kutsoropodzana. Saka uyu anotsoropodza dzese. Kureva kuti hapana church kwayo
@nanof3593
@nanof3593 2 года назад
👀🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@pamelapamela0191
@pamelapamela0191 4 года назад
Kuziva Baible hazvirevi kuti una Jeso mumoyo, apa ndipo pavakuzorasika vanhu , Bible harirambi kuverengwa vakomana.
@vernanyamukondiwa-xb7te
@vernanyamukondiwa-xb7te 10 месяцев назад
Kumuzinda hakuna woko
@sifelipelongwenya673
@sifelipelongwenya673 3 года назад
Kkkkk funny so which means he's the only one who Knoz the gospel
@crosswellmugadza333
@crosswellmugadza333 2 года назад
Akadarowani kuti ndiye ega kkkkkkkk
@TakundamiedzoMoyo-kx6wn
@TakundamiedzoMoyo-kx6wn Год назад
Unopenga chiwenga
@leadussamhumasora9466
@leadussamhumasora9466 4 года назад
I wonder if you are an apostle as u claim to be.
@ayandamagengenene6534
@ayandamagengenene6534 4 года назад
Talent wakadhakwa kusaziva kufa ko kuzoti ndiwe wega nekaSuit ako same same nevanhu vose vaurikutaura
@recallchannel3258
@recallchannel3258 3 года назад
Zviro kwazvo ndiye ega .... Bvura gwaro rinotaridza haasiriye ega
@jabulanimasukume5575
@jabulanimasukume5575 4 года назад
Chiwenga ndiye ane chokwadi. Vamwe vese makava vane heresy
@michaelmaramwidze6212
@michaelmaramwidze6212 4 года назад
Mapindirwa zve maboss,
@conneliasnondo4558
@conneliasnondo4558 3 года назад
I just realised that Chiwenga called his own ministry a shrine
@Lucky-vx1yr
@Lucky-vx1yr 3 года назад
No he didn’t. If you listen carefully he said ministries led by prophets are shrines. He is a Apostle Chiwenga not Prophet Chiwenga
@conneliasnondo4558
@conneliasnondo4558 3 года назад
No an aposle does not run a ministry. In fact if you look in Bible only prophets and priest would lead a group of God's people
@Lucky-vx1yr
@Lucky-vx1yr 3 года назад
@@conneliasnondo4558 I’ll check it out kkk. These people are now confusing us 😀😀
@fortuetavarwisa2939
@fortuetavarwisa2939 2 года назад
@@conneliasnondo4558 what about the new testament makamboiverengawo here hama
@sandramanyimohungwechasura7982
@sandramanyimohungwechasura7982 4 года назад
Hungwe matapatira chasura varipano makanyanya hungwe
@chirashitamuka7777
@chirashitamuka7777 3 года назад
Kkkkk haaaa pakaipa
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 2 года назад
😂🤣🤣🤣
@nervisonkarembera1753
@nervisonkarembera1753 2 года назад
Vongai asi uri brother ya Apostle Chiwenga?
@PriscillaPadza
@PriscillaPadza 4 года назад
Apostle Chiwenga ndivo vega vakatumwa netrue gospel. Vamwe vese imbavha nemakororo(John10v8). Kana uchipokana nazvo ndipe magwaro.Vanhu vanopinda denga netrue salvation. Vanhu havaende kudenga ne entertainment kana prosperity gospel kana Pope francis kana method ya John wesley kana nendimi dze AFM, kana neAfricayedu yaMwazha, kana mai Chaza, kana matarenda aguti kana na ellen white wekubata zuva resabata rine 24hrs panzvimbo yekuzorora muna Christu Sabata redu ( matt;12v1-8), Mark 2v27) Ma Zimbabweans makaroiwa nani? Ava vese vandataura nevandasiya ndovaroyi venyu vakaita sa Simon n'anga yeSamaria yainge yaroya guta rese Acts 8v9-24
@kayz234
@kayz234 4 года назад
True
@oscardzingira6987
@oscardzingira6987 4 года назад
True
@fortuetavarwisa2939
@fortuetavarwisa2939 2 года назад
Very true
@NewBeginningsAus
@NewBeginningsAus 4 года назад
Looool
@tendyculinaryfocus3918
@tendyculinaryfocus3918 4 года назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌🙌🙌🙌
@chofamba9689
@chofamba9689 4 года назад
😂😂😂😂
@jgee7338
@jgee7338 3 года назад
He needs help
@sydneychimutwe607
@sydneychimutwe607 4 года назад
Chiwenga anotoona sokuti ndiye ega munhu waMwari chaiye chaiye. Nguva yake zhinji ndeye kusvora vamwe.
@dominicveermoyo4897
@dominicveermoyo4897 4 года назад
Usanyeba iwe ita nguva yaunoteerera ndeinotaurwa vamwe vashumiri chete ndeupi mushumiri anobatirana magwaro naApostle Chiwenga
@lucyphiri2412
@lucyphiri2412 4 года назад
Ichokwadi Sydney, teerera whole sermon uponeswe. Siyana nekuchemera ana TORAI MARI UNITED . Pakupedzesera iwe uchimira ne zvako, teerera shoko utendeuke . Kana usinganzwisisi nyengeterai Mwari vakuzarurire chokwadi. Takakunamata ikoko asi takasuduruka, zvakavanzika zvaMwari haugone kuzvigamuchira kana usati waitirwa nyasha. Mukushovorwa kwevamwe imomo mune chakavanzika chaMwari
@sydneychimutwe607
@sydneychimutwe607 4 года назад
@@lucyphiri2412 thanks ndatenda hangu
@grantonnxumalo326
@grantonnxumalo326 4 года назад
True gospel unoriwana kuna Chiwenga vamwe vese Ma Kava
@hardsongono9352
@hardsongono9352 2 года назад
Kkkkkkkk
@futuresamaz587
@futuresamaz587 4 года назад
Lol
@goyetherefore3367
@goyetherefore3367 4 года назад
😂😂😂
Далее
Rey Gwisai - Ndini Gwisai
12:51
Просмотров 10 тыс.
ДУБАЙСКАЯ ШОКОЛАДКА 🍫
00:55
Просмотров 3,2 млн
Why People Are Going To Zimbabwe
8:20
Просмотров 17 тыс.
Rey Gwisai   Mapurisa Echidiki
3:25
Просмотров 7 тыс.
Vatumwa Vaviri PaSodom by Apostle TF Chiwenga
2:28:32
Просмотров 29 тыс.