Тёмный

Robert Mugabe Jnr Achiganzira Ma Zimbabweans Na Sir Wicknell Chivayo Nemota Yake Ye 1 million 

Panonzi Pano
Подписаться 109 тыс.
Просмотров 25 тыс.
50% 1

Развлечения

Опубликовано:

 

19 мар 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 56   
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Social media is better than someone's relationship lm telling you 🤪🤪
@caltonmazhambe3756
@caltonmazhambe3756 4 месяца назад
Ken Sharpe's got a vision for Zimbabwe, David Coltart doing great as Mayor in Bulawayo....these men have capacity to change Zim into a first world country.....
@bennyrekayichimhini3475
@bennyrekayichimhini3475 4 месяца назад
MaZimbabweans regai ndikudzorerei wo zvangu kumashure padiki. Nyaya dze mari dzokai munoteerera System tazvida's song VAGERE MUSHE MUSHE HAVADARO, OR TUKU'S ZVIKOMANA ZVE MAZUVA ANO MANYEMWE. Am not sure kuti mari dzaana Wicknell idzi hadzina mhiko here. Kuzopa ma Musicians pamwe mhiko yacho inotove ipapo pakuti vanounganidza vanhu iwavo ndokutowanda kwayo.
@lenso3757
@lenso3757 4 месяца назад
Mhiko yeyi iwe mari yakabhadharwa ne ZESA
@afronews7034
@afronews7034 4 месяца назад
15billion papa took😂😂😂
@afronews7034
@afronews7034 4 месяца назад
Vqnavapeter paired are aproblem
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
MuZimbabwe shaya zvimwe kwete data ini ndashaya kuti team ringorine App chete rinorarama sei
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Ndezve competition here
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 4 месяца назад
Aita sei regai mwana afare
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Baba vake vakabira nyika for 37 yrs womurumbidza nxah
@user-lc3fg2ld9h
@user-lc3fg2ld9h 4 месяца назад
Munonyepereiko Benz ye million mukayiona moiziva here imi mashaya nyaya kutaura kwamusina kuswera iye robert junior wacho ahana kumbokuudzai price yemota futi ndezvemusoro menyu ma reporter enzara nzara
@SamKanyongo-iu7on
@SamKanyongo-iu7on 4 месяца назад
Guys even vako baba vaive president unoita o level irori vasiyei Ana r junior vawachise
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Teapot kantri zvinhu that's why ndikugara panze inyaya yekutenga data nemari yerent
@DylanAnodaishe
@DylanAnodaishe 4 месяца назад
Chbaba ichi
@CharityMandevha
@CharityMandevha 4 месяца назад
Kkkkk ndichahwirira zvangu pano pa social media mwari akanaka uyu akandipa mari yekutenga phone huye nekundisanganisa ne WiFi pamberi nenyaya mazimba😂😂😂😂
@malaik9
@malaik9 3 месяца назад
Conclusion iyo yanzimutsa pastepfather apo lol
@jonathandhliwayo7022
@jonathandhliwayo7022 4 месяца назад
Sir iduzvi remunhu
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 месяца назад
Zvipatara zvisina mishonga learn from ginimbi neguva harisati raiswa cement but ayirira sezvamurikuita mbwa dzevanhu Mai mahure baba mbavha
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Idya mfanha haungatamburi baba vakashanda plus macompany ababa ndeako
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Koiwewe uri muhombe kukunda ani
@user-lw4hi2di9v
@user-lw4hi2di9v 4 месяца назад
Wati the Gushungoz vana chii?
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Hanzi step father 😂😂
@emmanuelchamisa9574
@emmanuelchamisa9574 4 месяца назад
Regai vanhuvazvifarire
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Zvimwe zvinhu zvatokoshesa Soo senyika that's why we are poor
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Imagine usingagone kuverenga nekunzwa shona.... I mean usiri muZimba haa inin ndaifa nebp
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Ngaatengere winky merc 680 kana ari muhombe
@PEEJAYINTELLIGENCE
@PEEJAYINTELLIGENCE 4 месяца назад
Hadziendwe nadzo kudenga idzo
@everistobakasa6468
@everistobakasa6468 4 месяца назад
Mastatement emunhu apererwa iwayo ko zvekudenga zvapinda papi
@seanmazhindu9793
@seanmazhindu9793 4 месяца назад
​@@everistobakasa6468iwewe hauna njere. You're part of the reason why our country is behind
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 4 месяца назад
Even iwewe wacho hauende neu-rombo hwako
@seanmazhindu9793
@seanmazhindu9793 4 месяца назад
@@freedomchitake5552 Iwewewo futi hauende nekunamata vanhu vasineyi newe
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Haasiye wekuramba kubhadhara bhishu here uyu........
@mujeyivic4032
@mujeyivic4032 4 месяца назад
Kwava Kuti Zimbabwe ichanaka iri mumaoko emumwe muzimba , mublack nada hazviiti...nekuda zvinhu kwakadai..mweya wacho utori serious..... better kudzosera varungu.... employ a president or leader zvotori Nani...let's advertise to the world a vacant of being president of Zimbabwe five year contract with option of extending
@ruthkimu8603
@ruthkimu8603 4 месяца назад
Stepfather????
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Usazotsvire imomo chete kuganza hakuna zvakunobatsira ndeyako
@user-hj1eu8oe5n
@user-hj1eu8oe5n 4 месяца назад
Ko iye Chivhayo wakaseenza kupi kwacho kwaakawana mari iyo nyika isina mari yacho gadzirisa nyika Chivhayo kwete kupa vanhu mota you must donate that money to the school for our children not to pay fees if you do that i can follow you do it
@NadiaKhan-qd1uu
@NadiaKhan-qd1uu 4 месяца назад
Munhu wese 6 fit nzira yekufa imwe chete ,chero mukatii
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 4 месяца назад
Mupfumi kana murombo we all go without riches or poverty What bothers me the most is that to us who are suffering we are not going to suffer again after death 😂😂😂😂😂😂
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Mari dxacho dzese ndedzekubaka saka ndikoko ndikoko
@NadiaKhan-qd1uu
@NadiaKhan-qd1uu 4 месяца назад
Kana vaiba vari gehena
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Unenge unekakudhunyawo futi iwewe.
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Tumbavha tudiki,tichakupedzerai henyu chimbofarai henyu tikuuyako
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Bhobho ari nani aiba mari ko vako baba vaiba vakadzi vevanhu ndokufa ne edzi vakakusiirawo chii ? 😂
@garikaichuru160
@garikaichuru160 4 месяца назад
Bhobho haasi nani nekuti aiba mari yenyika, zvakonzera matambudziko munyika nhanasi. Uyo wauri kuseka wekufa ne Aids, ko iwe ukazofawo nayo Aids yacho? Aids haingobatwi nemunhu anohura chete, unogona kuiunzirwa nemurume wako or mukadzi wako asi iwe uri faithful. Ndosaka vakuru vedu vachiti , seka urema wafa.
@carolinemarimo5950
@carolinemarimo5950 4 месяца назад
😂😂😂😂😂
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Tirikushupika senyika nhasi uno nekuda kwevanhu vamurikuomberera maoko nhasi uno
@NadiaKhan-qd1uu
@NadiaKhan-qd1uu 4 месяца назад
Mukosho wake mugodhoi wake musatanyoko wake duzvi remunhu Mari yenyika yaanovhaira nayo
@tenjiwemusango6496
@tenjiwemusango6496 2 месяца назад
Dai uri umwe watsvaga kuziva dzinza rako kwete kudaidzwa nemutupo usiri wako nekuda pfuma ptuu
@tenjiwemusango6496
@tenjiwemusango6496 2 месяца назад
Kwete kurwadziwa asi kumutaurira chokwadi.
@s1lverf0xx58
@s1lverf0xx58 4 месяца назад
Jealous manyanya Wicknell pamota zvake ari kumberi kwekumberi yake 1 inoita 2million kuipinza harare dai wanyarara zvako
@KimKim-kw7jp
@KimKim-kw7jp 4 месяца назад
Zvakanaka kusiirwa hupfumi pane kusiirwa jambwa
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Handiti tisu tinopembedza vana baba vavo pavanoba tichiridza mhururu muma Rally vachiba havo isu tichingotambura, mune dzimwe nyika you have to explain kuti mari yakabva kupi
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Ngatisangane mu comment section 😂😊
@tenjiwemusango6496
@tenjiwemusango6496 Месяц назад
Munofarisa imi u must be ashamed of yo thieving step dad
@anonymous-xp
@anonymous-xp 4 месяца назад
Haaaaaa musanyeperane wikas muhombe pasirose makambozvihwepi kuti munhu anotengera vanhu mota muhombe murume uyu
Далее
Chikonzero chakaita kuti Baba Harare vatendeuke
45:03
Тут точно до конца😂
0:34
Просмотров 1,9 млн
Тут точно до конца😂
0:34
Просмотров 1,9 млн