Nice tune. But context yema lyrics not making sense to my faith. Kuti tinomira na Mwari kana takunda hondo.. Ko tikatadza kukunda kureva kuti machances ekumira na Mwari anenge ava slim.. Daniel arimugomba anongoti Mwari kundirwarira kana kusandirwira handikusiyei...