Mbuya Isvikoro kwete n'anga, madyaira mashiripiti , ndosaka muchibirwa mari. Vanoziva chivanhu vatoziva chirahwe chebasa rabatwa, Inga varoyi nevane mashavi vaonekwa wani, the question is vanochenurwa sei ???, Ratova rimwe dare zvakare , Dare rekubata varoyi nevanoshereketa vatopedza.... In English , you can be a Doctor but your certificate clarifies what you handle, ( idare rakaoma iri, ndere nzvimbo and makagona kudaidza Svikiro, iko zvino mudzimu yavhurira nzira mava kuziva chokwadi, chikumbirai gwara kuti vose vakasviba vacheneswe, anenge atova madziva uye kurutsiswa nekuparadzwa kwezvikwambo). Saka pavakutoda madzisahwira vanobatsirana nambuya kushandira individually vana vane mhepo ,tsvimbo dzinosiyana. Musangodyaira kusvora , nekuisa maNagative comments , mbuya vanotozvigona zvese izvi but hamungavashandise, iye akabata zvinhu zvake haazive here kwaakazvitora
Ayaaa magogo akadhakwa Aya plz help this family with Sekuru Tasvu or Kanengo ava zvnovaremera izvi patongoda mnhu anogona kunongedza Kt uyu ndiye muroyi kwete zvmuteyo izvi
Chokwadi hako vana mbuya ava vanogona vachitor havo ne dementia plus zvavamwisa may make them start hallucinating sei kusina muroi ane 29 years kana 18 years
Ka Nyika ke teaport kaya kanonakidza veduwee 😂😂😂😂😂 Vanonzi gogo aniko ava varikutaura havo zvemudzimu nevanhu vakafa vachisiya pane nyaya yavakadanirwa munzvimbo bhoo ere
Hadina kugutsikana ne basa rabatwa na gogo manhamba ini hapana kunyatsondijekera ini tiri kuda kutoona tu dhoma tuchibuda apo zvino pari kungotsikwa tsikwa
Ini pandisinganyatso nzwisise vanhu vanosvikirwa mukore uno unonzwa his/her usual voice instead of the spirit wakapotera. Ndichakura ndaiona vanhu vanosvikirwa vachitaura nezwi sekutaura kwaiita mushakabvu akapotera. For instance apa ndanzwa kuti ndiSekuru vakapotera but ndirikungonzwa normal voice ragogo Manhambara. 😏
Shuwa simba ravo riri kumuteyo zvematare izvi 🙄🤥🥱 padare iri ndikuonawo ravapotsa coz murume @ 40:00 mins abvunza a very crucial Qn coz nhau iri pavati vanosangana pakafira munhu vachapagadzirisa kuti vasasvikepo ko vakachinja meeting place mysteriuos things will continue to happen. This issue pple vanhu varikuda kubatwa kwezvinhu
Saka chembere ndovaroi chete chii chinenge chir mumuteyo wacho hachidhakisi here or causes some confusion and stomach upset tipangwarire ipapo i prefer hangu n'anga dzinongotaura nekukuburitsisa zvinhu pasina kumwisa vanhu zvinhu zvonakidza vasir mai or mbuya vako