Тёмный

Sabhuku Anoda Mari Plus Case reChibuku Super Pazvirongwa Zvese Zvemusha. Oita Zvemusoro Wake Hake. 

Nhimbe TV
Подписаться 14 тыс.
Просмотров 5 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 33   
@VimbaiMaprenga-gy7dd
@VimbaiMaprenga-gy7dd 5 дней назад
This sabuku I see sabhuku vharazipi in him 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 День назад
Asi nezera ravo pane wechidiki ari kufurira iye ndauya nemwanakoma wangu
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 3 дня назад
Ndauya nemwana komana wangu😂😂😂😂
@blessblessing9181
@blessblessing9181 5 дней назад
Masabhuku anyanya
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 21 час назад
Haaa ini ndofunga kuti sekuru ava ka mwana wavo z behind this zvino chief Mutasa mukataura chirungu sabhuku vanotovhiringika worse
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 День назад
Secretary mhoroi...nayo pen
@mc_martie
@mc_martie 5 дней назад
Sabhuku vakaonera kadhiri kacho. Wodii nhai uri fombo uchitungamira mhene😂😂😂😂😂
@josephined8931
@josephined8931 2 дня назад
Mbavha chaizvo
@undersongwati5504
@undersongwati5504 5 дней назад
Vharazipi hona basa rako iro kkkkkkkk sabhuku makanyanya
@SheillahJack-mi5nd
@SheillahJack-mi5nd 5 дней назад
Murume mukuru unobva wanyepera kuzungaira 😂😂 sabhuku
@DavidKorera
@DavidKorera 6 дней назад
😂😂😂😂😂😂 ndauya nemwana komana wangu 😮😮😮😂
@SheillahJack-mi5nd
@SheillahJack-mi5nd 5 дней назад
😂😂😂
@mc_martie
@mc_martie 5 дней назад
😂😂😂😂😂sabhuku shoeman boyizi retonazi
@MemoryMudare
@MemoryMudare 2 дня назад
Pakaipa shuwa vanhu makaitasriko kuda Mari kudaro
@UnivanadyMapati
@UnivanadyMapati 5 дней назад
The bosses are. too. much
@ruthkunyongana2756
@ruthkunyongana2756 6 дней назад
Humbavha chaihwo
@JohnManyore-fw8fc
@JohnManyore-fw8fc 5 дней назад
😂😂😂😂masuper
@Tapera-c2q
@Tapera-c2q 5 дней назад
😂😂😂😂sabhuku manyama vanotonga zvese zvese.but zvimwe zvacho kuzvisikira moto muziso mudzingeyi muvillage haakodzeri kugara nevanhu
@undersongwati5504
@undersongwati5504 5 дней назад
Mbudzi inodya payakasungirirwa arikumbokukamai nokukumwai kkkkkkkk
@NomakhaNcube
@NomakhaNcube 4 дня назад
😂😂😂😂
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 6 дней назад
😂😂😂this sabhuku bodo aaaah kuda mari
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 6 дней назад
Aaaaaaah hinziiko?
@rejoycebingura8222
@rejoycebingura8222 6 дней назад
Sabhuku manyama kkkkkkk
@tapiwanjanji6444
@tapiwanjanji6444 6 дней назад
Hahaha sabhuku vzvz 😂😂😂😂
@lesleymutseka8816
@lesleymutseka8816 6 дней назад
Kkkkkkk achiti vanhu vangu swederai kuno musafema kana ndisina kuti femai
@it3788
@it3788 6 дней назад
Rupenzi gomunhu ugu rubaba😂😂😂
@Tapera-c2q
@Tapera-c2q 5 дней назад
Ndamira pamberi pesangano ramambo Mutasa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@ShadreckTorevasei
@ShadreckTorevasei 3 дня назад
Ndauya nemwanakomana wangu
@Tapera-c2q
@Tapera-c2q 3 дня назад
@@ShadreckTorevasei 🤣🤣🤣🤣
@josephined8931
@josephined8931 2 дня назад
Kujaira zvemusangano vachiita vanhu bullying
Далее
Update on Madzibaba Ishmael: DNA results out
31:27
Просмотров 21 тыс.
Скинь той самой ❤️‍🔥
00:15
Просмотров 17 тыс.
Wait for it 😂
00:19
Просмотров 2,1 млн
Arikuzviiita Sabhuku 🔥🔥🔥🔥Karanganda TV
33:01
Скинь той самой ❤️‍🔥
00:15
Просмотров 17 тыс.