Тёмный
No video :(

Saka Ukuti Hausi Chikomba Iye Achiziva Number Dzako neMusoro??? 

Zigo
Подписаться 108 тыс.
Просмотров 8 тыс.
50% 1

#makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral

Опубликовано:

 

16 июн 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 38   
@user-zs3px7nw8z
@user-zs3px7nw8z Месяц назад
But Shamva hatina zera nayo hey kunongo tongwa zvemjolo chete
@user-uq2pj9jp6i
@user-uq2pj9jp6i Месяц назад
Haaaa vakadzi varikudyisa Porridge wakomanaaaaaaaaa ,,,vanhu gutsanai mudzimba umo uye udzanai chokwadi kana musina kuguta Porridge wedu weeeee
@mutsasanyangowe6974
@mutsasanyangowe6974 Месяц назад
Mjolo wakuda une danga remombe nembudzi
@user-uq2pj9jp6i
@user-uq2pj9jp6i Месяц назад
Mombe 4 Each cost 300usd 1200 usd inobvepi kubudikidza dhikisoni,,,
@shingiraimurehwa2763
@shingiraimurehwa2763 Месяц назад
Zigo i think your adverts hadzikwanisi here kubuda pacorner asingavhari nyaya iri mudariro
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi Месяц назад
Chakangwara chinoziva number dzechikomba kkkk
@martinmusira7990
@martinmusira7990 Месяц назад
Still haisi enough evidence, Coz nmber dzemunhu unodzigona especially apa vachida kumupa mhosva 😂
@user-ln9nn5nj4r
@user-ln9nn5nj4r 2 месяца назад
Is a deal mkomana haana mhosva uyo arikuda mombe chete
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 месяца назад
Iwe; ane mhosva uyo! Uri kurashika papiko apa. Sei asina kuchallenger Dare kuti riende kumaService providers kunotsvaka (kunopuruvha/kuverifaya) kuti haana communication yaaita naamai avo iri suspicious?
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 2 месяца назад
Vkdzi vevnhu vari kuhura veduwe ndska masingle arikushya vanoroora nkty vkdzi vvnhu vari kuhura zvecanova zvkubhowa
@emmanuellwendys-nk6xx
@emmanuellwendys-nk6xx Месяц назад
Chihure hachibhadhare ichi
@user-uq2pj9jp6i
@user-uq2pj9jp6i Месяц назад
Haaaa vakadzi varikudyisa Porridge wakomanaaaaaaaaa ,,,vanhu gutsanai mudzimba umo uye udzanai chokwadi kana musina kuguta Porridge wedu weeeee😂😂 Mombe ina iwe usina kana rubodzi
@ManuelManemwe-uo5zf
@ManuelManemwe-uo5zf Месяц назад
At first mambo ava vaitonga fair but like now vakungoziva kut nzvimbo yavo ndeye rukukwe ne bota saka vakungot angouya mombe 4 mbudzi wat wat,on this issue nyangwe akanyenga but apana evidence wakabatira mpfana
@tendaindlovu4774
@tendaindlovu4774 Месяц назад
😂😂😂😂😂tava ne speaker now
@thembiedhlakama8910
@thembiedhlakama8910 Месяц назад
Where are the full episodes Zigo -please ?
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 2 месяца назад
Hapana evidence
@tobiechikwaka7893
@tobiechikwaka7893 2 месяца назад
Vanhu vachangofurirana kudya mombe dzevanhu pasina nyaya madzimambo ngaapangwarire ipapo kunenhamo kunze uko
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 2 месяца назад
Not fair
@tafadzwajaricha5908
@tafadzwajaricha5908 Месяц назад
Mambo Havana kuronga zvakanaka Ava APA kana bota haana kudya
@user-gq5wt6es6v
@user-gq5wt6es6v Месяц назад
Haaa nguva yese iyo munhu akato crema number igore renzara rino ngwarirai vamwe vakuda kutsvaka pekuraramira. mombe dzichapera...
@user-ln9nn5nj4r
@user-ln9nn5nj4r 2 месяца назад
Dzei asina kana kurara naye
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 месяца назад
Kunyenga imbosva 1 mombe. Kudanana 2 mombe. Kusvira 4 mombe. Standard
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 месяца назад
# dzakangoclemwa sezvo nyaya yava netym
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 2 месяца назад
Vanhu venyu mambo matsotsi anoita chihure vachinyengerana nevarume vacho kuti vapuwe pfuma akuna Munhu angada kudyirwa munda oti aiwa ndinouda zvangu iiih itai muchiona ipapo
@loydgumbo
@loydgumbo 2 месяца назад
Vanhu himdava vakapusa kudai Number dzinogona kuwanika pa watsaap F kana kuvanhu vandinofonera odzitora ikoko uita mazuva Achi cream sezvavataura kuti kava kechitatatu vechiuya apana evidence apa
@artwellmatimbe7899
@artwellmatimbe7899 Месяц назад
Its not a deal,,musade kujustify infidelity kumaterrace uko,, baba avo vakadya bota .
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t Месяц назад
But akadya haana mhosva mkadz kana achiziva kuti anemurume anobvumirei coz varume varipakunyenga
@CollenArmitage
@CollenArmitage Месяц назад
Stubbon inourayisa mfanha wangu
@ta34ew
@ta34ew Месяц назад
Hapana evidence apa mambo vanhu vave kuita Madeals ekuda mombe
@komputerultimatesolu-tions5193
@komputerultimatesolu-tions5193 Месяц назад
eish, mukadzi wemunhu anopisa boiz worse ku roots 😂😂😂 unobhadhara mombe 4 iwe usina kana 1 nekuda kwadhiki mudikidiki
@succeednzori1545
@succeednzori1545 Месяц назад
How can I get in touch with you Zigo
@zigo
@zigo Месяц назад
0777016338
@cleverratambwamugabe
@cleverratambwamugabe 2 месяца назад
Hakuna muroora akadaroo
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 2 месяца назад
Anoda mombe four please get your wife to memories another man’s phone number 🤣🤣🤣
@cleverratambwamugabe
@cleverratambwamugabe 2 месяца назад
Kunevachashamisika nemombe dzapihwa hadzisi dzekuti akaita zvakaip bt kusaterera dare nezvaunzwa akaramba just Kuti kumbira sorry unobveii manje ndizvinoenderana ñekuzvikudza
@princemanyota1768
@princemanyota1768 25 дней назад
Uritsaga
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. Месяц назад
Muface akadya bota hake uyu.
@user-uq2pj9jp6i
@user-uq2pj9jp6i Месяц назад
Haaaa vakadzi varikudyisa Porridge wakomanaaaaaaaaa ,,,vanhu gutsanai mudzimba umo uye udzanai chokwadi kana musina kuguta Porridge wedu weeeee😂😂 Mombe ina iwe usina kana rubodzi
Далее
Sevinch Ismoilova - Xayollarim 18-Avgust 19:00 Premera
00:19
How do you store FOOD in Italy
00:23
Просмотров 1,6 млн
Murora Akasimudzira Vamwene Demo Hondo Pamusha
26:24
Просмотров 32 тыс.