Vanoda tsvagai bhuku rinonzi mhindupindu kana mapedza ndozokuudzai kuti y takagara mudzimba nekuti takanzwisisa kusiya vana pana baba wavo nastep mother pane maronda Thank you vasikana you will heal by stepping on these stones one by one.Expose her maybe kune vachapona kwete Daisey...Tuku fight for your blood.I feel your pain.Vangu ndakatakura after ndaudzwa kuti Mhindupindu inechirevo
Its high time girls you need to stand on your own now, especially you Sandra you ve been in UK for a long time for you to be sponsored a plane ticket by someone in Zim , you need to introspect or come back home and start something for yourself.
Sandra and Selmor are psychological traumatized , they need professional counselling for these past wounds to heal. Uuuuum Daisy may God touch your heart and remove your wickedness!
Daisy should be ashamed of herself, wakauya uchiziva kuti Tuku aive nevana vake. This reminds me of my own experience. To all fathers, please be warned, this is what happens to most children under the care of step mothers. Although Not all stepmothers are bad, but a good percentage are.Let mothers keep the children until they are mature. Your children will not tell you out of fear of further victimisation. I pray for these girls that they find healing and strength, some form of counselling may also hep.
Uyo akararama upenyu hwangu ini ndaikokota ma plates kut ndiravire zvinonaka zvadyiwa pandosuka mu kitchen baba varipo pasina zvavaitaura pavanodya zvinonaka ndichinyimwa vakafa havo asi ndine mibvunzo navo mainini vainditi mai vako vakafa vachizvara iwe uri BAD LUCK
My mom was married naDady vnku dady vnku vane vana 2 mai vnku vainzi mai Loice kudedza zita Re first born ya dady takazoziva kuti sis loice mwana wadady musiwawakafa ndane 13 years now my mom vanoda vana vehanzvvadzi hombe totogara navo we are good zvekuti but l don’t know why Daisy
Zvadii kuti nyaya yokwaMtukudzi to be handled differently. KwaMtukudzi hakuna here ma elders to handle this issue as a family in secretly. As much these kids were ill-treated they are destroying themselves as well. Oliver is no longer there to speak for himself.