Тёмный

Sekuru Bunzamukombe Vabata Mupurwa Nenyoka Zvayishandiswa Kuroya 

SlyMediaTv
Подписаться 305 тыс.
Просмотров 7 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

28 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 36   
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 2 месяца назад
Yaaa sekuru mazuvano vaakuda zvekujaivha,but kaserious Ako sekuru kanondinakidza,kanoita kuti munhu abuditse zvese zvaainazvo uye mazuvano maakudhura❤
@Thandiwe-km7ip
@Thandiwe-km7ip 2 месяца назад
Bunzamukombe to the fullest ❤❤❤
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 2 месяца назад
Ndanga ndavasuwa skuru Bunza ❤
@andrewww9210
@andrewww9210 2 месяца назад
I like this sekuru he is serious nebasa ravo
@Kudzikaseke
@Kudzikaseke 2 месяца назад
Batai varoi sekuru pezai basa munhu ngasiye kuromba muri kugona wel done
@oniasngundu2961
@oniasngundu2961 2 месяца назад
Aiwa sekuru batai imi ko mudhara akarumwa hazvisi boe ikozvino mavabatisa nyoka yamatya imi aaaaah
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Sekuru havatye but iye muridzi ngaabate zvinhu zvake aigara nazvo sei mazuvaese.
@tatendamupombwa8279
@tatendamupombwa8279 2 месяца назад
Sekuru vanga varova mmmm ndanga ndavasuwa itai basa asekuru pasi nevaroyi
@margaretmunyanyiwa1269
@margaretmunyanyiwa1269 2 месяца назад
Handivatembe ava
@TapsonMazenge
@TapsonMazenge 2 месяца назад
Tateguru Bunzamkombeee
@ShelterMhere-j5w
@ShelterMhere-j5w 2 месяца назад
Inga zvakaoma
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 2 месяца назад
Kupinzwa busy uye akano zvitora akafa 😢tari kuti itai fast bastira ka 🙄plus hanti dai vachiziya pachiri vaingo tora
@tariromargaret5979
@tariromargaret5979 2 месяца назад
Ko mazingwanda ndeeyi. Imba yese kuzara nezvinhu zvisina basa. Kutoona cooking oil kuseri uko i think haichazivikanwe
@agathamuza3848
@agathamuza3848 2 месяца назад
Zvakaoma ndookuchembera kwacho wena
@kennethkapingautowa6266
@kennethkapingautowa6266 Месяц назад
Sekuru ava is fake , vanoniswa mudzepete , itsotsi iri
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Hezvo kwaMurewa kumusha kwangu kumaraini 😅
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Mambo Mutasa havadi anachiremba vanoita zvamagiràzi hanzi mudzepete urikudhaka munhu obva arotomoka😅😅but varoyi vacgo vanenge varivechokwadi zvokwadi
@agathamuza3848
@agathamuza3848 2 месяца назад
Well done sekuru Bunzamukombe hapana kubirira apa zvinhu zvipenyu ❤
@jayagurunyati6236
@jayagurunyati6236 2 месяца назад
This is money spinning nonsensical primitive choreography to me
@jayagurunyati6236
@jayagurunyati6236 2 месяца назад
This damn bastard pernicious process is not convincing me over allegations of UROYI at all
@RodyChikwaya
@RodyChikwaya 2 месяца назад
Mdara Akapinda busy Kutanhaura 1 by 1 zvaingoda sekuru mungonanga pazviri zvikwambo zvacho
@SimonSiachalula
@SimonSiachalula Месяц назад
Bunzamombe is a conman. I lost a of money to guy
@ATavana-z3g
@ATavana-z3g 2 месяца назад
Unoshanduka mudzi nekuti unenge uchishanda neropa
@vhuranjero
@vhuranjero 2 месяца назад
Muroi ngafe sekuru bunzamukombe anofarisa kutuka sekuru
@NokuthulaMutambe-db9xw
@NokuthulaMutambe-db9xw 2 месяца назад
Sekuru manga marova muricei zvenyu
@Fatso-z1p
@Fatso-z1p 10 дней назад
👏👏👏 itayi basa Sekuru
@BrightKapururira
@BrightKapururira 2 месяца назад
Vanga vamwa kamunzepete
@Eva-y9l9t
@Eva-y9l9t 2 месяца назад
Idzi ndonhemha idzi
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 2 месяца назад
Kujairira vanhu
@ZapsyZapsy
@ZapsyZapsy 2 месяца назад
Kkkkk kamudhara aka I remember kachimboti mhanyisa izvo tuzvikwambo twaiti mhanyisa
@agathamuza3848
@agathamuza3848 2 месяца назад
Hihweka ndakuona 😂😂😂😂😂
@kngdboss6986
@kngdboss6986 2 месяца назад
😂😂😂😂
@aaronnhumbe2218
@aaronnhumbe2218 2 месяца назад
Mudzi ndiwo hre unoshanduka kuita mupurwa uyo . Can someone help me hre
@rascocky6366
@rascocky6366 2 месяца назад
@aaronnhumbe2218 It's quite a long story but in brief: Kana munhu afa mweya wake unotenderera mumasango kusvikira guva rake rarohwa/nyaradzo yaitwa. Ndipo mweya paunodzoka mumusha wozorora. N'anga dzinorombesa dzinoenda kumakuva, guva risati rarohwa dzotora mweya usati wadzokera mumusha wayo. Mweya iwoyo ndiwo wadzinozoshandisa sechikwambo kuti uite mabasa akasiyana siyana. Zvipuka zvinobatwa izvo, zvipuka zvemusango zvirikungoshandiswawo pasina zvazinoziva pachazvo. Mishonga inopihwa nen'anga dzinorombesa ndiyo inodaidza mweya uya wemunhu wakafa kuti upinde muchipuka ichocho. Midzi haishanduke in reality. Kana zvichinzi mishonga yakashanduka hakusi kunyepa asi itsanangudzo dzisingatori nguva refu. It's simpler that way. Dzimwe n;anga hadziuraye zvipuka zvadzinenge dzabata asi dzinobvisa mweya wemunhu uya dzoregera chipuka chiya kuti chidzokere musango. Dzimwe nguva mweya wemunhu akafa unodzokera zvakare kun'anga inorombesa woshandiswa zvakare!! Ukateerera mavideo aSekuru Makoni, Tsika Dzevatema anotsanangura zvinhu zvakawanda. Kune mamwewo anetsananguro but you need to research a bit!!
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 месяца назад
Yes,unopihwa mushonga
@ShalomZirira
@ShalomZirira 2 месяца назад
My best sangoma sekuru bunzamukombe vanopedza masports chibaba ichi😊😊😊
Далее
Mbuya Vakacherera Mushonga Paguva Remutorwa
58:33
Просмотров 22 тыс.
+1000 Aura For This Save! 🥵
00:19
Просмотров 11 млн
Sekuru Bunzamukombe Voita Bira Rekubata Varoyi
33:57
Просмотров 11 тыс.
Sekuru Mukotsanjera Vachibvondora Bvondo
36:19
Просмотров 21 тыс.
Ndakamusvikira Achibvisa Mukadzi Wangu Bhurugwa
12:19