Тёмный

SEKURU KAFERA VOPIWA MUSHONGA NESHIRI 

Drewmas Media
Подписаться 223 тыс.
Просмотров 79 тыс.
50% 1

Maminimini aSekuru Kafera

Опубликовано:

 

28 окт 2019

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 145   
@delanocruz7958
@delanocruz7958 4 года назад
This dude is the most hard working doctor in Zimbabwe, 200 pple a day. ED must give this guy a cabinet post.
@tanatsajasmine5072
@tanatsajasmine5072 3 года назад
Imbavha iyi please don't be deceived vanobira vanhu mari
@alberttsikira7628
@alberttsikira7628 4 года назад
Munhu uyu anoda Jesu newe Kashamba uku shambadza huroyi zvichakuwanayi mese
@michaelshabalala3300
@michaelshabalala3300 2 года назад
No matter the situation l will never eat from the devil's Plat, if it means death so be it.
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 11 месяцев назад
Mudzimu wechokwadi ahuita zvakashata pamwe wekumalawi hawo asi ini ndoziva kuti pachivanhu pedu mudzimu wechokwadi ahurombese
@exabiotakundwa4965
@exabiotakundwa4965 4 года назад
This guy is doing a good job to be honest Cheri achirapa vanhu its all good
@mamoyodehwamare8161
@mamoyodehwamare8161 4 года назад
Pamberi nekurapa sekuru
@kayb8301
@kayb8301 4 года назад
They will never tell everything that they do bcz the agents of darkness are marketing souls But when you step you foot on there ground there is no escape, vane nzeve ngavanzwe
@simbamoyo8038
@simbamoyo8038 4 года назад
Ini varume nhasi ndavhunduka pandaona shiri iyo mumba inotumwa kusenga mushonga kubva kumalawi ichiuya muzim
@linomsadube
@linomsadube 4 года назад
sekuru Havana.kuenda havo kustrike
@newbornchinyoka1395
@newbornchinyoka1395 4 года назад
Haa munobhowa kutaura panguva yekuona, its better kuita at last or before starting
@annazim9086
@annazim9086 4 года назад
Chikuru kupona pamberi nebasa kule
@mamoyodehwamare8161
@mamoyodehwamare8161 4 года назад
Taurai henyu
@josephchauke1527
@josephchauke1527 2 года назад
Yes
@zimsbeliketv7978
@zimsbeliketv7978 4 года назад
Kkkkkk shiri iyi yakasimba kupfuura Manchester United
@sheilasheila8335
@sheilasheila8335 4 года назад
Kkkk wakanyanya
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 2 года назад
Kkkkkkkk taurahako vazokanganwa kubvundza kuti ishiri rudzii as kuti inondzii zitarayo
@robinmolefe2776
@robinmolefe2776 Год назад
Why dont you guys show the doctor's contact details?
@Lastpepukai
@Lastpepukai 3 месяца назад
Ndikutsvagawo number dzasekuru ndine dambudziko
@callistoruzani3814
@callistoruzani3814 4 года назад
Admire kasenga akashaya rini
@lisahnyachengwa2454
@lisahnyachengwa2454 4 года назад
Hatizvidi hatizvidi...ngazviende ngazviende😂😂😂😂
@neosibada5292
@neosibada5292 4 года назад
😂😂😂😂
@richmoremudzingwa4627
@richmoremudzingwa4627 4 года назад
Vanhu vatambura mu Zim shuwa..munhu wese akuda chikwambo kuti aite mari
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 10 месяцев назад
Aids vanorapa mbichana😊
@trutru5108
@trutru5108 4 года назад
Haaaa Kule rusero ummmmm
@albertoxavierxavier4845
@albertoxavierxavier4845 3 года назад
Myself didn't understand about STD treatment!...😎🙆‍♂️🙆‍♂️
@estinamichael7203
@estinamichael7203 3 года назад
Kule iyi inongosasa
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 4 года назад
Good job Tata. Pamberi nekurapa vanhu. PaPrice yekurombesa ndipo pamakagona chaizvo. 5 thaza USA its not a joke haiwanikwe zvekumhanya kkkkkkkk
@fanueldube1893
@fanueldube1893 4 года назад
Apo akagona ndokuti vanhu vasa mhanyire kusimba
@brianmakuza2953
@brianmakuza2953 3 года назад
kuromba kunodhura ahahahhaahah
@aggiemach2675
@aggiemach2675 4 года назад
Mmmmmm # pakaoma.
@pridekoga
@pridekoga 6 месяцев назад
Kamhuka ako kamwana kaKondo
@eddiemasoka4105
@eddiemasoka4105 Год назад
Anonyepa munhuu uyu adyira varombo vapfumi mari dzavo imbhavha iyi
@user-io3jz7oh4f
@user-io3jz7oh4f 7 месяцев назад
Ichokwadi pane akuzvita kunge sekuru Kafera akubira vanhu akadya 80$ tabirwa pamba akati tumirai pamba pabiwa pacho akati achatumira gudo nekukomana but kubva paakatora Mari hana kumbobatika zvachose kusvika kubva October nanhsi
@carolinenyamadzawo6757
@carolinenyamadzawo6757 4 года назад
Jehovah wehondo muripi
@byarmadhubaladeprata2565
@byarmadhubaladeprata2565 2 года назад
Alguém tem o número de esse senhor???
@tatata9301
@tatata9301 3 года назад
Kkkkk mdara akunyepa uyu...
@peakiematthew9312
@peakiematthew9312 3 года назад
🤣🤣🤣🤣🤣
@williamsadowera7750
@williamsadowera7750 4 года назад
ED hamugone kumuonesa hre kuti wadii ..
@MemorydzimatiKalis
@MemorydzimatiKalis 4 года назад
mmmm shiri iyo yandityisa
@tawandachikwanda8624
@tawandachikwanda8624 4 года назад
Shiri iyo Chikwambo icho
@preciousgugulethuphiri7158
@preciousgugulethuphiri7158 4 года назад
Me too
@tatata9301
@tatata9301 3 года назад
Thts a lie
@felixmuradzi1451
@felixmuradzi1451 3 года назад
Kule tsvagai munhu akaba 15 billion yenyika
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 11 месяцев назад
Kkkkkkkkkkk
@yodwamgoduka410
@yodwamgoduka410 Год назад
Can I get a Interpreter I'm from S.A does Dr do, money ceremonies
@user-hv5pt2wu9e
@user-hv5pt2wu9e 8 месяцев назад
Yes
@hloniphaninyathi2755
@hloniphaninyathi2755 2 года назад
He knows VaneshambaI called paid nothing happened up to day
@byarmadhubaladeprata2565
@byarmadhubaladeprata2565 2 года назад
Alguém tem número desse senhor
@ellenjames8546
@ellenjames8546 4 года назад
Vamwe vaka zvimba zvinhu zvavo lol
@pertuniabanda9140
@pertuniabanda9140 4 года назад
Sekuru ndoda kukuonayio
@byarmadhubaladeprata2565
@byarmadhubaladeprata2565 2 года назад
Eu também quero ver o vovô
@kwarummond77
@kwarummond77 Год назад
Vane mudzimu here vaKafera?
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 10 месяцев назад
Ndaiziva kafera wekumufakose munadindingwe akafa mudhara iyeye kare andizozive kuti hukama hwavo neuyu huripapi asi iyeye aigona not zvekurombesa uyu handizive hangu pakuromba chete ndomaone
@beautyadaarewa4982
@beautyadaarewa4982 4 года назад
At your own risk
@felixmuradzi1451
@felixmuradzi1451 3 года назад
Sekuru ndawabate munhu akaba 15 billion yenyeka
@hloniphaninyathi2755
@hloniphaninyathi2755 2 года назад
Andrew ndakatenda number dzasekuru asi chokwadi ngachitaurwe handina hangu kubatsirwa asi mari yaenda I read your discalimer boss not to stress but he is another one on the load that cannot help but destroy
@melusijeisalngwenya4460
@melusijeisalngwenya4460 2 года назад
Sekuru ava?☝
@donaldgodide625
@donaldgodide625 4 года назад
Ngazviende zviende zvigoenda
@mre.smataruka4928
@mre.smataruka4928 4 года назад
Hanzi ndoda hospital nemaAmbulance angu. Lol
@beekays4141
@beekays4141 4 года назад
Kkkkk dii hko
@jeremylinah8078
@jeremylinah8078 4 года назад
Sekurumuchawa tibatabatirei wo zanu thieves mungatiyanura chose tatambura
@beekays4141
@beekays4141 4 года назад
@@jeremylinah8078 taura hko
@moleenmureyani6343
@moleenmureyani6343 4 года назад
@Jeremiah linar navo mazanu anotoendawo ikoko kuti vasaende
@agripatnyathi1238
@agripatnyathi1238 Год назад
Sekuru munogona basa
@kwarummond77
@kwarummond77 Год назад
Vane mudzimu here sekuru ava
@sarahmoyo9325
@sarahmoyo9325 4 года назад
Saka chikwambo ka ichi
@lizzymazambara1002
@lizzymazambara1002 4 года назад
Vanogara kuchitungwiza kupi
@abigailjamari2212
@abigailjamari2212 4 года назад
Padhuze nepaChitungwiza Hospital
@sharonmagweta7318
@sharonmagweta7318 4 года назад
@@abigailjamari2212 Zengeza 4 here or unit J
@user-io3jz7oh4f
@user-io3jz7oh4f 7 месяцев назад
Vakaramba kutaura pavanogara vakamboti ndogara kupurazi vakatizve kuChitungwiza papi pachohavadi kutaura
@faithmpofu3565
@faithmpofu3565 4 года назад
Ndipei number dza sekuri
@ignatiuskandima7087
@ignatiuskandima7087 4 года назад
Wakazo pihwa here number dza sekuru undipowo
@tatata9301
@tatata9301 3 года назад
Mukudzida here
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 4 года назад
Shiri iyo muZim irimo kule. Inonzi kondo. Mumarwizi dzakazara idzo. Zvinonzi futi maprophet anoshandisa scalp yacho pakuprofita. Mave kuzorawo butter imi kkkkkkk.
@sisey99
@sisey99 4 года назад
Vanotya veku National Parks dzimwe shiri are protected. Even vane nyoka vanotaura kuti inobva ku Zambia, Mozambique or Malawi. Even kudhara birds used to take messages even in Ancient Rome.
@melusijeisalngwenya4460
@melusijeisalngwenya4460 2 года назад
Ndikairova ne rekeni inodonha tikaswera taisevesa sadza iyo 😂
@LankenNkomaLondon
@LankenNkomaLondon 4 года назад
abambo Kufera mukutandiza antu ochuruka mudziko la Zimbabwe
@helariogwature422
@helariogwature422 4 года назад
NdiaChimwene Coipa cisatamwene masamba asiyana
@mre.smataruka4928
@mre.smataruka4928 4 года назад
Ndokuti kudini ikoko?
@jjimgos5096
@jjimgos5096 4 года назад
Mukutiko nhai
@helariogwature422
@helariogwature422 4 года назад
Wekutanga ati "Ndafara Baba Kafela mukubatsira vanhu vanotambudzika munyika yeZimbabwe" Ini dzokonoko ndoti "Sahwira Chakaipa chodzorerwa mwene,,masamba asiya" Chewa language yana Paradzai Meri
@jeremylinah8078
@jeremylinah8078 4 года назад
Mafiti hobo kumene
@trutru5108
@trutru5108 4 года назад
Kule huyai kumasowe tikupedzerei
@brucemusiyiwa7615
@brucemusiyiwa7615 4 года назад
Tru Tru kumasowe hkuna zviriko usanyepe moporofita ekumasowe anotopihwa zvekuti aporofite nasekuru ava
@takudzwamurodza968
@takudzwamurodza968 3 года назад
@@brucemusiyiwa7615 that's true
@anymorekamuruko8563
@anymorekamuruko8563 4 года назад
Iiiiiiii no no no
@wckatiyo
@wckatiyo 4 года назад
Apo pavati shiri iyo hadziwanikwe muzimbabwe vanyepa zita rechishona ndakanganwa asi nechirungu inonzi Hammerkop
@moleenmureyani6343
@moleenmureyani6343 4 года назад
Dzinotya kusungwa neve parks. Ndosaka vachiti ndezvekuMalawi
@stalliyan
@stalliyan 4 года назад
Hamerkop in shona inonzi Kondo. It sure does look like one but i dont think its the same bird coz Hamerkop has a much thicker beak unless if the one in the video is still a young one
@funwellgore1492
@funwellgore1492 4 года назад
Vanhu vaye vatanga mwari
@elijahdauka2448
@elijahdauka2448 2 года назад
Inonzi London dhiri iyoyi inodya maburuvuru mumvura
@elijahdauka2448
@elijahdauka2448 2 года назад
Kondo kwete London
@enatevchida3910
@enatevchida3910 2 года назад
Mudhara iyeyu proved to be Fack somehow, mheno kana achigonawo zvake chihure ndo chomunetsa ane vakadzi hobho tudiki tuvana hobho paka yard kadiki diki.
@user-mn3kv6jt5r
@user-mn3kv6jt5r 10 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂guys
@neosibada5292
@neosibada5292 4 года назад
Sekuru ndabirwa mbudzi dzangu ndi itesei
@freecopyrightsounds4570
@freecopyrightsounds4570 4 года назад
Ko ma phone aripo, sei muchishandisa shiri
@anywaydungwa527
@anywaydungwa527 3 года назад
koshiri dziripo why phone kkk plus shiri haina ma charges kaaa inosvitsa cash kkk
@freecopyrightsounds4570
@freecopyrightsounds4570 3 года назад
@@anywaydungwa527 🤣😫😫
@mazaruranyasha4553
@mazaruranyasha4553 3 года назад
Hakuna denga renyu vanhu imimi munoshanda nemademons
@maposamaposa5256
@maposamaposa5256 3 года назад
Ndiwe demon rusangade zvakanaka
@mypasworddwdd5764
@mypasworddwdd5764 4 года назад
Kkkkkk this is drama sekuru ka mutiitire mushe
@TestTest-qm4ol
@TestTest-qm4ol 4 года назад
Uaa
@Beaa4431
@Beaa4431 4 года назад
Animal abuse
@shekinahgloryintercessoryp8934
@shekinahgloryintercessoryp8934 4 года назад
Satan is looking for souls , be careful people of God don’t exchange your souls.
@Pana_Ishe
@Pana_Ishe 4 года назад
Gracia Ruchike Loool please stop with all that white man religion nonsense it’s what still enslaving you people and the continent from progressing you’ve forgotten your ancestors you are as good as a dog with no limbs
@hopewelltv8341
@hopewelltv8341 2 года назад
wakasara
@naisonmandigo4135
@naisonmandigo4135 4 года назад
This guy must be arrested....this is foreign currency externalization...no wonder why the usd got scarce in Zim.
@zimwrombe2338
@zimwrombe2338 4 года назад
USD enyu here? Which bank gives you USD?
@sisey99
@sisey99 4 года назад
🤣😝
@perpetualshumba9815
@perpetualshumba9815 4 года назад
@@zimwrombe2338 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@zimwrombe2338
@zimwrombe2338 4 года назад
@@perpetualshumba9815 Vadii kubvunza kuti maUSD akabva kuChina akaendepi zvavakaita declare mashoma mubudget
@wellingtonchiruka7571
@wellingtonchiruka7571 2 года назад
U are not serious dear i don't support yo fact Please revisit yo point
@maryharry737
@maryharry737 2 года назад
Jesus Christ is King. Sekuru imimi murikunyeba.
@tanatsajasmine5072
@tanatsajasmine5072 3 года назад
He is a scammer do not be deceived vanobira vanhu mari
@kudziengonie5715
@kudziengonie5715 2 года назад
Hallo is it true
@jeremiahshonhiwa6652
@jeremiahshonhiwa6652 4 года назад
futseke kulu hapana uri tsotsi unoituma sei ine maoko here shiri hauna nyaya
@WokeDetection
@WokeDetection 4 года назад
Drewmas you are marketing for this sekuru. Why do you never ask this sekuru about his goblins? All you want to make us hear is how prophets are consulting this man. Your point is to just disregard Christianity. Mdara uyu has a lot of dark stories but you're asking the same questions he's been asked before. Is he paying you to market him or something
@mbizi4573
@mbizi4573 4 года назад
He has been way too open about his Zvikwambo, I really don't think there is anything more we still need to know. Check the other videos. Beside, I really think exposing these so called prophets is more interesting than nyaya dzezvikwambo. He said it over and over that iye paari muroyi. What more dark secrets?
@WokeDetection
@WokeDetection 4 года назад
@@mbizi4573 hi Mr Zenda. I'll send you a link of someone who I think touched on the case of zvidhoma more than anyone I've heard so far. You're also mistaken because this sekuru makes a distinction between zvikwambo and the zvidhoma but he never explained kuti chidhoma chii. He explains how he makes chikwambo but do you know how he makes chidhoma or even kuti chidhoma chii? Tilda interviewed a tsikamutanda in prison who explained the subject better. I don't know if you'd watched it. We need more of these witchdoctors to tell us the story about zvidhoma clearly but drewmas brings this mdhara to ask him the same questions over and over. The problem we have as viewers is we think chidhoma nechikwambo zvakafanana . Hazvina
@WokeDetection
@WokeDetection 4 года назад
@@mbizi4573 check this out. Tilda also failed to follow through ru-vid.com/video/%D0%B2%D0%B8%D0%B4%D0%B5%D0%BE-4M3Jql-CzZY.html
@mbizi4573
@mbizi4573 4 года назад
Would love to get access to the link you mentioned. He did talk of zvidhoma on another interview and he made the distinction quite clear just that he didn't explain much. But I do get your point. The other problem we face with this "science" is that even the players involved don't really understand how the magic works. So it's hard to bring it down to the level of math and science which can be easy to comprehand
@WokeDetection
@WokeDetection 4 года назад
@@mbizi4573 lol. Yeah that's true. But this guy who speaks to Tilda was better. Coz when it comes to zvidhoma they are definitely humanoid and more clarity is what I'd love to get. The entire thing makes me shriek but I love the stories. I like how the guy from Tilda manages to explain it better
@skylandbadza4430
@skylandbadza4430 4 года назад
I speak the blood of Jesus's christ on you mudhara usanyepa haupe maprofets power iwe uri muroyi iwe holy ghost fire on you inini I'm a prophet unonyepa I hope waverenga my comment my Jesus's powerful that your witchcraft
@enockngwenya8511
@enockngwenya8511 4 года назад
Yes pakaipa
@simbisomarisa7066
@simbisomarisa7066 3 года назад
Smoyo NDOKUMBIRA NUMBER DZASEKURU KAFERA
@tryphinetaruvinga5891
@tryphinetaruvinga5891 2 года назад
Mmmm kule Ava ma1
Далее
Svikiro Renyika Nehoreka Roti Taraswa Nehurumende
51:08
MAPFUPA EMAZANA NEMAZANA EVANHU VAKAFA AWANIKWA
40:20
Просмотров 110 тыс.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
Просмотров 8 тыс.
@HeadmanChigodora Mukadzi wemunhu haabatwi Pt1
48:21
Просмотров 35 тыс.
Vanhu vopera kufa neNzimu kuRushinga Mt Darwin
35:11
Просмотров 85 тыс.