Тёмный

SEKURU TASVU VASHEVEDZA NGOZI IKATAURA ZVESE ZVAKAITIKA +263784 614 908 

SekuruTasvu Officials
Подписаться 27 тыс.
Просмотров 13 тыс.
50% 1

Видеоклипы

Опубликовано:

 

21 май 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 61   
@wilbroadwaxy6045
@wilbroadwaxy6045 Месяц назад
in love with muturikiri wasekuru ,dai aive svikiro vaitofamba kunotsvaga varoyi vacho vega nekuti.havatambisi varoyi kk love you sekuru na gogo #tasvu 1
@user-ix3ij9pg9d
@user-ix3ij9pg9d Месяц назад
Makanzwa kamuridzo ako karidzwa ma1 akutanga
@gamuchiraigorima
@gamuchiraigorima Месяц назад
Sekuru Tasvu,ndokumbirawo kuti ndikupei Nyika ino
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Месяц назад
😂😂😂😂😂
@RosemaryDzamara
@RosemaryDzamara Месяц назад
Kkkkkkkkk, vapei
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Месяц назад
🤣🤣🤣🤣🤣u are right ✅️
@HanaPhiri
@HanaPhiri Месяц назад
Kkkkkkkkk
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw Месяц назад
Usazodero kaiwe nyika ino ine Mhondoro,midzimu,makombwe ayo usazovadero
@flassiamutsigiri5328
@flassiamutsigiri5328 Месяц назад
😢Mukotsanjera ndodhumba yengozi
@mercybakacha
@mercybakacha Месяц назад
Haaa uya pangozi igoko anogona manje
@HanaPhiri
@HanaPhiri Месяц назад
Thank you tateguru Tasvu nekuporesa mwanasikana uyu thanks
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n Месяц назад
Pakaridzwa muridzo uyo paipa much love sekuru Tasvu
@user-gq5wt6es6v
@user-gq5wt6es6v Месяц назад
Mwana atambura ,ko kunaka... ngazviinde kumuridzi wazvo
@KnowledgeShamu
@KnowledgeShamu Месяц назад
Sekuru tasvu ndokudai sekuru batsirai sekuru
@madamboss7216
@madamboss7216 Месяц назад
Haa sekuru Tasvu vakaoma shuwa ukanzwa munhu anotaura kt fake haa anenge asaty apindana nacho muhupenyu zvinenge zvakanaka
@damview3628
@damview3628 Месяц назад
True kune kutaura kwekuonererwa nemaziso evanhu. Rimwe remazuva unowanikwa wakuva tsvaga sekuru waunoti fake fake.
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 Месяц назад
Ndiwo mudeedzerwo unoitwa nhozi hre kungofemba wotoranga kutaura immmmm ndasvora kana action iri kuitwa newacho ari kunzi ndiye akagara pangozi yacho mmmmmm ndasvora Tasvu wenyu uyu nhaasi anenge akuyira mbanje nema piritsi e Aids akasvutisa mai avo
@luciabanga1677
@luciabanga1677 Месяц назад
Madeedzero avanoita akasiyana hama umwe anobaiwa netsvimbo anotaura .
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni Месяц назад
Kana usiri muroyi, wakaroyiwa iwe
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Месяц назад
😂😂😂😂😂😂😂😂
@blessmoregunzo-cb6qu
@blessmoregunzo-cb6qu Месяц назад
Uri mhata iwe uri murima shamwari murume akatibatsira uyu uchasangana nazvo mwana wemuroyi
@user-wr7xr3mt1y
@user-wr7xr3mt1y Месяц назад
Muroyi
@TryphineMuchezana
@TryphineMuchezana Месяц назад
Wow ❤ sekuru Tasvu vanogona
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Месяц назад
Kunga Mukotsanjera hmmm chikara chengozi mupfanha uya ndi Makuruwani
@EK24737
@EK24737 Месяц назад
Tinotenda tateguru Tasvu 👏👏
@madamboss7216
@madamboss7216 Месяц назад
❤❤❤❤yes
@mercybakacha
@mercybakacha Месяц назад
Haaa mukotsanjera ndiyo boss manezvengozi
@sarahkofi5369
@sarahkofi5369 Месяц назад
Tasvu 1❤❤❤❤
@ensoo381
@ensoo381 Месяц назад
Mhondoro Tasvu❤❤❤
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo Месяц назад
Sekuru Tasvu vanoona chero wakaromba huyai mubatsirwe
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 Месяц назад
Uri assistance kwasekuru tasvu here😂😂😂😂
@KnowledgeShamu
@KnowledgeShamu Месяц назад
Batai zvikwambo sekuru tasvu urayai chaiko ngazvirovew
@mikematashu1289
@mikematashu1289 Месяц назад
Sekuru maita basa nebasa guru ndatenda zvangu tateguru
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Месяц назад
Savadha yacho haibetsere..kuya ku dandharo chete
@SHINGAI53
@SHINGAI53 Месяц назад
❤❤❤❤❤
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 Месяц назад
Sekuru itai vanhu varipe ngozi chete zvipere nekuti mukazvibvisa apa vasina kuripa zvoenda paneumwe worse yaneukasha inouraya
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 Месяц назад
Kule hatirambe basa munogona asi munodhurisasasa😢😢😢😢😢
@Maphosa718
@Maphosa718 Месяц назад
Vanotangira pamarii
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 Месяц назад
@@Maphosa718 taura navo pa phone unzwe mazimari acho
@HanaPhiri
@HanaPhiri Месяц назад
Mkoma Robert endesayiwo baba Rona vanobviswa. Demon 😈 ravanaro rechihure neku shungurudza mayi Rona
@user-zn1rf4qi7n
@user-zn1rf4qi7n Месяц назад
Endai kwa prophet miracle paul zvenanga izvi zvinodzoka futi
@mollineshato8442
@mollineshato8442 Месяц назад
Ibvayi apa
@user-hk8uy5ij9w
@user-hk8uy5ij9w Месяц назад
Tasvu1
@user-wr7mr6oo4e
@user-wr7mr6oo4e Месяц назад
Sekuru Tasvu vangu
@PaulMaposa-yx3un
@PaulMaposa-yx3un Месяц назад
Tasvu 1
@JuniorMuza-hp8gb
@JuniorMuza-hp8gb Месяц назад
Tateguru tasvu
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Месяц назад
Kule Tasvu mhoro
@LovenessMariba-uu5ow
@LovenessMariba-uu5ow Месяц назад
Sekuru tasvu inumber one
@HanaPhiri
@HanaPhiri Месяц назад
And zvinyoronyoro
@user-tb1ys3xl1h
@user-tb1ys3xl1h Месяц назад
Chitovheya!!!!!!!!!
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 Месяц назад
Sekuru
@CalsonMakwiringwi-vk5uc
@CalsonMakwiringwi-vk5uc Месяц назад
Mai varipakati vanongonyara nyara why
@nomsamzitshwa4423
@nomsamzitshwa4423 Месяц назад
Camera pamwe
@PatienceMachuma
@PatienceMachuma Месяц назад
Munotigonera skr vangu batsirai nyika tipore
@brianmusendami6110
@brianmusendami6110 Месяц назад
see Victor and Tasvu
Далее
Stray Kids <ATE> Mashup Video
02:17
Просмотров 1,7 млн
Alisha Lehmann joins Juventus Women 🤍🖤
00:16
Просмотров 2,5 млн
Muroyi WeKwaMutoko Anokukuya Dovi Nemagaro
24:54
Просмотров 31 тыс.
Ndakanyengwa INI!
3:55
Просмотров 96 тыс.
Ndakazvambaradzwa zvakaomarara
19:30
Просмотров 8 тыс.
Shoxruxbek Ergashev - Alam ekan (Official Music)
4:37
Big Baby Tape, Aarne - Supersonic
2:44
Просмотров 893 тыс.
Басстер - Салони BMW | 2024 | comeback
3:49