Тёмный

SEKURU VOENDA NEMONYA KUN'ANGA ------ HALFWAY SAGA CONTINUES 

Drewmas Media
Подписаться 223 тыс.
Просмотров 63 тыс.
50% 1

SEKURU VOBATWAZVE NEIMWE N'ANGA KUTI VANEMUBOBOBO

Развлечения

Опубликовано:

 

6 окт 2022

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 473   
@silindiwemunhenga1845
@silindiwemunhenga1845 Год назад
Mr. Neshamba don't take sides. We may have different beliefs but kuforcer vanhu huroyi is a no no. Vanozvinyanya n'anga ava. Let's keep respecting people.
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Год назад
Good muzukuru well done wamiririra Kule vako 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@admiremoyo3801
@admiremoyo3801 Год назад
Good Mzukuru Dai wanyatsobata mbavha iyo ukaimamisa,mbwa yemunhu
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa Год назад
Thumbs up ku muzukuru wasekuru n'anga yauya yakazvironga zvino anyangira yaona
@innocentkatinyu5626
@innocentkatinyu5626 Год назад
When they were inside hapana chisvinu chataurwa.... now outside hanzi taura kana wamanikidzwa ...kana ndakunyepera , vari panze hapana ari kuziva kuti mukati zvanziii everyone akuonakunge vabvuma.
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 Год назад
N'anga dzenyu idzi hapana zvadzoziva vaDremas
@florencemaweni2882
@florencemaweni2882 Год назад
Inoda kurohwa n,anga iyi
@magonapromise4337
@magonapromise4337 Год назад
Kkkk whole episode sekuru vachingotipedzera time hahaha
@LloydMakusha
@LloydMakusha 20 дней назад
Drewmas yenyu ndeyekumama sei muchifamba nen'anga dzenhema kudai ,tsvakai Sekuru Mukotsanjera mupinde matare anonzwisisika mhen ,Muri mhata dzevanhu
@monicanjaikira9602
@monicanjaikira9602 Год назад
🤣🤣🤣🤣🤣👋kuitwa kunge magrade zero nen'anga dzonyera kkkk
@mumubee0086
@mumubee0086 Год назад
haaaaaaa sekuru ava vanongo dzengerera vasina kwavarikuenda...matare avo haasi on point
@hermajesty8987
@hermajesty8987 Год назад
😂😂😂😂haasi on point
@ishy1294
@ishy1294 Год назад
Ndauya kuzobatsira kuzobatsira kuzobatsira 1000 times tisinganzwi zvabakananga chaizvo
@chilindasakala9499
@chilindasakala9499 Год назад
HIV annd ARV side effects loading
@danielmhari7225
@danielmhari7225 Год назад
plz drewmas itayi serios siyanai naana sekuru venhema ava sekuru ava hapana kana. chavataura kungoti urimurwere uye unopomerwa kuti uri mutakati pedzezvo hanzi vabvuma mhosva yake apa hanzi ane zvinhu zvake zvinouya zvega patsvimbo zvaregerei kuuya seyiko n'anga idzi dzichitamba vanhu hapana kugonapa 1 hour vachingotaura kuti handipunyungidze munhu siya nai nenanga idzi better mukanotora mai vaya vekudximura moto kumatepe tepa n'anga iyi kungoti kumunhu wese unovengwa munhu wese anokuti unoroya zvorevei regai kutyisidzigwa naana skuru venhema kutsvaga mari ava pasi nhema n'anga dzenhema ingobatai zvinhu muti izvi zvinotora mabhyrukwa avanhu drewmas plz siyanai ne n'anga idzi
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr Год назад
The old man's juju is very strong. He managed to confuse n'anga iyi. It's the same juju that people use to confuse judges/magistrates to win court cases ivo vane mhosva. There is a reason why the old man was the first kubata tsvimbo muqueue yevanhu yese. Zvatovharana so🤣
@mufesi4274
@mufesi4274 Год назад
Pane team rakaita sana TASVU
@sekanikatayi7613
@sekanikatayi7613 Год назад
Sekuru is innocent Ava ,ngatiende kwasekuru Tasvu
@mrwoods9410
@mrwoods9410 Год назад
Ko,n'anga iyi yafambira kudzengerera pakuti ndinobatsira varombo nevapfumi.Episode yese yava kutopera pasina chinobatika chataona
@innocentkaruma5869
@innocentkaruma5869 Год назад
taura zvako nxaaa hapana zvinozivikanwa
@LegOfGal001
@LegOfGal001 Год назад
Nxaaaaaaaaaaaaa data wasted hako iwe
@lovemoretafirenyika6038
@lovemoretafirenyika6038 Год назад
Nonsense yatiri kuitira apa. Whole episode zvichinzi handimbunyikidze vanhu. Why not go straight to the point.
@rasras2263
@rasras2263 Год назад
Hanzi" ndiri Gombwe" same watsapp group na bond🤣🤣🤣😂😂
@lifasinyamhamba6902
@lifasinyamhamba6902 Год назад
Sekuru vadhomoka pavati mwana wehadzvadzi kikiki hazviko izvi
@eneresymbembeza916
@eneresymbembeza916 Год назад
Hapana chirikuonekwa nesvikiro awuya akazvironga zvino zvaramba khule havana kudzungaira😂
@blackjloudclearofficial9510
sekuru Tasvu or Sekuru Kanengo havasweroita noise vano prover point then muridzi wenyaya odya firiji oziya zvinhu zvake 😏 so vamwe vese ava ngavambo tangidza futi i think they need more time ✌
@mrb7507
@mrb7507 Год назад
Very good muzukuru Dai watoirova n’anga iyo Zvese naSabhuku avo vanondibhowa. N’anga dzenhema ngadzimamiswe. Hapana zvaitwa
@sithembekilesiziba9250
@sithembekilesiziba9250 Год назад
Aaah sekuru ava vanogoti havadzokeri sei nekuti mhondoro yakatukwa ivo kana vaiva pachokwadi vaingoitazve kuti zvavakataura zvive pachena chete kuramwa matare kuratidza kuti munhu hazvigoni
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Год назад
VanaSabhuku nepovo yose vanotofunga kuti sekuru avo vavudziwa zvikukutu. Yet hapana zvaataura kuti vane dambudziko ripi.
@Shumba_263
@Shumba_263 Год назад
Haaaa Drewmas maakutitambisira data nezvinhu zvenhema izvo ndopamuri kukundirwa ne sly media ipapo
@machindamachinda
@machindamachinda Год назад
Wabaya apa wena, this content does not warrant broadcasting, not at all
@nyikafreejoy3571
@nyikafreejoy3571 Год назад
haaa drewmas ndoo ini yese usanyeperwe
@hapesonmaregere3443
@hapesonmaregere3443 Год назад
In love with the music 🎶🎵
@pettykarambwe9270
@pettykarambwe9270 Год назад
Neshamba sekuru vasanyengerere sekuru muroyi avo ngavazviti bvuu once dunhu richene kana vasitya dayidzai sekuru Tasvu
@chapexintertainment5058
@chapexintertainment5058 Год назад
varikumbunyukidza munhu kuti abvume zvasingazive
@tobiasbaravara5096
@tobiasbaravara5096 Год назад
Sure inongowawata imbavha.
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Год назад
Imboko dzevanhu
@luckmoremazhambe7894
@luckmoremazhambe7894 Год назад
Uuuuummm Sekuru ava havana chavanoziva ava kungopedza nguva vachingoti handina kuya kuzobhadharisa pano
@sithabilejuweri9186
@sithabilejuweri9186 Год назад
🤣🤣🤣
@ttfam8742
@ttfam8742 Год назад
Zvinoda sekuru Tasvu, havaramwe plus havanyengerere
@rutendochigariro7277
@rutendochigariro7277 Год назад
Sure
@zvichaperachamboko4541
@zvichaperachamboko4541 Год назад
Drewmas itai serious zvin,anga mutungurumozviwanepi haa itai mushe imi data rinodhura n,anga yenyu nemi hapana zvinozivikanwa
@shingynavs8235
@shingynavs8235 Год назад
Umhhh vanhu varikunyeperwa😂😂 How can Sekuru just say “vanhu varipanze havakudei”🤷‍♀️🤷‍♀️🤷‍♀️Just general statement and nobody is loved by everyone
@malvernmutumbu7629
@malvernmutumbu7629 Год назад
Munonetsereiko vanhu vakuru ugoona vaishandira mhuri siku nesikati apa mafees vakuda zororo ponzi chikwambo
@nkosikwena
@nkosikwena Год назад
Muzukuru wagona mbava idzi
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 Год назад
Hanzi vaneurwere saka vanoshandisa chinhu chavo kusangana nevakadzi ok dzokonoko konzi chinhu ndechekare hamuchachioni kouya konzi msida luck reumbavha asi mushonga makazopiwa mubobobo saka unoushandisa sei mubobo usingazive kuti wakapiwa mubobobo Kouya konzi mushonga wakapanduka saka unenge wakapiwa weluck chsiwo here ukazoshanduka kuti uchiita mubobobo
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 Год назад
Ko chinhu kana usingachioni unochishandisa sei wanzi hauchachioni
@simbachaunoita2875
@simbachaunoita2875 Год назад
Drewmas media musatore zvin'anga izvi imbavha idzi hapna chavanoziva avo skuru kungokura zvavo Havana mishonga avo,makazviwanep kt sagoma anoti handina kugadzirira kubata zvinhu haiwawo nxaaaaa thanks muzukuru dai wazvirova
@ronaldmbewu6004
@ronaldmbewu6004 Год назад
Haa vana sekuru venyu vari kuda kumanikidza munhu sei, chiri kuvatadzisa kubata chinhu chacho chii, imbavha idzi, vacha planter chinhu pamba pemudhara uyo chete, ndoo nhema idzo, hee uri kurwara uchi famba ndiye ega a rwara here, I n'anga dzenhema idzi, nxaa, hanzi ndauya ndisina ku gadzirira newu kutanga, uyowo hanzi ndaramwa nxaa, ndekupenga, l can't tell matsotsi aya, vanhu vanongo belivhiswa zvese zvese
@clemencemusengi25
@clemencemusengi25 Год назад
N'anga dzonyepa amana vanhu ngavashande Mari nt kubira vanhu
@tobiasbaravara5096
@tobiasbaravara5096 Год назад
Haaa Sekuru avo Havana Nyaya vanongowawata Andrew Mdara uyo haana mhosva akachena.Anasekuru avo ndevekunyeba .
@musaga67432
@musaga67432 Год назад
Hahahahaa DREWMAS media itai serious.. kubatwa chii? Sekuru havana chavabatwa.. n'anga wax trying to force this guy to admit zvaasingazive.. well done Mzukuru for standing up for your Sekuru.. munhu wese anga achingoudzwa nyaya dze nyuchi nemaruva.. the best line to use pa vanhu vari mu comboni vachi tambura, " uri kushanda asi hapana chabuda"... sekuru ava havana chavaona kana 1.
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 Год назад
Handiti uyu aingovaona here skuru ava saka akuvaziva kaa vasiyei
@KendraLipsy
@KendraLipsy Год назад
Indirect of asking for money??? His not talking about anything but kungoti munozotenda mega, uuuuuummmm sad life we have as Zimbabweans 😥
@nevellienasasara3852
@nevellienasasara3852 Год назад
Sekuru Vakaramba ende vakutoramba Kakatowandaaaaaaaa
@sylviamugara4474
@sylviamugara4474 Год назад
😂😂😂😂😂😂kakatowanda
@bettymatitsa9043
@bettymatitsa9043 Год назад
Kkkkkk
@danielmhari7225
@danielmhari7225 Год назад
sekuru havana chavainacho ava bcz n'abga hadzina humbowo bcz munhu wese apinda mumba ndozvaaudzwa saka sei ava vanzi ndivo idzo tdananguro dzavo dzakafanana nedzevamwe plz drewnas endai motora n'anga dzine matsamba ekuzinata
@musaga67432
@musaga67432 Год назад
Kakatowandaaaa hahahahaha
@ethelnyamazana8156
@ethelnyamazana8156 Год назад
🤣 🤣 If they was an award for speed sekuru was going to win😂😂😂😂😂
@nicksongift4963
@nicksongift4963 Год назад
Which sekuru
@ethelnyamazana8156
@ethelnyamazana8156 Год назад
@@nicksongift4963 I mwana avo zvee
@markomunhande2299
@markomunhande2299 Год назад
Kana muchida kuona n'anga chaidzo ratidzwai na Robert Tafumanei
@DjVeeZW
@DjVeeZW Год назад
Taura hako drewmass n'anga dzake I fake dzega
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn 16 дней назад
Sei musingazvambaradze munhu?Bhurari conman and team kabhachi.
@janebanda2806
@janebanda2806 Год назад
Kunyepa gaura achanodyara zvinhu kumba kwasekuru
@kingjamesZW
@kingjamesZW Год назад
Saka nyaya idzi dzinoitika mashonaland chete here ko Matebeleland sei kusingabvewo nyaya dzakadai
@manyikaozilmukanyah10
@manyikaozilmukanyah10 Год назад
Ummm iyi ndoN'anga yefake...well done muzukuru
@user-zy5zl9vn8d
@user-zy5zl9vn8d 11 месяцев назад
n'anga?haiz n'angaba iyi,zrkushingirira kuvhengedzera,n'anga inenge madramma aiitwa kuchikoro kudai.n'anga dzataura zvknaka kwet avo havatozive un'anga zvachese,varkungosvakawo kurarrama muZim isna mabasa kudai.Hapna chozivka nwa apa.😂
@inetmutukwa4889
@inetmutukwa4889 Год назад
Zvine chiwoko muhomwe kutenderera tenderera kwacho he is not sure
@ambientsymphony8669
@ambientsymphony8669 Год назад
Gombwe iri ndipo pasina zviripo. Kule nemuzukuru vakarongeka. Havadi zvisina basa because gombwe hapana zvariri kutaura. Kungotenderera-tenderera zvisina nebasa richipedza nguva pasina chinozivikanwa
@JaphetGora-ey5er
@JaphetGora-ey5er 6 месяцев назад
Kkkk ambuya kamheteeee saka tsimbo ndoinopedza ma sports
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 Год назад
Haaaa Sekuru avo vanongodzokorora mashoko amwechete hsvasi kumbotaura nyaya yacho yavari kubata
@richmanmafunguwana6996
@richmanmafunguwana6996 Год назад
Haaaa mufana uyo anoda sekuru Tasvu vanomupedzera nekuonererwa kwake
@faithnetone3234
@faithnetone3234 Год назад
Asi avo sekuru vanonda kumamiswa
@maimore4126
@maimore4126 Год назад
Sekuru kupedza nguva vachitaura chimhu chimwe. Vadzima dhololo!
@Samaita_Mukono_Media
@Samaita_Mukono_Media Год назад
Varikuda kuti kusvibe vaone kutuma munhu anoisa chimuswe
@judithnyakunuhwa2460
@judithnyakunuhwa2460 Год назад
Ndasvotwa hangu nekutenderera kwacho
@Nkomazi
@Nkomazi Год назад
It reminds of me "can I go deeper...." 🤣🤣🤣🤣
@wandaruka882
@wandaruka882 Год назад
Nxaa apana zviripo sekuru avo vanenge vachingo tenderera
@user-go9hd9nq5y
@user-go9hd9nq5y 9 месяцев назад
Song manyama,❤Drewmas media taking you to another level ❤
@portiamwedzi523
@portiamwedzi523 Год назад
Bt apa abatwa kutii manje apa ndopamanidzwa nekumbunyikidzwa kwedu tinoti na'anga mutunguru tsek mani
@moremyciri3477
@moremyciri3477 Год назад
why vasirikupa sekuru mukana wekutaur nxaaaaaa kkkkk hanzii mwana waniiii???
@chinochiyi
@chinochiyi Год назад
Sekuru ava idambudziko. chinozivikanwa hapana
@elizabethshumba5113
@elizabethshumba5113 Год назад
Ummm life so sekuru vari innocent vanoda kungo creator ruvengo chete
@leonleo564
@leonleo564 Год назад
Sekuru kutenderera vakuzonya vanobwodokawo ava ngavangoti joooo panenyaya
@enlighten729
@enlighten729 Год назад
This is one and the Same thing zvakaitika kwamusami munhu wese aitaura chinhi chimwe ASI gogo vaingoramba wani
@neshdabluewhale263
@neshdabluewhale263 Год назад
N'anga iyi haisi kupa munhu mukana wekutaura.hapana chayataura irikungodzokorodza ma statement ekuti ndakunyepera here pasina chaataura
@vivianmukanya9354
@vivianmukanya9354 Год назад
Ehe sekuru vanogona kunge vakaromba but these n'angas have failed to prove it beyond any shadow of doubt. Sekuru kana vane mushonga then his concortions are exceedingly powerful than the n'angas thats why varikuita manyemwe nenharo kuti ndibateika. Vanhu vemupurazi vane mishonga isiri yekutamba nayo. Gog Musami vakange vabatwa kare naJowa but he & others cldnt prove it saka vairamba. Until sekuru vabvuma or pane zvabatwa he is innocent. Thank you for interesting programmes
@andymaseemeat7851
@andymaseemeat7851 Год назад
Ngavazviratidzekaa pachena kaa vanhu vaone pachena kwete kungoti munhu bvuma bvuma
@wellingtonkumire9830
@wellingtonkumire9830 Год назад
sekuru ava hapana zviripo
@juditesibandasibanda8457
@juditesibandasibanda8457 Год назад
Mazototora zibhofu nachimwe chamamutorera atichiwon
@user-sw8mo5ij4x
@user-sw8mo5ij4x Год назад
Drumas pls kana pasina nyàya chimbomirai kutiratidza pls
@luckmoremazhambe7894
@luckmoremazhambe7894 Год назад
Kikkkkkkk haaaa Sekuru zhizha havana chavanoziva vaye pane mudzimu ungataura kuti ini ndiri wa 1988 kikkkkk
@taongamafara6295
@taongamafara6295 Год назад
Kkkkkkkk
@arnoldmurombo5499
@arnoldmurombo5499 Год назад
Kkkk
@milkamutikani5824
@milkamutikani5824 Год назад
Iyi n,anga Haina zvayoziva ngakuuye imwe
@rogerchanda
@rogerchanda Год назад
N'anga iyi yakangwarisa yamboti mwana wehanzvadzi mdhara akati mati mwana waani iyo ikati mwana wamai. Drewmas I dont argue with tradition but some of these guys mawani
@freddyusayi5805
@freddyusayi5805 Год назад
Well noticed apa ve Drewmas esp Andrew seems to be siding nana sekuru venhema ava, will call it Dramas channel chaiyo
@silasmwadzura8033
@silasmwadzura8033 Год назад
hapana zvataura n'anga iyo kutipedzera data redu achingodzokorora chinhu 1 zvisina basa apoo. N'anfa iyi iri kutonyepera vanhu iyi hapana zvozikanwa. Note that n'anga dzinonwira pachitubu chimwe uye bluetooth imwe ft
@knowledgetichagwa
@knowledgetichagwa Год назад
varikunyepera sekuru ava hapana chavambobvuma chabvunziwa chobatika
@princemakena3621
@princemakena3621 Год назад
Sekuru avo vanonyanyo tenderera Ngavaende pane nyaya data rikudhura
@nicemanchigwaza6558
@nicemanchigwaza6558 Год назад
Drewmas apa matioedzwra data henyu mahara kkk hazviko izvi
@teclargudu262
@teclargudu262 Год назад
There is a possibility that n'anga iyi saw the previous episode and went there with a targeted victim. Why can't he allow sekuru to respond and defebd himself. Kutyisidzira ndokunei ?
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Год назад
Ndozvakatoitika. Mbavha dzevanhu
@musaga67432
@musaga67432 Год назад
Taura hako iwe.. that's y imwe yacho isina kudzoka simply because this time vakanhonga someone akati no I have never been kun'anga and he stood up for himself. Pouyawo ava va N'anga kana vaimbo ona b4 hameno but this time haaaa zvaramba hahaha..
@blessingmutopo
@blessingmutopo Год назад
Yes
@ShingiraiLangwani
@ShingiraiLangwani 4 месяца назад
😂😂😂mmmmmm kotsananguro dzacho zvadzakangofanana
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 Год назад
Ini hangu ndatowona kuti team rose iro kunyepera mdara uyo...kana Gambwe achiziwa Basa why kuramba achingodzokorora Kuti ndoda kukubatsira wat wat mahara so on ingabata zviripo muridzi otera ega ka
@oniassoko9115
@oniassoko9115 Год назад
Hapana kana chinemusoro chiri kutaurwa ne Gombwe iri kutitambisira nguva
@terrancechiringa4166
@terrancechiringa4166 Год назад
Apa mamanikidza munhu mhosva yaasina , kule havana chavataura chinobatika vaudza mudhara kuti vanhu vanomuvenga chete kwakutosimudza izwi ndonyeba here muzukuru haaa Aya matsotsi
@rambochauke710
@rambochauke710 Год назад
Uye Gombwe iri rinofanira kutaura richipa munhu mukana,
@mrb7507
@mrb7507 Год назад
Pfutseki mbuya imi hapana zhowe zhowe yaitwa apo
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Год назад
Sekuru vanopedza nguva ava ah
@munashemagayire515
@munashemagayire515 Год назад
taur hako
@bentuge-re4zw
@bentuge-re4zw 9 месяцев назад
Iww Andrew Neshamba usaunze matsotsi awo. Vaakuda ku searcher vanhu mari? Rega muzukuru a protecte sekuru vake vaakuda kupomerwa mhosva
@DjVeeZW
@DjVeeZW Год назад
Drewmas problem munonyanya kutaura stereki vanhu havadi kuona imi asi vanoda kuona zvirongwa Shuwa mungataure 5min mungori 2 b4 musati maisa program here Mukuwanza munamato imi ndo 1 chinhu chinobhowa padrewmass media we are using Data zvizivei Bva chingonyorai head line motipa chirongwa toona zvirikuitika Chimboonaio Slay media havatopude pama program zvachose
@rambochauke710
@rambochauke710 Год назад
Kandunge kefeki ,chaiyo n'anga panoshanda shiripiti , zvekumirira muroyi munochibata mese unofira mahara
@stephenchimbila7007
@stephenchimbila7007 Год назад
drewmas musatambisa nguva yedu nematakanana aya hapana zven'anga mahumbwe aya,,,hapana kana 1 chanoona ,,,,,arikuda kupesanisa vanhu chet
@andymaseemeat7851
@andymaseemeat7851 Год назад
Tusekuru shungu hapana zvinozikanwa
@concilliasibanda5380
@concilliasibanda5380 Год назад
Ndasekeswa nekukuma kweNgaanga 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌
@ndlovu1699
@ndlovu1699 Год назад
Drewmas media mukugona becoz mukaenda kunana tasvu idzi n'anga dzemanyepo hataizodziona imi ita basa renyu rekutora nhau chete
@modestersvikiro6357
@modestersvikiro6357 Год назад
Sekuru hapana zvamoziva kupedza nguva muchingotaura zvkut hamudi pfuma havachaenderera mberi ne bsa nguva ichifamba muri mumusha wevanhu mashanya zvekare
@kundaigwekwerere7247
@kundaigwekwerere7247 Год назад
Haaa apa mukutipedzera data redu mwari ave nemi
@perseverancemarangwanda3989
Kkkkkkk sekuru vane white ava vano nakidza chose 🤣 haa shuwa dzakambo sungwa dzri stubborn sei
@emmamunange4184
@emmamunange4184 Год назад
Sekuru ava vakachenama zvekuti bhee kunyangwe Dai ndanga ndirini ndaibuda muchidare chakadai vanonzwanana sei akazhangandira kudaro haiwa mxm
@faraitsaukai2788
@faraitsaukai2788 Год назад
Shumba makunyepavo apo hapana abatwa apa
@avechite514
@avechite514 Год назад
Tsvagai mwari hapana Munhu Abatwa apa
@nzwanaichamunorwa6717
@nzwanaichamunorwa6717 Год назад
Kule to the fullest Gombwe refeck akaungodzorodza mibvunzo yooo
@danielmhari9179
@danielmhari9179 Год назад
Andrew naThando class imboitayi maserious nen'anga dzinoziva zvadzirikuita iyi yamauya nayo hapana chabatika chataurwa uye skr avo mudare Havana kumbonzi munezvamunarwo asi kt vangonzi munovengwa haa matitambisira nguva
@leonleo564
@leonleo564 Год назад
Kkkkk sorojena ndiye achaatanga futi kubatatsvimbo😂😂😂😂😂
@chabbychabby5174
@chabbychabby5174 Год назад
Kkkkkkkk zvakaoma
@peacesibanda6563
@peacesibanda6563 Год назад
Sorojena🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@conniejam5575
@conniejam5575 Год назад
Its funny ng'anga zhinji varombo ndoo paunonzwa vachiti vanopa munhu hupfumi ivo vachitambura
@persuadematongo4235
@persuadematongo4235 Год назад
Mahumbwe hapana kana chairikuita kutambA chaiko nevanhu
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 Год назад
Dai vari sekuru Tasvu vapedza basa kudhara ava varikutenderera ne ka skirt kavo chabuda hapana kugona kuimba jiti chete
@nicholaskgothatso7094
@nicholaskgothatso7094 Год назад
Aaaa Andrew sekuru vekutanga vaiti sekuru avo vakayenda ku nanga ivo vachiramba avo vauya now vari kutiza nyaya
@stephamate3888
@stephamate3888 Год назад
What the heck is going on here??? Is it a gimmick? Can he not calm down a bit and do whatever he is doing quietly? Someone tell him to tone down hahahah😅
@nyashagumise1755
@nyashagumise1755 Год назад
i wonder ooooo my head hurts from all this drama
@talithadube6468
@talithadube6468 Год назад
First today
Далее
Johane Masowe Nyenyedzinomwe
4:15
Просмотров 356
#kikakim
00:31
Просмотров 11 млн
Как пронести Конфеты В ТЮРЬМУ
19:16
MURUME ORAMBIRA N'ANGA  KUTI HAANA MUBOBOBO
38:56
Просмотров 158 тыс.
Madzibaba Nicholas Zacharia Profile.
18:41
Просмотров 7 тыс.
Nyaya Yadzoka Mudare Matsotsi Abatwa Chief  Mutasa
1:05:39
@HeadmanChigodora Mukadzi wemunhu haabatwi Pt1
48:21
Просмотров 34 тыс.
Ревнивый песик😁
0:30
Просмотров 2,1 млн