If lead guitar was a person. Haaaaaaaaa munozviitaseiko nhai varume. Very perfect and smooth. So effortlessly delivered. This is good. Guitar genius. Superb. Ndapera mazwi...... dzvanya ipapo. I rest my case. Guitar sensei....
Mmmmmmmmm zvikara hokoyo, vauya kuipa bhuti avo 🎸🎸🎻🎤🎤🎻🎻🎻 Regai ndiise ma earphones ndinyatso kunzwa zvangu 🎧 , ipapo chibaba, chiuya ku Pretoria, we will support you ,ndazara hangu 🎤🎤🎸🎸🎻🎸🎸🎸🎤🎤
Nice nice music shars wakanyanya but bass guitar akanyanya kunyarara ngaite saanouti wedzereizvishoma haasi kunzwika otherwise music boe. we can't wait for the album ngariuye takarimirira soi
Im your fan and follow all your new posts....so blessed about this .I need lessons bro and wish you can open a class for us .Lots of love from Brits North west South Africa....