Тёмный

Stage on fire🔥🔥🔥 as Macheso descents in Masvingo Zvichada hama live in Nemanwa 

K5TV_ZW
Подписаться 13 тыс.
Просмотров 6 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

21 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 52   
@TrustKhumbula-ii3qn
@TrustKhumbula-ii3qn 2 дня назад
Madance song ichitanga ndanakirwa havapererwe varume ava 😂😂😂❤❤❤
@TrustKhumbula-ii3qn
@TrustKhumbula-ii3qn 2 дня назад
Mafariro anenge achiita vanhu kulive ndozvinoratidza kt cheso anogona kwete zvinonyorwa nevanhu pafcbk
@ProceedDzapasi
@ProceedDzapasi День назад
Uuummm muface anonzi majuicy anotamba mhani imiii 😊😢
@juremocarlosfato2042
@juremocarlosfato2042 2 дня назад
Tikagaragara majuice anotamba shuwa🎉
@HulisaniMukondeleli
@HulisaniMukondeleli 2 дня назад
Class and talent is permanent 👏 🙌
@felixmurambi5118
@felixmurambi5118 3 дня назад
Majuuce unosota hako ,show isina majusi hainakidze hauoneka ndoo kuti show uku,ku UK kwanga kwakaneta
@MasimbaChiwa
@MasimbaChiwa День назад
Taura hako,,,, Majuice kana asipo unotoona kut nhs pane zivende chairo
@Thomaswasarirevu
@Thomaswasarirevu 5 часов назад
Waya waya waya amai kani ndachema zvangu,maike maikoro
@ChingeziShamba-nx6nk
@ChingeziShamba-nx6nk 17 часов назад
Macheso ndibaba ava
@ChingeziShamba-nx6nk
@ChingeziShamba-nx6nk 17 часов назад
Maikoro iweeee
@ziggykugedera9819
@ziggykugedera9819 День назад
Vocals vocals on point, thanks to Barna Barna
@edsonnyamutsaka3232
@edsonnyamutsaka3232 2 дня назад
Ndikaona maJuice ndongofunga Frets achiti kutamba hakurire, but anyway team rinotamba zvaro iro kkkk
@nashtv74
@nashtv74 7 часов назад
Kasamba anozorova fashoni
@GeraldMomberume-s9b
@GeraldMomberume-s9b 4 дня назад
King of sungura
@PrinceAlex-u3r
@PrinceAlex-u3r День назад
Macheso ndiDady
@LeoAlex-j5m
@LeoAlex-j5m День назад
Mdhara❤❤❤❤
@PersuadeGutsa-wv8ft
@PersuadeGutsa-wv8ft День назад
Baba wa sophia
@TafadzwaTafadzwa-l6p
@TafadzwaTafadzwa-l6p 39 минут назад
Kwete kutukana chingozivayi kuti bba ndi baba
@mosesmunhangu2870
@mosesmunhangu2870 День назад
Apa pakatambiwa
@Romience
@Romience 4 дня назад
Chibaba ichi
@benniasmadziya
@benniasmadziya 3 дня назад
Ava ndibaba venyu titende
@zexmangenamangena8124
@zexmangenamangena8124 2 дня назад
Zaka zaka anopedza masports
@ttv1805
@ttv1805 5 дней назад
Wooow 🎉🎉🎉🎉🎉
@talentjabangwe
@talentjabangwe 3 дня назад
Mike hiwe maikoro
@princekusedyo5875
@princekusedyo5875 2 дня назад
Where is Elton mulopa guys
@TrustKhumbula-ii3qn
@TrustKhumbula-ii3qn 2 дня назад
He is sick 😢😢😢
@amazinggracem1030
@amazinggracem1030 9 часов назад
Not feeling well 😢
@TinasheSydeny
@TinasheSydeny 3 дня назад
Baba lisa🎸🎸🎸
@JohnsonDhlana
@JohnsonDhlana 22 часа назад
Asi munhu akasonera Jonasi bhurukwa rekuti amire hake mukati maro akangooma zvake
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 5 дней назад
Tiite nanyemwe
@blessingtafadzwaharuzivish6807
Failed project.... macheso ngaambotimira
@EmelyZvimbi-s4b
@EmelyZvimbi-s4b 3 дня назад
endai mnomirana kumba kwenyu iwe mbwa
@EmelyZvimbi-s4b
@EmelyZvimbi-s4b 3 дня назад
failed project inopinza mari kudarika hama dzako dzese
@Stafodachimwene-w5v
@Stafodachimwene-w5v 2 дня назад
Apana anomisa macheso vapfana mese chero mukaimba neAfrikanas kana chirungu macheso anokumedzai mese vapfana
@vengysnapo4825
@vengysnapo4825 2 дня назад
Wadii iwewe wambomira, coz he is doing something entertains the world 🌎 than you, and something good for nothing he got lots of cash from that song than anyone else in this country Ari muMusic. Stop nonsense
@andrewchasvinura3271
@andrewchasvinura3271 2 дня назад
sorry hako hatisi kucommenta
@Noahnyatsuro-fu6nq
@Noahnyatsuro-fu6nq 4 дня назад
Repetition of lyrics becomes monotonous
@noahchahwenga2213
@noahchahwenga2213 4 дня назад
Kooo apa hapana chakaimbwa apa blaz,ukabvisa maChants a Jonasi ema band members kunosarei
@elishampofu2652
@elishampofu2652 4 дня назад
Zvako zvawakaimba zviripi nhai?
@imalocksecurity
@imalocksecurity 4 дня назад
​@@noahchahwenga2213une uchizvibvisirei iyo iri part yesong yacho
@imalocksecurity
@imalocksecurity 4 дня назад
Chitekete inongodzokororwa lyric wani but is one of the best zim songs
@TakemoreGoko
@TakemoreGoko 4 дня назад
Uchizvibvisirei izvo zviri part of song ​@@noahchahwenga2213
@Thomaswasarirevu
@Thomaswasarirevu 5 часов назад
Waya waya waya amai kani ndachema zvangu,maike maikoro
Далее
Крутой фокус + секрет! #shorts
00:10
Zvichada Hama (Kupa Kunopa)
10:53
Просмотров 66 тыс.
DNA Tinashe Mugabe Padare Rachief Mutasa
15:49
Просмотров 157 тыс.
Alick Macheso on Oliver Mtukudzi Hwende Mambo
3:48
Просмотров 245 тыс.