Тёмный

Takaba 60K USD Tikagovana tiri 5 

SlyMediaTv
Подписаться 303 тыс.
Просмотров 19 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

11 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 45   
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 23 дня назад
Zvinonzi imi sei usina respect iwewe musikana iwe ndogara ndichikunzwa hangu what's so special nekufamba kumajere ikoko uchitsvaka vasungwa wakutoona sekuti munhu wese arimujere mwana wako
@GoweWendy
@GoweWendy 22 дня назад
Mazuvano atonani aisimboti munhu wese vakoma zvaindibhowa
@rashychikwana6
@rashychikwana6 22 дня назад
Haana respect zvekuti
@promiseshadaya3886
@promiseshadaya3886 21 день назад
Uyu anehunhu hwechi hule hule, hunhu hwake hunotobhowa kuti utevere her stories.
@perpetuayeukaichoto7805
@perpetuayeukaichoto7805 21 день назад
Nhai zvenyu imi,respect haana zvachose
@krusshovpfavaimucherahowa2457
@krusshovpfavaimucherahowa2457 23 дня назад
Nhai mkoma Silvester hamunawo mumwe munhu anokwanisa kubvunza maparirwo emhosva here in detail not kubvunza magariro emu jeri
@shingiraimakoto2766
@shingiraimakoto2766 24 дня назад
Ndoindustry yangu yekusona.wanondibata kana wabuda Topanga basa.machines aripo
@user-yc3ii9cb3w
@user-yc3ii9cb3w 24 дня назад
Hamugone kuinterviewer bvunzai mafambiro akaita nyaya kuti vakaba sei vakazobatwa sei
@briantinorwa6203
@briantinorwa6203 18 дней назад
I have got access to unlimited wifi ,andina problem nedata bt sis ava havatandadzi ,havakwanisi kubvunza mibvunzo chaiyo ,her introduction haipi chidaka daka chekuda kuteerera nyaya yese,she must watch how Andrew Neshamba does introductions
@munyaradzingwaru971
@munyaradzingwaru971 24 дня назад
Respect ppl Pelajiya
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 11 дней назад
Ahh uyu musikana anindibhowa chaizvo haana respect shuwa kuti iwe kumurume mukuru ane 44yrs nevana vatatu uumm mkoma Sly kana muchitereera imbogarai pasi nemusikana uyu mumudzidzise zvinoitwa kana achitaura nevakuru
@malaikajachah2972
@malaikajachah2972 24 дня назад
Tinotenda mwari nekuwana mukadzi anokurangarira uripanguva yakaoma she deserve ...... kana mabuda (( musazokanganwe))
@israelrangarirai9543
@israelrangarirai9543 24 дня назад
Poor interview,we need to know the planning process yembavha before during and after
@EmelyZvimbi-s4b
@EmelyZvimbi-s4b 23 дня назад
Makabatwa ne mface we solar ka ,he is a very good story teller that one
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 24 дня назад
Mukoma sly, tinoisa sei ma $1 tese kuti zvi advert izvi tizviise Gehena. Ini I’m prepared because dzashungurudzwa. Ngatibatsiranei mukuru
@isaacpinielo
@isaacpinielo 24 дня назад
This show would be even more engaging if the inmates were given the opportunity to explain their crimes in detail. Hearing firsthand accounts of how they planned, executed, and were eventually apprehended for their crimes could provide fascinating insights into the criminal mind. Plus, it would give viewers an even deeper understanding of the gravity and consequences of crime.
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 20 дней назад
Mukoma Sly uyo musikana uyo mutsvakirei zvimwe zvaangaita not izvi haazvigone tarisaiwo kuzvininipisa kunaMfundisi but iye arikutoita searikutaura nechana chidiki dai asiri wekwenyu ndaiunsubscriber
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 23 дня назад
Please munapota muchitarisa interview ya tete tilda ne vasungwa ,atina kumbonzwa kuti vakazobatwa sei mufundisi awa .
@user-mu6lo1mx3p
@user-mu6lo1mx3p 24 дня назад
Very sorry vakoma
@brianmuguyo7658
@brianmuguyo7658 24 дня назад
Mashaya pasina noise here?
@mobaysparta7476
@mobaysparta7476 20 дней назад
Kuspinner public funds. Now spinner uri mu jeri
@munyaradzibrianpandehuni1112
@munyaradzibrianpandehuni1112 24 дня назад
he is explaining more about prison life, not about the crime
@vusumuzijonasi2956
@vusumuzijonasi2956 8 дней назад
UriWekwa Mupurwa zveshokwadi just like your name.
@rashychikwana6
@rashychikwana6 22 дня назад
Iwe Pella ita hunhu mhani wakutibhohwa
@djflubby1172
@djflubby1172 24 дня назад
Crime doesn't pay Tendai nezvaunazvo
@wisdomtar
@wisdomtar 21 день назад
Next time utsvake pasina noise nxaa
@mobaysparta7476
@mobaysparta7476 20 дней назад
I don’t feel sorry for Mbavha idzi. Muchembere wangu ndi teacher asina mari. Iwe wotora 60k
@AlinSilianovici
@AlinSilianovici 23 дня назад
I subscribe, den moti zvima advert zvenyu hobho zvimwe mozozvinyanya
@user-ze1zp4vd8d
@user-ze1zp4vd8d 19 дней назад
But ari kunyeba hake ndaishande naye munhu uyu he stole 2900 usd.
@nchimombe
@nchimombe 23 дня назад
Poor interview skills, we need these guys to explain the pressures behind the offence, what pushed them , how did they plan it, which weaknesses did they explore to take the 60k, how where they caught. These issues are very important to understand crime and help organizations improve controls around them and avoid being victims
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 24 дня назад
Zimbabwe is not a Christian nation.Not everyone is a Christian.Enda kuchikoro ugoziva chokwadi.Many people in Zimbabwe are Christian but that doesn't make it one.
@Nokutenda774
@Nokutenda774 24 дня назад
It means Christianity is what’s recognised in Zimbabwe. We believe in Jesus not Mohammad or any other gods but people have their choice.
@PrinceMushayi-s7x
@PrinceMushayi-s7x 24 дня назад
Wakaba kwete kutora mari
@user-fh3eb7ot4g
@user-fh3eb7ot4g 22 дня назад
Ma advert enyu akubhowa ini ndotojabha 2 minutes dze advert
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 23 дня назад
Kasikana Kane 2 point 6
@NormanNetsakamano
@NormanNetsakamano 20 дней назад
Wakabatwa sei? . Interviewer usangogutsirira musoro, munhu achitaura zvatisinei nazvo. Listen tete Tilder how she interview inmates. Wava kukonewa basa manje.
@Loraine887
@Loraine887 24 дня назад
Mbavha kujeri
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 24 дня назад
advert yakarebaa
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 24 дня назад
Inotobhowa
@nchimombe
@nchimombe 23 дня назад
Mmmm the level of questions is poor, there is no planning from the journalist to prepare the right questions.
@BrynTembo
@BrynTembo 24 дня назад
Ummm
@nyashanhongo9658
@nyashanhongo9658 23 дня назад
This guy ngaandibate toona kuti toita sei
@pearcekanyoka2453
@pearcekanyoka2453 23 дня назад
Nhambhazii 😅😅😅
@user-hb9eu6yd8t
@user-hb9eu6yd8t 21 день назад
Ummmmm
Далее
Vakadzi Vangu Vaviri Varikudanana Neshamwari Yangu
56:29
Ndakapfura Workmate Yangu Ndakadhakwa
21:01
Просмотров 28 тыс.
SADZA......MURUME WEKUVIGWA ARIMUPENYU ARIKWAMREWA
22:12