We Africans have the best legal system in the world. The prison system does not unite people as witnessed in this video. Varoyi vakabatwa vakasiiswa zvinhu zvavo and even after the fights people still find it in their hearts to forgive each other. l think we are the most civilised race on this planet Earth
bt why only kwaTasvu n 2 vamwe avo.i thnk u shld let vanhu go kwavanoda not to suggest fo them kutoti tsvagai 300 endai kwatasvu.picture yacho hainyatsobuda
Makadiiko Headman Chigodora. Well done Vakuru. May the Lord give you many years. You are doing a great job . Varipo zvawo vanoshora but munogona vakuru. Pamberi nebasa. ❤
@Sylviagatsi2644 what we're saying is ma issues should be solved differently as they come. Yes nhasi pane abatwa mangwana it shouldn't mean kuti wese auya achinzi muroyi, muroyi. Issues should be resolved separately, there should be respect of people no matter who they are. Chigodora and his crew should listen to all parties. Even ari wrong, let them speak and the crew should listen. Listening is a skill. Iyi yairi feedback situation. Ra nhasi papane kuteererana because yanga iri feedback for what transpired elsewhere
@branbran9129 could be kuti understanding yedu ishoma because seems vanhu vacho avo vari in their own world. Ndekupi ikoko exactly? But again, there has to be some form of respect, case by case basis. Even muroyi wacho should be given chance to talk, ngaaregwe azvikange nenhema dzake. Nekujairira kuti uroyi wuri prevalent, they will make a mistake one day and they will be sued. That's what may happen. Another thing, they are sending people to one person, one n'anga why? Ratove business kinda. They should go to different n'angas
@@shumbahurushumbahuru4894 Pakuti authority yedare uri right ndarasika ipapo, but handipo pane nyaya. Nyaya iri pakushaya respect. Address kuti kushaya order nerespect kwagadzirisa nyaya papi coz same result can be achieved with respect and order
But ndine mubvunzo akasiya twake ine secrecy hanti ndiye bhule wacho arikurehwa...ndiye wekuvaka imba yambuya ...Saka hurombwa comes in all shapes and sizes.😂😂😂😂
Does it mean kuti sekuru Tasvu vakatengwa na blessing, sei blessings uyu akazonopereka nyoka dzake pake ega vemhuri yake vasisipo, there is something fishy here
@SandileHopewellNdlovu eeh ndiye aiita hasha. I learnt something from that, wese anenge achichema chema achiratidza kurwadziwa pamberi pevanhu, it doesn't mean kuti ari clean
Vanofanha kumutsiura coz its so annoying anoita semhosva ngaaone zvinoitwa kwamambo mutasa vanoita order yavo zviri so calm not kuita seanopenga aaah 😮
Headman Chigodora the peacemaker.Nhasi zvanakidza kuona,the gentleman carried themselves very well.Asi varoyi so😢,saka Blessin ndiye wekut ndamboroverwa & 2 accidents, eesih fear people wena