Лучшее на RU-vid
Кино
Авто/Мото
Видеоклипы
Животные
Спорт
Игры
Приколы
Развлечения
Хобби
Наука
Авторизоваться
Зарегистрироваться
KURONGA MUCHATO
5:21
ndi Gilbert
4:19
Cool Items!🥰 New Gadgets, Smart Appliances, Kitchen Tools Utensils, Home Cleaning, Beauty #shorts
00:29
Чистка пляжа с золотом
00:49
😱СБЕЖАЛИ С ЭДИСОНОМ В ТЕМНОТЕ ОТ ЗЛЫХ РОДИТЕЛЕЙ в SCHOOLBOY RUNAWAY в Майнкрафт..
17:14
Девушки помладше😅 #Comedyбаттл #Камедибаттл #вяликова #шальнов #тнт4 #тикток #тренды #молодаядевушка
00:59
TAKUPAI MOTA MUFUNDISI
Comic Elder
Подписаться 60 тыс.
Просмотров 36 тыс.
50%
1
Видео
Поделиться
Скачать
Добавить в
Опубликовано:
11 авг 2023
Поделиться:
Ссылка:
Скачать:
Готовим ссылку...
Добавить в:
Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии :
236
@trance_muwalo
11 месяцев назад
😂😂😂😂haaaa Elder ndovatemba😂. Anyways... cheers to us who like before taona cz we know we won't be disappointed 😉
@Shava120
11 месяцев назад
Guys let's lift him sure Mwana ari kuenda mberi
@cypmwashy7680
11 месяцев назад
The other guy in red is such a good actor
@misstinafz
11 месяцев назад
This has to be one of the best skits I've seen so far 🤣🤣 Lee ka! Hanzi mota yakura iyi kkkkk!! Kuzofemereka manje awona kuti anzwikwa🤣
@kudakwashezvandasara1277
11 месяцев назад
Mfundisi vafemeraka kunge munhu ane asthma😂
@chipirigilbert1052
11 месяцев назад
Ndazvinzwa wo kkkk
@FadzaiGezi
Месяц назад
Comic elder is the greatest of all the time
@elijahmukokota7293
11 месяцев назад
That red tree is very beautiful I wish we can plant those trees everywhere in Zimbabwe
@irvinedauda7358
11 месяцев назад
❤❤❤ housekeepers iripi nhaimi tamirira taneta
@sitokodzilechewura5567
11 месяцев назад
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 can't stop laughing mkoma Lee ka...kana tazogara muneyese zvenyu
@wessyem6924
11 месяцев назад
The hove mbiri bar was murder 😆😆
@leeroymakarema7123
11 месяцев назад
Unosvika pqchikamu chekuzorora
@takundaagere9557
11 месяцев назад
Ngaya kuti munhu wacho ndeva 2002 Kasi zvaanoita ma 1 I salute 😂😂😂😂
@brianmapingere
11 месяцев назад
Malachi 2 - Uyo anopfugama anengoni 😂😂😂
@nigelchiwungwa2019
11 месяцев назад
For me it's mune munhu futi munomu 😂😂😂😂😂😂 kkk
@legendgapare
11 месяцев назад
😂😂
@user-gt7bz8xh9u
9 месяцев назад
Asi Lee anotogayawo kuti mbabvu dzedu dzogona kukuvara here nekuseka😂😂😂😂😂😂
@nathanieldozva-vn9gy
11 месяцев назад
This guy is the G.O.A.T... Comic Elder makachiMaster chimutambo chekusekesa vanhu
@kudzaibensonmandaza9563
11 месяцев назад
Haaa another banger💥💥
@hopie1
11 месяцев назад
😂😂😂😂😂 this guy is underrated...
@charitymatemera9194
11 месяцев назад
Haaaa ndafa nekuseka zvanguuu mkoma lee haibo bodo kkkkkkkkkk hanzi ukaita accident unopararira ipapo kkkk keep the fire burning 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@chiherachashe4332
11 месяцев назад
Mukoma lee neteam yenyu mese munogona
@fortunateshoko1660
11 месяцев назад
Pastor manyama ❤❤❤❤❤
@shawnanesu7935
11 месяцев назад
Dzungu nemunyama hazvisiyane😂😂😂 Haa Lee adzidza😂😂
@RufaroMunsaka
9 месяцев назад
Amna hanzi uyo anopfugama ane ngoni, and the facial expression from mkoma Dan , it's giving 😂😂😂😂
@Tarirofiona02
11 месяцев назад
😂😂😂nhai veduwe its the bombastic side given to sis vee na elder yoooh😅
@malvintakaruza6534
11 месяцев назад
😂 comic , hanzi ndakupfeka ma chino
@nicolenatsai
11 месяцев назад
😂😂😂Maverse aya ndeapi Mfundisi, Malachi papi pacho
@nyashandoro47
11 месяцев назад
Ayooooooo Leeeeee Elder vangu haaa munobata basa😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@brianmazarire1604
11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂 imim munotiiwo kudii nemota ine aircone yemhando yakadai 😂😂😂😂
@Masimba-rn5to
11 месяцев назад
😂😂😂kufemereka haha Comic muri kupisa😅😅
@elinahchirova6764
11 месяцев назад
Haaaaaa ndazoseka KO kuzofemereka nhay 😂😂😂 hanzi unopaparirapo
@florencetaye1935
11 месяцев назад
Part 2plzz ndakumbira hangu.ndachemaaaaaaaa😅😅😅😅😅😅
@mercuryjack1502
11 месяцев назад
😂😂😂😂😂haaa Eredha kaaa hanz mozondipa Sunday henyu hands ready 😂😂😂well done bro
@reginadzapasi9668
11 месяцев назад
Nhasi lee wakachena.wambosiya kakhi trouse well done 😂😂❤
@jairosvengai8876
11 месяцев назад
The elder is still growing bigger 😂😂 to the eldest
@TendaiJenniferKufakunesu
11 месяцев назад
😂 😂 😂 U are the best
@user-zv2jo2dr2u
11 месяцев назад
Kkkkkk elder pamuromo taurai mamboona kuti hapana Ari kunzwa here
@inocentecarimo3648
8 месяцев назад
Watching from Mozambique
@mamadee2657
11 месяцев назад
Lee never disappoints 😂😂😂😂❤
@hoto31
11 месяцев назад
panzi maverse ndokuzonorasa murume elder munozonyanya ichi chakanyanyisa murikufamba varume
@user-uf5mx6ct2q
11 месяцев назад
Haaaaaaa Eredha murivahombe ndatenda hangu kkkkkkk wakapenga umwe wangu
@aloisjombe1508
11 месяцев назад
Haa kufemeruka kawanozoit mukoma lee haaa lee wakaoma shamwari😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@BrooklynFambi-xu9wm
11 месяцев назад
Ukaona vanhu vakungoita yekukupa pasina kana kumboti ndipoo kaà thaza......haaà yawora mota iyi
@user-tp3ko9jf5b
9 месяцев назад
Ndakuita kunge ndikukudzoserai kumashure kkkkkk
@carolinesachikunda1714
11 месяцев назад
🤣🤣🤣🤣ko mune munhu futi muno umu, nxt time haungobvotomoka chiona manje mota yaenda🤣🤣🤣🤣🤣
@user-xc6rw2kp5p
11 месяцев назад
Love this team
@tanakajoe2741
11 месяцев назад
😂😂😂😂 ndanzwa kukunyarira kkkkk Lee ma1
@sophiachida3361
11 месяцев назад
Kkkkkk ukaona vakungo kupawo zvako pasina kunzi thaza kkkkkk
@GladieShirie90
11 месяцев назад
😅😅😅😅Mufanha ane dzungu uyu 😂😂😂😂. Jagwa raenda coz of pamuromo 😂
@flaxonshayamano1873
11 месяцев назад
Kkkkkkk kucheuka kwacho manje 😂😂😂😂
@Shava120
11 месяцев назад
Nigel na Comic pastor support is needed
@tondetanditonny802
11 месяцев назад
Hanty unoziva hako he was actually groomed by Comic and associates and vakatomboita skit na Comic Pastor naGamu and also on the other Series yavari kuita naPatricia Nigel arimo. So they already supporting him
@benjaminmagwaza287
11 месяцев назад
Apa ukaita accident unonyatsopwanyikira ipapo🤣🤣🤣🤣🤣🤣.
@user-vm3pr7sf1v
10 месяцев назад
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk maihweeeeeeeeeeeee kani ndapera strong Lee musoro wako mudiki pazvinhu zvaunoita😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@TADEX5107
11 месяцев назад
amana ko Elder mozosara zvee muchishora mave mega sandizvo here😂😂😂
@user-bo8fg2nd6l
11 месяцев назад
😂😂😂😂😂 hanz munemunhu ft munomu
@DapperChromeX
11 месяцев назад
Kana dxiri hove mbiri dzacho zvanyanya izvi😂😂😂😂😂bhera racho riku rira kure kure😂😂😂
@user-kr8sm1pe8y
11 месяцев назад
Aaa lee ndezvashe ndanakidzwa zvangu
@eriamumbamuchena3147
11 месяцев назад
kkkkkkk ko kuzofemeruka kkkkkkkk lee mnje
@TinotendaSean-bi8sd
11 месяцев назад
Haaaa ma pastor manyamaa 😂😂😂💔🇿🇼
@41yaboi
11 месяцев назад
Comic Elder unobuda hake musaga kkkkkk
@Peace_15
11 месяцев назад
Iyi combination 😂 haaa ma1
@Fire_Dripper
11 месяцев назад
Yellow belt rinondiita Great
@moreblessinggweshero2096
11 месяцев назад
😂😂😂 ko Lee chii ko kunyarara unobvei hahaha
@TarisaiChinjenge
11 месяцев назад
Kkkkkk pastor manyama kkkkk
@user-ur8sx9tr8w
11 месяцев назад
😂😂😂😂Hanzi munemunhu hre muno
@chadah24
11 месяцев назад
1 Million views inodeserver iyi Lee ngaaende kumberisasasa
@ryanmangwaira1345
11 месяцев назад
kana idzidziridzo hove mbiri dzacho dzanyanya idzi😂😂😂
@paidamoyodhaure7543
10 месяцев назад
Kkkkkkkk lee kufema kunga datya kkkkkkkkkkkk
@Shava120
11 месяцев назад
Kkkk iweka Mwanangu
@tanakagurajena1258
11 месяцев назад
Kana dziridzo hove mbiri dzacho dzanyanya😂😂😂😂
@tapiwabilliard4212
11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂ndaseka ndisat ndaona
@lucksonmujaki3298
11 месяцев назад
Kuchiredzi ndokwandiri Lee kkkk
@josphiwemudede4140
11 месяцев назад
🤣🤣🤣🤣🤣hanzi mota yaora kkkkkk
@advicedamu6599
11 месяцев назад
😂😂😂😂ndapwatika kuseka kukanganwa kuti husiku vamwe vakarara musadaro Elder ziso racho kani😂😂😂😂
@Bhenguz
11 месяцев назад
Mkoma Dannie vakaroora here😂
@freemanshereen5277
11 месяцев назад
Ndirini mfundisi ndaihwa dhodho ah. Ko nyadzi dzacho
@user-xc6rw2kp5p
11 месяцев назад
❤❤❤
@memoryncube8391
11 месяцев назад
😂😂 can't wait for irikutevera
@tatendajaphy90
11 месяцев назад
😹 chiredzi tiripoo taiva navo kumsangano😂😹vaibata basa
@talentsibanda1414
11 месяцев назад
Bhera rikuita kurira kure kure kuita kushoshomera
@Irene-cq4wy
11 месяцев назад
❤❤❤❤
@leonardmuhlanga5692
11 месяцев назад
Lee ange ozarirwa😂😂😂😂
@robertutete7243
11 месяцев назад
Ha comic munopedza bora
@priscamazoe694
11 месяцев назад
Nhasi Lee akakiya mucheno 😂😂😅
@user-uq2me5jj8j
11 месяцев назад
Kkkkk kana neni ndanzwa kunyara
@munabc3171
11 месяцев назад
Bhero rinoririra kure kure 😂
@caspermunyebvu6921
11 месяцев назад
This is one of the best kkkkkk lol.
@beatricekayiya9270
11 месяцев назад
Hanzi bhero raakuita kushoshomera soo kkkk
@ellensekaichingwara33
11 месяцев назад
kwadzi mune munhu mumota😅😅
@simoranganayi2325
11 месяцев назад
Kkkkk😂 ndachemazvangu
@TheStoicTraders
11 месяцев назад
to us commenting this before watching 🔥
@BrooklynFambi-xu9wm
11 месяцев назад
Anopfugama ane Ngoni😂😂
@chamunorwamlambo4374
11 месяцев назад
This guy is funny😂😂
@pressley_tvy_lor
10 месяцев назад
Epic❤
@Master-Class-Football
11 месяцев назад
Killi killi 🔥🔥🔥
@ivytigere3373
11 месяцев назад
Mufundisi mazviruza nenyaya yekusagona kutaurira mumoyo 😂😂😂
@darlingtonsango3770
11 месяцев назад
😂😂😂muñe munhu hre munomu
@knowledgewchainzvi7941
11 месяцев назад
Kkkkkk mufundisi mandipedzaa kkkkkkkkk haaa
@Dharmanfanspage
11 месяцев назад
😂😂😂😂😂mfundisi vabva vafemerwa vanzwa kupera mweya
@jairosvengai8876
11 месяцев назад
😂😂😂😂😂Hanz ukaita accident unofira ipapo
@nyashamukudo5173
11 месяцев назад
Kkkkk leee nobhowa noziva so
@amosdube468
11 месяцев назад
mota yakura iyi iyi iyiii....🤣🤣🤣🙌
@doctorprimash6197
11 месяцев назад
😂😂😂😂😂😂😂😂 munozviitirei Comic izvi
Далее
5:21
KURONGA MUCHATO
Просмотров 39 тыс.
4:19
ndi Gilbert
Просмотров 41 тыс.
00:29
Cool Items!🥰 New Gadgets, Smart Appliances, Kitchen Tools Utensils, Home Cleaning, Beauty #shorts
Просмотров 3,1 млн
00:49
Чистка пляжа с золотом
Просмотров 345 тыс.
17:14
😱СБЕЖАЛИ С ЭДИСОНОМ В ТЕМНОТЕ ОТ ЗЛЫХ РОДИТЕЛЕЙ в SCHOOLBOY RUNAWAY в Майнкрафт..
Просмотров 1,1 млн
00:59
Девушки помладше😅 #Comedyбаттл #Камедибаттл #вяликова #шальнов #тнт4 #тикток #тренды #молодаядевушка
Просмотров 2,2 млн
5:15
THE BODYGUARDS
Просмотров 40 тыс.
6:37
Ndokupai Mahara
Просмотров 45 тыс.
2:25
MC SCALA vavhura hombe mustudio hanzi song iyi ndakairota , in studio with THE GREAT
Просмотров 7 тыс.
5:12
MUKOMA VARWARA
Просмотров 52 тыс.
4:45
Ndogadzira Zvese
Просмотров 25 тыс.
3:20
Maidya kunga simbi 😳😂@Comicelder @MbuyaVaPiyasoni
Просмотров 192 тыс.
4:09
zvaari machena!
Просмотров 199 тыс.
7:54
VANOGARA PANO
Просмотров 141 тыс.
8:01
KURONGA PARTY
Просмотров 44 тыс.
9:43
Mukomana weku Church||#zimcomedy
Просмотров 116 тыс.
00:29
Cool Items!🥰 New Gadgets, Smart Appliances, Kitchen Tools Utensils, Home Cleaning, Beauty #shorts
Просмотров 3,1 млн