Good song. Good visuals. Asi kutaura chokwadi hapana kamushekero kandaona ini. We have a lot of beautiful women that can dance out there. Next time torai nguva yenyu muchitsvaga mdara.
Hate it or luv it Stunner apa haachakwani...handipo pukusasa zvekuda kufadza vanhu vese handizi US $ rinodiwa nemunhu wese..mahaterz inwai maparacetamol murare
Watching from USA🇺🇸....this is good stuff keep it up Takura ...funny thing we were in Highfields hustling and now you are pushing grind like this keep it💯 my Guy