Тёмный

Tete Vakabaiwa Katatu PaChest NeMuroora weJoni KwaRusape Vakafira kuchipatara 

SlyMediaTv
Подписаться 309 тыс.
Просмотров 44 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

21 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 321   
@SRJ419
@SRJ419 5 месяцев назад
Ndikutonzwa kuda kutoshora muroora asi haa murume ndomboko manje.Yes murora akaita zvakaipa asi problem iripo murume was not ready to be a husband to a woman.imagine munhu kubvuma kubva kuCapetown kuzogara kwarusape kuti akumbire gas neporridge remwana nxaaa.Varume tirimboko futi.Hapana kuti roranai vematongo munhu wemurume mira panzvimbo protect your siblings and protect your own family like a man.Normalise showing love to your sisters and your wife will automatically do the same and your sister will reciprocate.Don't marry because mb**ro yakumira ,marry because you are ready to be a responsible man.
@rosez347
@rosez347 5 месяцев назад
Chaagona hapana aruza mukadzi wake nasisi vake ochituzura manje ne regret . Aive asina hanya nemba small boy in a man.
@Melody-kn8ur
@Melody-kn8ur 5 месяцев назад
Chokwadiii
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад
That's true ende varume vazhinji vanoroorera kuti yakumira chokwadi havanzwisisi kuti what is marriage
@mosimosi630
@mosimosi630 5 месяцев назад
Eish wapenga wena
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 4 месяца назад
😂😂😂
@GalieCharidza-s6t
@GalieCharidza-s6t 5 месяцев назад
Family house dzine hondo ndati
@CarolChivandire
@CarolChivandire 5 месяцев назад
Haaa chokwadi dia adzina kumira mushe family house idzi
@bennynyamudo534
@bennynyamudo534 5 месяцев назад
Please kana maroora mamwe marudzi Garai navo musavasiye nevanhu vekumusha hazvinzwanani. Ma cultures tinosiyana
@Miriam-zw9bi
@Miriam-zw9bi 5 месяцев назад
Kujoni ngatitsvage mari chete munhu kna waakuda kuroora enda kumusha wootsvaga mukadzi, mnje chii chawakaita? yenyu yekuda kunzi akaroora muSouth African uchiuraisa hama .
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 месяцев назад
Mahure aya vekuZim
@Fungisaiwenhamo-mx7sk
@Fungisaiwenhamo-mx7sk 5 месяцев назад
chiroorai ivavo vanokupedzerai hama nemapanga
@plaxedesgariyano3304
@plaxedesgariyano3304 5 месяцев назад
​@@maiyeukai9346masouth African ndoasingahurê nhai mamie
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 5 месяцев назад
So kuZim hakuna vanourayana here?
@addietarga3256
@addietarga3256 5 месяцев назад
Enopenga iwe moyo muti,
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 5 месяцев назад
Saka manje hanzvadzi komana zvayaiti handipindire nyaya dzevakadzi saka apa achita sei achamutsa sisi vake here nekuti kumba kwavo ndovashota kwemukadzi wake vakakwana 😢😢 zvinorwadza ungaroorawo munhu wejoni shuwa nembiri yavo yekuuraya iyi unezvivindi iwewe
@tineyidombodzvuku067
@tineyidombodzvuku067 5 месяцев назад
Wataura point murume
@carolinemoyo2550
@carolinemoyo2550 5 месяцев назад
Makadii kumupfekedza tyre hanty ndozvavanoita hama dzedu kujoni ikoko
@PaidamoyoChidoMadikwa
@PaidamoyoChidoMadikwa 5 месяцев назад
Haaaaaa mwari ndiye anoita revenge plus atingatongeri mwari kuti dai zvadai paari izvezvi makoti akuzvibvunza kuti kondaite dai ndakatera mashoko evanhu zvisina kusvika pakudai
@anniekurewa878
@anniekurewa878 5 месяцев назад
Nhy zvenyu
@priscambodza9658
@priscambodza9658 5 месяцев назад
Sure dai vakaisa tyre
@helendhliwayo1261
@helendhliwayo1261 5 месяцев назад
Hayaya vakadzi vekuSA vakafanana nehanzvadzi dzavo havazeze kuuraya vanhu.
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 4 месяца назад
Akasungwa hre
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад
Hanty mazimba moda vane magaro here
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 5 месяцев назад
Deno vasina kujairirana zvekusvika pakaipa taisatuka muroora. Kuroora mu South African haisi mhosva at all semedu mumusha tinavo mbuya vabereka dzinza redu mu foreigner. So chakaipa hunhu hwakaipa chete hunoitwa nemunhu kwete rudzi
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 5 месяцев назад
Very true kuva musasco azvirevi upenzi asi hunhu hwemunhu. Pana gogo vepa nxt door she's from S.A. aai vatochembera vakatorwa kuma 1960s vabereka dzinza rese
@fortunatemutematemi2708
@fortunatemutematemi2708 5 месяцев назад
Well said
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 5 месяцев назад
Sad​@@fortunatemutematemi2708
@EmmaMugwagwa-o2g
@EmmaMugwagwa-o2g 5 месяцев назад
Mazuvano nakare zvakasiyana.South Afcans mazuvano havachadi makwara kwara mazim .Iyezvino roorai maZim munofira mahara
@priscambodza9658
@priscambodza9658 5 месяцев назад
South Africans No
@Jay-yz8dl
@Jay-yz8dl 5 месяцев назад
She will learn that polsmoor is a child’s play after eating cabbage in chikurubhi
@madyedzomunyonga2036
@madyedzomunyonga2036 4 месяца назад
Mind you this Makoti is a SouthAfrican, those people, life is nothing to them
@Jay-yz8dl
@Jay-yz8dl 4 месяца назад
@@madyedzomunyonga2036 then she will start minding about life when is jailed in chikurubi
@gracemushayi7658
@gracemushayi7658 5 месяцев назад
Chomie imhondi vanoda zvinhu zviri fast vanhu ivava vanodisa soft life apa kushanda havadi .rest in peace sisi Dorothy 😢
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON 5 месяцев назад
Ita ama 2000 kana ma slay mai vangu devejoni vakashanda pa main post office mu harare 27 years
@NyaraiMachokoto
@NyaraiMachokoto 5 месяцев назад
Ama 2000 munhu ane 27 ​@@ZANDIJOHNSON
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 4 месяца назад
Haa imhondi idzi
@Nonhlanhla-f1f
@Nonhlanhla-f1f 5 месяцев назад
Ummmmm maSouth Africans havaiti zvekutamba very very sad sorry for the saddest loss.
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 4 месяца назад
Vanobaya
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 5 месяцев назад
Manje Jere rekuzim nejere reku S A zvakasiyana
@EdwardSibiya-pn1qy
@EdwardSibiya-pn1qy 5 месяцев назад
Manje dzungu ropera apa kujere reZim Hama dziri SA umm
@priscambodza9658
@priscambodza9658 5 месяцев назад
Hauna kana anouya kuzokuona uku waishaya gas kumba kuzoti kujeri
@FadzieJomo
@FadzieJomo 5 месяцев назад
Anofa fast regai muone
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 месяцев назад
Apa haisi nyaya yekuti musouth African zvehuforeigner haisi problem but hunhu hwemunhu ndohwakaipa muno muZimbabwe vanganiko varikuurayana tete vanogona vaine error futy hombe but nhasi tikutaura zvemuroora nekuti apara mhosva,manje kumusha kwake kwaakabva vonzwa kuti mwana wenyu akasvikouraya tete kuZimbabwe😢.
@TendyFrosty
@TendyFrosty 5 месяцев назад
😢haa but truly speaikng avhe ever head tete nemuroora vachibayana vanetsana maZimba kanaakurwa zvekuurayana maSouth Africans havatye kuuraay avzvo izvozvo dai arimuZmiba adaro S.A dai vatimupfekedza tyre afa soonxaa haviate vanhu ivavo
@EmmaMugwagwa-o2g
@EmmaMugwagwa-o2g 5 месяцев назад
Iko kunotorana nemasouth african watiza nhamo pane error ipapo.
@FADZAIMpofu
@FADZAIMpofu 4 месяца назад
Chero tete vanga vane error ko kuzosvikq pakuvauraya ,masouthafrican zvemapanga ndozvavo,
@CeciliaNyathi-xe1pu
@CeciliaNyathi-xe1pu 4 месяца назад
Mm zvakaoma sure
@rhodanyamande3876
@rhodanyamande3876 5 месяцев назад
Zim men dzidzai apa zvenyu zvekuti mazimba arikujoni haana magaro muzvisiye kana mafunga kuroora roorai kuZim please.MaSouth African ladies havasi vanhu vekuroora.
@valeriekondongwe9491
@valeriekondongwe9491 5 месяцев назад
Pamadziro apo pakanzi tinosona airtime?
@ruthmusavengana6286
@ruthmusavengana6286 5 месяцев назад
Aaaaaa 🤣🤣🤣🤣🤣
@BlessingChikahamadze-v7o
@BlessingChikahamadze-v7o 4 месяца назад
😂😂😂 ayas
@TrishMchoni
@TrishMchoni 5 месяцев назад
Ok ndaibata but zvakaoma msaroore maforeigner pliz vana hadzvadzi sad story 😭😭
@kudabonga5571
@kudabonga5571 5 месяцев назад
Uyu angoita muforeigner makutoti vasaroora maforeigners and yet ma Zimbabweans akupondana daily. Imwi!
@jenniphermawarire4786
@jenniphermawarire4786 5 месяцев назад
Musadaro imi foreigner kudii imi hamupondani here tiregei
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 5 месяцев назад
Nhai zvako ​@@jenniphermawarire4786
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 5 месяцев назад
@@kudabonga5571 Taura zvako.
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 5 месяцев назад
​@@kudabonga5571nhai zvako iwe.....kuita as if maSA ese arikuuya kuZim arikuuraya vanhu
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 5 месяцев назад
Zvakaoma ... Hanzvadzi dzedu idzi nekungotora vanhu vese vese 🙌🏾🙌🏾🙌🏾
@memoryncube8391
@memoryncube8391 5 месяцев назад
Very true
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 5 месяцев назад
hazvinei nekuti vese vese.kuchikurubhi ariko mazimbabwean vakadzi vakauraya
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 5 месяцев назад
@@fadzaitaderera3929 hongu
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 5 месяцев назад
Tikaurayana tega bettter pane kuurawa nemutorwa dai kuri kwake ari muZim adero vapiswa nehama dzake dzose vane hutsinye vanhu ava
@alicegoredema465
@alicegoredema465 5 месяцев назад
Sahwira mukuru chaiye anonyatsotsanangura mifunge uye kudzidzisa , nyaradzwai sahwira
@TarieChidenga
@TarieChidenga 5 месяцев назад
Heyyyy itai order kuJoni uku muti torere varoora vanotsiurika...Ana handinzwaro garai navo ikoko kuno kwete...RIP Tete
@it3788
@it3788 5 месяцев назад
Kowy staying together zvimwe zvacho muchazvirega
@felistuschauke5749
@felistuschauke5749 5 месяцев назад
Ko nhai SlyMedia mukushaya ma eye witness here nekuti wese arikutaura zvaakanzwa
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 5 месяцев назад
Stella Muwusha weDestiny TV ndozvaanonyatsogona manje.
@MaDubeChishongo
@MaDubeChishongo 5 месяцев назад
Shona inoti rooranani vematongo hamawee
@luciaidi1811
@luciaidi1811 5 месяцев назад
Kkkk zvakafanana kana kuchishona kwacho vakuurayana
@mosimosi630
@mosimosi630 5 месяцев назад
Matongo acho ndeekuti vekuMbare rooranai ikoko vekuFeo ikoko because mavalues akasiyana kana makunotora kune imwe nyika mashata
@RunakoTrish
@RunakoTrish 5 месяцев назад
Ndarwadziwa chose .Nesuwo varume we Joni tambai navo vakadzi wenyu kuno kana modzokera kumusha ngazviperere kuno 99,99% imhondi idzi nepfambi uye vakabereka ngozi hobho nekut anotaridza kut haasi munhu wekutanga kubaya .Uri mboko murume we Joni wakatadza kutsvaga pako pekugara uri kuno Joni wakusvikogara pamba pevabereki
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 5 месяцев назад
Chomie imhondi ane ngozi dzeJoni. RIP Dorie
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 4 месяца назад
Vane mweya wekuuraya vanhu vanhu vejoni Ava that's why vachitadza kugarisana Ivo pachavo nevarume vavo mhondi hadzigarisane
@AliceChikwereti
@AliceChikwereti 5 месяцев назад
Hama dzedu dzakatotorwa Moyo ve vanhu vemu south Africa
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 5 месяцев назад
Vanhu vacho vanoita kunge vakaendera Matric yekugona kubata MA weapons nxaaaaaa team racho Ma1 nemiwo hanzvadzi dzangu dzidzai apa rooranai vematongo
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 5 месяцев назад
Musharukwa uyu akakoniwa chose kutora bhinya kuriisa pamusha hezvo nhasi uno roparadza mhuri
@daphnechaitwa3533
@daphnechaitwa3533 5 месяцев назад
My hometown zvakaoma
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 5 месяцев назад
Sly media motigonera chose 🙏
@sikululiwekhumalo9324
@sikululiwekhumalo9324 4 месяца назад
Vana tete mukangoita vana vakura find your own place to rent or vaka musha wako.😢Deepest condolences 🙏
@FelistusKam
@FelistusKam 5 месяцев назад
Slymedia tipeiwo mumwe munhu anointerview this one achiri laner pliz
@abegailnhlabathi
@abegailnhlabathi 5 месяцев назад
Eheeeee anotobhowa chokwadi
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 5 месяцев назад
Masasko hazeze kuraya hondo yavo inopera nekuraya RIP Dorothy
@moreblessingmoyo8067
@moreblessingmoyo8067 5 месяцев назад
Varume ma Zim muchazvi rega zvekuti maenda kuno tsvaka mari monotsvaka vakadzi muchisiya verudzi rwenyu
@ChenaiChipeture
@ChenaiChipeture 5 месяцев назад
Asi vanhu zvavari kungopisana vaachibayana varima zimba toti kudii
@antonettacherohuona
@antonettacherohuona 5 месяцев назад
Munhu anoroora kana kuroorwa kwaanoda vanganiko maZimba Ari kuurayana zuva nezuva
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 5 месяцев назад
Chiripo ndechekuti muZimba akauraya kuSA auraya mukadzi wake weikoko ma SA anopisa muZim uya wauraya mukadzi and vanotaura kuti hatidi vanasisi vedu vanoroorwa nemakwerekwere and ndoopaya pavanoita hondo dzawo vachiti foreigners must goo
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 5 месяцев назад
On a serious note guys, vanhu vemuno vanouraya they don't hesitate saka ndatisanyengedzane kuti hazvina kuipa kuroora mujoni
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 5 месяцев назад
Nematambudziko asi to be honest there are 2 sides of a story,anatete ivava vanomboita mashura,muzukuru ane dhuku handifungi munhu angade kumukira kumba kwemunju kunobika porridge remwana zvinhu zvakaringana ,tete vahombe vanofanirwa vaifurufusha makoti and she had it up there,tete vahombe ava kufona vachiti vari kuda gas riri mumba mamakoti l think kunyepa kwaitova kuda kuvhara vhara kunyara kuti makhoti is always going kwemuzuru kunokumbira hupfu or gas remuzukuru wavo ivo varipo,hakuna munhu anongotsamwiswa nhasi nekuto buster kudaro,some abuse ,makuhwa and a lot was happening saka aiva akatoremerwawo achishaya anomunzwisisa and worse musinga nzwanane language
@Hazvineikambamuri
@Hazvineikambamuri 5 месяцев назад
Ndomaonero angu Bec dai mukadzi uyu veku SA Ari mhondi 1year rese akadi kuzviita kare and dai Ari nhubu it's not easy munhu kubva SA kuuya kuzim kuda musha but atete vakazvika pa extend yekumushungurudza zvekuti iye akasara asina choice who knows mamwe ndiwo vakatanga kumuisa mbama iye akati zvanyanya Bec no one was there dai paiwe nevanhu vaimubata asati azviita look both side ,munhu wese akafa anaka
@MissP-by2su
@MissP-by2su 5 месяцев назад
South African ladies hausi kuvaziva iwe vari lazy vanoda soft life vasingade kushanda
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON 5 месяцев назад
Ita ma slay Queens ami vangu ndevejoni vakashansa 27 years pa main post office kumusha plus kwandakakurira kusoutherton madzimai 80 % vaibva joni ma clerk ma nurse ma doctor etc saka dont generalise vanu. can we say vakadzi vekuzim vose majoki kujoni here because kune wakawanda vari kuchiira?​@@MissP-by2su
@priscambodza9658
@priscambodza9658 5 месяцев назад
Isusu sekuru vedu vakambouya naye aasingagone kuita basa so l think ndoinogona yakaita issue instead of learning basa munhu ukamudzidzisa anoona seari kushungurudzwa. I also have mwana wesister yangu she came for form 1 kuZim aasingagone kana chii even dressing aishama zvavajaira n kumutsiura first days she would cry n think of going back kusvika now she has adjusted to Zim life
@tendaimanjombo1564
@tendaimanjombo1564 5 месяцев назад
Murder has no justification. Tese takaroorwa kwataisadiwa.self control is power.
@EuniceNjenje
@EuniceNjenje 5 месяцев назад
Muroora uyu hakuzi kutanga kuuraya itori mhondi iyi
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 5 месяцев назад
So sad an painful, may God comfort you sahwira, her family and friends. Haaipindura murume akadyiswa kare, chokwadi kubva kuZim kwese uko kunoti wakuenda kubasa, wakuuya nechii chakadaro Vakadzi vengava Matswana chaiwo, chero south Africans Hapana vanhu Paye, zvinhu zvakafumuka, kuroora vanhu ava kuzviunzira dambudzikooo Hapana nezvevanhu
@SusanMudiwa-k8r
@SusanMudiwa-k8r 5 месяцев назад
Ummmm murora imhondi chaiyo but sometimes our brothers you must know kuti makauya nemagora mumusha
@aggiematsambo4648
@aggiematsambo4648 5 месяцев назад
Hakuna mnhu anonzi Makoti mumusha anotorwa ku Joni hazviko
@MissP-by2su
@MissP-by2su 5 месяцев назад
😂😂😂😂
@CarolineMurapa
@CarolineMurapa 4 месяца назад
Ini ndiri makoti wekuno mujoni hndina problem iwo hawana problem zvongobva newanhu and l love theme very much
@LovemoreMutinhiri
@LovemoreMutinhiri 5 месяцев назад
Vanhu ngavaregere kutorera vanhu ma chances muchidzvanyirira vamwe respect each other. Pamwe tete ndovaitove dambudziko. Hakuna chinonzi mu foreigner even maZimba anouraya big time. Ngatisaiseyi vamwe vanhu pa corner cz anopedzisira akuita zvese zvese. Ndaiti kunyepa kut hanzi AFA wese anaka ndazviona nhas. Munhu wese arikungoti Dorie aive munhu akanaka. Ndaita question mark
@Hazvineikambamuri
@Hazvineikambamuri 5 месяцев назад
Taura hako inga isu tinogarawo nawo ikoko ,ana Tete toziva hunhu hwawo
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 5 месяцев назад
But kutafzirwa uku ndokungasvike pakubaya nebanga ere.
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 5 месяцев назад
Muroora ari wrong nekuti akarwa nemuzukuru tete waitodawo kurambidza​@@Hazvineikambamuri
@TariroGaranounga-g5g
@TariroGaranounga-g5g 5 месяцев назад
Saka tete vakanetsa vanouraiwa here
@vimbaicathyzimunya1804
@vimbaicathyzimunya1804 5 месяцев назад
Muroora tichange takumuonera ka Tilda ( Behind bars)...
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 месяцев назад
Murora agara ne ngozi uyo.....manje jeri reku Zimbabwe harina ku cheaper achaona kuti Zim ne SA zvakasiyana😂😂😂.RIP tete
@ChiedzaMajada
@ChiedzaMajada 4 месяца назад
Gore rino tichadzidza zvakawanda. Kuteverera kutsvaka nemagaro muchishungurudza Vakadzi venyu nhasi ndezvipi???
@CarolineMurapa
@CarolineMurapa 4 месяца назад
Ini ndagere nawo bt handina problem naye zvakangofanana nemazimba Hawazi wese wanodaro
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 месяцев назад
Wafa wanaka ndochokwadi dai tete vakaitawo munhu kwaye dai vari vapenyu,zvekublamer muforeigner rava drama vanganiko maZimbo akaroorwa nemaforeigners haiwawo hunhu hwemunhu chete ndiwo wakaipa
@mo_ink1452
@mo_ink1452 5 месяцев назад
Ndiwe wega... vanhu are 1 sided. Izvozvo zvekuti kundi vigira mukadzi ndopanotanga drama
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 5 месяцев назад
Ukazvi cheka nebanga ne mistake unonzwa pain kuzoti ku tigimurwa nebanga panyama nhete 😒😒😒. Rest in peace tete
@AnnahDhabu
@AnnahDhabu 5 месяцев назад
Zvakaoma weduwee imi munoroora maSA makamboona vari midziyo yemumba hr vanhu Ava kuuraya havatye vanotoona vanhu sehuku
@zanelencube8003
@zanelencube8003 5 месяцев назад
Yooo ndarwadziwa veduwe 😭😭
@FADZAIMpofu
@FADZAIMpofu 4 месяца назад
Hmmm kuroora mu southAfrican vakabhaiza bhudhi ava vanoda zvehondo masouth African aya .
@mumugurure481
@mumugurure481 5 месяцев назад
MaSouth Africans haaone maZimbabweans sevanhu
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 5 месяцев назад
Taura hako kangani maZim achipiswa kuSA havatidiko kungoita any mistake vanorova mose muripa area iyoyo
@alicejakachira9684
@alicejakachira9684 5 месяцев назад
Mombe nedhongi hazvirime pamwe chete roorai vekumusha kwenyu
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 5 месяцев назад
Sly Media thank you very much for updates keep up 👍
@bongimasaa8257
@bongimasaa8257 4 месяца назад
Muchatobaiwa mese,even murume wacho achatobaiwa dzingai mhondi.
@LadyPillarOfficialLadyPillarOf
@LadyPillarOfficialLadyPillarOf 5 месяцев назад
Vanatete dzikamai murikuzviwona kaizvi tete tiri varoora but ngatisa shunguridzane vanhukadzi chiiii...
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 5 месяцев назад
Ma South African momaziva mushe here imi
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 5 месяцев назад
Sei uchifunga kt vana tete chete ndovega vanoshungurudza
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 5 месяцев назад
​@@vivianmugowa3918bvunzawo
@rufarogudo
@rufarogudo 5 месяцев назад
It's not abt tht noone deserves to die zvakadaro veduwe angave murora or tete vanhu ngavadzidze kutaurirana chete
@plaxedesgariyano3304
@plaxedesgariyano3304 5 месяцев назад
Pane varoora vanoda kutonga stereki respect pamba pevanhu inodiwa varoora
@TakwanaFanuel
@TakwanaFanuel 5 месяцев назад
Misha umwe nemumwe ane mutemo yake manje ana tete vanonetsa varoora
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 5 месяцев назад
Zvokuzosvika pakuuraya tete hre haiwa hino wagonei ngozi plus jere vachabva Joni vachiuya kuzoona munhu mujere kna vanhu matadza kunzwisisana paradzanai
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 5 месяцев назад
​@@LindaMuzendaBvunzawo hako dear, shuwa kuuraya munhu ngaagare kujeri hupenyu hwese
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 5 месяцев назад
Besides that vakadzi vejoni havasi vekuroora weee vanongoda kty varoorane pachavo ikoko mabhinya
@Actorshito
@Actorshito 5 месяцев назад
Endai mugare mega
@WendyJangara
@WendyJangara 5 месяцев назад
Haaa ndazwira tsitsi kunehanzvadzi yatsva kwese kumusana nekudumbu..uku hanzvadzi yake yafa ukuwo mukadzi wake amujeri
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 5 месяцев назад
Apa kudzoka kusouth hama dzemukdzi kugochwa uri mupenyu matayi akamumirira
@priscambodza9658
@priscambodza9658 5 месяцев назад
Ane achienda kodii anongovaisira message of what happened otosiya uyu kujeri ochengeta mwana wake nevazukuru vake
@MariaNyahuma
@MariaNyahuma 5 месяцев назад
Kana wakuda kurora endai kumba pliz zveJoni siyayi vanotemba nemapanga Ande zvehondo ndozvavanogona manje kuno zviriko
@TrustKhumbula-ii3qn
@TrustKhumbula-ii3qn 4 месяца назад
Imba ndeye mwanakomana musoro bhangu
@BlessingMadimbu
@BlessingMadimbu 5 месяцев назад
Muroora yaive mhondi kujoni
@sithabilemoyo-t1h
@sithabilemoyo-t1h 4 месяца назад
Sylmedia mozotiunzirawo muroora wejoni tinzwewo divi rake, asi chinhu chinonzi kuteura ropa hachina kunaka zvachose
@nnyarry
@nnyarry 5 месяцев назад
Returning solder rine zvarakaita zvakatuma muroora & muroora is very young vanenge vaimunyanyira,
@Actorshito
@Actorshito 5 месяцев назад
Chero hazvo asi ungabaya munhu hre askana
@EmmaMugwagwa-o2g
@EmmaMugwagwa-o2g 5 месяцев назад
Kuuraya munhu kumasouth africans hachisi chinhu chinorema ichi.MuZim airoorerei mus.african maZim apera here.Hezvo mabairwa hama.
@EstherMusekiwa-k6o
@EstherMusekiwa-k6o 5 месяцев назад
Hanzvadzi dzedu idzi dzino da ma south Africans chiiko honai manje
@MissP-by2su
@MissP-by2su 5 месяцев назад
Vanovada zvisingaite apa imbwa dzevanhu
@rutendomakope1207
@rutendomakope1207 5 месяцев назад
Sa hwira ataura mashoko anovaka
@petronellanyashasahumani1839
@petronellanyashasahumani1839 5 месяцев назад
Muroora uyu imhondi pamwe Hakusi kutanga
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 4 месяца назад
Obvious
@carolmakaza9625
@carolmakaza9625 5 месяцев назад
Manje Jeri repa Zim achariona hake anoti mu Joni munoonekwa TV munhu ari mu Jeri … achaudza vamwe
@mazvitamwanaka5341
@mazvitamwanaka5341 4 месяца назад
Uyo here ndiye achadzidza zvake, agoti chipoko chatete, agoti kupihwa mambama kujeri nevamwe vasungwa, agoti kuitwa maid, vanhu nekushungurudzwa kwavanoitwa kuno haaaa anochiona
@CarolineMurapa
@CarolineMurapa 4 месяца назад
True
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 5 месяцев назад
Vavakidzani vskatadza kuyananisa ..I think vakatoti anoda kurohwa tete ivava
@LindahPheobe
@LindahPheobe 5 месяцев назад
Sahwira anotaura zvine dzidziso
@Loveness-rs4le
@Loveness-rs4le 5 месяцев назад
RIP tete hanzvadzi kana tozogara ma South Africans havana moyo vanehutsinye husingaiti nyangwe tichishanda navo vari bully
@FihlieMpelah
@FihlieMpelah 5 месяцев назад
Kuno joni munhu akauraya munhu,anosara kuvigwa atoopanze soo havazvokoshesi but zim ichamuticha lerson
@EmmaMugwagwa-o2g
@EmmaMugwagwa-o2g 5 месяцев назад
Akatopadzoka lucky
@thandiwencube2533
@thandiwencube2533 5 месяцев назад
Sorry vanhu bamwari kwakaipa shemu
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 5 месяцев назад
Zvakaomawo shuwa 😢
@tineyidombodzvuku067
@tineyidombodzvuku067 5 месяцев назад
Hazvishamisi kunzwa kunzi murume ndiye aipaka mukadzi wake mashoko akaipa
@ropchipondamoyolity
@ropchipondamoyolity 5 месяцев назад
Pavhengere apo zvakaoma
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 5 месяцев назад
Nyaya dzemutownship idzi .....zvakaomawo
@gracengundu
@gracengundu 5 месяцев назад
Zvakaoma sure,may her soul rest in peace
@pamelamakombe
@pamelamakombe 5 месяцев назад
😢😢😢😢 apo vakabaiwa ihama yangu sure zvakavoma
@quillamaahmukwanda9139
@quillamaahmukwanda9139 5 месяцев назад
Sorry love
@kudziemuuduri4950
@kudziemuuduri4950 4 месяца назад
Nematambudziko dear so sorry
@leemut04
@leemut04 5 месяцев назад
Chikurubi will humble her hakuna tv kana kfc she will eat cabbage nematemba zvaka boiliwa,,maSasco havazezi kuuraya mnhu zvavo manje chikurubi haisi polsmo yeku kappa nxaa dai vakapisa nematayi or peturu zvavanotiita kuno.
@josephmukoni8139
@josephmukoni8139 5 месяцев назад
this is so sad un believable
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 5 месяцев назад
Akauya nebhinya kuzouraya hanzwadzi sikana..shame..majoni Joni aya
@jah13765.
@jah13765. 5 месяцев назад
Is she a south African or Zimbabwean met in S.A
@constancedube
@constancedube 4 месяца назад
South African
@BeverlyJongondi
@BeverlyJongondi 5 месяцев назад
Imi mabrother edu vakazi venyu vemujoni munotovaziva coz imi chaivo munenge muchiitwa simuka tienzane mogarisa vakadzi venyu nevamwe dzidzai kugara kwenyu moga nokuti ndozvavonoda
@TendaiTafirenyika-y3m
@TendaiTafirenyika-y3m 5 месяцев назад
Murume ataura sasekuru ndomuziva nhym shame zvinorwadza vakadzi vejoni mabhinya
@HappyAstronaut-me5xn
@HappyAstronaut-me5xn 5 месяцев назад
ndrwadziva in .RIP dorothy
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 5 месяцев назад
Aaahh shiri inotora huswa kure haitore mumuti mavakira
@perkinsmarwisa5533
@perkinsmarwisa5533 5 месяцев назад
Maxhosa anofarira violence nedoro, 90% yemaxhosa vanonwa doro, kutanga from 9years vanenge vakutohurova, tusikana twacho tumahure and very beautiful but not for marriage, kurova uchingosiya, havatye kuuraya munhu at all
@Actorshito
@Actorshito 5 месяцев назад
Nekukara nyama pamwe Tete wakaurairwa nyama
@moleennyakuromba1663
@moleennyakuromba1663 5 месяцев назад
RIP Dorothy my classmate past Joseph 😢
@VioletNkomo-d7n
@VioletNkomo-d7n 5 месяцев назад
Roorayi vematongo
@sanelefukutwayo1243
@sanelefukutwayo1243 5 месяцев назад
Family house ngaive yekunosangana painemaGatherings nezvimwe. Otherwise umwe neumwe mwana ngaavake pake. Kwete kuti vana makura moramba muchigara imba yevabereki nevana venyu
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 5 месяцев назад
Banga racho anomboribata Seiko nhai imi
@TariroZimucha
@TariroZimucha 5 месяцев назад
Murume ndiye asara kuuraiwa, sasko haritye vanouraya vanhu sehuku ende kwavari hakuna ngozi
@PreciousMukoko
@PreciousMukoko 5 месяцев назад
Musanyeberwe nevarume vanoti handipindire nyaya dzevakadzi,ndivo vanotorwisanisa vakadzi.anenge achinyeya nevakadzi ivavo seperately.inhubu murume uyu.
@beatricenesu2228
@beatricenesu2228 5 месяцев назад
Zvakaoma yatova ngozi iyi. Ende hama dzake muroora uyu zvichaperasei . Haa nyaya iyi yakaoma. Varume vachinyanya kuda ma foreigner aya
@quillamaahmukwanda9139
@quillamaahmukwanda9139 5 месяцев назад
Ini ndinaye wangu anaye muzimba vakanetsana 2mins banga abata
@linchinchinx4299
@linchinchinx4299 5 месяцев назад
Basopo ikoko chenjerai
@WynnHotel-mz6th
@WynnHotel-mz6th 5 месяцев назад
Interviewer haagone hake
@tungamiraingazimbi635
@tungamiraingazimbi635 5 месяцев назад
Chokwadi hako kana kutiudza Zita
@mo_ink1452
@mo_ink1452 5 месяцев назад
​@@tungamiraingazimbi635mazita anotaurwa kana mhuri tabvuma. 2 kana accused apinda mu court
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 5 месяцев назад
Varume honai mauraisa munhu nekuda kunzi ndaroora mukadzi wejoni sure kundotora Ngozi kuudza mumusha
@berthapaison7905
@berthapaison7905 5 месяцев назад
Vanhu vemuno Havana moyo and havatye kuuraya munhu bcz it's normal to them
Далее
Как не носить с собой вещи
00:31
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46