Тёмный

The Bedroom Gospel according to Mai Gunguwo 

Leo Gumbo
Подписаться 16 тыс.
Просмотров 529 тыс.
50% 1

Funny Zimbabwean Shona Pastor on Marriage advice for women and how to be a good wife.

Опубликовано:

 

10 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 191   
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 10 месяцев назад
gud mharidzo mharidzo iyi inovakadzimba asi mazuvaano vanwe havachataura mumakereke umu vanofunga kuti muteuro ne ndovega unomisa imba dzidziso iyi yakakosh👏
@tafadzwangwerume5362
@tafadzwangwerume5362 9 лет назад
Amen Mai Chitau tinotenda nedzidziso yakanaka.hazvina ndakawanikwa Kate..hazvina ndinoziva izvi...mwari akuitirei Nyasha......wise words indeed.
@guruvanniekerk19
@guruvanniekerk19 6 лет назад
Vanonyanyisa
@kennethndiraya8015
@kennethndiraya8015 9 лет назад
many marriages had been destroyed because of lack of knowledge! iri ndiro vhangeri renguva yokupedzesera chaiyo. but pama mini skirts apo!? now the problem is akutopfekerwa kuti munhu afambe achinyengwa hake nevarume mumugwagwa umu. but if one loves and performs his/her matrimonial duties, then all families will live happily. Matanda nemachongwe awanda mudzimba umu. thanks mother nedzidziso yakadai. problem ndeyekuti machurch anhasi are preaching tithes and giving only. the pastors had since forgoten kuti kupa kunotangira parudo. Rudo ibonde riri heavy and heavy and healthy! BIG UP MOTHER.VANHU VAPARARA NOKURAMBA ZIVO!
@belindamugovha7481
@belindamugovha7481 8 лет назад
kutsvuka maziso kunge mbudzi yemupiro
@kennethndiraya8015
@kennethndiraya8015 7 лет назад
kkkkkkkkkkkk, gara wakadaro kuzenge uri mwana sikana ucaha zviwonera kana zvauya kwako.
@letwinnyamadzawo7562
@letwinnyamadzawo7562 9 лет назад
its nt rubbish she is teaching couples that's wat pastors r supsd to do hapana chandaona chavakatadza
@mrstevemoyo6777
@mrstevemoyo6777 4 года назад
Hallelujah mai, perfect counsel! God bless you, keep it up
@alexiomuzinde1688
@alexiomuzinde1688 10 лет назад
if we had people like her we would not suffer unwanted teenage pregnancies and sexually transmitted disiziz its actually good to make people aware. If all the guest are above 18 then there its good there is no problem. There are programs like that even on national radio stations
@priviemcspice
@priviemcspice 8 лет назад
+Alexio Muzinde amen to that
@charitymagavu6152
@charitymagavu6152 7 лет назад
Shalom tiparidzei amai tipone nemuzita nemuropa ramambo Jesu,Amen
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Год назад
Sounds like comedy but thank you for this very positive lesson to couples!!
@dzivapartial5136
@dzivapartial5136 7 лет назад
Thats great and all those who are saying mukadzi uyo ari kupenga are running away frm th truth.Its not gospel of jesus but its pure teaching zvepasi pano
@omvautobodyrightoffrebuldc8731
True hako iwe
@mathewchibaya4030
@mathewchibaya4030 6 лет назад
Amai ava vanofanira kunyora nhetembo ( nyanduru) , vongosiya zvinyadzi chete mudetembo
@patiencechivunge8515
@patiencechivunge8515 8 лет назад
its really true marriages are destroyed by all those things both man and woman
@brightmandizha4304
@brightmandizha4304 4 года назад
Good lesson mai gunguwo
@lorencesmkv
@lorencesmkv 9 лет назад
I she is very true coz they are so many things happening in the bedroom
@memberjuliustshuma3091
@memberjuliustshuma3091 10 лет назад
Well said mama kunyepa hakubetseri munhu say it like it is
@lynettemanyasha324
@lynettemanyasha324 7 лет назад
Member Julius Tshuma kkjg
@omvautobodyrightoffrebuldc8731
I agree with u
@sandilemkize1310
@sandilemkize1310 7 лет назад
i think she is good, isn't she?
@omvautobodyrightoffrebuldc8731
Very best
@janesibanda8619
@janesibanda8619 7 лет назад
thank you mother for your teaching ndaikumbirawo contact yenyu
@tembalamimusic
@tembalamimusic 9 лет назад
This video is really nice . Also Check out zimbabwean Gospel music from Tembalami.
@ruemateya1392
@ruemateya1392 8 лет назад
zvikulinker papi nhaiwe
@mbongenimoyour3084
@mbongenimoyour3084 7 лет назад
tembalami music
@tatendakuosa2863
@tatendakuosa2863 7 лет назад
tembalami music yako kumberi
@josephphiri8261
@josephphiri8261 6 лет назад
Tembalami
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591
III kudzidzisa a hakuna kushanda ASI rurimi hatina humwari panemataurite atinofanirwa kuita anezodzo
@user-be5gc5ww8s
@user-be5gc5ww8s Месяц назад
Where is this preacher now?? I am looking for her sermons
@clyvdhlovu7125
@clyvdhlovu7125 6 лет назад
jesu oenda ndozvaakati tidzidzisane here izvi
@sharontutani2713
@sharontutani2713 8 лет назад
I agree to some things... but lady is crass. don't agree when she says advices unprotected sex when one partner has HIV... That's wrong
@mirriamdube5162
@mirriamdube5162 Год назад
Musasekerera benzi richitaura zvinyaudzi
@kwarummond77
@kwarummond77 8 лет назад
mhamha pasara kadomasi hahaha mai chitau how can i contact you . ndikukutsvagai
@mabelmidzi9612
@mabelmidzi9612 8 лет назад
Shook mai Wangu vabatsirei
@jenetmariki1070
@jenetmariki1070 3 года назад
Kkkkkkkk oh my god l am finished my l can't laugh anymore my ribs are finish
@liltat7042
@liltat7042 4 года назад
Guys mai Gunguwo vane channel inonzi lucia Gunguwo
@elizabethzingwe964
@elizabethzingwe964 Год назад
Amen totenda ne dzidziso
@lomamareesa5409
@lomamareesa5409 8 лет назад
amen mai vaparidza avo
@makachawira9493
@makachawira9493 9 лет назад
Neniwo ndakanyara. Hapeno!. Jesu havana kusiya vadzidzisa vadzidzi vavo zvakadai. Isu maChristu hatina kudzidza Christu saizvozvi. Pauro akafamba kuvaroma shoko wakaenda naro , kuvaGaratia shoko wakaenda naro nyangwe thesaronika shoko wakaenda naro. Asi hapana patakanzwa achinyadzisira zvakadai.I am not being judgemental but iiiiiiii izvi handizvo ba.
@charitymagavu6152
@charitymagavu6152 7 лет назад
Mai chitau maita henyu nedzidziso tinotenda zvikuru
@langtonjourdanis1714
@langtonjourdanis1714 9 лет назад
great
@tichaonamutenaunga1434
@tichaonamutenaunga1434 6 лет назад
Yes I agree with you lets learn
@user-jb8xj4cy4m
@user-jb8xj4cy4m 10 месяцев назад
Powerful mother
@nerianezvivi8177
@nerianezvivi8177 6 лет назад
Taurirai vanhu chokwadi chengetai vabereki thanks
@nomajohwa1122
@nomajohwa1122 Год назад
Munodzidzisa asi kunyadzisira zvinonyadzisa panevanhu ivo varume vanoita zvakawanda hazvitaurwe kungozhinyura chete hapana dzidziso apo kunyadzisira ivo ndivo vanezvarikuvanza Gumbo panze zi Baba Rachel rakadyiswa navo vanoroya na Amwene
@ashymutandani9659
@ashymutandani9659 5 лет назад
Kkkkkkkkkkkkkjk vakutaura sure Mai avo vanhu ngatidzidzei pliz
@sandilemkize1310
@sandilemkize1310 8 лет назад
nyika yava kuguma vakomana. mhayi uyu!
@nomatternhuta3018
@nomatternhuta3018 Год назад
Yooooooo🙆🙆🙆🙆😱😱😱..ko asina kubisa aaaa
@SempaiChrisMasvingo
@SempaiChrisMasvingo 9 лет назад
Kana NYANGADZI yamira panzvimbo tsvene yakataurwa nemuporofita Daniel, vane Mweya nzverai.
@truthinacan490
@truthinacan490 10 лет назад
There is nothing to hide.
@chichimagobs8228
@chichimagobs8228 7 лет назад
I think vaiwa pa couples counselling
@anywaywilson7494
@anywaywilson7494 8 лет назад
Mwari ngaatiitire nyasha. lol
@renymanmasukume_files4950
@renymanmasukume_files4950 7 лет назад
This is not gospel at all. It's just a motivation speech
@judahmhlanga3434
@judahmhlanga3434 7 лет назад
chichrist hachina kufumuka. hakuna maridzo yakadora. isina nyadzi kurashika kwemunhu mukuru muchingoti amen
@glendermutaurwa5412
@glendermutaurwa5412 Год назад
Verenga Bible hama yangu ,zvirimo
@nombae8916
@nombae8916 Год назад
😂😂😂😂 thanks matova tete payoutube tabatsirik kuitira mangwana
@amyreidd5296
@amyreidd5296 8 лет назад
mai vanogona ava
@blessingkachuta1820
@blessingkachuta1820 8 лет назад
Amen
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 10 месяцев назад
😆😆😆😆😆🔥🔥🔥 mbavha yatotora
@memorymasarira7582
@memorymasarira7582 8 лет назад
Mwari tiwanzirei nyasha
@toindepimanyenyawafa4605
@toindepimanyenyawafa4605 9 лет назад
should be best on salvation
@priviemcspice
@priviemcspice 8 лет назад
basa rikapera munopura nyemba nematako musoro uchipepeta hahahahahaha dead with laughter mai vanobata garo ava
@MasimbaMusodza
@MasimbaMusodza 9 лет назад
She is crass beyond belief, but the, um, lady, has a point. She has a few points, actually
@edwickmvere818
@edwickmvere818 2 года назад
What if the husband is the one who is refusing the wife sex. Tiri kufane nyota mukumbo Ari mumvura
@nostalgiamavondo7546
@nostalgiamavondo7546 6 лет назад
Mai ava ngavaverenge vaefeso 4:29 abt vulgar anaro avaverengereo
@bettymadanha4326
@bettymadanha4326 9 лет назад
Iii zvoda kuri kuchina zvazonyanya wo izvi, zvino kana vongotaura zvesviro mharidzo yese vati vonoti vanhu vanotarisana sei
@evelynmuzira5344
@evelynmuzira5344 8 лет назад
Hazvina humwari izvi honai vamwe vaakushaya kwekutarisa. Beta mamwe mazwi kuataura kuchina not panevarume aaahh ngazvitaurwe aska voisawo mazwi arinani haiwawo
@RenicaChatikobo-yi1sf
@RenicaChatikobo-yi1sf Год назад
Thanks amai nedzidziso
@patrickmapfumo5823
@patrickmapfumo5823 8 лет назад
powerful teaching
@faithmunemwa12faithmunemwa79
@faithmunemwa12faithmunemwa79 8 лет назад
kkkkkkkkkkk kwakumberi
@thomasmashawi5614
@thomasmashawi5614 Год назад
ZVIRI SEI SEI 🤣🤣😂😂😂😂😂😂
@andasonchidembo7421
@andasonchidembo7421 4 года назад
God bless
@allantrwambiwa2654
@allantrwambiwa2654 10 лет назад
Mai Gunguwo kwava kumberi
@sikhangezilezinyani6333
@sikhangezilezinyani6333 Год назад
izvi vanofanira kuzvitauura kuchina chemadzimai chete,kwete pamacouples macouples anotarisana sei pachitauurwa zvakadai
@richardmudhadhadha5323
@richardmudhadhadha5323 5 лет назад
Ko panotaurwa zvadai pane mwana 8:15 vakomana ka
@charitymagavu6152
@charitymagavu6152 7 лет назад
Makanaka Jesu
@lloydchigodora9367
@lloydchigodora9367 10 лет назад
i do not have kind words for bad mouthing ,but the idea is an excellent one
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 6 лет назад
Ko kungoshandisa mazita asiri zvinyadzo nhai mai Chitau .munoshoresa
@tanyahmaisiri4267
@tanyahmaisiri4267 6 лет назад
Pastor T.M. Dai vadzidzisa vakadzi varivega kwete vakasangana nevarume bible haritendere izvozvo.
@alfamajuru5368
@alfamajuru5368 6 лет назад
I think i couples fellowship zvinotenderwa futi
@ephraimdongo6613
@ephraimdongo6613 Год назад
Amen mother
@stycsmurungweni1757
@stycsmurungweni1757 8 лет назад
atorerwa mukaka nabhudhi kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@ilaitiacaudre9151
@ilaitiacaudre9151 7 лет назад
blue video
@raynyakura7269
@raynyakura7269 6 лет назад
stycs Murungwenlmi
@horrorgamer5421
@horrorgamer5421 5 лет назад
Amen chokwadi
@chichimagobs8228
@chichimagobs8228 7 лет назад
kkkkkkkk misodzi yaerera nekuseka zvinyadzi zvakawanda but ichokwadi chavari kutaura. kkkkkkkk kkkkkkkk ndaspakwa nhasi. murume uyo arikungoti amen aaash andinakidza
@toni5ify
@toni5ify 10 лет назад
momz vakapenga ava!!!! lol
@makachawira9493
@makachawira9493 9 лет назад
Neniwo ndakanyara. Hapeno. Jesu havana kusiya vadzidzisa vadzidzi vavo zvakadai. Nynehead isu maChristu hatina kudzidza Christu saizvozvi. Cheiiiiii
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591
Mweya mutsvene varipo hre Ii zvinonyadzisa murume wamai ava u nonyara hake III ngazvitaurwr neumwari kutsanangura nerurimi rusinganyadzisi
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591
Zvonyadzisa izvi Zimbabwe yanyadzisa
@user-de8sh6uj6l
@user-de8sh6uj6l Год назад
Tatenda nedzidziso
@givemorechivandaidze1423
@givemorechivandaidze1423 10 лет назад
This not Mai Chitau and not Mai Gunguwo though it seems was a couples forum and teaching bad and foul mouth is not the only to make your audience understand!!! Vhangeri hakisi kutaura zvinyadzi Satan has so may plans to deviate pple from real salvation.
@memorypeters2925
@memorypeters2925 5 лет назад
Ndimai Gunguwo awa
@ivyieenmashaure1979
@ivyieenmashaure1979 2 года назад
Shaaa imharidzo ye varume nevakdzi vawo couples teaching
@petronellamanyarara2079
@petronellamanyarara2079 10 лет назад
Rubbish rubbish rubbish a realtionship has 2 people !!! husband and wife. If a man loves his wife as Christ loved the church this would not even be an issue !!! The problem today is men do not love their wives that way. Misha inoputswa nevarume kwete vakadzi !!!
@GrowthPrinciples
@GrowthPrinciples 10 лет назад
Which planet are you living in. Married women are also having affairs nowadays. Dzimba hobho dzapunzwa nehupombwe hwe vakadzi.
@dzivapartial5136
@dzivapartial5136 7 лет назад
Dont run away from the truth my c c ta.Its a fellowship not gospel..
@nomahlubifinca2166
@nomahlubifinca2166 6 лет назад
Come back to God fellow South Africans,our country has been attacked by the demon of corruption, it's not the time for pointing fingers to one another now,it's prayer time guys.let us pray for our beautiful country
@omvautobodyrightoffrebuldc8731
Inga imi vakadzi moputsa mega dzimba kunyanya imi musingatereeri
@MimmieManenji
@MimmieManenji 8 лет назад
hahahahaahahahh nice talk but wise words for women out there....
@charmainoffice9963
@charmainoffice9963 7 лет назад
kkkkkk atorerwa mkaka nabhudhi maiwe mandityora
@Wiseman-mn2ld
@Wiseman-mn2ld 9 лет назад
Great
@kudzayimuyiradima7955
@kudzayimuyiradima7955 7 лет назад
ameeeeeen mai gunguwo
@chichimagobs8228
@chichimagobs8228 7 лет назад
kkkkkkkk kkkkkkkk Hanzi dzokororo inesimba aaah mai kani kkkk
@jordanchikoo979
@jordanchikoo979 8 лет назад
demon of vulgarity, there are descent and modest words and ways of saying the same thing.
@109wanga
@109wanga 7 лет назад
Yes
@TechMaster011
@TechMaster011 7 лет назад
Kura iwe,,
@simonmelive3466
@simonmelive3466 6 лет назад
B Thanks be nice
@omvautobodyrightoffrebuldc8731
Kana achinzi haataurwe mawords acho akambotangirweyi musangano wevakuru siyayi vataure zvesviro
@amandarukasha5029
@amandarukasha5029 4 года назад
Kana vana vavo vachinzwa shit inotaurwa namai vavo vanotii sies
@omvautobodyrightoffrebuldc8731
Vamwe kuda kuita vana musande hee zvinyadzi she is telling it like it is , mazwi agara ariko havasiivo vakatanga nawo
@mazilankatha9411
@mazilankatha9411 9 лет назад
thats not mai gunguwo...its amai chitau
@simisongwenya6495
@simisongwenya6495 25 дней назад
Dai muchirerutsa mamwe mashoko amai , dzidziso haina kuipa
@tendainhamburo8881
@tendainhamburo8881 7 лет назад
amen ndasviramunhukkkkkkkk
@malutamulaudzi528
@malutamulaudzi528 7 лет назад
subtitles please
@eunicekondowe6231
@eunicekondowe6231 5 лет назад
Pakaipa
@gaspartiago3530
@gaspartiago3530 9 лет назад
Gosto disso mas também não pode mentir gato, Salgado Miguel camati
@honourchipumho2529
@honourchipumho2529 10 лет назад
ma1 chaiwo.
@admiregarikai6055
@admiregarikai6055 9 лет назад
zvakaoma
@faraidhliwayo3960
@faraidhliwayo3960 Год назад
Ko mwana Mudiki ariku tsvageiko panotaurwa zvakadai so😂
@mercygono341
@mercygono341 8 лет назад
kikikiki ma1
@marlvinekanduna2824
@marlvinekanduna2824 4 года назад
This is highly inappropriate even if you argue that it's aldult education
@nashzimbwa7748
@nashzimbwa7748 8 лет назад
Maiwhe Lool
@zaa19
@zaa19 7 лет назад
amen
@cleopasbaradze6985
@cleopasbaradze6985 9 лет назад
direct words . too much pride in preaching. i dnt think talents must b used like this
@Chokutidzvi
@Chokutidzvi 10 лет назад
This is not Mai Gunguwo
@rachelgunda4178
@rachelgunda4178 6 лет назад
Pane muface andaona abuda misodzi arohwa nevhangeri
@briansabbath7756
@briansabbath7756 10 лет назад
Umm ndanyar
@queenvee7204
@queenvee7204 Год назад
Varipi mhamha
@kingbellsmalvin9478
@kingbellsmalvin9478 8 лет назад
u cnt say that pamberi pevana
@mizzle68
@mizzle68 8 лет назад
Yowe!
@raggiekabichi9794
@raggiekabichi9794 8 лет назад
gug wani mhamha
Далее
Tombonzwawo zvinotaurwa kuChina chemadzimai 😂
13:27
ФОКУС -СВЕТОФОР
00:32
Просмотров 118 тыс.
Mai Gunguwo teaching madzimai
1:35:32
Просмотров 34 тыс.
Gringo (The Restaurant) Full drama
13:17
Просмотров 340 тыс.
Imhosva here kufirwa
3:53
Просмотров 1,4 тыс.
Jah Prayzah - Hossana (Fan video)
5:03
Просмотров 3,1 млн
Mharidzo parufu very powerful speech
8:55
Просмотров 230 тыс.
Ndudzi dzemheche part 1
45:36
Просмотров 217 тыс.
Evangelist Gwatidzo || Funeral Service
36:24
Просмотров 23 тыс.
Gringo Ndiani Full drama
51:40
Просмотров 579 тыс.
Evangelist Muparinga Preaching at a funeral
59:26
Просмотров 652 тыс.