Тёмный

The Simuka Sketch Show Season 2 - Episode 9 

Simuka Comedy TV
Подписаться 52 тыс.
Просмотров 3,1 тыс.
50% 1

Imagine bhebhi rinokunetsera kuti nditengero 2 peicer nema drinks richida kuenda out nema friends apo hamutombodanane. One day ndakazomuti iwewe hausi babe rangu, handina kumbobvira ndakakunyenga, ukungoramba uchindipa pressure and to me that simply shows kuti hauna chimwe chaunoda kwandiri kunze kwemari chete....ko hauna mukomana wako here...haa ipapo akabva atsamwa mwana wevanhu akatanga kuvava zvikanzi haiwawo ndezvako izvo ingoti chete hauna mari, sei wakubva waita kunge ndakukumbira 100 USD nxaa ma broke niggas munonetsa. Ndikamuti wakatombondikumbira futi mari ukasaidzosa then she said "I doubt kana ikadzoka mari iyoyo". Guys ndopandakaona kuti kune ma bhebhi ane zvivindi zvisina kana nyadzi. To all the guys reading this now.....if there is any girl close to you usatomboite eye contact naye zvako because ukangodarooo waenda! Run for your life.

Приколы

Опубликовано:

 

27 окт 2021

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 16   
@Chadyaniki
@Chadyaniki 2 года назад
Eish, the weather!!! hahahaha
@hopentete4405
@hopentete4405 2 года назад
Mukugona guys kip it up
@mrpeeone3378
@mrpeeone3378 2 года назад
Zvakaoma shuwa😂😂😂😂
@Tiriparwendo
@Tiriparwendo 2 года назад
so are we gonna pretend no one is seeing the chiefs badge🙈🤦‍♂️😂 comedy central musazodero boyz dzangu😂🏃🏃
@carringtonzakaria1535
@carringtonzakaria1535 2 года назад
First one ....z there a prize for the first *dove into it*
@adel-zw
@adel-zw 2 года назад
Eish the weather 😆
@jonathankahiya4540
@jonathankahiya4540 2 года назад
Haaa Toti paStuck Exchange unotikuvadza apoo kkk
@kariyekkalunga4059
@kariyekkalunga4059 2 года назад
The Stuck Exchange inondiuraya nemafacts 😂😂😂😂
@yoveeditors5502
@yoveeditors5502 2 года назад
😆😆😆😆
@celebrityventure6007
@celebrityventure6007 2 года назад
500 views in 2 days. Haa chinonaka chichiripo here apa
@mrpeeone3378
@mrpeeone3378 2 года назад
Zvakaoma shuwa😂😂😂
@blessingtmashanda6052
@blessingtmashanda6052 2 года назад
Kkkkk if Ngoma was a person , pundumungundu
@carringtonzakaria1535
@carringtonzakaria1535 2 года назад
Kkkkkk following the kingdom of God
@Chadyaniki
@Chadyaniki 2 года назад
But guys, mkoma Tonde season 2? How far?
@smurenga3237
@smurenga3237 2 года назад
Eish usaseka surname yangu. Murenga High 🤣
@mrpeeone3378
@mrpeeone3378 2 года назад
Zvakaoma shuwa😂😂😂😂
Далее
The Simuka Sketch Show Episode 6
40:13
Просмотров 3,5 тыс.
The Simuka Sketch Show Season 2 - Episode 8
39:24
Просмотров 1,3 тыс.
The Unwashen Hands Dispute
2:10:49
Просмотров 1,4 тыс.
African Young Entrepreneur"Ryan Katayi of FarmHut"
17:05
Assasination Attempt
2:21
Просмотров 20 тыс.
The Simuka Sketch Show Season 2 - Episode 5
37:15
Просмотров 2,1 тыс.
Высокий Питер😂😄
0:52
Просмотров 1,2 млн