Тёмный

This man alleges that he was speaking under the “influence of spirit medium” chanting ZanuPfslogans 

TechMag TV
Подписаться 118 тыс.
Просмотров 10 тыс.
50% 1

This man alleges that he was speaking under the “influence of his uncle's spirit medium” although he kept chanting ZanuPf slogans

Опубликовано:

 

9 июл 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 68   
@mujeyivic4032
@mujeyivic4032 17 дней назад
Uyo ane chikepisi che green anoda kumamiswa big time... Zimbabwe hapana kwainoenda ne horo dzakadai
@gracemupita1801
@gracemupita1801 17 дней назад
Iwe kwana iwe kuenda kupiko tagara hatifaniri kutomboenda
@GlobalSpotOn
@GlobalSpotOn 17 дней назад
Uyoo paakafa kambwa kanga kasati kavepo😂😂😂😂😂😂😂azokazivira kupi ngatigarire pasi😅😅😅😅😅😅
@crispenrakafa6255
@crispenrakafa6255 17 дней назад
New generation ipiko mitoriro yega yega itai mushe imi history makes the future.siyana nekushora your roots hausi murungu iwe
@user-di4hp6qi3n
@user-di4hp6qi3n 17 дней назад
Dai tichirega kuwanza mashoko ekushora zvatisina ruzivo nazvo. Zvinotora nguva refu. Uye munozoona angove ma video 📹 ari program yacho inotora nguva kuifambira . Uye zvakakosha kut zvakange zvagone munhu azovigwa nehama dzake . Kana mumhuri zvinhu zvinodzikama.
@CharlesDhliwayo-fj4nn
@CharlesDhliwayo-fj4nn 17 дней назад
APANA MUDZI APA NGAUYE KUNO NDIMUŔOVE😊
@user-us2kx3nl8c
@user-us2kx3nl8c 5 дней назад
Muchiita bsa rekushandiswa ne zanu
@Shikalyatombwe
@Shikalyatombwe 3 дня назад
Udzai Chris Mutsvangwa kana muri madhimoni echokwadi
@adonaiaswell6062
@adonaiaswell6062 17 дней назад
Vanhu veZANU PF vanofunga kuti Zimbabwe inezvituta chaizvo. Drama muriwanza
@ananiaschanaiwa9066
@ananiaschanaiwa9066 16 дней назад
Dofo rakazara madhodhi mumusoro haisinguwa yekutaura zcekare pano take knowledge ndoyakushanda
@MathewMusarurwa-pp6dt
@MathewMusarurwa-pp6dt 3 дня назад
Where were these people for the past 44years .kuda kututyisidzira vanhu
@gracezijena2598
@gracezijena2598 17 дней назад
Vapengo ava after 43 years years vachiriku humana nezve hondo vasikuona kuti generation yakabva ku hondo yakauraya nyika and irikuuraya vanhu ineutsinye avo vanozvipengesa vapengo avo Nyika ino ichanaka zvekare the New generation the education youths vachayigadzira chembere dzese time yadzo yasvika in 20 years nyika ino inege yachena God himself is going to clean up our country Time will tell vose ava vanohumana dzinege dzava harawa kusisina mwana mudiki anoterera nonsense 😮
@gracemupita1801
@gracemupita1801 17 дней назад
Zivai kwamakabva hamunakunzwawo here mauriro akaita nyika,mukosho unetsete
@elvismhangami3146
@elvismhangami3146 17 дней назад
Zvana zvinemukaka pamhuno izvi zvinoziveiko, mhepo ikumbobata vanhu vanganiko apo.
@MugoveGarikai
@MugoveGarikai 2 дня назад
Arikupengeswa ne Zanu Hakuna mudzimu wakadero
@mcbridemckenzie2102
@mcbridemckenzie2102 5 дней назад
Migido yeZanu PF manje ngavaite shoma anambwa ava
@fireflex3896
@fireflex3896 3 дня назад
😂😂😂😂😂kokaimbwa ako karikumhanyisirweiko
@trustmuvax8810
@trustmuvax8810 8 дней назад
Dai akasvikirwa aibvisa hembe idzo 😂😂😂😂
@cleowayniemusic9431
@cleowayniemusic9431 17 дней назад
Dzonyepa idzo
@normankufonya7087
@normankufonya7087 11 дней назад
Hondo yakapera kare. Ngaatendeuke
@user-ev8ph5mw7j
@user-ev8ph5mw7j 15 дней назад
Handiteerere tsvina dzakadaro ini unoziva kana kutenga roll on iwe hapwa dzikutonhuwira vanhu
@user-no6cc8oc1p
@user-no6cc8oc1p 17 дней назад
Manje mamwe mawar veteran ndoanga ava kushungurudza povho futi nguva dzemaelection. Now vazhinji vacho vakafa vasina chavainacho vapenyu vari kutambura zvinosiririsa.
@LibertyTichaonaZimbeva
@LibertyTichaonaZimbeva 6 дней назад
Makaita basa guru mawar vt ,asi musakanganwa kuti takuda mabasa muzimbabwe makatadza izvozvo hapana chamakarwira nekuti hatisi kudya zvibetereko zvenyika yedu,zvinodyiwa nevatungamiri chete
@darrellchizinga2386
@darrellchizinga2386 17 дней назад
Mbanje nemitoriro ma1
@Chibi85Leonard.
@Chibi85Leonard. 16 дней назад
kubudirwa kwema zanU vanOto da kutonga spirit mediums
@JohnMarimbire-me4do
@JohnMarimbire-me4do 8 дней назад
Hondo yakapera kare mhani ..
@user-zg6mc2xt9c
@user-zg6mc2xt9c 16 дней назад
Makamwa mutundo..😅
@shemiemakaza9945
@shemiemakaza9945 14 дней назад
kkk hona uyo amhanyisa imbwa uyo 🙌
@nigelmakoni2813
@nigelmakoni2813 17 дней назад
Kumakorekore uko vakaramba kuenda kuchikoro njere ishoma tsvina
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. 7 дней назад
Batai murove...mutoriro unobuda
@GlobalSpotOn
@GlobalSpotOn 17 дней назад
Anoda kutsipikwa uyoo mosiya zvakadero😂
@giftndawana
@giftndawana 9 дней назад
Hondo ipiko yamoziva vakarwa hondo vakapera kufa kkkk hamuna chamoziva fodya dzega dzega
@abomavheraabomavhera2958
@abomavheraabomavhera2958 16 дней назад
Usatyise vanhu jah man
@sithulisiwendlovu1088
@sithulisiwendlovu1088 17 дней назад
Iyo tsvina zvayo haaaa mwari honai
@BhudhiTadzo
@BhudhiTadzo 17 дней назад
Zvese zvavanotaura zvakanaka bt hatingararami ne history chete , apa vakuru nevaita mikana vachiba mari ,dai masvikiro aya ari echokwadi ngaaudze vese varikubira nyika vasiye Kuba vaise hupfumi muvanhu nhamo ipere ,now kana svikiro raenda vonokumbira $ rechibatai munhu Kuma 2k haaa
@pamelamoyo6737
@pamelamoyo6737 17 дней назад
No handizvo uyo arikutaura mwana wasekuru vangu akagarwa nemhepo yekwa shangara hamwe doro hapfute fodya ane 24 yrs ,vakabatwa nemhepo dzevarwi vehondo vari 11
@methodmusendo7062
@methodmusendo7062 17 дней назад
Mmm haasi mamhepo here. My fear is that these statements promote violence at a point when we are suppose to be preaching peace. So the comrades who died for this country are happy with looting and corruption being done in Zimbabwe?
@Shikalyatombwe
@Shikalyatombwe 3 дня назад
Apa vana ve elite varimhiri vachispakwa
@tawandamurindi6875
@tawandamurindi6875 11 дней назад
iwe unei iweee izvozvi uchishandiswa kudaro kambwa zvako iwe
@Mudare271
@Mudare271 17 дней назад
Kumhata kwako iwe Hondo ipi yaunotaura yawakaona mwana mudiki
@chirashitamuka7534
@chirashitamuka7534 7 дней назад
Gen Z yeduwo iyi 😅😅
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 17 дней назад
I chokwadi vari kudya na Wicknel chivayo no vana vawo vachikanganwa vakarwa hondo vari,kudya vega😅
@MukokezaTangaMichael
@MukokezaTangaMichael 15 дней назад
Haasi mhepo uyo
@EddyKadira
@EddyKadira 3 дня назад
Munemakore .mangani murivegoreripi imi
@ExpertsCarpenters
@ExpertsCarpenters 3 дня назад
Varikutoitirawo kuti vawanewo mari avo inzara chete idzo
@AldermanPooks-dm7mq
@AldermanPooks-dm7mq 16 дней назад
Ma door tea
@emmanuelmahove9989
@emmanuelmahove9989 10 дней назад
Kambwa kakamudhaka uyo
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 3 дня назад
Ndekupi ikko kune vanhu vakano mama pfungwa mu toilet 🚽 vachisiya matuzvi mumusoro
@ianmpambovirgo3583
@ianmpambovirgo3583 3 дня назад
Dzungu chairo machende ako unozivei nezvehondo woda kuraramisa vanhu ne wrong history yenhema
@user-wm9vt7eo8h
@user-wm9vt7eo8h 16 дней назад
Kkkkkkk ropa renyu renaka
@user-ho3so3jb9w
@user-ho3so3jb9w 8 дней назад
Nonsense endayi munogeza uko basa rekunhuwa hapwa
@JaphetSigauke
@JaphetSigauke 17 дней назад
Ndomboo 😂
@user-wu1kg5ci8m
@user-wu1kg5ci8m 17 дней назад
Musatanyoko
@JohnMarimbire-me4do
@JohnMarimbire-me4do 8 дней назад
Chirangano cheyi unoda mari
@josephtombo9651
@josephtombo9651 17 дней назад
Kkkkkkkkkk zimba ma 1
@NyashaMbiroti-rn3gw
@NyashaMbiroti-rn3gw 11 дней назад
Mupengo
@Mpholosisndlam8675
@Mpholosisndlam8675 4 дня назад
Pfutsski wakadii kufa
@cuthbertmaswera2595
@cuthbertmaswera2595 17 дней назад
Vanopenga
@mujeyivic4032
@mujeyivic4032 17 дней назад
Imbwa yemunhu useless mabharanzi anoshandiswa ne Zanu pf kuvhundutsira harahwa ne chembere kumamisha
@Dzaruu8877
@Dzaruu8877 17 дней назад
Saka chasiyana chii
@lucillemukunyadzi6914
@lucillemukunyadzi6914 9 дней назад
Rubbish vanhu kuwunganira izvozvo.Vanhu svinurai mhani.
@user-uy6gr8vk3l
@user-uy6gr8vk3l 17 дней назад
Asi chii nhy
@tonderaipkunaka4788
@tonderaipkunaka4788 17 дней назад
Apa tsvina
@tongogaramashindi9702
@tongogaramashindi9702 15 дней назад
Une makore mangani
@IsaIsa-gh4my
@IsaIsa-gh4my 3 дня назад
K(kkkkk kkkk drama
@user-fp6qd7mk4o
@user-fp6qd7mk4o 17 дней назад
Pfsuke
@caydenvayce5037
@caydenvayce5037 17 дней назад
Rubbish is drunk
@PearsonChacha
@PearsonChacha 11 дней назад
Pfutsek nonsense
Далее
NYOKA DZAKAKOSHA TIINA CHAWA PA MAI CHISAMBA SHOW
50:31